Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Morning Mkoma Nashe..first to comment 😊
Good morning. Thank you
Vasikana dai muchinzwa izvi siyanai nevanhu vane mari please.munofira mahara.mari ine chitema
Whatever you do in light or darkness remember God the author and the finisher of everything
What goes around comes back around, karma is a bit*h watch the space!
Hey! ende zvakaoma shuwa, ndatya hangu
Iiii vasikana namatirai ma life partner unenge uchiti wawana murume izvo uri sacrifice yemhiko dzemungu yaaa nyika yakaipa iyi hmmmm
Kana aka uraiwa ne Maguma guma iiii-i. kana achataura Nemi Ku Hope , but fambai zve Ku Maprofita mhinduro dzikaita nhatu ndicho chinenge chitori chokwadi ichocho😮.
Saka unoreva kti haufe wakaroora asi unongoda mukadzi wekushandisa bedzi imboitayi henyu !
Wat i have learnt so far is tht hurombwa hunoshandisa human blood....ngazvigare hazvoo
Kumagumo kune Moto mukoma enjoy now coz your time is coming
First 🎉🎉🎉🎉
mamuka sei
Morning mkoma Nash
Ummmm pakaipaa saka uchashandisa Vana vevanhu kusvika riinhi nhai Itai henyu mhinduro ndijesu
I need to understand kuti saka anenge achimuda here paya or ipretense yoga yoga?saka some ppl have power over others nhai
Ummmmmm zvakaoma