Amai Vangu Vakandibira Brugwa ReMukati Vachipfeka Ikozvino Vana Vangu Vave Kungofa
Вставка
- Опубліковано 10 жов 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Veduwe pane akaitawo seni here, kukanda like ndisati ndaona video or premier? Ngatiisei malikes ❤❤❤
Nyaya iripachena iyi.Baba ava vakatya kunanga mai uroi vari vapenyu vakagara vschiziva kuti mai vavo muroi.Ungarega mai vako vachipfeka bhurugwa rako zvakamboitika kupi izvozvo.
😂😂😂
Ndakambonzwa umwe mkadzi achitaura kuti vamwene vake vanopfeka mashorts nemurume wake ndikazviramba but nhasi ndazobvuma
Mkoma Robert ndaisa maoko nebasa renyu 👏👏👏👏🔨🔨🔨🔨
Amai venyu vairoya, zviripachena, bcz munhu angapfeka chipfeko chemwana komana here😮
Journalist mawanzisa mibvunzo saka sekuru vanopinda padambudziko rinhi.? Imwi zvomoita sandimwi n'anga yacho. Tipeiwo nguva nasekuru nevarwere Please!
Mai Mumba I feel your pain Mwari ngavakuwanirei nyasha,mhuri yenyu iri kupa rara chokwadi 😢
Journalist, bvunza mukoma Robert kuti how does he manage the interviews kuma clients. Iwe uri kurebesa nyaya. Tarisa graph rapera sekuru vasina kutaura nevarwere. Iwe hausi murwere pliz
I wonder why he decided to interview them in the presence of Sekuru Chapola for so long and then not handover them to Sekuru as usual.
When you have Sekuru in attendance, we are more interested in what he says than what you say or ask. Otherwise just conduct such interviews without Sekuru around like always.
These people came to give background of their problems because they are in the process of receiving healing havasikuitirwa dare apo pay attention sekuru ndovatoti taura navo such that when they return nematestimonies it makes sense before and after, Dai raiva dare I wouldn't have asked questions but would have recorded and observed the proceedings. It is always good to be attentive to detail before choosing to be a keyboard warrior exposing your ignorance
Alahambulela sekuru
Kkkkk alahandulila 😊😅😅
Mkoma Robert 👏👏👏🔨🔨🔨🔨
Long time skr ndafara kukuonai .....Bba avo Mai vavo vairoya zvongori.pachena
Nyika yakatakura kurema Mwari weee tiitireyi nyasha😢😢😢
Mai ava vakaremehwa dai mwari avanyaradza
Achapola kusimba kusai❤
Plus sevana pa chivanhu chedu Amai mubereki. Havaigona kuvatsiura kana kuvananga huroi.Vaizoguma zve vazviparira ngozi yava8zopiswa zve.Zvinhu zvacho zvakaoma?😮😮😮😮😮😮
Chero vakatengerwa ndiko kt vagozvirega hr, kusangokwana uko
Allahamdililah Salam ualekum❤❤
Aslam malekue
@@chipomukonde8650 😂😂😂😂
Iyahangulila sekuru manga marova makadiiko.voice iro havasi mukoma Robert.
It's mkoma Frank Wesere
Yaaa umhlaba lowu zihlobo Uma Engela kwakumele acele kubomakot mybe eayesiyaloya abantwana
Mkoma frank mopedzera nguva kubvunza varapwa ipai sekuru nguva video yose muchingobvunzurudza toda kunzwa kuna sekuru isu
You can say that again.
Uuu zvakaoma mhamha vakasangana nezvakawanda mwari unokukundisai
Ko sei mambo mutasa vakavenga sekuru tasvu veduwe anzi vanonwisa vanhu mudzepete
Havana kuvavenga point ya Mambo ndeyekuti vasamwise vanhu zvinhu .
Maswera cey mukoma Robert
Mkoma Robert muri sei
Tengerai gogo zvipfeko chemukati
Taisa mawoko mudare
Tasvikawo
Umm nyika inorema chokwadi
Too much mubvunzo
zvimwe zvinhu hazvidi kuparuremedzo pasingadi ruremekedzo/kunyarara pazvinhu zvisingadi kunyararwa senyaya dzakadai,
mwana akakuudzai zvaakange aitwa nambuya imi monyarara again why ?
Ini zvakaramba kwasekuru ndiko muchiona vanhu tisisawandiriko inoenda ichichema Mari Yako kwasekuru ava 2times ndichidzokera kwavari just imagine from SA to zim kungonosiya Mari kuti vazvidyire nemhuri yavo ini dambudziko richikura
@Sinothile havana kana kukubatsira hre kana kuty zvakaramba kupindirana
@@SinothileCharezvaAah zvinhu zvinorwadza kunobatsirwa idambudziko wotsvaga mari woyenda woti zvangu zvayita wopihwa makwenzi wofara nyambiswa kwaani mari tayenda ichichema iwo wakudya mari for nothing apa wachidhura mahara
Makabvisa mariiko veduwee vanodhura zvakadii
@@CarolineMhike-kf7oi batai mkoma Robert Tapfumanei zvinokuitirai nyore maybe munobhadharariswa mari irinane or anokukumbirirai kt mubatsirwe mahara
Frank Frank, you're not doing any good here,you're taking the whole show, repeating questions
It's annoying boring, leave everything to sekuru.