Mwari hakunyime zvese chokwadii greatman anepfungwa dzakakura kudarika tumwe turume twatinoona excellent ndovanhu waifanira kuita ma president man Ava 😂❤
He is a man with a vision, a Greatman indeed and full of wisdom. People should desist from this negative notion yekufunga kuti being differently abled is disabled in every other area. Let's learn from the man who is doing well and supporting his family. You don't prosper by denigrating or pulling others down in oder to get likes on your posts, but we should celebrate the success of our brother like Greatman and acquire wisdom and knowledge from him through his achievements.
Thats great as yo name .wavapfidzisa vana mai nana baba besa .tsvee vanhu kuita zvelife yavo .takarasima nezvako.ivo vazhinji vanoda kuziva ndivo vacho vari kuchengeta vana vasiri vavo..pamberi nekuda mwana wako zvako iwe.
Greatman uri great zveshuwa. It takes a great mind to speak with such wisdom kwete zvanaAbhero ava
Disability doesn't mean inability.wise words.keep going❤
Waaaaal Greatman from my place Mhangura ndizvo am so proud of you great of Greatman.
God is great
🔨🔨🔨🔨🔨 dzako Greatman i was so very sad bro ....u are such a darling bro Gee
Proud of you my brother GREATMAN keep shining ✨ 🙏 support you 100%
Well done such maturity geeatman indeed wisdom yega yega
KKKK Greatmen chirema chinopisa chichirema kuita mapisarema bravo and may God bless your hustle BaKarren
Keep the boldness baba Karrane. God loves you and you are special in his eyes. Your music is an 💯 🔥 👌 inspiration to the Nation. God bless you 🙏🏼 ❤
l wish you the best in your Marriage greatman.Mazimba siyanai neku pindira mulmba yake izvozvo zvinei .Marwadziwa nei
Big Up Greatman vanhu vanongotaura zvasingazivi
Mwari hakunyime zvese chokwadii greatman anepfungwa dzakakura kudarika tumwe turume twatinoona excellent ndovanhu waifanira kuita ma president man Ava 😂❤
He is a man with a vision, a Greatman indeed and full of wisdom. People should desist from this negative notion yekufunga kuti being differently abled is disabled in every other area. Let's learn from the man who is doing well and supporting his family. You don't prosper by denigrating or pulling others down in oder to get likes on your posts, but we should celebrate the success of our brother like Greatman and acquire wisdom and knowledge from him through his achievements.
It's u who has that notion
Yes good boy. Be. a gentleman
Greatman zvemashuwa usachinjiswe hunhu nesoshari media zvako iwe
May God continue to help you overcome evil people 's words my brother
God bless you my brother. Your name is going with your personality. Be happy with your little family.
Keep on wth wteva ure thriving at Greatman ,tokupa sando
Great man wagona kurwira mhuri yako💪
Masha ALLAAH ALLAAH ni mkuu wa sie wote DUNIANI From Tanzania 🇹🇿🇹🇿🇹🇿
Thats great as yo name .wavapfidzisa vana mai nana baba besa .tsvee vanhu kuita zvelife yavo .takarasima nezvako.ivo vazhinji vanoda kuziva ndivo vacho vari kuchengeta vana vasiri vavo..pamberi nekuda mwana wako zvako iwe.
Greatman vanozvimiririra semurume ndazvifarira hangu
Sando dzako keep it up Greatman. Wapindura kunyadzisa nyika.vanhu havagone ku manager life yavo..l like the way you reply on family issue.
Greatman wapedza broo mwana ndewako 1000000000000% usaudzirwe
May God bless u and yr family you are such a great man like yr name
Chinovaremera 💕💕Like this baba Khàrani!Mwari ngavakupfuudzei mberi in your music ministry!
Weldone greatman lord protect u family and u plans
Gud answer greatman welldone gentlemen guy💃💃💃💃💃💃💃👏
Tiripo ku Dubai. Ndedzemudanga kubva pa nguzhi ku Mhangura. Love you Greatman
Sasi rako Great man haaa ndaseka
well speaking great man nyika ndozvairi
Well speaking greatman
Akuja marii yedu
Wise words Greatman❤❤❤❤❤
Mashaya nyaya dzekubvunza dai ndirini ndaikupai mbonje murimutumwa kudaro
Unogonesa kupindura may God bless u and yr family
Greatman my man,keep up the good work m a big fan.
Anorevesa. Greatman ndibaba chaivo
Dj sparks kusimba kunge Dhuterere kudai
You can say that again 😳
Ko chakabva kuroora zvee
Hanzi ndoda kuita saFantan
Kkkkkkkkkkkk
very few man stand for their families I love the way he stood up for his family. #Greatman
vaudze my man aahh vamwe vanhu they dnt kno hw to mind their own business but wants to mind business revamwe. thnx man keep yo fmly intact
Jus be strong man and keep it up wth ur life hustles
Sparks thanks one love chokwadi chataurwa nagreat man hoyooooo
Wow ,that's great, Tongai is a great father and husband . He stands up for his family . Keep it up man !!!
kkkkk chinorema thanks greatman i was shocked at fst
Greatman💯✌️..
Well spoken Greatman
1 munh Anotaura chokwadi coz vanhu vanzwa nekusvibisa mazita Ema celeb kune vanorwadziwa newe bt musik adhakwi ita yakuita greatman💞👊🇿🇼🇿🇼🇿🇼
Ahhh mashoko ako wangu uri munhu mukuru. I happy kunzwa uchiburitsa chokwadi sezvachiri pachena pawhite
Godbless yo hustle greatman
Great man a Wiseman. Urambe uine huchenjeri kudaro. Hukuru hwaMwari hunoonekwa pauri. All the best to you nemhuri yako.
Keep it up brother,brave and soft,God bless you
Vanhu siyanai nenyaya dzemudzimba dzavamwe mwari akakomborera Greatman nemukadzi achibva futi aisa mufaro mumba mavo wemwanakomana ndoti nezita rajesu mwari aropafadze imba yenyu
Nhai henyu
God bless you Great man
Sando dzenyu Greatman mwari akuropafadzei nemhuri yenyu siyanai nevanhu vanotaura kwavasina kuswera
Greatman urichibaba iwe wataura zvinonyadzisa vavengi
Nhasi vanyara kkkk vaudze chokwadi greatman
Ndokuti murumeka uku🎉
Am happy with this man Greatman he talks as a man
great response man
True God bless u greatman
You are such a great man like your name thank you 😂
Recorded many points from Greatman
Nice words from Great man
That's a good answer and a good massage to all the deval agents.
Wise words Greatman, makapenga
great message from the GREATMAN
God bless you my brother
Waaaaaal inspiration words you're a MAN
Big up baba Karani u are Great for sure mamiririra mhuri yenyu
May God bless him though I don't understand the language
Good response. We should mind our hokoso isu ma fans
Thanks Greaterman wapindura pachirume usateerere mboko
What a great man keep the burning you a star
Keep the fire burning
Dj sparks kusimba kudaro wukuita kunge munin'ina waDhuterere
Gomba harinamwana mukwasha usawonde ingoleza mukuwasha usawonde. The late Matavire's song pabatei ipapo handisirini ndakadaro
Greatman idya tafura vavengi varipo akadaro Mathias Mhere.....
Your maturity is great son mauncles dzidzai pamuonde
He is Great
Ongela kak🇹🇿🇹🇿🇹🇿🇹🇿🇹🇿🇹🇿🇹🇿🇹🇿👏👏👏👏👏👏
I support you my brother 💯
I salute u, sando dzoka
NICE ONE SPARKS WAKUPENYA
Ko ari kuita interview yacho akafanana naChimbetu zve ndiani
U r great zveshuwa
Murume uyu anotaura zvineungwaru kupfuura vafana vedancehall.
Sure usachinjiswe nesocial media
Djsparks,....ubududla 😳😳😳
Sensitive and emotional
Anofunga kuti ndiye anoziva kuti ndiye anoziva baba vemwana ngaachiuya navo chokwadi pfeeee
Kkkkkk cash and carry
Great man 🙏🙏🙏
Wow that's true
Kkkk hanzi vane 4ivavo hapana kana wake 😂😂
Greatman uno gona zvako kutaura
DJ sparks makasimba murudyei
Kkkkk sadza wena
Amen Greatman
I like great man
What happened to him?
Wow nice words Greatman.
Wise words
People must learn to mind their own business. Kusanyara kuno whoever published the bad story about Greatman mwana we muroyi.
Haaa Gman mufree spirit anotaura chokwadi
Greatman god bless u l love your music
Dj Sparks background track renyu iro heavy chibaba 🤜🤛
I saw this guy live for the first time today in Murewa with that wheelchair chirungu inongofamba yega isingapushiwe guess ine battery
Uri chibaba Greatman
Go go greet man😁
Chinovaremera 👏🏻💯
Wise words from Greatman