prophet miracle Paul _ amai vave ne nhumbu 3 dzichibva dzasvika pa 8 months

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 7 чер 2024

КОМЕНТАРІ • 53

  • @esmaelsecanidjo2723
    @esmaelsecanidjo2723 Місяць тому +5

    I say thank you Prophet for helping our sister
    Ame

  • @user-gy6dw5oy4h
    @user-gy6dw5oy4h Місяць тому +3

    Amen amen prophet amai ava vatizira kunemubatsiri hazvikoni hanzvadzi wasvika chaipo pachitubu cheruponiso

  • @sithembileshaba960
    @sithembileshaba960 Місяць тому

    Waita hako mwanasikana waziva kokutizira zvako zvatoita uye mudzi wanga uchikonzeresa wagoborwa. Thank u man of God 🙏

  • @LizzyMunaku
    @LizzyMunaku Місяць тому +1

    There's nothing too hard for God🔥🔥🔥🔥

  • @thewayofamen
    @thewayofamen Місяць тому

    Mbiri kuna Mwari munhu waMwari, wedzerwai makore kurarama nyika iponeswe❤❤

  • @user-cd5ib3mu6u
    @user-cd5ib3mu6u Місяць тому

    Thank yuu prophet

  • @abigailcharakupa8490
    @abigailcharakupa8490 Місяць тому

    Thank you Man of God

  • @Thobskyle
    @Thobskyle Місяць тому +1

    The prophet 🔥🔥🔥🔥🔥

  • @TangayiMucharuona-po2tn
    @TangayiMucharuona-po2tn Місяць тому

    Amen powerful man of God

  • @beautymakavanga
    @beautymakavanga Місяць тому

    Amen thank you prophet

  • @user-cd5ib3mu6u
    @user-cd5ib3mu6u Місяць тому

    Thank yuu prophet amen

  • @joymugwambi3819
    @joymugwambi3819 Місяць тому +1

    Uuuummmm tibatsirei mwari

  • @charlestruecolours-mt7gu
    @charlestruecolours-mt7gu Місяць тому

    Ndinokutendai prophet

  • @aliceteveraishe6989
    @aliceteveraishe6989 Місяць тому

    Zvakaoma hahuzivisi uroyi
    Vabatsireiwo Prophet orelse imba yemwana ingatozoparara nazvo Uhmm😢

  • @user-di8he1gt7v
    @user-di8he1gt7v Місяць тому

    Thank you God for your deliverance

  • @mmc307
    @mmc307 27 днів тому

    Ngavadzokere kumusha Mai ava vanoparadza imba yemwana

  • @patiencemberi4919
    @patiencemberi4919 Місяць тому

    Amen thank you Jesus

  • @user-uq2pj9jp6i
    @user-uq2pj9jp6i Місяць тому

    Uuuuuuum jesooooooo

  • @user-ys9ro3ty3g
    @user-ys9ro3ty3g Місяць тому

    Ummm tibatsireiwo prophet kuberekeswa usingazive zvakaoma

  • @rupiyaamos
    @rupiyaamos Місяць тому

    Miracles are manifesting at the arena of liberty in Jesus' Mighty name 🙏

  • @user-jj8st3il4v
    @user-jj8st3il4v Місяць тому

    Neniwo Profet ndikaita Mimba yemwana mukomana anofora mudumbu kana 9 months dzakwana ndibatsireiwo munhu wamwari ndinamatireiwo ndibatewo kana Ari matwins chaiwo kutsiwa mukomana akafira mudumbu . Ndinoziwa mwari ndimwari we restoration. Amen. I receive

  • @BiaBianca-qn5tx
    @BiaBianca-qn5tx Місяць тому

    With power of God 🔥

  • @GiftCalisto
    @GiftCalisto Місяць тому

    Zvakaoma

  • @wilsonmabhizamabhiza2867
    @wilsonmabhizamabhiza2867 Місяць тому +1

    ZVIRIPANAMAI AVO NEPAMUKADZI WANGU ZVIRIPOWO PROPHET MANJE MURIKURE MHANI

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Місяць тому +1

      Mukwidze bus or plane auye that's the best

    • @TanyaMuridzo
      @TanyaMuridzo Місяць тому

      Hamusati mave nedambudziko kna sanytsokukudzvanyai mouya

    • @user-jd2hg8qo8n
      @user-jd2hg8qo8n Місяць тому

      Taura hako wakaita dambudzoko panoita pafhuze​@@TanyaMuridzo

    • @TanyaMuridzo
      @TanyaMuridzo Місяць тому

      @@user-jd2hg8qo8n zvichri zvkavankira

    • @eustinamandigo1282
      @eustinamandigo1282 Місяць тому +1

      Muporofita ari kure nani 😂😂😂

  • @rossymugaranyemba5311
    @rossymugaranyemba5311 Місяць тому

    Yuhwii zvakaoma

  • @rayfordmandaza
    @rayfordmandaza Місяць тому

    Makanyanya prophet
    Aaaaaa

  • @inapotgieter2891
    @inapotgieter2891 Місяць тому

    Zviriko unonzi muterere pachishona mmmmm ndakoshiwa kuti baba vangu vaiti unoita sei kuti zvipere

  • @emoyo544
    @emoyo544 Місяць тому

    ❤❤❤❤❤❤❤

  • @debramango4050
    @debramango4050 Місяць тому

    There is nothing difficult for God

  • @WinnieTakwanhira
    @WinnieTakwanhira Місяць тому

    Help us prophet

  • @user-om6dl3hx3m
    @user-om6dl3hx3m Місяць тому

    Jesus jesus have mercy on us😢

  • @user-iy2tj2nh6p
    @user-iy2tj2nh6p Місяць тому

    Iiii zvakaoma izvi zvinorwadza

  • @MelaniaSimbanegavi
    @MelaniaSimbanegavi Місяць тому

    Eish munyika makarema umo this is so sad

  • @CathrineMoyo-rm7gm
    @CathrineMoyo-rm7gm Місяць тому

    ✨️✨️✨️✨️✨️✨️✨️✨️✨️✨️

  • @TanyaMuridzo
    @TanyaMuridzo Місяць тому

    Ummmmmm mwari tibatsirei 😢😢😢

  • @collenm8242
    @collenm8242 Місяць тому

    Ma1,

  • @emoyo544
    @emoyo544 Місяць тому

    Vmwe vnhu so

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 Місяць тому +1

    So sad nyaya yekuroya usingazive yakangooma zvino kana vachichiva mwana mucheche or mimba ko vavo vana vakavachengeta seiko shavi ranga risati ravabata here or vaisada kudya vana vavo.maita zvakanaka mauya kuchurch kuzosunungurwa Mwari vanokuregererai.

    • @kondoweropamark5243
      @kondoweropamark5243 Місяць тому

      Thats why ndichipikisana nestatement yekuti ko kana vachiriya vakadii kuroya vana vavo varivadiki....icho chokwadi chabuda zviriko

    • @shannelmatsaure7657
      @shannelmatsaure7657 Місяць тому

      Muchazvinzwisisa kana mapinda musituation yacho henyu

    • @user-om6dl3hx3m
      @user-om6dl3hx3m Місяць тому

      Ranga risati ravapo handi zvirikunzi zvakatanga pakafa baba vavo.So i think vakasiirwa

  • @ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb
    @ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb Місяць тому

    Famba famba

  • @user-nh2iq2nm6k
    @user-nh2iq2nm6k Місяць тому

    Kkkkk rovambira

  • @TafadzwaTafadzwa-km5kz
    @TafadzwaTafadzwa-km5kz Місяць тому

    Anaamai murivana amai vedu regaivo kuti roya

  • @Skopoandeverything
    @Skopoandeverything Місяць тому

    Zvakaoma hazvo

  • @rosemushambahwedza765
    @rosemushambahwedza765 Місяць тому

    Zvakaoma

  • @user-kl8hq3qe8t
    @user-kl8hq3qe8t Місяць тому

    Zvakaoma