Uyu wekuuraya sahwira wakawoma hako manje zvichapanduka hazvo ava vekuda kuchema murudo ava mopenga hre imwi ndiwe wega usati vakadzi iti ini ndiribenzi
#1Kukura chaiko ndhiko kwauri kufanira kuita. Dai mukadzi wako akati anodawo kuita mukadzi nemuNigerian. Muto wembeva mumwechete wangu. Ukasagutsikana hauna chaunovaka. I feel sorry for you, at least your wife can find someone better akangozviziva. Kura wangu. Zvozovei?
Hanty wacho akaponda vanhu akafawo, which means vari kuonana ikoko kunyikadzimu nevaakauraya. That means ngavapedzerane varipane ikoko, zvisina vapenyu mukati. Icho chiri kutaura pamwana wako iFamilar spirit, kwete mweya wemufi, chinozorodzwa through prayer and fasting, so your only hope is kuchurch kunonamatwa Jesu.
Kana usingachamudi siya mwana wevanhu kwete kutiudza kuti hee love iri soft ,ndikuudze uchamufunga murume iyeye usamubedzera nguva ne Mari yake musiye ayite zvarikuda kuita
Last confession- Chihure chiri kukuvava. Mapudzi anowira kusina hari zvedi. Ramba wakadaro, uchafa uri bitter uye denga riri kuresa newe hanzvadzi. Tsvaga rubetsero, you need counseling. Unotaura seunopenga. Sorry for being harsh
First confession musi wamuchachinjirwa kunzi wakandi rapper muchati baba nemuridzo
Uyu wemwana arikubudirwa kuna sekur varikuita nezve ngozi izvi vanonzi Mukotsanjere vatsvake pa UA-cam ipapa
Mukoma haisi good idea iyoyo mangwana munozochema imi
First,wakuda kuuraya mhuri nenzara mukoma hokoyi nenhamo
You don't regret nekuti unehutsinye muroyi wemasikati machena
Imi mukoma kwenyu kuri kuda mwana hr ...kuzim uko makasiya mukadzi nevana kt zvadii muite mushe imi haaa pfuurwai nezvinhu
Morning pano
Last conf wadii kusiya murume uyu uende kune ma banditi nhai 😂 zihure zibenzi
I wish kuwana murume akaita sewasisi ava mufunge ivo ndopavari kuda anombovachemedza zvakaoma
Last conf...why kutambisa murume nxaaa ISU vamwe tisina
1st conf musikana uyu uchamubhadhara for life siyana naazvo. 2nd conf iwe hausi mudzimu ingozi and hama dzakazvibata vakatosairira kwauri wakatqmbwa ten note. Fambai muripe ngozi harisi dhimoni
Chimhanye zvenyu mkoma muchazvidemba henyu aita chake ndihombarume😂😂
Uyu wekuuraya sahwira wakawoma hako manje zvichapanduka hazvo ava vekuda kuchema murudo ava mopenga hre imwi ndiwe wega usati vakadzi iti ini ndiribenzi
Good mrng my people
Mrng family
Bhudi ufuna ingane yani, wena ulomfazi lengane ekhaya, uzokhala kusasa, y ungabizi umfazi wakho labantwana back
Bamnini vemwana arikubudirwa nemudzimu yambiro yangu kwamuri ndeyekuti becareful pakurapisa mwana wenyu nekuti mukafqmba mumushongq mukurombeswa dai mabatana mese maripangozi iyi,asi ikozvino imboendai kuma prophets kana Miracle Paul kana T Fready.
Mafunga kusiya rudzi muno rusingafe rwakaziwa dzinza kwanai
Enda kwambo straight ndiwo vanozodeedza hama dzako...
Zvakaoma
#2 Pakaipa wena. Ndinoona sekuti ukatanga kuita kana kudzifambira nyaya dzacho zvinosungunuka. Taura nababa pavanobuda wokumbira chenjedzo nezvikwanisiro. Vanokupa gwara nerubetsero. Zvinoita ufunge. Taura nevadzimu vakubetsere, chemera rubetsero dzinza richenurwe. Kumbira kune vakachena nababa pavanobuda
Ayas zvakakuomerai sisi. Mapudzi anovira kusina hari sure
#1Kukura chaiko ndhiko kwauri kufanira kuita. Dai mukadzi wako akati anodawo kuita mukadzi nemuNigerian. Muto wembeva mumwechete wangu. Ukasagutsikana hauna chaunovaka. I feel sorry for you, at least your wife can find someone better akangozviziva. Kura wangu. Zvozovei?
Zvichakupa munyama zvaukuyita izvi siyakudya mari yemunhu usiri kumuda ndokudiiko ikoko
Zvakangooma hazvo veduwee in Mukoma😂Nash’s voice😅
2nd confession udza bmukuru sabhuku ..kana vakatsika tsika woenda direct kwamambo wovaudza kuty sabhuku ihama vakatsika tsika nyaya
Varume musangofarire kusiya vana pese pese motambudza vana imu
Ndipe hako murume wacho
Hanty wacho akaponda vanhu akafawo, which means vari kuonana ikoko kunyikadzimu nevaakauraya. That means ngavapedzerane varipane ikoko, zvisina vapenyu mukati. Icho chiri kutaura pamwana wako iFamilar spirit, kwete mweya wemufi, chinozorodzwa through prayer and fasting, so your only hope is kuchurch kunonamatwa Jesu.
1st caller she is cool and calm but able to say yes to a married man😏
Kana usingachamudi siya mwana wevanhu kwete kutiudza kuti hee love iri soft ,ndikuudze uchamufunga murume iyeye usamubedzera nguva ne Mari yake musiye ayite zvarikuda kuita
Last confession- Chihure chiri kukuvava. Mapudzi anowira kusina hari zvedi. Ramba wakadaro, uchafa uri bitter uye denga riri kuresa newe hanzvadzi. Tsvaga rubetsero, you need counseling. Unotaura seunopenga. Sorry for being harsh
😂😂😂anzi ndirumwe angu ne cobra😂
Murume uyo muchamudemba henyu kana musingamude mubudirei pachena kutori nasomeone arikutoshuwira murume akadaro kunze uko
Cc just the man alone if u don't love him, stop wasting his time, why are enjoying his money if you don't love him, be grateful
Uribhenzi musikana une mhepo ino kushandira. Ndimi muno chinja varume kuti vaite utsinye imi please musiyei as age munhu ari siriyasi kweti iwe
Kana usingade munhu wadii wamusiya pane kumu shandisa uchamufunga murume iyeye
1st confession. Hauna kukwana
Mukoma vane mwana ari kubudirwa nasekuru vachitaura ,mwana akatanga kutaura bvunzai kuti chititungamirirai tiende kuhama dzacho dzamakauraya ,moenda kunoripa ngozi dzacho zvikaramba saidzirai mhepo yacho mufamily menyu macho momo tione kuti havafambe kuenda kun'anga here haisi mhosva yenyu
1st conf; don't think with your body use your mind. These Southafricans they only need you when you working
Avo ssy vakushuvira kurohwa muchamuwana henyu thats when you will regret loosing this good man you are very selfish.
Nhamo dzosiya vamwe tiri kutsvaga varume vari soft vamwe vari busy kutsvaga varume vari violence
Muri kupfugamirwa coz you are providing ka nhai. Dai makangwata maita concentrate on your wife
Munoda v zvinhu mukoma pfira Pasi zvidyiwe neimbwa munhu yenyu ichafa ngenzar zvamKuda kuita izvi takaviga cousin bro yangu nekuda kwekudyiwa nemasasko takawana akangofir mumb BP kufunga Kut mhuri irikun suffer imi muchidyiwa hamudzidzs Makati SEI munondipa hasha mhani imi mukoma Kan musinga Goni kugar musin mukadzi makaendeserei gulez kuzim pamwe stove be aids imi Moda kungopind musin jombo chiiko chakadaro haaa imi kuon Kut mukamupa mwan munenge mapisiri dzidzai kune mutambi webhor mhani