Haa on your friend issue, it depends Kundai. Pamwe munhu wekuti akatombobatsirawo vamwe mari ikasadzoka. I have been through that myself, kare ndaipa mari but munhu kana zvake zvaita inenge yatove mosva kukumbira mari yako yawakamukwereta. It was so bad that munwe ayito ignowa ma message ne ma calls. Just to avoid you. Nyaya dzemari dzinonetsa. But its not always financial help people need sometimes its better to find out kuti chikunetsa munhu chii, and give in kind.
Powerful teaching
Keep it up Kundai newewo kutoparidzaso
Mwari poresai murume uwo onekwai Jehova
Is a teacher indeed
Chokwadi vanhu here vanotyisa
Ichokwadi prophet Amen 🙏🙏vanokuda unemari kana yapera vanokufuratira vose
Amen
Chokwadii vanodzidzisa zvechokwadii powerful vakatumwa na mwari kuzodzikinura vanhu sure
Ndirangarireyiwo Ishe Jesu Christo 😢
Mwari tibatsireiwo mutirwire kuvaroyi.
Amen zviriko
Amen ichokwadi chaicho chirikutaurwa ichi hama dzangu
Amen
Dai Mwari vatipawo moyo
Ndakambosangana nazvo ndapererwa nebasa imiwe zvinorwadza kuzoshainirwa nemunhu wawaimbobetsera
Ndozvinoita vanhu funda munhu umuzive
Kundai and ndokufarira zvakanyanyisa,wagona ukataura zvawakaitwa nehama yawakambo batsira,munhu imbwa yemunhu.Prophet munogonesa mwari ngakuwedzerei masimba
Kana neniwo ndofarira dzidziso yavo
Ndave ne hama Three dzinopupura kunaka kwavo avo vakasvika kwavari
Haa on your friend issue, it depends Kundai. Pamwe munhu wekuti akatombobatsirawo vamwe mari ikasadzoka. I have been through that myself, kare ndaipa mari but munhu kana zvake zvaita inenge yatove mosva kukumbira mari yako yawakamukwereta. It was so bad that munwe ayito ignowa ma message ne ma calls. Just to avoid you. Nyaya dzemari dzinonetsa. But its not always financial help people need sometimes its better to find out kuti chikunetsa munhu chii, and give in kind.
Asi mhuka inonzi munhu yakasikwa naMwari takamboiteiv vanokuda une Mari uye kna vorwara havabatike kna kukufonera zvinorwadza kufamba 60kms Kuti vasvike panzvimbo tsvene but vakunda vachanyara vachiona achidzoka back ndipo pavanotanga Kukuda kusvika kuvenga munhu kumufixer kusvika paposition iyi vehama tisadaro serious Jeso aketengeswa naJuda kna kumirirwa nemota chaiyo kna one
Anonzi kundai ane kakundibhohwa soo
Tendeuka hama, atori satani wauri kutendera mumoyo mako