Miracle Paul tsono vanonhonga, zvimwe zvese ma stories
God gives you more and elongated life.
Makawoma Prophet
I think this is very fare bcz vana vema boss vane tsika yokungoita Mutema rege wembada. Unobvisa munhu humhandara womusiya. Chero wakawana akabvisa humhandara but it seem like they have long tym togather and muchinga achongorara nemwana we vanhu chihure chamazuva ano.
Problem yaunayo ku interruptor video. Siya video i flowe.
@@SirKundTvpindurai vanhu bhoo vakutogadzira content yako tisu vanhu vacho saka dzikama
Chero Jeso pane pavaitomutsa vanenge vafa,dai musikana uyu aine chaanga akatadzira Munashe Prophet vangadai vazvitaura so vaona kut mwana uyu was loyal and faithful to this guy
This woman is faithful she has a 💓
Unozowanza nyaya pavideo
You gain subscriber
This woman had a heart for other
Kkk hazvisi bhoo mukoma ku mbunyikidzana
Unotodarika Ana Charles mabika wena commentary yacho urikuiwanza chikomana
🎉❤
He shocked prophecy but mhepo dzekwake dzaramba kubetserwa ndambowekana nemukadzi Uyo Mwari vanga vamutarira nekufara but zvekwake zvaramba ndambowekana zvisingabvire
❤
pane bande rikuvharwa namoms avo 😂😂😂😂 maybe vairova boss mazhets
vauki venyu ava.
Iwe unobhowa iwe siya video ifambe yega iwe zidzoro
Evan almighty
Mukadzi uyu maimushora but dai asina kudaro mwana wemurungu aizofa ivo vabva ku church..
Mother avo mambovablamer wani vanga vachiziya nyaya yacho
Zviri fear because ukawona muskana akuda kuzviuraya anenge akabviswa humhandara nemunhu iyeye
Content yako bhoo but almost 99% we are watching u not the content..improve your jonalism
Nhai hkol anenge achitoita kunge ndiye paul wacho zvinenge zvichibhohwa
Usanyanya kutaura iwe toda kunzwa waakuresva basa rako
Too much commentary
😅😅😅😅😅😅 hayaaz
U talk too much unosvota iwee,
Channel yako unoda support but if u tok too much kupfuura vatirkuda kuona we wont subscribe. Dnt waste our time listening to you bamdiki
kutaurisa urikunyanya Siya tione video plz