Sokostina tsvakai wenyu monorohwa kumba kwemunhu uko 6 months dzatoendera mahara Mainini 😅😅😅😅 Sorry hako zviriko At least it's only a heart break without pregnant or mwana
Sorry mwanangu but ndikuona kunge uchirimwana for varume. Chimbokura uye umbonyatsotambisa mvura pauri plus kumboitawo zvinemusoro rather than kudzingirirana nanabhangu ava. Breast chaiyo Inoratidza kuti uchirikukura hausati wanatsokura
"Muku feeler sei apaa"😅😅😅😅😅 unokuchidzira marasha Ryan
😅😅😅😅imimi chibaba ndikakubatai ndokubvisai musoro 😅😅
Kkkk
Wakanaka baby girl your skin is glowing black beauty siyana naye mbwa uyo haana chimuko
Zvichiri zve data here izviii?😂😂😂😂
Melissah apa zvadhakwa, bcz Sedrick ane mhuri nyake, wakakwirirwa mahara Melissah chirega kuda kuptsa imba yemunhu
Apo murume wemunhu anenge achidhonza round refu,babe rotogaya kuti ndikaroorwa naye ndonakirwa size .Apo anotanga abheura padheni, ozouya kwauri nyama dzisina kubatana...hiiwe
Watching from Cappa....chakafukidza dzimba matenga.Melisah chingoita wepiri.
Melisa wakanaka but hublack hwako hurikuda mvura yakati ohhh
kkkk veduweeeee
😂😂😂😂
muchati joiner kumbanje ne doro henyu
Ngaasavhundutsire Ryan ngaagutsikane kumba kwake akawana chaanowana tutsvaga iwe .............................
Unit J ..chitungwiza tichango pinda mudariro..kkkkkki hanzi zvichiri zvedata here izvi...😂😂😂
Ndicharohwa muchindisekerera😂
Just subcribed to this channel and ndukufambira mavideos acho ese 😂😂😂😂
Zve rudo izvi ini ndine moyo mutete handingazvikwanisa better kuita singuru 🤣🤣🤣
Kkkkmazvipira kuita single here
Dembembetembe gadzirisai nyika
Tikushanda 😂😂
I like kupererwa hanzi [( unovaziva hre vanhu vaunao kkk)],mjolo boiz sedrik 😂 love ur family plz kkj
Chokwadi
King Ryan our Zimbabwean King Ginger❤❤urikugadzirisa nyika wangu😅😅
Muchazvirega henyu,Ryan ndipewo # dzaMelisa zvako ini tsvimborume ndakafirwa nemkadzi last year
😂😂😂 hamusirimi vamwe vacho here imi. Hamutaaneka
Mototanga maproducer death certificate remukadzi wenyu
Ummmmm havasi vawe vacho hr ava
Another emotional damage 😢😢😢😢mjolo mjolo ziyakhala
Mjolo the pandemic 😂
Sokostina tsvakai wenyu monorohwa kumba kwemunhu uko
6 months dzatoendera mahara Mainini 😅😅😅😅
Sorry hako zviriko
At least it's only a heart break without pregnant or mwana
Watching from Capetown
Sokostina anaMancube kaah. Kkkk hanzi soko musadaro.
Anopenga muface uyu, hanzi chibaba ndokubvisai musoro kkkie
Hahaha zvekupenga izvo 😂
Sokostina vanoda kutondoita violence kwavanzwa kut kune pfut kkkk
Where are you watching from??
Capetown
Mozambique
brisbane,Ryan can u do a relationship test for me for a girl in zim
Port Elizabeth
botswana
😂😂😂😂😂😂😂 varume vevanhu kaaa hamupinde denga maitovimbisana dondo 😂😂😂😂😂 ndpa kutnda😂😂😂😂😂 musaende kmba kwevnhu monorohwqa mainni
Haaaa zvakaoma 😂
Melissa enda unogeza shaaa
Kakafitwa kunyeperwa aka
Hahaha zvakaoma😂
Penga maNcube. Hunganzwaro hanzvadi yangu ne boorangoma iro, penga iwe.
Apa unenge uchirohwa chiweti almost everyday chengetai zvikumba zvenyu vasikana
Haiwawo chinhu ngachirohwe kkkkkk
😂😂😂😂😂😂😂😂 wazondisetsa
@@esthertaylorchipayi9533 🤣🤣🤣
Kurohwa chinyu ichoice yavo haiwa tiregeyi zvedu
Chibaba pandokuonai ndoda kukubvisai musoro nepfuti😂😂😂
😂😂😂 can you imagine 😂
Sokostina my sister 1 blood ndarwadziwa
Sokotsina hanzvadzi yangu penga iwe usajairirwa mhani
😢😢mjolo yacho inemhepo chaidzo haaaa mma 2k muchazvirega izvi
😂😂😂😂😂 muchaiswa pfuti makuruwani
Hahahaha musandityire 😂
Ngorovawo 🤣🤣🤣
😂😂😂
Varume vevanhu vanofa rinhi tizorore isu🤣🤣🤣
Kkkkk v akuvhura hombe
Aiwa ngavafe vnhu ava 2yrs ndinaye murume wemunhu ndkanzi hndina mukadzi musi wemonday ndkangowona mhuri yese yasvikira paden 😅😅😅😅 vaunzwa nababa vye ndkunzi ukudanana nemurume wngu ini eeeee akandti ijaya ini ndkapusa unoziva iro rkungotarisa pasi
Haa immi chibaba immi kaa 😂😂😂
Chibaba imimi kaaa😂
😂😂😂 zvanzi Kana neniwo musatiise pamiyedzo
From South Africa
Hoyo🎉
Melissah ini ndinomuda First Farai song😅😅😅
😂😂😂
🎉🎉🎉 6 months dzaendera mahara
😂😂😂😂😂😂😂 uchabviswa musoro Ryan
Sorry mwanangu but ndikuona kunge uchirimwana for varume. Chimbokura uye umbonyatsotambisa mvura pauri plus kumboitawo zvinemusoro rather than kudzingirirana nanabhangu ava. Breast chaiyo Inoratidza kuti uchirikukura hausati wanatsokura
Watching from Gorejena Penyera Nyika Canaan Nyabira. Let me watch and drop another comment
Thank you so much 🎉
Kkkkkkkk kuricy ku cannan
@@Michaelmushamba274 Siyai zvekunyika uko muuye kuno. Kuno hakuna zvevarume vevanhu 🤣🤣🤣🤣🤣
@@properchando209 😆😆😆😆😆 kuricy ku cannan ndodakuuya kuzotenga fish monditendera hr
@@Michaelmushamba274 huya utenge but unoperera kugate. Ukapinda mukati nyaya yako unobva yapera kutongwa
Kkkkkk aaaayaaaaàh vasiiiiikanaaaaà woyeeeee chengetedzai turo twenyu
Come i drop my number,i feel shame for that girl 😢😢me im single since 2023😟😟😟😟
Melissa ndokudawo 😢
😂😂😂
Kkkkkk haaa muma relationship mukuchemewa
Maguts ana Ryan soo😂😂😂😂hanzi kana imimi musatijairire 😂😂
😂😂😂😂😂 Ryan kukuchidzra😅😅😅😅
Muchatijoina kumbanje siyayi zvekudhonza dovi ne stroll😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Do I need to stroll here 😂😂💔
Inonzi straw kwete stroll
@@drpatriciamushonga5411 🙌🙌🙌🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
muchatijoiner zvenyu kumbanje
Go Soko go kkkkkk Hakuna Soko yakapusa😂😂😂😂
Soko vatsamwa 😂💔
Kkkkk haapakaipa 6 month's relationship 6 years murelatioship kkkkk Teza nelife yako Mellisa
😂😂
kkkkkk kwanz chibaba mandisimudzira mhepo kkkkk
Melissa mvura ishoma kuita kunge kachembere chaiko
Sure😂
😂😂😂haa pabhaizika
Watching from capetown
U don't call Sokostina for nothing 😂😂😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣 varume vevanhu vauya kuipa
Vashata 😂
😂😂😂😂6 months in a relationship boom 💥 6 yrs in marriage it's bibiliking ziyakhala ke manje 😂🤣😂🤣😂🤣😂 ...... Melissa search another one wangu 😂😂😂😂
Ma1😂😂💔
@@kingryan_Official mjolo uyanyisa 😂😂🤸🤸🤸
@propro king ginger 😂😂😂😂😂❤
@@kudzaiantonio3136 njayam it's going banana's it's going crazy 😂
Maybe its the last hug😂😂
Mukaona vakomana vanonyepa vachiramba kurambwa, iti, tangawandibvisira mari uone Kuti, aripachokwadi here. Akaramba wosiyana naye.
Kkkk king mutofamba nemauto mufec uyu atsamwa shemu kkk
Kkk akutoda hondo neni😂
Angatsamwire kuda kuitisa mwana wevaridzi?
6months dzaendera mahara kk
Haaa zvorwadza ndati
Melisa ngaageze uyu😂😂😂😂😂
Taura hako coz ummmm
😂
Um mm mm hayaaa
king hanzi ndoda kukubvisa musoro ndanakwa apoo
Dzinoda kurohwa idzi😂
Haatozive kuti imhosva hombesa inogona kumiisa mujere. Threatening to kill someone, apa zvinotove nehumbowo hweFon conversation
Mukuru kaaaa mukuru wanguka 😅😅
Asi chiiiii nhai uuuuuuuu uyu handimupe mhosva
😂😂
Cedric ndochibaba hanzi ndanga ndichitamba
6 to 6 unoroya iwee murume unozviitirei
😂😂😂😂horror ndaty
haa ndaitomboda kuitrwao kwandiri ndokure chete this is fun😂
😢😢
Watching from Botswana ❤
Kkkkk haya Ryan hunza # ya Melisa titaure naye
I do not know shona but "---mandisimudzira mepo sounds" menacing!!
😂😂😂💔
Melisa geza geza
Ummmmm 🤔 ASI haana kugeza Moda ageze sei
Ngaandibate ndimudze magezero
Melissa mhanya speed, usabatwe futi. Ende mwari vanokuda.
Haaa zvakaoma ndati 😂
Ryan: saka manga muchida kumuroora imi mati no strings attached?
😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Mandisimudzira mhepo😅
It's too much 😢
Hahaha zvakaoma
😂😂😂😂haa mjolo ma1
😂😂😂 yaaa ma1 aya
Capetown takakubatai kuti bzvii
Thank you so much 🎉
Zvichiri zve data hr izvi?😂😂😂
Zve data here izvi😂😂
Melissa ari kutoda zvemurume wemuridzi.but why girl
Uyu muskana anoroweka akaenda kumba kwemukadzi
Chibaba mucharohwa one day
Hahaha ndiri safe
@@kingryan_Official nice bro l enjoy your show
Melissa arikurova game continue uyo
Haunyepe mellisa karikutoda futi 😅😅😅
Ane nhumbu here soko ava
Zvogona kutodaro
I love this channel motipawo part 2 ya Melissa
Guys is Ryan safe 😂😂😂😂
Hoyo🎉
😂 ma1 aya
Ryan uchenjere kupomorerwa pasi tamba vakachenjera
Sokostina ma 1
Ryan usatamba neLife yako iweww
Ryan mbaperi nebasa rako vanhu. Havana kuvimbika
zvichiri zvetata hre mkuru
😂😂😂
Hurai mufe😂😂😂😂