Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
iyi nyaya haina kutongwa zvakanaka ba.Ko indawa kutsikirira mudhara uyu kudaro.Vanhu vese vane matsamba ekwa sabhuku here
Hondo yeminda neyengozi. Dzanetsa kwachief mutasa.😅❤😅❤😅❤😅❤
Ndodzakawanda ikoko kkkkk. KwaChigodora kwakanetsa dzezvikwambo dzikapera kkk
True
I think lack of documentation nema proper pegs ndoikukonzeresa
Nhasi ndapihwa pa number 5 inga Mwari vakanaka chokwadi 💃💃💃💃💃💃
Munda wakatopihwa mukomana Ari New Zealand mudhara hapachina chenyu last dare pane akataura Shona ine chirungu .......wekuti ndatumwa........old man akadai onzi abve paakakurira.., mutasa akatodya uyo
Minda Ne Ngozi Zvanetsa Kwa chef Mutasa uko
First 🎉🎉 in 20 seconds
Waiyapo ere ❤❤❤❤
Minda nemuganhu zvanetsa kwaIshe Samanga.. zvinombofamba sei magariro evanhu after such long time
Huori
Ndavepo but more nyaya pliz
Indaba zomhlaba ziyahlupha shuwa
Baba ava kuexplainer kukuvanetsa varikuenda mberi vachidzoka shure. Ko chii chinoita kut munhu azodarika muganhu... Ndozvandakasangana nazvo hanzi munhu akzotenga kudhuze nestand yangu akatora my portion,ini andisati ndaenda kuzim koona wats going on
Number 5 muricy karanganda family
56mins nyaya yemunda yanetsa nzvimbo iyi apa murichembere mumwe wenyu achaenda kupi
Ndirikutsvakawo Munda kwa chief mutasa
Chief Mutasa ndipeiwo stand ndodakuzovaka shop ikoko kwenyu kunonakidza kugara uko
Ndasvikawo🎉
Maswra sei Dare
Chief vakaisa mari muhomwe apa
Number six😊
Nyaya yenyu ndeye makore here
😂😂😂😂
Hahahahah ndaseka hangu
Ko nhai baTaps ko Tsoka makavaisepi mazuva ano tavasuva
Ndaiyepo
First today
Number 9 tavepo
Nyaya yanetsa iyi
Dzeminda idzi ma1 chaiwo
😊
Ndavepo
Ko munyanga part 3 mati todii
Yakabuda mdhara tarisa pamavidz. Ese
iyi nyaya haina kutongwa zvakanaka ba.Ko indawa kutsikirira mudhara uyu kudaro.Vanhu vese vane matsamba ekwa sabhuku here
Hondo yeminda neyengozi. Dzanetsa kwachief mutasa.😅❤😅❤😅❤😅❤
Ndodzakawanda ikoko kkkkk.
KwaChigodora kwakanetsa dzezvikwambo dzikapera kkk