I know the prophet i met him wen I was so young kumasowe and she's right he was in the army and his masowe was in budiriro.... wow im speechless I didn't know thats how he died....
Mai vanonyepa ava, at first I truly believed she was being haunted, but paazodedza "mushakabvu" that's when it fell flat for me. Its either atorine zvake zvaari kids kuita to the hubby's family
fainess moyowachena pakavigwa shadow kwete ivo. Vachitori ipapo. That’s what happens in ritual killings. The real corpse is not buried to prevent the spirit taking vengeance. He has a very strong spirit to be able to come out like this even after what they did to him. He was really gifted.
is there a way this person can be contacted
Mazita evamwe haapihwe vana pliz especially ana ambuya anagogo sekuru tete no vapei ma new names avo ndatenda
Ko emu bhaibheri atinopa vanhu haasi Ana gogo nana mbuya here???
Ngatitii hunhu hwekuromba nemazita hwakaipa kwete kuti mazita anambuya nana sekuru vedu akaipa.
Nothing can overpower African spirituality
Except the ability to think logically and free onself from superstition
The blood of Jesus can
Joe Joetashy Afrika, yes there is something that overpowers African spirituality and all other evil spirits. It is called the Precious Blood of Jesus.
Makatendekashe Mutasah you should know and not believe .......Jesus??????
@@walterneshamba929 what are you saying?
I know the prophet i met him wen I was so young kumasowe and she's right he was in the army and his masowe was in budiriro.... wow im speechless I didn't know thats how he died....
Nehemiah aipindira ku Budiriro? Ainhonga tsono so?
Mai vakazobatsirwa here avo Tipei feedback
Mai vakazobatsirwa here ava?
kana akapondwa akakandwa muDam ko kuzoonekwa akazvisungirira pamuti haana kuvigwa here ??
I think calling her ‘possessed’ is a bit harsh. She needs help not to be labeled.
Weduwe zvinopisa tsitsi. Mweya watambura uyu. Dai abatsirwa.
Chivanhu chiriko hachipedzwe nechechi
Chinopera if go to the right church.This is a demon.She needs deliverance.
Ummm zvakaoma askana kouyu akutambudzirwei
Nyaya iyi ndakamboinzwa pa radio futi zvakaoma
True ndakatoti pamwe vanopenga nhasi ndakutoona kuti mukadzi musvinu nhai shame zvinorwadza izvi
Yakazopera sei nyaya iyi
So sad. What a terrible family to marry into🙆🏾♀️🙆🏾♀️
Hiiii veduwe gyz zvinonzwisa Tsitsi batsirai mkadzi uyu
Mai vanonyepa ava, at first I truly believed she was being haunted, but paazodedza "mushakabvu" that's when it fell flat for me. Its either atorine zvake zvaari kids kuita to the hubby's family
Nyarara iwe kana usina chaunoziva, bvunza isu vagari veKambuzuma
It's sad
Why did you dim some parts haiwawo plus you don't give feedback after maisa vanhu nxaa every one is asking kuti vakazobatsirwa here & no feedback
Pakaipa maybe kuti haana vabereki, ngaangoenda anoratidza coz atonzi anotungamirwa
Vduwee izv zvinonzwisa tsitsi shuwa kutambudzisa mwana wevanhu kudaro hazvina kumbonaka .
Ichokwadi chaicho madzibaba nehemia ndaiva ziva vakatombo ndishamdira ndikavana basa
Voice remunhu handiti rinochinja kana asutswa. Uyu haana kana kuchinja sei?
@Munyaradzi Nherera...and what is your point?..🤷🏿♂️ The same is still the same!!!
Kkkkkk
Yenda kwa sekuru kafera watambura mudikani
Nyaya iyi yakambo buda kwetete Kuda. Pakaita sekuru Shumba vakati vachano batsira
yhoo Mwari pindirai
Ummmm ndimadzibaba Nehemia veBudiriro ?? vekunzi vakazvisungirira
taura nyaya yako iwe
unotovaziva
But madzibaba Nehemiah vakafigwa vaiva muridzi wesowe ku Budiriro 2 ko varikutaurwa ndevapi ava
@@fainessmoyowachena6168 ini ndatozvi shayawo pamwe kufanana kwemazita toti. Bcoz zve sowe rataurwa iro ndiro ramadzibaba Nehemia. Ndozivawo zvekuti vakavigwa.
fainess moyowachena pakavigwa shadow kwete ivo. Vachitori ipapo. That’s what happens in ritual killings. The real corpse is not buried to prevent the spirit taking vengeance. He has a very strong spirit to be able to come out like this even after what they did to him. He was really gifted.
Vanamasango na Steven batsirai mama ava
Mroora tevedzera zvaunodzwa nemweya uyo chete inosungurwa please believe it
Murehwa yatova pamberi pakuroya kudarika Gokwe zvakaoma
Batsirai please
that is why africans are labelled as stupid unotambudzirei mwanawevamwe vanhu nhaimi....may the Lord Jesus save us
apa mweya wemutorwa wakagara pamukadziwo anga akaroorwawo.dai abatsirwa hake murandakadzi uyu asununguka hake iye paradzai azorora
Nyaya ichanetsa iyi pamutorwa. Dai vakazogona kuiripa nyaya iyi isati yaita ngozi yemuroora uyu
Ino ripwa how?
Munhu uyu arikuda kunovigwa zvakananaka after that arikuti vanhu vakandiuuraya ndovaziva uye ndicha sotana navo ndega
Komunofimburirei nyaya isati yapera
Asi chii nhai madzibaba Nehemiah vakavigwa vakatochemerwa ku Budiriro kumba kwavaigara pane nyaya apa
Shaaaa ndaiva ziva baba Nehemiah
Pekavigwa shadow kwete ivo. African science yakaoma.
@@rodneystoddard2014 me too iwe
Kwaakaroorwa mkadzi uyuka ngavaite mushe ngavasahwanda ngavanotora mwana murwizi kuzenge vanoita senge vakachekeresa sei zvinhu zvinongoda police vofushunura
Ndarwadziwa INI
Skha nyaya iyi dzika nayo toda kumuona achibviswa mu sewege
Iti ndoda kumuona achibviswa musewage kwete kuti toda....iwe nani?
Munyaradzi Nherera kkkkk
Am following and currently looking for muroora uyu..number dzaakandipa haasikubatika
@@Creative64 I just watched this now..The Nehemia wekuBudiriro 2 ddnt die in 1999 but around 2004
Aah munhu ndomuziva uyu ari kutaura, eeh aiva musoja, anonzi vandava
Tiudze masimba aakaurairwa?
@@Nickyfreeman19 aiva nesowe kubudiriro
Do not watch this in public. When she started screaming, it sounded like something else.
It's tough
Ndabvandanzwa mutsipa neni. Haaa chibhoyi chiriko akomana.
kana neniwo mutsipa wakutorwadza nechekure
@@blackjecha437taura hako, my anxiety levels went straight out of roof.
@S M TV Zimbabwe shuwa ka, scary stuff.
@S M TV Zimbabwe lolol ĺ9
True
Munyika makasenga
So sad💔
Aaah ma1
Hapanawo e vanokwanasika kubatsira mukadzi uyu asunungukewo nhy mwariii mmmmmmm wonai mweya yenyu irikuchema pasipano
Eish zvakaoma
Asi y achisvikira pana mainini???asingaendi kuhama dzake y??? Nekuti mai ava mutorwaka veduwee
taura hako
hanzi ka vakaita zvekuiswa, kwakashandiswa mushonga. inga zvataurwa wani
Dzimu chairo rino tsipikwa negama. Ngozi ino sairiranwa mumusha. Mai ava vakato sairirwa through connection yemazita akafanana awa. Hama dzemurume dzakashereketa dzika sairira mweya uyu kumuroora kuti aone moto zvisasvike kwavo. Hutsinye chaiwo. Manje ingozi yavari kupara pamuroora uyu.
@@PaloSant Ko munorevei kana muchiti dzimu chairo rinotsipikwa negama?Ini ndaita mudiki pashona iyi yakadzama kkkk
@@blackjecha437 I think vaida kuti hama inenge typing error
Murehwa ,murehwa, murehwa, what's happening there mmmm
Mmm dai vagara pane hama dzacho not muroorwa haaa
Eh sure weduwe,hmmm shame
handiti hama dzacho hanzi dziri kushandisa mushonga dzichirasirira kune muroora
Zvakazofamba sei
Zvakaoma
Ngavasadaro kovadiyi kubatsira
zvakaomà
Asi ivo vanoziva wani
Mmm shame..help her please
zvakaoma
Shame, zvinorwadza izvi
Zvakaoma