Exactly my mind... plus go and confess everything that happened if you want peace. I don't think it will hurt you to sell the house since mumba macho musinga gariki...kutsva netea isina sugar. Don't forget that if you don't do it it will stop naaah unosiira vana dambudziko. Sort out your mess now ❤
Nhayi zvenyu and it seems aftee all this hapana kudzidza kuti wat she did is not right becoz haungati Mari yekudzorera handina iwe wakatenga imba from that money. Tengesa imba udzosere mari yemunhu and most likely zvazvadayi wakuripa yaka Wanda kuti mweya wemufi uyu ukusiye. It's very simple Tengesa imba iyoyo
Iwe unoda kubatsirwa nei apa zvinhu zvingori pachena izvi vanhu seiko musingatyi nhy marwadziro anoita kutsvaga mari soo wongodya hako mari yemunhu afa apa akasiyawo vana vanoda kuchetwa waisanzwawo hana yako kurova uchishandisa mari yekashandirwa nemunhu afa shuwa ummm 🙌 *my advice to you udza hama dzake wotwngesa imba miri pamwechete mo share mari zvingato kubatsira* Apa unenge ndiwe hako wakatomuuraya wachiva mari yake zvino matsotsi haagerani
Hingati uri duzvi remumhu. Please be tenderhearted and reimburse mari yemunhu. Mufi ngaakuonese nhamo kusvika wadzorera mari yake kuhama dzake. Zimutakati!!!
Dzosera mari yemufu unoikwsnisa tora gore rose uchingoita zvamamuchiita neshamwari yako yakafa awunyari nhaiwe, nyara mani utikwanire dzosera mari aeukwaniso kudiii😊tengesa yimba iyoyo if usina mari yacho akuna kana munhu mumwe achakupatsira kusara kokudzosera munhu mari yake
Aaaah ndarwadziwa veduwe wakadarirei nhaiwee.tengesa imba iyi undopa mari hama dzake .how do you feel kt vana vake vari kurarama nei usadaro hama .plz do something or else achakuuraya ukaramba uchi egnowa kutaura kwake
Unopa hasha mbavha iwe haunyare,,, kutipedzera data nezvinhu zviripachena,,, Dai atoita kuti umuke evryday wakarara panze,, Bhadhadhara mari iyoyo uripe nemombe unokuvara ukasagadzirisa uchadya mu bin
You have a very big throat of greediness, you are saying you can not afford to pay back the money, yet you're looking at the house you built using her money, all you need to do, sell the house and divide into two the money, because interest. Ende hautosvodii.
Plz tengesa imba yawakavaka udzosere munhu mari yake .vana vake vanodawo kurarama ndoudyire hwatotaura dai uriwe wainzwa sei mupe mari yake pamwe ndiwe wakatomurwsrisa uchida mari yake coz dai usina udyire ungadai wakapa hama dzake mari kusvika wadzosera mari yemunhu
Iwe urimuroyi chaiye enda unopa varidzi Mari yavo urimbavha iwe figure unoriziva pamari yamakasever mupe half yacho tengesa imba Yako unobhadhara Mari yake
Waka poisoned munhu iwewe ukamuuraya why wakaita utsinyekudero tengesa that house upe mari vana vemukadzi iyeye .zvawakaita zvakuappear like ndiwe wakamuuraya
Plan yako, ukuda kutsipika mufi, hakuna iyoyo dzorera mari full stop
Dzosera mari ndokubatsirika kwako tengesa imba yako iyyo
Help.yaunoda ndeyei zimbavha iwe.just sell tbe house and give the relatives mari vachengete vana vake
Just change ownership of yo house to her children. Zviripachena izvi. Give to Ceader what belongs to Ceasar
Good idea! 💯
Nhai mainini kokutengesa imba mudzisere mari nhai
Exactly my mind... plus go and confess everything that happened if you want peace. I don't think it will hurt you to sell the house since mumba macho musinga gariki...kutsva netea isina sugar. Don't forget that if you don't do it it will stop naaah unosiira vana dambudziko. Sort out your mess now ❤
Nhayi zvenyu and it seems aftee all this hapana kudzidza kuti wat she did is not right becoz haungati Mari yekudzorera handina iwe wakatenga imba from that money. Tengesa imba udzosere mari yemunhu and most likely zvazvadayi wakuripa yaka Wanda kuti mweya wemufi uyu ukusiye. It's very simple Tengesa imba iyoyo
Very sad dzorerai mari amaini ku hama dze shamwari yenyu zvakaipa sure
Sell the house to get the money
Ipa vana vake imba iyoyo coz yatova ngozi mumusha
Sell the house and give the kids half of the money
Half hayichaiti mari yaka mature iyi
Ndiwe wakamuuraya iwewe. You killed her bcz wakanga wachiva mari 😢..... Ndarwadziwa 😭
Taura hako
Yah it saves you well, confess to her relatives & payback her money
Tsvakai hama dzemusikana iyeye wotaura zvirikuitka then wovapa imba wotochinja zita remba iyoyo its better utange kuroja asi uine rugare ini ndosaka ndisingadi zvemikando izvi especially muno muJoni l prefare kuzvikandira mugaba ndega than kukoka humwe yekuti ngatiitei mukando
Iwe unoda kubatsirwa nei apa zvinhu zvingori pachena izvi vanhu seiko musingatyi nhy marwadziro anoita kutsvaga mari soo wongodya hako mari yemunhu afa apa akasiyawo vana vanoda kuchetwa waisanzwawo hana yako kurova uchishandisa mari yekashandirwa nemunhu afa shuwa ummm 🙌
*my advice to you udza hama dzake wotwngesa imba miri pamwechete mo share mari zvingato kubatsira*
Apa unenge ndiwe hako wakatomuuraya wachiva mari yake zvino matsotsi haagerani
Tengasai imba yacho motsvaga hama dzake momupa mari yake l hope mkabvisa r63 000 yemufi munosara neimwe motanga new life ine peace
Dzorera mari yemunhu ndokuti zvipere ende unofanira kuudza hama dzake
Just give her children the house if not u have to pay with your life
Ngatokunetsa chaiko waiti wakangwara here enda unobhadhara Mari yake usatsvake zvisipo iwe uchiziva chokwadi
Tengesa imba mudikani coz achirikunyarara pamberi apo hauzoipedza hondo yacho
yenda kumusha. Kwake unotaura kuhama drake asati atanga kuuraya vana vako please
Kubatsirika kutaura nehama dzemunhu wawakabira mari yake
Better utovapa imba iyoyo nokuti kusvika waripa hauna zororo
Apa achiri kumbouya asiri violent ichasvika nguva yekuti uchadxitsvaga hako hama dzake
Dzidzai kugutsikana nekuva vanhu vakavimbika
Dai wakabuda pachena maybe ungadai wakatowana more blessings
Ruchiva
Usanyepera kuzungaira iwe uchiziya zvavakaita. Une moyo vakaipisa. Aumbofa vakagara zvakanaka mumba imomo kudzamara vagadzirisa nyaya iyi.Tengesa imba iyoyo udzore mari yavakaba.
Dzorera Mari iwe nhai hapana nyaya apa just tell the relatives what happened wovapa Mari or sell that house and give back the money
That's bad zvawakayita Dai achiuya neshamhu achikurova uri mbavha
Tengesai imba muripe ngozi yasara motenga stand
Humbavha hwakaipa
Wakatadza pasi nokudenga mwanangu
TENESA IMBA IYOYO URIPE MHOSVA YAKO
OR
JUST GIVE VANA VE MUFI IMBA YACHO WOTENGESA WOGA
Uri muroyi chaiye sei usina matyira kuba chemunhu akafa. Go to her relatives otherwise suffer continue. Dai akatogara newe 24/7.
Dzorera Mari uregedze kuba hausati watanga
Sell the house then pay back the money
Ngatengese imba ykavakisa abvi Shoma yacho iyoyo
Akaita hutsinye .She must talk to the relatives of the deceased mmmm ane moyo wakaipa plus ruchiva.
Mupe imba iyoyo anditi wakashandisa mari yake here punishment plus good move dai wkagara wapa hama dzacho zvichakanaka
Dzorerai Mari yemunhu mainini
Mmmm dzoserai mari yake ndosaka zvichinzi munhu kana afa haachisiri hama yako iwe waitadza kubatwa nekutya paakafa or paairamba kuenda kumusha hauna kuonawo kuti ndiwe waikonzeresa here veduwee urimuroyi shandira mari iyoyo vana vairirwe zvikuru sure kudya chisiri chezoya rako huroyi ndopahunotangira mmmm
Rwakaita zvakaipa kana usina nechekuita nekufa kwake wakanyararirei panyaya dzemari dzorera Mari yemunhu
Hingati uri duzvi remumhu. Please be tenderhearted and reimburse mari yemunhu. Mufi ngaakuonese nhamo kusvika wadzorera mari yake kuhama dzake. Zimutakati!!!
Inga akakuudza wani kuhope saka unoti hauzivi kuti chiii tengesa imba
Yooo 60 000😮😮😮😮😮mainini wauraya friend yako taura chokwadii cz of pfuma
Zviripachena kuti wakatoronga nyaya yekuchengeta mari uchida kumuuraya ipa vana imba iyoyo pluz mari ichadiwa pamsoro yekuripa kumuuraya kwawakaita
Ndaende kunoudza hama dzake kuti ndakadya mari yemwana wenyu
Dzosera mari yemufu unoikwsnisa tora gore rose uchingoita zvamamuchiita neshamwari yako yakafa awunyari nhaiwe, nyara mani utikwanire dzosera mari aeukwaniso kudiii😊tengesa yimba iyoyo if usina mari yacho akuna kana munhu mumwe achakupatsira kusara kokudzosera munhu mari yake
Sell the house and give half to your friend relatives aah!
What advise do you want you know what to do
Wakaba. Dzorera zvawakaba.
Work hard & pay back the money simple
Sell e house dia and give e mny to his relatives
Vape imba iyo
Aaaah ndarwadziwa veduwe wakadarirei nhaiwee.tengesa imba iyi undopa mari hama dzake .how do you feel kt vana vake vari kurarama nei usadaro hama .plz do something or else achakuuraya ukaramba uchi egnowa kutaura kwake
Tengesa imba wopa half kumhuri yake nekuti wakamubira ka
Daiasiri kumuka waitaurahere hasati watanga
Sisi mamo tshela UMAMA lo ephe abantwana bomufu indlu leyi eyithengayo no plans akabap or akahlale labo ebasezela kancan kancan ebapha imali yabo
Yemunhu akafa inobereka sesy ,inofanana nekuty iri mubank now yatowanda kudarika yamunoziva dai dai yaive mombe ototi yakabereka kaviri,so pliz mative nengozi mukasaripa muchatozotanga kuurayisa vanhu vasina mhosva,indai kugama dzavo muripe
Hidey
Go n tell the relatives
Give the relatives the money or either sell the house then share the money ne vana
Simple
Shuwa ungabvunze kuti chingave chiri chii here hauzive zvawakaita here, hausati watanga kana watanga uchaziva zvekuita ugume murondatsimba
Dzorera Mari period...or tengesai imba mogovana nevana vake usati wafiswa
Udza hama dzemufi chokwadi iwe wotengesa kmba mo share half to half ukarega uchapenga ukatadza kumugara mumba imomo
Nyaya hako iyi wandirwadza haungadye mari yemunhu .Tengesa ipapa iwowo
Unopa hasha mbavha iwe haunyare,,, kutipedzera data nezvinhu zviripachena,,, Dai atoita kuti umuke evryday wakarara panze,, Bhadhadhara mari iyoyo uripe nemombe unokuvara ukasagadzirisa uchadya mu bin
Ipa vanhu mari yawo uchafa uchitambura
Haisati watanga shamwari dzosera mari yemunhu ungatsvage avanokubatsira zvako kumutsipika hako asi unenge uchitamba nenguva tengesa imba iyoyo or imba iyoyo ipe hama dzake hama idzodzo dzogara ipapo nevana vemufi achiri kutokupa mukana achatanga ake kukututa wakananga kuhama dzake ndopauchaona kuti hauna kugwara
Iwe rega kuti hauzive kuti woita sei tengesa imba iyo wakaita umpire.. pay back kana kuti chichakupedza Nevana vako..kana mwari akati uchaita imba zvisina utsotsi unovakaimwe
You have a very big throat of greediness, you are saying you can not afford to pay back the money, yet you're looking at the house you built using her money, all you need to do, sell the house and divide into two the money, because interest. Ende hautosvodii.
Tengesa imba umupe Mari yake simple is clear
Usanyepere kuzungaira. Dzosa mari yemunhu, u can apply for a loan and payback monthly
Plz tengesa imba yawakavaka udzosere munhu mari yake .vana vake vanodawo kurarama ndoudyire hwatotaura dai uriwe wainzwa sei mupe mari yake pamwe ndiwe wakatomurwsrisa uchida mari yake coz dai usina udyire ungadai wakapa hama dzake mari kusvika wadzosera mari yemunhu
Iwe kwana unoda kuudzwa kuti kudii yu are hrtless tengesa imba iyoyo haisi yako wonotaurira hama dzake zvawakaita pamwe ndiwe wakamuuraya
Iwe urimuroyi chaiye enda unopa varidzi Mari yavo urimbavha iwe figure unoriziva pamari yamakasever mupe half yacho tengesa imba Yako unobhadhara Mari yake
Dzosera mari yemunhu tengesa imba iyoyo very fast uvape mari yake asati atanga kuuraya vedzinza
Mbavha yemukadzi!! Munohodha kuti zvivindi zvekubira munhu afa?? You don't need help, u have all the answers. Tengesa imba yacho udzosere Mari
Iwe dzorere Mari yevanhu usazviitisa kuda kudya mahala semudzim tengesa imba
Hidey ndiwe wakauraya iwe. Ripa ngozi
Uri mbavha ,wakaba dai akakutambidza zvekuti ,tengesa imba iyoyo undodzorera Mari yemunhu
Ummm nekurwadza kunoita kushanda ,wongodya hako yooo ,dzorera mari ,
Tengesa imba upe vana vemufi Mari yamai vawo
Just go kuhama dzake and change zita remba woisa muzita revana vake zvatopera
Chii chausiri kuziva tengesa imba iyoyo very soon uchatanga kurohwa benzi romunhu
To us who run the calculations
Saka iwe pachako urikubvunza zvinhu zvaunoziva ,tengesaka Imba yacho umupe Mari yake iwe utsinye hee kudya Mari isiriyako
Une moyo vakaoma iwe vaifnga kti vabdirira nekti mnhu afa endesa mari yemufi hausati vatambura uri mbavha dai usir mbavha vakabdira hama dzake pachena
Tengesa imba vomupa share yake
Urimuroi ndiwe wakauraya shamwaei yako uchida Mari take mupe Mari yake
munoda help yeii shandaii munobvisa mari kumusha kwemufi ndiwo mushonga wengozi
Mazano tinawo tengesa imba uendese mari yakakwana chasara kwauri kurohwa uchifamba kana kuzotadza urara uchiita nyaya naye nezvemari
Tengesa imba iyoyo unopa kuhama dzake
Waka poisoned munhu iwewe ukamuuraya why wakaita utsinyekudero tengesa that house upe mari vana vemukadzi iyeye .zvawakaita zvakuappear like ndiwe wakamuuraya
Kana muchirevesa kuti Hauna kwaunokwanisa kuwana Mari iyoyo ingopahama dzake imbayacho yawakavaka
Itotsvaka Mari wotsvaka hama dzake uvape kana ukasadaro hazviperi tengesai imba iyoyo ubhadhare Mari iyoyo
60000r uti selfish dai zvawedzera
Unoda kubatsirwa chii nhai it's simple sell the upe munhu Mari yake
Endesa mari yemufi kuhama dzake pliz
Tengesa imba then you share mari yacho nepakati chero imba ikaita $20000 unofanirwa kutoendesa $10000 nkt nguva yareba
Tengesa imba iyoyo then wopa hama dzake mari yacho or mogovana zvichienderana nenguva
Tengesa imba half otora half opa hama dzake it's easy
Ngaaise imba malodger achichengeta mari yacho for about 2yrs inokwana obhadhara
Wati mumba mako hausi kugara. Tengesa imba iyo ipa nherera mari. Moyo wako wakashata
Ipedze wega, wakaba wega, mbavha uchatambura, ipa vanhu imba yavo, wakazviitira,
Tengesa imba uwane mari unozvizivisa kuhama drake,mufi ataure zvaanoda
You killed your friend
Une zvivindi musikana zvekutoda kufa chaiko
Dzoserai pfuma yevaridzi. irori ngozi iyoyo.
Nhywe budira hama dzake pachena confess
You are greedy my sister, you have no intention of doing the right thing.
Dzoserai Mari yemuridzi tengesai imba yenyu muendese Mari kuhama dzake