@Hamainyoka Wazviwanepi izvozvo? Vakadzi avo vanei nechikwereti cha Banda kune murume uyo? Ndepapi pataurwa kuti ndivo ma guarator? Murume uyo akatadza kurova kwaakaita Banda nekutuka mukadzi wa Banda! Anotove nemhosva.
Panyaya iyi chikwereti hachina kubhadharwa nechimwe chikwereti!! In any case, for many years now, govts, companies do it with banks even recommending to their clients to gets loans so as to pay other loans. If that wasn't happening there would be bankruptcies left, right and centre!
@Dragonstarfilm Ko number 1 haasi iye akanotora zvinhu zva number 3 kumba kwa number 2.Simba racho akariwanepi! Inga wani mapurisa acho akamuudza kuti asazviite. Number 1 anofanira kupedzerana na number 2 pasina violence, threats kana kumutorera zvinhu!! Number 3 haafanire kunge ari munyaya iyi kunze kwekupinda se witness chete!! Mukadzi wa number 1 anekodzero yekusungisa number 2. Iye number 1 anekodzero yekusungisa number 2 for assault !! At the end of the day number 2 may eventually end paying more than he is owed just because he thinks violence pays!!
@rascocky6366 Point ndeyekuti 1 anokwere 2 ari murume uyo so 3 wemanhingi ake she stand as witness cz she is claiming as well and so hw she can stand as witness.Uye 2 akabatira zvenhu iri nyaya yekuti awane yake mari violence yes bt ndozvangakanzwa sekuti police yakapedz nazvo.Number kusungisa number 2 its Countrclaim for defending herself so it can and depends on judgement cz she owes the guy so assault vachikweretana inozofambidzana nemastatements hw strong they are bt zvaKesari kuna Kesari.
@@Dragonstarfilm Problem iripo apa ndeyekuti vanhu vacho havazive kodzero dzavo. Mapurisa hapana chaakapedza. Akangovasiya vakadaro. Mapurisa haana kuvhura docket ye assault kana ye verbal abuse pamberi pavo!! Uyezve zvanzi mapurisa acho akarambidza murume uyo kuenda kunotora ma 5 bundles, ndokuvatevera kumba kwaakanotora asi hapana zvavakaita. Murume uyo anenge ane some sort of influence mudunhu saka mambo vaita soft kwaari. 3 can stand as a witness because she KNOWS, can positively identify and OWNS the bundles taken. Banda's wife is not accountable nor liable for/to her husband's debts!! In anycase she proved to be honest as she admitted (she could have denied any knowledge) that her husband owes the 400 US. I repeat murume uyo is lucky because the Bandas are ignorant of the laws and their rights!!
Thank you Chief. Tumambuya utwo twakarangana nhema kuri kusada kubhadhara chikwereti
@Hamainyoka
Wazviwanepi izvozvo? Vakadzi avo vanei nechikwereti cha Banda kune murume uyo? Ndepapi pataurwa kuti ndivo ma guarator? Murume uyo akatadza kurova kwaakaita Banda nekutuka mukadzi wa Banda! Anotove nemhosva.
@rascocky6366 pamhata pako
@@Hamainyoka Thanks a lot!!
Yaaaa number 1 pakutonga ❤❤
Excellent move my chief
The hunter becomes the hunted😂
Panyaya iyi chikwereti hachina kubhadharwa nechimwe chikwereti!! In any case, for many years now, govts, companies do it with banks even recommending to their clients to gets loans so as to pay other loans. If that wasn't happening there would be bankruptcies left, right and centre!
chief setting a precedent. over ruling the accounting concept of setting off
Mambo learn from Chief Mutasa, zvatisingagone please interfere police that guy must be arrested.
Please 'interfere' police 😢
😂😂@@ssam1430
Noone above the law😂😂
Makripa 😢
Mface uyu akaita zvekutamba anoyenda kujeri, please someone advice vanhu ava to go to police station. Don't take law into ur own hands, unonyura.
Munhu wamwari makatumwa rambai makadaro
Nextime Chief zvamaita hazvidzokororwe number1 anopedzerana nenumber 2, number2 opedzerana ne3, haikona kuti 1 oenda ku3 ko kana hwuri hutsotsi hazviko
@Dragonstarfilm Ko number 1 haasi iye akanotora zvinhu zva number 3 kumba kwa number 2.Simba racho akariwanepi! Inga wani mapurisa acho akamuudza kuti asazviite. Number 1 anofanira kupedzerana na number 2 pasina violence, threats kana kumutorera zvinhu!! Number 3 haafanire kunge ari munyaya iyi kunze kwekupinda se witness chete!! Mukadzi wa number 1 anekodzero yekusungisa number 2. Iye number 1 anekodzero yekusungisa number 2 for assault !! At the end of the day number 2 may eventually end paying more than he is owed just because he thinks violence pays!!
@rascocky6366 Point ndeyekuti 1 anokwere 2 ari murume uyo so 3 wemanhingi ake she stand as witness cz she is claiming as well and so hw she can stand as witness.Uye 2 akabatira zvenhu iri nyaya yekuti awane yake mari violence yes bt ndozvangakanzwa sekuti police yakapedz nazvo.Number kusungisa number 2 its Countrclaim for defending herself so it can and depends on judgement cz she owes the guy so assault vachikweretana inozofambidzana nemastatements hw strong they are bt zvaKesari kuna Kesari.
@@Dragonstarfilm Problem iripo apa ndeyekuti vanhu vacho havazive kodzero dzavo. Mapurisa hapana chaakapedza. Akangovasiya vakadaro. Mapurisa haana kuvhura docket ye assault kana ye verbal abuse pamberi pavo!! Uyezve zvanzi mapurisa acho akarambidza murume uyo kuenda kunotora ma 5 bundles, ndokuvatevera kumba kwaakanotora asi hapana zvavakaita. Murume uyo anenge ane some sort of influence mudunhu saka mambo vaita soft kwaari. 3 can stand as a witness because she KNOWS, can positively identify and OWNS the bundles taken.
Banda's wife is not accountable nor liable for/to her husband's debts!! In anycase she proved to be honest as she admitted (she could have denied any knowledge) that her husband owes the 400 US.
I repeat murume uyo is lucky because the Bandas are ignorant of the laws and their rights!!
Svidhara isvi svinonzi kamusasa svoda kupiwa gwati chairo
mambo chupeti vakadamburwa muswe, vadzikama manje
Kudamburwa nani i think vaiverenga macomments or kutsiurwawo nevakadzi