For me the government s justice system should create situations where such crimes are retried such that the mother is found not guilty as she had committed no crime from word go. Whatever the case, Munya mother’s case was a great miscarriage of justice. 😢
Well done Munya, tete Tilder huyai muone Munya azoripa amai vake 👏👏👏
Thank u hounerable Musabayana
Munya ndakakutemba from your first interview well done for fulfilling your promise
This is beautifull wagona Munyaradzi , you are blessed years to come. We grown from mistakes.
So touching thanx Munya for fulfilling your mother’s heart desire
Well done Munya. Chokwadi we can’t ignore chivanhu chedu. Uchawona kuti zvinhu zvichatanga kukufambira mushe nezvawaita izvi
Be blessed bro
Weldone and congrats my brother .It is a great gesture that you have made.Go and prosper in the Lord.
For me the government s justice system should create situations where such crimes are retried such that the mother is found not guilty as she had committed no crime from word go. Whatever the case, Munya mother’s case was a great miscarriage of justice. 😢
Wagonesa Munya. Wachenesa nzira yako yehupenyu.
Thank u another chance nekutevera
Thank you for forgiving Munyaradzi
@ Tete Tilder munya he did it..... Well done Munya andifunge uchaita futi zvakadai
Well-done
thank you Munya
May he be blessed and do much more for mai wake vachirivapenyu
Wakabhaiza apa Munyaradzi uudze vamwe vechidiki kuti hazviitwe izvi
Mombe inouraiwa here hantie inofanira kubereka here mombe dzacho dzozoenda kumusha kamai vake
Sandizvo
@SarudzaiZishiri kutosiiwa ichibereka hudyire huya mombe yekuripa kana yechiredzwa dzinouraiwa dzodyiwa
No need to keep bad memories,ngaidyiwe.
Mai vasunungura moyo vawo.
mombe inodyiwa nemuridzi achi mupenyu yekubereka hudyire
Heavenly
Wagona mwanangu
Wagona munyaradzi
Well done munya
Thank you munya wsregererws
Thank you. Is any of the Majors still alive sir?
❤Wagona mwanawangu
Ndafunga kuti vanhu vachadya mbudzi mombe vochengeta
Kana ini ko Mombe yacho inofa futi
Kwete hakuna chinochengetwa,mombe dzinowanda dzoramba URI mucherechedzo yekutadzirwa naizvozvo zvinodyiwa zvose tichifara tichibvisa kutadzirwa tichiisa mufaro nekusingaperi.our culture is very rich
Kana ini nhai
@@Briannyanguwotirikudzidza chokwadi maita henyu
@@Briannyanguwohoooo nhai ndaiti inoenda kumusha kwamai vake Munyaradzi izvo inodyiwa nebuwa rese
Akarwadzisa mai vake.mhoro chihoro apo
Ndokugona Mwari akuchengete chitya mhosva uve norukudzo kuna amai vako
Waita zvakanaka Munyaradzi
Wagonesa munya nekuripa mai vako vachiri vapenyu.totenda nezvawaita munya
Zvakanaka izvo homie
Azvikunda
Ko mombe yacho inouraiwa ??
Why slaughtering the cow??????
Wagona chose munya
Wagona wena
Zim police imbalance
Well done munya