CHINHOYI....... VAKAKWANISA KUBUDA MUMUGODHI WAKADHIRIKA VOTSANANGURA MABUDIRO AVAKAITA

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 17 вер 2024
  • WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

КОМЕНТАРІ • 62

  • @Rebhara
    @Rebhara 4 місяці тому +10

    Look east policy, maChina ndoakanaka maBritish akashata. For all the years mining payaiva nevarungu hatina kumbonzwa zvakadai. Nyika yaora iyi

  • @jamesongjshamuyarira7328
    @jamesongjshamuyarira7328 4 місяці тому +12

    MaChina anomgoda kumamiswa chete zvopera hatuna basa nemablacks tunhu tuye

  • @davisonjanhi3864
    @davisonjanhi3864 4 місяці тому +9

    KuZimbabwe hakuna mining but chikorokoza chega chega

    • @Rebhara
      @Rebhara 4 місяці тому +2

      Makorokoza for ED😂😂😂😂

  • @AliceGurure
    @AliceGurure 4 місяці тому +4

    Inini zvangu my wish is iyo midzimu yacho dai yamboita kuti gold rimbomira kuoneka nekuti vanhu varikuperera pasi

  • @greenpeace7380
    @greenpeace7380 4 місяці тому +2

    Let us protect our future, our young people. This is the same attitude ne chimbichimbi training our youths were put through and sent to their death during the war.
    Please lets take things seriously as a country

  • @gracechowe1612
    @gracechowe1612 4 місяці тому +1

    Tinotenda Mwari ne kuku chengetai mese iiiiii nyasha dzenyu Jehovah.

  • @victoriatsabasvi4764
    @victoriatsabasvi4764 4 місяці тому +2

    Drumas media taking us to another level ❤❤❤

  • @lindytv3075
    @lindytv3075 4 місяці тому +3

    Siyayi basa remumugodhi iri

  • @queenbae5883
    @queenbae5883 4 місяці тому +1

    Thank you God. Thank vaneShamba.

  • @C4entertainment007
    @C4entertainment007 3 місяці тому

    Prayer is powerful if you hava faith in GOD

  • @ganyaz
    @ganyaz 4 місяці тому +3

    saka imi varume makabvuma kupinda pasi muchikoshesa kuchengedza basa than hupenyu hwenyu here ??
    Zanu pf hainabasa nehupenyu hweumwe munhu except hwavo nevana vavo

  • @ShyletZhou
    @ShyletZhou 4 місяці тому

    Ndozvavanoita havana basa navanhu chavanongoda imari chete Mwari pindirai

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 4 місяці тому +2

    Uuuuuu inhamo zvayo migodhi yakadai rambai kupinda mofira mahara muri vana vadiki . Vanhu ava havana basa nehupenyu hwenyu chavo kuda mari

  • @kurrenkashesha9750
    @kurrenkashesha9750 4 місяці тому +2

    Machina awondonga Zimbabwe 😢😢😢

  • @nobuhlegumbo9712
    @nobuhlegumbo9712 4 місяці тому +1

    Nhaimi saka pasi parikucherwa apa,kana pakazoita earthquake hapazodereri here tikazozviona tawira mugomba here,plus vanodii kugadzira nzira 2/3 dzekuzobuda nadzo incase of emergency dzine ma directions asinga vanani hameno kana zvichiita kungofungawo hangu semunhu asingazivi zvemakomba acho

  • @giregrace317
    @giregrace317 4 місяці тому +2

    Dhurumasi media yakanaka inotapira inounza nyaya dzirikupisa sechimodho chabikwa nambuya

  • @simbarashenyamukuta9887
    @simbarashenyamukuta9887 4 місяці тому +1

    Mwari namatwai

  • @thekisonomsa2826
    @thekisonomsa2826 4 місяці тому

    Waiting

  • @kudzaimakono-sj9nw
    @kudzaimakono-sj9nw 4 місяці тому +1

    Ndotenda mwariwenyu vana koma machaina ngaadzingwe ayende angatipedzera hamadzedu

  • @UnityMabanga
    @UnityMabanga 4 місяці тому

    Veduwee kumakomba kotyisa

  • @user-es7lb4ku6p
    @user-es7lb4ku6p 4 місяці тому +1

    Hey ma China ngaabude munyika medu pliz 😢😢

  • @richardmuswavinda1741
    @richardmuswavinda1741 4 місяці тому

    Inclined shaft not decline

  • @kapesakapesa-ii2qz
    @kapesakapesa-ii2qz 4 місяці тому +1

    Machina agara anehutsinye ,l wonder why gvt irikutolarator twuvanhu itwotwo

    • @tariromagwaza
      @tariromagwaza 4 місяці тому

      Problem nayo govt yedu ine utsinye ndeyemhondi so havambozvione zvekuti utwu twunhu twune utsinye

  • @brilliantmotsi6708
    @brilliantmotsi6708 4 місяці тому

    Haaaa ini zvemumigodhi handidi kuti vanhu vaita zvangu ndinonzwa kutyira vanhu and varume Ava vanenge vaine mhuri 😢

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 4 місяці тому

    Mwari ngarumbidzwe🙏

  • @user-bu7oy9bc2h
    @user-bu7oy9bc2h 4 місяці тому

    Zvakaoma shuwa

  • @bettybetty9569
    @bettybetty9569 4 місяці тому

    Tinoenda Mwari makakwanisa kukurwirai mukabuda,maChina haana hanya nevashandi ,ngaadzingwe aparadza nyika,zanu Kuda mari midzimu yenyu yakarwa

  • @belindakaseke4466
    @belindakaseke4466 4 місяці тому

    Eish ibasa zvaro veduwe but ummmm thank god makapona

  • @Rumbidzaichivhanga
    @Rumbidzaichivhanga 4 місяці тому

    Shame mwari akanaka tinotenda mwari nekuti makabuda musina kukuvara

  • @ktm9853
    @ktm9853 4 місяці тому

    Anduru zveshumba irikuita noise azvisi 😂😂😂vakutofunga kuti uri mhuka chaiyo here.Zvaingoitirwa kuti vanhu vawane kuroorerana sekunge pasina ukama 😅😅😅 vanhu tiri mhuri imwe.

  • @edmoretamanikwa1554
    @edmoretamanikwa1554 4 місяці тому

    Ko imi ndimi maienda pasi muchiona pachidhirika..maibvumirei kudzika ..Vapfanha musapuse. Maifanira kutora ma Chef iwayo kunovarakidza kurikudhirika

  • @HazvineyiZingoma
    @HazvineyiZingoma 4 місяці тому

    Zvakaoma hazvo kushandira mhuri kwakaoma veduwe

  • @user-im2dm5iq5e
    @user-im2dm5iq5e 4 місяці тому

    Gvt ngaipindire otherwise machina havana care, thy are just milking a cow

  • @SarudzaiZishiri
    @SarudzaiZishiri 4 місяці тому

    Mwari vakanaka

  • @masimbamugova3379
    @masimbamugova3379 4 місяці тому +1

    Izvozvi madununu iwawa anodzokera zve mumugodhi anokanganwa chazuro ne hope

    • @balsamtrees
      @balsamtrees 4 місяці тому +2

      You call them fools for fending for themselves😳😳.Vachakubira kuti vararame & you will thank them for that‼️‼️‼️‼️

    • @constancemarifiye6658
      @constancemarifiye6658 4 місяці тому +3

      Shamwri usina comment just live it ukaita tsaona nebus hauchakwiri ft mabus hr tinofanira kutenda nehupenyu nekt vakutaura zvakaitika tisadaro hama pauri ipapo unogona kusangana netsaona haina gogogoi

  • @simbarashenyamukuta9887
    @simbarashenyamukuta9887 4 місяці тому

    Kubva na one urimumugodhi kusvika na five uuuuuuum😢😢😢

  • @CookingwithPauline
    @CookingwithPauline 4 місяці тому +1

    Ko kurwa hondo kwacho kuripayi kana isu vana vezimbabwe tichishandira ma China kutsera gold renyika yedu..ma China ndivo vanofanirwa kushandira isusu.

  • @giregrace317
    @giregrace317 4 місяці тому +1

    Zvakaoma veduwe kusabata vashandi zvakanaka honai pazvasvika

  • @rumbidzainyabvure7637
    @rumbidzainyabvure7637 4 місяці тому

    Zvakaoma hazvo

  • @Tatenda684
    @Tatenda684 4 місяці тому

    Chivanhu chaitaura naMambo

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 4 місяці тому

    Vana vadiki ava Takawira uyo mosiiswa vana venyu vari vadiki

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 4 місяці тому

    Musandione kunonoka ndanga ndichiuya SHUMBA

  • @Kuzz988
    @Kuzz988 4 місяці тому

    Ko munopindirei mumigodhi iyi nhai vakomana. Kumanikidzwa nemumwe munhu kupinda murufu kwavekutopinda chokwadi munofamba nehupenyu imi vanhu munobvuma kushanda migodhi isina safety apa musina PPE yakakwana. What's wrong with you vanhu imi. Ndizvo zvega zvinoitisa mari here zvekupinda murufu izvi. Izvozvi maakutopinda zve kunge munorwara ngepfungwa kudaro izvo. Kufira vamwe vanhu kuti ivo vapfume ngerufu rwenyu. Ahh munotopenga chete imwi vanhu imi.

  • @MichaelFisher-xl6nh
    @MichaelFisher-xl6nh 4 місяці тому

    Drewmas media 🎤 Andrew Neshamba Shumba live and direct 🎤

  • @Tatenda684
    @Tatenda684 4 місяці тому

    Hakuna maInvesters akadai bt makorokoto echifongkong

  • @nessakaitano3241
    @nessakaitano3241 4 місяці тому

    Tinotenda mwari 😢😢

  • @SandraJessyMatsika
    @SandraJessyMatsika 4 місяці тому

    Zvakaoma chokwadi 😢😢

  • @davisonjanhi3864
    @davisonjanhi3864 4 місяці тому

    Unenge uchimbobhadharwa marii ko kushandira pasi apo

  • @davisonjanhi3864
    @davisonjanhi3864 4 місяці тому

    Munourayiswa nema China aya nxaa

  • @SamuelChapata-xd6nh
    @SamuelChapata-xd6nh 4 місяці тому

    Poor volume it's a shame.

  • @user-nu2nv7qx8b
    @user-nu2nv7qx8b 4 місяці тому

    Machina apedza vanhu muzimbabwe kana mozogara

  • @emapsdkmzo2158
    @emapsdkmzo2158 4 місяці тому +1

    MaChina imbwa,dzevanhu from speech yemukomana uyu inorwadza,inhamo havo kushandira muChina.Apa vari pasi havachina navo

    • @Rebhara
      @Rebhara 4 місяці тому

      Zimbabweans we're just to docile. Allowing this in our own country?