CHAKARI.........MADZIMAI OPINDIRWA NEVARUME MUDZIMBA
Вставка
- Опубліковано 8 лис 2024
- WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
Mapurisa ngaapindire
Zimbabwe 🇿🇼 has gone to the dogs 🐕 cry my beloved country 😢
Mbuya ava vanourayisa shuwa kuti ndakafungira kuti mai vepa next vakuita zvezvikomba 😂😂😂
Taura hako aaaa mbuya avaka
Mwari pindirai munyika yedu yashata,
Mapurisa hero basa ..zvsat zvanyanya kushata
Beautiful maNkomo
Hanzi ndakafunga kuti ishamwari yababamukuru inosivata neni.
😂 huye don't
Shamwari yabamukuru inosirara imomo kkkkk matadza kupabata
Zvakaoma mwari pindirai
Iiii nyika yedu mheno tingati igehena hr or wat,vanhu vapindwa neiko chaizvo
Nhasi ndanonoka maswera sei pano
Arikuoneka mwana uyo hamuna kumuvhara zvakanaka
Apa atotanga ataura zita rake futi
Aaaaa vanoda kudamburwa pipori idzodzo nxaa
Taking you to onother level❤
Varoyi vawanda kudarika vanhu😂😂
Beche rekuba ronaka here?, rinenge risina kugezwa. Bhinzi iye inenge yakazara masadza, ini andibate. Mbiti must be washed first.
Maswera sei
Chanetsa apa chiiko nhai? "Munhu uyu anouya azorara mumba" Saka chadyiwa chii apa? Uyu munhu arikutsvaga pekurara nekuti iye chigunduru, haana pekurara.
Vanhu avavo vanofanirwa kuorera mujere nxa
Ngaasungwe please
Zvakaoma Mwari pindirai. 😢😢😢😢😢😮
Zvakaoma
Community ngaibate munhu iyendese ku police
Zvakaoma zvenyika yezimbabwe mukati kuchiri nevanhu vatsvene hre
Madii nhasi
Haa Chakari yaipa
makorokoza
Chakari yofanana neChuru Farm(Harare)
Zvakaoma zvenyika yedu
Vanhu vapindwa neiko
Vanhu vashata
Drewmas feed your host tapota
Musadaro veduwe
😅😅😅
Mmm vanhu let’s respect each hazvina kunaka kushoropodzana ngative mhuri imwechete.
Haaa drewmas yaxopera sure
😂😂 hindava
Maswera sei