Baba and Mai Chidavaenzi to the world ❤❤ started following since I saw ur wedding vid I was mesmerized shame yooooh cameraman akatora achida love you lots❤❤❤😊😊
Anesu got married to her best friend Ryan got married to his best friend Monakidza guys lots of love Anesu anotoziva murume wake zvekutodaro ❤❤❤❤❤❤❤❤❤ Haaana anomuudzira about munhu wake . Favourite hobby inini i wanted to say entertaining your Pretty wife
Anesu is a whole vibe, she is just a happy soul. and ryan is such a great hubby but kubirira babamudiki na madam pa game kikiki. you guys are an amazing couple. kuseka chete anesu anenge inini.. i have such a loud deep laugh from the belly.
Wakanaka bamnini wako unogara kupi 😂... Love you ryanesu
Kkkkkkk dai waiziva musekero wandakuitaka kaa kkkkkkk ahh kkkkkk
😂😂😂😂😂😂😂
I couldn't hold it...Am sure the neighbors are wondering kuti Mai ava dzirimo here Vega Vega... ndokumbirawo Mari yekuchipatara maribs angu maihwe😂
😂😂😂😂😂anzi nyamanza anesu kaaa
Our bamnn is cute❤💯🤭
Ane we need more of this guys❤
Hanz yechirungu or yechiboy😂😂😂
Baba and Mai Chidavaenzi to the world ❤❤ started following since I saw ur wedding vid I was mesmerized shame yooooh cameraman akatora achida love you lots❤❤❤😊😊
Anesu mu free spirit like me haaa chi viber 🔥🔥🔥I love you anesu
Ndiri kufara nhas kufarira bamnn wakanaka bamnn vako ❤❤❤❤❤❤❤❤
Anesu 😂😂kamusekero kacho ndazo seka please 😂😂👐🏿
I love the way Anesu laughs😂❤
Watching all the adverts because mari iyoyo tikutoida😭🤝🏾🔥🔥🔥
Chokwadi 🥺🤞🏾
Bamnini avi vakanaka ndipeiwo ivo
My pipo❤
Isu hedu tiri pawaiting area takagaririra 😂😂😂❤❤❤
Ah bamudiki laugh yavo got me rolling on second kwesheni😂
Was laughing through out the vlog thank you guys...cute bmnini
Your smiles are the same brothers
😂😂I can’t wait ndatomira negumbo 1😅😅
y’all gained a subscriber 🙌🏽🔥 loved the video 💯
❤️🥰❤️welcome home ❤️
Tatononokerwa ndatii❤❤❤😂😂😂😂
We need more of this .. This was lit .. l really liked this .. bmn is such a vibe .. Mai Chidas vajamuka 😂😂😂
How are you Mr and Mrs Chibavaenzi. May God bless you abundantly ❤. Munogona zvekuti
we need more of this.......
The chidavaenzi love you guys.
Haaa bamnini vakanaka boys mmmm 😊
Can't wait wooo
Lovely ❤ family time
Cant wait
Anesu so 😂hanzi nyamhanza😅😅
Aaah Anesu kaa kamusekero kako kaaa.hanzi Nyamhanza
“Hanzi blood what what”😂😂😭
Qsn number 3 yairi pachena nyamhanza anoactor action movies sterek
Wow killer t my favourite hauite hauite chairmain🎉🎉🎉🎉
Habakuk kana neni ndanga ndichiziva😂😂😂😂
🗣️Fifa ...........iiiiNdogame here iyoyo😊😊😊 mai Chidavaenzi vandinakidza haaa😂😂😂😂😂😂😂
Anesu anoziva munhu wake...bamudiki is handsome 😊
Anesu got married to her best friend
Ryan got married to his best friend
Monakidza guys lots of love
Anesu anotoziva murume wake zvekutodaro ❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Haaana anomuudzira about munhu wake .
Favourite hobby inini i wanted to say entertaining your Pretty wife
Bamunini vanonyara😊😊😊
Iyooo guys 😮😮😮AnaChidavhayenzi vhakanaka zvenyu asi bamnin vhazonyanya😊is 😊
u are therapeutic
I enjoyed this shame you guys are the best ndaseka nhasi
Pa favorite color ndanga ndichagona. Ryan akambozvitaura kuti anofarira Black. I think Black and gray if l am not mistaken saka ndine one point 💃🏻
Bamunini bamunini❤
It's yecgirungu kana yechiboy for m
Its the laugh for me😂😂😂😂😂 anesu ka
Bamunini bamunini❤😂ndanyarara
Team Nike✅🔥🔥🔥
Also a Chelsea fan here❤
Ihhh Ryan munobirira😅
Panumber apo Anesu wadadisa😂😂❤❤❤❤
Hahahaha that was so fun
Dai maitoposta henyu kana everyday cause muri therapeutic tbh😂
Maihwe finish 😂😂
Shuwa vanondiita boe vanhu ava totoda everyday isu 😂
Patiently waiting ✋️ 😌
Chokwadi
Eish serious wena
Yohhhh Anesu is loud though 😆🙌🏾the way she laughs!
The way Ryan and bamnini look alike😍
Anesu's laugh is contagious 😂❤ i laughed whenever she laughed
😂😂😂😂😂iii ndazoseka zvangu
I liked the way Anesu kept saying song making the face yekuvhiringika😂😂😂😂love you guys
Nhai Anesu kokuseka yoooh unechipo
Chele yangu mhai
Anesu anoseka zvandoda soo😂
My favourite vanhu ❤❤
Madiii koo mukoma na sis chidavaenzi
Bamunini vatodyiwa paya kkkk
Habakkuk neniwo ndachiiziya🤣
Anesu Anesu please laugh small topedzisira takusekawo tega kuno 😂😂😂
Kana kuno sekuru vangu vanomuti nyamhanza kkk
Anesu is a whole vibe, she is just a happy soul. and ryan is such a great hubby but kubirira babamudiki na madam pa game kikiki. you guys are an amazing couple. kuseka chete anesu anenge inini.. i have such a loud deep laugh from the belly.
Looking good guys mamakachenerepi🥰🥰🥰😌😌
Our bamunin is beautiful 😊
Bamunini😢😢❤
Wechibhoyi kana wechirungu😂😂Anesu
Love you vanhu imimi😊
Smile yasibling vaRyan vane smile yakanaka
Munospaka🔥
Ryan wanga uri my primary school mate
Hanzi ko Ray ukudyiwa seyi😂😂😂😂
Heeeee ndandikuziya
Nyamanza😅
Yes sir😅
Bamnini 😍😍😍😍😍❤️🔥🔥🔥🔥
More please been entertained 😂😂😂
it’s yechirungu or yechibhoyi for me😂😂😂 Anesu kana veduwe😂😂😂
Anesuka hanzi yechirungu here kana yechiboy😅😅😅
Yechibhoyi
Killer tee also my favorite ❤
You can say that again ndomufarira sei ❤❤
😂😂 iyii family inoita manje,
Killer t my favourite too
Bamnin is handsome yoo😊
Haaaa Apa mavharwa henyu
Hanzii usazoiite kunge wopenga kaaa na anesu😂😂
Hhhhh we feel like Ryan akubirira 😂😂😂
Love the video guys ah ndaseka😂❤️
Bamunini is so 😍cute
Anesu anoseka veduwe 😂😂😂😂😂
You guys you are classy i like your vlogs
Maihwee kni hnzi yechirungu or shona Anesu kaaa unondiuraya nekuseka
Bamunini vakanaka
Ryan hausati wakuda mainini here
Munhu anofarira jason statham kkkkkk onzi anoona thriller like really kkkkkk it's obvious kuti iAction
bamunini🥰
Love you guys❤
PaRugby mabirira
Bamunini vane munhu here asking fr my little CC😅😅😅😅😅😂
Anesu can laugh 🤣🤣🤣😘