THE CLOSURE DNA SHOW:S10 EP20 ANODZISIRA NEXT DOOR MVURA YEKUGEZA
Вставка
- Опубліковано 22 жов 2023
- Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 10 Episode #20 HATCLIFF PROMO
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h5/share/usr/700
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our UA-cam Channel: ua-cam.com/channels/n2d-FKT.html...
Barika harina rugare kana mozogara kuzvipinza Jeri rehupenyu hwese 😢
Barika rinokupa stress brother vangu zvichikupai kufungira futi kkk,, can't wait kunzwa zvirikuitika nevepa next door
Barika rinoda munhu ane bag kwete kuzadzana panhamo
Barika haride mutown kikkkkk
Imi kumusha kwacho ndokunoita here kkkkk iiii kana
Barika ne age yako iyo unonzwa butter ,and unofungira zvisipo fut
Kana uchinge watadza kuita barika, gara ne one mukadzi zvipere ....
Anopenga uyu iye ane 2 mainini anoda vaite sei
Barka raida kuvanhu vekarekare not va iyez zwino..
itahako gerofrendi kwete barika unokuvara nepressure
Barika rinoda vanhu vanemari kwete zvenyu izvi ,kushungurudza vanhu pasina mari yekutenga sipo haiwa taramba.
I am just here for the part of the song...haaaaaa Tinashe Mugabe
Varume itai zvamunogona munozvikokera matambudziko
Soko,Soko ngavadzidze kuvhara zip yebhurungwa ravo.Ivo varume vanoda batika shanje dzinovatambudza.Soko ngavasashungurudza mwana uyo
Hapana vandakavenga sebarika chero imba yacho ndosiya
Taurai zvenyu,
Ukanyengwa neboyz rine bhegi unoita wife number 4 iwe.
No comment is indeed a huge comment!
Barika reiko vana vadiki vakadai
Finally the wait is over 💃💃💃
Unoita 2 ini ndisina kana 1 😅
Nhai. But vafana vamazuvano vane musindo. I can't even find the right candidate yet but iye anotora chero any woman angomubatisa zamu chete! 🤣🤣
@@charlesmoyo4826 Go deeper papa chalie ....😂
I am on waiting list ooohhhh
Can't wait 😂😂😂😂
Tinashe ndinotenda nechirongwa chako Ichi asi ndabatikana chose nekuda kwemwana uyo(mukadzi wechipiri) mubatsirewo paunogona Napo manyorovero Ake anoda munhu anomubatsira asanoburitsa zviri pamoyo pake.Dai mamutsvagirawo zvekuita ,batika hariite uye nezvaari haarikwanise
Haibo .isithembu dna😮
2 ma programs ebarika out of 500 asiri ebarika. vanhu vatotanga kare barika harisi right, barika rakaoma.... Ma mum one emazuva ese munodii kuti akaoma?
Relationship it's not kids game especially ukawanana neasingagone kuti handikude.
Hie bota family
Barika ndere mamonya😂😂😂
Lastweek takabvamozve this week again❤❤❤
"too close" nekudziisira next door mvura inonzi bviiiiriri chaiyo, barika rine nharo😂😂
Haa barika ma1
Barika unogara uri bitterness
Varume vari kunetsa shuwa.
Bota to the fullest 😂
Waiting
First time barika pa DNA vakasangana ichi chopisa
Shame vana vadiki Ava kuparikwa too bad
Ko nhai guys pane advert yemai vanosimudza chair vachida kurova mukomana Soo yakambobuda ichinzi "This October" yakazobuda here full yacho maybe yakandijamba😊
❤❤❤
barika zvakare uku ndochaikwo barika unoona moto zvinoda uine saga remari
Vana vadiki Moda Barika kusvika riini😢
Imagine yoh inhamo ere veduwee
I have been waiting this for long.bcz advert iyi yakabudakare .we appreciat a great job Mr Tinashe Mugabe ❤❤
Inobuda rinhi pazbc
@@precioussamhembere2157 kkk andizii or paSabc 🤣🤣🤣
Ndanga ndakut ifollow up zve mutsvuku face yake haina kundiitira itsva izvo yaiva advert
@@graciouskasanga9345 lkkk yes it was advert .rega timirire bota kkk
Hoyoooooo ne 2ply yake coke uku Fanta uku takaenda takaenda
Tinenge tiri tiiiiiii😅
😂😂😂😂 barika harina rugare
Barika harina rugare
Tivhunzei takabvaneko hakuna iriko kubarika musaita hama
"Soko (Murehwa").
Hehedeee mwaka uno mwana vose kuna bambo wake 😂😂😂😂😂😂
😢😢😢😮barika
Barika means having two wives or more
Ndaitoona se yakabuda kre😂
❤❤❤❤
Zvakaoma zera racho kumirira barika manje
Barika zvakare kkkkk
Yuwi inga ibasa
I pray no batiks in my generation.Not with my child period!!!
Chitatu kwakachaya
Vese vana wani neage ya baba iyo
😂😂😂haa soko
Kkkkkkkkk. Varikupakura zvisiri feya. 😂😂
Ngaiuye tinzwe zvedu isu takatoimirira tinzwe kuti zvirikufamba sei 😂
Iriko rini ko iyi
Barika mukuridii nhai mudhara manje vanokusotai Ana sweetheart ava kutozongoenda to your early grave nazvo izvi
hazvidi kungonhonga soko
Hapana chirikubuda pabarika rako iri vakadzi vashaya mhinduro apa
Uyu murume chaiye
Ichi chichapisa chete
😂😂koimi mainini munogodzisira munhu mvura yekugeza sei chii chakadaro gore rino mujolo muchausiya
😂😂😂iwe wakambozvionepi dai irihama yacho btr uyanyisa mujolo 😂😂😂😂
Waiting