😂😂that's good .he actually show people in the world that we can do genetic. Kwete kuti arikufungira mukadzi vake akadyisa bota😂😂😂😂 .lm here for Tinashe❤
aaaaaaaaa we want a show Tinashe ask everyone how did the enjoy bota why his case must be a summary Global man I want you to answer all the questions you ask others 😂😂😂😂 when is the full show
Don't understand why some folks dread DNA tests. Standard fare in some places. In fact some US states now mandate the tests because of the traumas caused by false accusations: paying child support for 18 years for someone's child. Imagine paying huge sums for lobola only to take care of some man's children
There is nothing shocking ipapo, he was once interviewed akanzi are you sure vana venyu ndevenyu, and he said I am going to take vana vangu vese for test, so he is leading by example
i am with u on this one reporter me too andiende kuma dna test ehukama to avoid unnecessary disappointments unless maybe panotori nenyaya yatonetsa zvakaoma yah maybe
unopenga iwe...DNA is jus for the kids to know their real blood not zvako zvekumama izvo...ndosaka madzinza mazhinji ane ngozi ndizvo zvimwe zvachona zvekusaziva madzinza avo..mwana kumuridzi
Tinashe dont waste your time and money for the kids who are true copies of you. These 2 boys twakafanana newe zvisina question. Zvimwe hazvidi science my brother
What's shocking nhai nyanduri usavhundutsa vanhu akazvitaura wani kuti ndichaenda ku dna nemhuri yangu the way yu are saying it haina kunaka inoita kuti vamwe vavhundutswe nezvisingavhundutswe
They is nothing shocking here The only thing is Tinashe Mugabe is leading by example. Because that's his job🥰
Say that louder
what is shocking ?????
kungoita kuti muuye muone kkkkkkk
Tinashe Mugabe leading by example. You're one in a billion. Good gentleman. Keep on doing good works.
Mr Mugabe wants only to show pple that he can do that to his Children
Leading by example great job VA Mugabe
The probability of paternity is 99.9% baba tirikuti ndimi muridzi wevana zvisina kupokana 😊
nice one!!!
tinashe mugabe the best.
😂😂😂
😂😂that's good .he actually show people in the world that we can do genetic. Kwete kuti arikufungira mukadzi vake akadyisa bota😂😂😂😂 .lm here for Tinashe❤
Well done Tinashe. Good example!!
Ndakanzwa izwi richiti the alleged father is not excluded as the biological father of the tested children😂
😂😂😂
Kkkkkk
Waal leadiñg by example thank you Mr Mugabe cant wait for the results though we know the probability is 99.%
Vamugabe. Muvunzo asi makamboita Layer here because kana mapa nyaya hamuseki kana .pamberi na DNA ..you are helping people 🙏
Thank you tinashe for leading by example
Mr mugabe to the people ❤❤❤
Who else enjoyed song yazoimbwa at the end 🤣🤣🤣
😅😅😅😅😅😅😅😅
aaaaaaaaa we want a show Tinashe ask everyone how did the enjoy bota why his case must be a summary Global man I want you to answer all the questions you ask others 😂😂😂😂 when is the full show
Don't understand why some folks dread DNA tests. Standard fare in some places. In fact some US states now mandate the tests because of the traumas caused by false accusations: paying child support for 18 years for someone's child. Imagine paying huge sums for lobola only to take care of some man's children
Vanhu hamuna penyu. Pama episodes ake vanhu vanenge vachiti heeee iwe imbonotorawo evana vako. . Nhasi aitisa vana vake its a problem. Moda zvipi asi
Ehe mufunge vanhu Havana pavo. There's nothing shocking apa. Ini ndinotoida. Ukaona anovhunduka vhunduka panenyaya
😂😂😂
We didn't see his show here. Where is the interview
Well done vaMugabe, ndazvida izvi
Waiting for this episode, handiti it will be aired semamwe ma shows
Shocking kudiiko hamuna nyaya tibvirei uko. He leads by example and he did it kuratidza vanhu kuti hazviuraye and it's good thing kuita DNA
Aewa Mr Mugabe munotendwa murikuita kuti tizive vana baba vedu ❤❤❤
Shocking shocking kudiiko😂😂😂 Munyori washaya
There is nothing shocking ipapo, he was once interviewed akanzi are you sure vana venyu ndevenyu, and he said I am going to take vana vangu vese for test, so he is leading by example
i am with u on this one reporter me too andiende kuma dna test ehukama to avoid unnecessary disappointments unless maybe panotori nenyaya yatonetsa zvakaoma yah maybe
I'm interested in this in this episode
Definitely Not an episode but they had media to speak on the story kkkk
Muri huyakose hapana shocking apa maimuti tester vako nhasi azviita maakubuda musaga kwanai weldone Tinashe ndotoda kuunza vana vangu ikoko
It's good,wat if Mai Mugabe vakachinjirwa vana kuhospital?
Ma DNA test hava teste mubereki one vanotesta baba na Mai
Its the singing for me😂
🤭🤭🤭🤣
It's good,wat if mai mgabe vakachinjirwa vana kuhospital
Its not shocking nekuti he promised and people were requesting as well
So who will tell him kuti baba hapana chenyu chiri kuwanikwa muvana ava?
Kkkkkkk imagine
He is leading by example
Hamusi makutambisa equipment here vaMugabe hapana need yeDNA apo zviripachena majublicate enyu ayo
Especially the boys
Kkkk kokana dzirimhodzerwa😅
I could like to do a DNA one day if God permits just for fun to trace my origin
Usaita for fun shaaa itanemoyo wese
Vanhu vakawanda vaiti ngaavaite saka arikuzadzisa zvido zvenyu
nothing shocking he even said before that he will do so.
Well-done VaMugabe bhooo wani kuti vanhu vadziidze
What's shocking 😢
Akataura wani kuti ndichaita mhuri yangu DNA ❤❤❤
Ndokugona uku hpna choshamisa apa kt ndiye chet atanga kuita DNA yacho hr dai irimari munhu wese must go nemhuri yake
Eheka vese vakabuda vari vake zvikashamisei????
Ethan anga avakutya kut pamwe baba vavo anganyandziswa kkkkk
Lead by example
Makutambisa equipment vaMugabe for me there is no need its clear😂😂
Mayi mgabe vatoreio mapics akanaka.vanobva vakuiita kunge munhu wechikuru pamwe pacho so.
Mybatsirei to grow hairline back
Ndizvo zvavatori.
haaaa😂😂😂😂
Wonderful
Aingoda kuzadzisaa zvido zvevanhu.cz.vanhu vaitomuudzira kuti ukuparadza dzimba dzevanhu itisawo vàko.vana ma DNA .unoziva sei kana varivako
dna test inongoda kana pane zvirikunetsa nekuti mumwe anobva achichema ikoko apiwa 0% yake😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
D N A yakanaka unochinjirwa mwana kuhospital ukazonzi hure iwe usiri.saka pamberi nekitwa d n a kunyange pasina zvipomerwa
unopenga iwe...DNA is jus for the kids to know their real blood not zvako zvekumama izvo...ndosaka madzinza mazhinji ane ngozi ndizvo zvimwe zvachona zvekusaziva madzinza avo..mwana kumuridzi
Pano ndaona madofo hobho, dna test inoitwa kuti mai vaone kuti avana kuchinirwa vana here...
VaMugabe tipei full information ,makawanana kupi namhamha ...zvakanyatsotanga sei uye makadya bota kangani musati maroorana😂😂😂😂😂😂😂
Ndoda kumbokubvunzurudza ndiri ini kuda kumboita go deeper to verify what really transpired. Kkkkkkk
They is nothing shocking here
He wants to teach us as Zimbabweans kuti hakuna zvinotyisa
There was no need for that vana ava vakafanana naye 100 and 20 percent sedze Zec akuna nhodzera yakadaro❤
Shocking 😂😂😂 kwanai
Tinashe dont waste your time and money for the kids who are true copies of you. These 2 boys twakafanana newe zvisina question. Zvimwe hazvidi science my brother
As for I'm interested with the show not results
It is shocking veduwe
It's very good
Bota to the people
Wthan is very dramatic 😅😅😅. Iyewo ngaaendewo kuDNA nehama dzaJohn Chibadura😅😅😅
What's shocking nhai nyanduri usavhundutsa vanhu akazvitaura wani kuti ndichaenda ku dna nemhuri yangu the way yu are saying it haina kunaka inoita kuti vamwe vavhundutswe nezvisingavhundutswe
DNA Test inoto vhundutsa enda tione ne hama dzako kana isinga vhundutse 😅
Nothing is shocking coz thoz kidz will use the dna in future
Nothing shocking here. Don't try to make a case out of nothing. Mugabe did this for interest's sake
Shocking what?zvinebasa reyi
Don't just Comment without watching the video
Shaz hana DN inodiwa apa zvirikungotaura zvega kuti ndevako
Ayita zvakanaka ndaitoda kuona vana vatineshe to mamirira
Weldone that's a good excample
Ummm mai Mugabe l feel for you veduwe va Mugabe what triggers you asi mai havasi kufamba mishe here kkkkkk😅😅😂
Hanziiko Mr bota nema signs e laminate, kuvhundutsa vanhu ,,vanovhundukaka
Hapana kana shocking iripo apa
Icho chikomana chakafanana nababa Mr DNA man
Zvinofadza izvi vamugabe❤
Tinashe Mugabe yo,asi haabirirwe vo kanhi.zvine basa riyivo izvozvo regai a make sure 😔
But y mama mugabe vakaisa musoro padivi😄
Violence
There is nothing shocking here
Shocked. By what you crazy
Don't just Comment without watching the video and asks us silly questions
mukakwira mugomo muchitsvaga makudo munomawana kkkkk
Not this time.
Tokumbiravo 1 anobvunza tinashe akadya bota sei uye kupi uye pai tinzwevo
@@StanfordGwati😂
Kkkkkkkkkk
So wat saka
Lets see the video
Ok
Kkkkkk like it
Vamugabe makuda kutamba nemoto
😂😂😂😂😂😂
Ibhora rakapera kare twakaitwa kare utwo
Taura hako
😂😅😅😅😅😅
Kkkkk aaaaa