And makawanda muri kurarwa that’s why he doesn’t do it often with you. Tsvagai basa Amai kana remumba. Amai makapusa how can you have unprotected sex without family planning at the same. Don’t tell us advice to give otherwise no need to confess
imi Mai veku danana ne mu India moto tyira kumitiswa ko mukapihwa chirwere amai Saka muchatopa murume ka uhmm apa muri kuto sangana naye pasina dziviriro mai mwana ka itayi matyira nzwirayiwo murume wenyu tsitsi,I Joni ino Mai mwana,Mari yakakuvimbisai hafi aka kupai .achakurwadzisai zvenyu murume uyu hamusati matanga,ma India ane mushonga nekuomera futi .
Mai vekudanana na boss india ngwarirai kuti muri kushandiswa marituals eshop ...plus dai ndaiva ini paakati ndorara newe ka 1 ndokupa 70 dai wakatiza nelife yako pane chihure chinobhadharwa 70 kuti zvadii
Saka kana mota I hidaro ko Mari yacho inoita sei Bamnini hamuna chinhu imi mukurarama magical life Chero kuti mukurarama hamutozive nokuti pamunenge musingazovi kuti makasvika sei iye mange muchiitei munenge muri pai munogona makaurawa kare Zvorwadza zvikuru kuita zvinhu zvinematambudziko akadai Ko kushanda chero kufudza mombe kurinani uchiwanamari yako shoma yakachena
Mai vangu mu India haafe akakupai Mari iyoyo forget amai vangu 😢😢😢
And makawanda muri kurarwa that’s why he doesn’t do it often with you. Tsvagai basa Amai kana remumba. Amai makapusa how can you have unprotected sex without family planning at the same. Don’t tell us advice to give otherwise no need to confess
Vakadzi muchanotongwa kudenga .mai imi ngwarirai nekuti rudzi urwo nderemushonga munofira mahara
Murikushandiswa amai,muchakohwa zvamurikurima!!
Yooo Mari inemiseredzero at least hauna wawaurayisa pinda busy wega ndomene haichemedze
😂😂😂😂😂😂😂😂
Maoedza kavenzi
Pfungwa shoma irikupi mari munhu aruutoshandira life yake
Uchapihwa mapere mbudzi asikarapiki kuda zviro kwako
Kupusa
Amai siyayi chihure imi.
#1 confession sis hakuna chihure chakapusa kudaro hurai makanyarara musade kujustifaya chihure kwanai apa hamutonyari kuti mukuda advice Mari yei yamuri kuda musatambe ne70 000 imi vanhu vaya vanototamburawo manje vakakupai 70 000 vanozohodha nei musatisekese zvedu ingokwirwai muchipiwaaa 500 iyoyo nxaaa
Mai avo varushandira muIndia mukushandiswa siyanai nazvo maIndia haape munhu mari yakawanda
Bhudi vekuromba tinotenda nemhiko dzenyu mega shuwa asi mafiro enyu muchango tetereka nesango hama dzenyu dzigosara dzine muvhunzi, still mishonga yenyu ichati yopukuta dzindza iiii apa hayisati yapanduka .kana muchiti maneta then garayi pasi nehama dzenyu mubude pa chena nguva ichiripo.
70k muchazoipihwa kana mamuzvarira rambai muchirohwa zvenyu nyoro hazvina bsa
Hurai mainini muzvare musanganiswa
imi Mai veku danana ne mu India moto tyira kumitiswa ko mukapihwa chirwere amai Saka muchatopa murume ka uhmm apa muri kuto sangana naye pasina dziviriro mai mwana ka itayi matyira nzwirayiwo murume wenyu tsitsi,I Joni ino Mai mwana,Mari yakakuvimbisai hafi aka kupai .achakurwadzisai zvenyu murume uyu hamusati matanga,ma India ane mushonga nekuomera futi .
Iwe hauzive here kuti rume risinganyepe harirore. At least hausi kutsotswa beans urikudha ita family planning
Mai vekudanana na boss india ngwarirai kuti muri kushandiswa marituals eshop ...plus dai ndaiva ini paakati ndorara newe ka 1 ndokupa 70 dai wakatiza nelife yako pane chihure chinobhadharwa 70 kuti zvadii
Mainn vekudanana nemuindia muri kutohura siyanai nazvo cz muchamitiswa mugozvara chimusomalia mugorambwa nemurume mugorambwa fut nemuindia iyeye ....siyanai nazvo plz
Muchaurega mujolo gore rino nyengwa chete uchinyanya kuda mari
Advice, Siya chihure u r married!! Panunotuka vanhu vari single tinotofunga kuti muri perfect but here urikurarirwa mari😮
Hakusi kudanana kuhurana muri kubhadhara risking your marriage is on the edge hamuna matyira zvine mubairo
Vanhu vekuromba ava nhamo.yavanoona.zvakaoma
😂😂 mainini muri hure rino semesa shuwa kutengesa muviri nekuda Mari ko mukapihwa chirwere nhai uuumm muri kushandiswa mahara wake up
Rombai mega
Ummm muri kushandisirwa R300 amai
Haaaa sorry wena
Sis tsvaga basa kwete kuda kuzvi justify kuti kamari kacho ndakuto balancisa zvinhu ndochihure chiripachena ziva kuti imba yako yato parara zvirinani kurora mukadzi anoroya pane anopa rudo kumunhu wese wese
My sister, you don't need to be told kuti urikushandiswa. Wake Up.
Hapana mari yauchapihwa vakatosvirwaa shame
Hamusi kudiwa amai siyayi henyu basa iroro imhiko dzavo maindians arikutokushandisa pihwa pay yako kubva watiza uchaiswa nyoka mudumbu nemaindia awa
Masomalia anokupa mari here or kushsndisana😂😂😂😂 vakomanaka ko kusiya otsvaga rimwe basa ipapo kumusha anevamwe vakadzi
Udza muSomalian kuti ndakuudza madam boss zvese zvatikuita.or record a video muchiita bonde asingaoni or chengeta msg one evidence
Uuummm iiii kupenga uko uchabara muchena pfutseke wako
Uchazviona hako
Kudenha mago
Upenyu ngehwako
Wamwe wanhu sooka ndookuzonetsa wanhu
Raadambudziko
Makamirira mazimari itai kamusomalia🤣🤣🤣🤣
😂😂 unotowona kuti dzakatodambuka mai ava kushudhirwa beans mahara muchinyeperwa makatarisa
Mukadzi wese anoenda kbasa anohura,,,,,
Andna mukadzi anoenda kubasa
Aaa not vese mufunge ,vamwe vanotoshaya varume Chero wekutohura nnaye wacho ASI atori nezvese .
Kwete wese asi kuti vanoita chihure variko vasingaite variko
Asi kuti kana padai kinongonzi vese
Munhu ngaangogona kuti aiwa handidi
Saka kana mota I hidaro ko Mari yacho inoita sei
Bamnini hamuna chinhu imi mukurarama magical life
Chero kuti mukurarama hamutozive nokuti pamunenge musingazovi kuti makasvika sei iye mange muchiitei munenge muri pai munogona makaurawa kare
Zvorwadza zvikuru kuita zvinhu zvinematambudziko akadai
Ko kushanda chero kufudza mombe kurinani uchiwanamari yako shoma yakachena
Mainini tendeukai nguva ichiripo imi
Muchine mukana wekusiya zvakaipa
Makaitwa mistake asi gadzirisai kana Ngoma yoririsa Yoda kudambuka
Uyo anoti anopenga nekuda mari izvi imi siyanai nazvo bcz hazvina zvazvinobatsira inhamo to nhamo
Chasara kumitiswa mwana wechiIndia OMG muchanyara henyu mainini apa mukungonyeberwa hapana rudo apa kana mukadzi.wake asirikumuitora arikudiiko kumusiya otora imi munoita,be careful .
Uri benzi unoda kuramba ichidanana naye zvauri kuramba kusiya basa
Watopindwa nechihure
Only fools allow their wives to go to work 😅
Stop being used my dea. Sop this relationship
70k iyoyo musi waunoipiwa ndiyo ichanoita zvese parufu rwako nekuti uzotengerwawo coffin or kuzouraiwa mwana
Ummmmmm Such a Strange 😔 Sad story its not easy from nowhere you are mentally Disturb yhooooo mari iyi inechitema
Mai veFIRST CONFESSION - ko pano mavingeiko asi musina kumbobvira masvika pano pekutanga? Ko mukasiyana naye zvinoita seiko? Apa kushinga kurova bonde nemunhu asiri wenyu! Guilt yenyu is fake - SIYANAI nemuIndia uyo NEKUKASIKA!
Mmmmm mainini muri kuda kuti tikubatsirei nei hantii makanzi 70k asi kana ndimiwo kupi kwamakambozvinzwa,,, pamuchazvara mukhula muchachangamuka imboitai henyu
You are just being used my dear hapana kana Mari yaunowana ucharombeswa he knows what he is doing newe changamuka iwe
Hey the agreement was that you get money but he did not meet up with the terms .So why did you keep giving in to his demands