Domestic Issues: Akatuka hanzvadzi yangu saka ndirikuda kuzviuraya nekuuraya vana vangu

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 12 січ 2025

КОМЕНТАРІ • 86

  • @dianamaruve7160
    @dianamaruve7160 11 місяців тому +20

    I think pana mainini veBirthday there was a lot of disregarding of feelings, all mainini is asking for is being FULLY involved other than kuti zvinhu zvongoitwa without her, bamnini should fully communicate zvaafungawo kwete kumuti hazvina maturo, these little things will eventually grow into bigger things mangwana... Nyaya yema anger issues apa is not relavant honestly

    • @AnjoJoy.
      @AnjoJoy. 11 місяців тому +1

      So true. I think hapana kutongwa feya. Now muzukuru oronga nemurume iye ozongoitwa messenger to give the money.

  • @dominiquemdawini9796
    @dominiquemdawini9796 11 місяців тому +5

    "Man and his food"in Dr Nyamakawo's voice, that's absolutely 💯💪

  • @Charmietarie-fe9nm
    @Charmietarie-fe9nm 11 місяців тому +3

    Doctor....nyamakawo ❤l love your coolness

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 5 місяців тому +2

    Sàlibonan badala Yoo ngale Kuma wam owakonyathi ngomama Wami labo pliz lobolan hay lokhu coz baba Wami kazange walobola ngalosholwa Mina bathatha imali yonke pliz lobolan pliz

  • @ronnahnjanji7264
    @ronnahnjanji7264 11 місяців тому +4

    Hello tete nana Doctor thank you so much nechirongwa chenyu tiri kudzodza zvikuru

  • @katiendlovu6982
    @katiendlovu6982 11 місяців тому +12

    Auntie Tilder and the Sekurus, when someone calls and making threats to kill themselves is one thing but when she threatens to also kill children, is that not reportable to organizations that deal with protecting children? Do we wait until we read the story in the newspapers?

  • @nancyncube2656
    @nancyncube2656 11 місяців тому +3

    YENA LO.....my favourite program

  • @cricket694
    @cricket694 11 місяців тому +7

    mati manduwe awachiwe here....too much-oooo

  • @felistuspaganga1099
    @felistuspaganga1099 11 місяців тому +2

    Mukadzi weku comenter kuti mukadzi akaisirei floor asina kuwirirana nemurume ,vamwe varume vakaoma so sometimes its better kutongoita pane kuti vana vakuvare wozoburitsa more,Ini ndonoti welldone to my sister akagona akarongeka

    • @ROGUE406
      @ROGUE406 11 місяців тому

      When husband and wife argue over $45 or $70, u know kuti zvinhu zvakaoma mumba umu. Kana mune mari shoma, every dollar counts and clear communication about priorities is essential. While the wife did well to repair the house floor, she was wrong not to communicate beforehand kuti she was going to use the savings that way

  • @ConnyBanda-i1e
    @ConnyBanda-i1e 11 місяців тому +1

    I am happy with you guys, Tete nemadoctors edu

  • @chiedzamuhove624
    @chiedzamuhove624 11 місяців тому +3

    Pana mainini ve birthday vaye..I think all she's asking for is respect nekuvawo involved munezvimwe zvinhu zvinechekuita nemari mumba mavo umu... mrume achirikurarama sebhachura

    • @AnjoJoy.
      @AnjoJoy. 11 місяців тому

      True. I felt sorry for kutongwa kwaitwa nyaya yacho.

  • @thembinkosinyoni1240
    @thembinkosinyoni1240 11 місяців тому +3

    Dr Nyamakawo

  • @maiyeukai9346
    @maiyeukai9346 11 місяців тому

    Aah apa marasika apa. Munhukadzi haatendwe nemutupo wemurume aah....mutupo hausi wake

  • @ssam1430
    @ssam1430 11 місяців тому +8

    mainini varikuzviti ndiri mukadzi wechi two sorry henyu but muri kutambiswa zibhora resimbi musina kupfeka ma safety shoes😢

  • @blackcherry9344
    @blackcherry9344 11 місяців тому +1

    Mkadzi ane suicidal thoughts error chaiyo ukwane iwe kana wakuda kuzviuraya ifa wega ndiwe watanga kusaroorwa here dhiyabhosi

  • @Mamatt-9tk2sg3v
    @Mamatt-9tk2sg3v 11 місяців тому +1

    Ini ndini mumwe handibike masikati, during the week noone is at home we are work ,kids at school.
    During the weekend masikati kungodya zviripo , chingwa ma leftovers that it.
    Tozobika manheru.
    Musandiure economy is not good 😅😅

  • @thembinkosimashandudze8169
    @thembinkosimashandudze8169 11 місяців тому +1

    Mainini vebirthday dzikamai musaita zvibinge mufamily mevanhu,makada murume wenyu ane vana

  • @josiemadziwa
    @josiemadziwa 11 місяців тому +9

    Dr Nyamakawu's humor 🤣

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 5 місяців тому

    Kachaz ukuthi usiziba lowu ubuya kuphi ukuze saz coz silabantu bakosiziba elupane baneng

  • @omegamutsvedu1050
    @omegamutsvedu1050 11 місяців тому +2

    Ko vana vatadzei panyaya yenyu

  • @AlphiosMurombo
    @AlphiosMurombo 11 місяців тому +7

    Hasha + emotional blackmailing zvinofambidzana.

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 5 місяців тому

    Cc wefive dallar pliz okunye hay asikhulen

  • @DudaibethaMadzivadondo
    @DudaibethaMadzivadondo 11 місяців тому

    Well said doctors ava vanofunga mukadxi wechi2 ndavakwanendavaseka😂😂😂😂😂😂

  • @faithfullnyakudya3642
    @faithfullnyakudya3642 11 місяців тому +2

    Mainin Havana kuti munhu a very mumhuri varikuda zvinhu zvingogadziriswa nguva ichiripo mainin ndivo ngavakumbirwe mari ndivo mai vemba ngavachidzidiswa vazukuru avatozviziva vaiwirirana nasekuru asi sekuru vane mkadzi

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 11 місяців тому

      Exactly..ipapo vatadza kutonga. Muzukuru kutuka kuti hee you are silly? Haiwaa vakajaidzwa..ini handaimboenda ku party kwacho

  • @mymotherschild8918
    @mymotherschild8918 11 місяців тому +2

    Mainini vekuda kuzviuraya ava she's a waste of time. Apa ndiye afona yet haasikuda kubatsirika. Ngaafe ega asiye vana.

  • @selsco
    @selsco 11 місяців тому

    I understand bamdiki vemukadzi wekugadzirisa floor. Aita zvine musoro but kana fund iri joint he should have been consulted vobvumirana

  • @josiemadziwa
    @josiemadziwa 11 місяців тому +3

    Mainini kana mafunga kufa siyai vana endai mega

    • @nancyncube2656
      @nancyncube2656 11 місяців тому

      Kkkkkk chokwadi ngavaende voga nokuti vana vachine zwakawanda zwavachazoita nekuona panyika

  • @takundanashepemhiwa8924
    @takundanashepemhiwa8924 11 місяців тому +1

    The LAST LADY WITH PROBLEMS OF THE FATHER NOT WANTING KUENDA MUSANGO SHOULD GO TO HEADMAN CHIGODORA MHURI YAKE ESPECIALLY THE FATHER

  • @lawnyon
    @lawnyon 11 місяців тому +1

    Ko mazuvaano hamucha bvunzaa kuti makaroorana or kuchaya mapoto kkkk aaah paye maiipinda pesenari
    Mazuvaano hakunaa mari yekurooresa kwakaoma chikuru kudanana

  • @natashachibanda8767
    @natashachibanda8767 11 місяців тому

    Mainini kumba kunamai Dhereki so no strings attached pliz hamusi mukadzi vemunhuba murihure so far

  • @UserGmx-n8c
    @UserGmx-n8c 11 місяців тому +1

    Nhau yamainini ve23yrs vekusada kubika ava hazvinei nezera izvi ini ndakaroorwa ndiine 18 saivo asi pamoto nanhasi handibve.

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 11 місяців тому

      Haa iwe ko iye murume wacho haagone here kubika

    • @UserGmx-n8c
      @UserGmx-n8c 11 місяців тому

      @@maiyeukai9346 murume handiti anoswera kubasa here

  • @mymotherschild8918
    @mymotherschild8918 11 місяців тому +1

    Mainini ve$5 she's very petty. Bamnini sounds stressed. Kana wakawana munhu anevana vake musiye achengete vana vake. Kana achitovachengeta achiremember mabirthday avo ndobaba zvee. 10 months wakutoda kutonga chitororo😂. Ngaakwane

  • @jasminemazike9800
    @jasminemazike9800 11 місяців тому +4

    Umm stone age mentality .

  • @maiyeukai9346
    @maiyeukai9346 11 місяців тому

    Pana mainin vekuda kuzviuraya nevana ...hamus kuziva type yemurume akaita sewavo......murume wacho ndo problem. Kune vamwe varume vekuti vane mukanwa munofamba satan ....mashoko evarume ava hamus kuaziva henyu imim....munhu ungati unoda kuti ndinoroora paguva here....katsambara mafuta kemurume......

  • @lovenessnkomeni
    @lovenessnkomeni 11 місяців тому +1

    Ini ndinoshanda ndinobika lunch box kuwacha ku ironer zvese afuke jira rine smell yemunhu asi thank you hapana anongoramba achi claimer more lunch box anoshandisa tupperware but hayi ndaneta

    • @mnn440
      @mnn440 11 місяців тому

      😂😂😂😂

  • @preciousmuza3495
    @preciousmuza3495 11 місяців тому +3

    Basa repamba rakawanda hama, baba can help cook too.

    • @mphonyanguru8660
      @mphonyanguru8660 11 місяців тому

      Zviri nani kuty ataure kuty basa rawanda she needs help iye achiita zvekubika simple

  • @virginiasithole6639
    @virginiasithole6639 11 місяців тому +1

    Ngatinamate lye zvinopera nazita raJesu Christ Ndanga ndakanzwarrowo but nekupfugama ndrimumba nazvino.

  • @natashachibanda8767
    @natashachibanda8767 11 місяців тому

    Karume kekunyepa akoka 🤣🤣🤣akuda kuwana kungorara mumba umo chete for tonight..he regret nothing kambwa kemurume

  • @heatherbooth4217
    @heatherbooth4217 11 місяців тому +1

    Aizve...kana iri nyaya yekumukira, lunch box ngaigadzirwe the previous night iyiswe mu fridge. Kana murume achida hot food, dzisa makuseni, tenga tuma food flask etc. Heeish...mapudzi anowira kusina hari.😮😮

  • @isaacmuchetu9057
    @isaacmuchetu9057 11 місяців тому

    That couple ye cement you didn't solve it clear because tomorrow the husband is going to do wht is necessary without telling the wife and they will be a fight against. Mai pavaoronga budget before why dnt she bring the issue of cement .

  • @miriammapfumo138
    @miriammapfumo138 11 місяців тому

    Hayaaas

  • @diniwediniwe5041
    @diniwediniwe5041 11 місяців тому

    Mks

  • @EmilliaZvaita
    @EmilliaZvaita 11 місяців тому

    Toda woman's forum tovhiya dzedu pachedu

  • @blackcherry9344
    @blackcherry9344 11 місяців тому

    Mainini kwanai imiiiiiii regai murume achengete vana vake hanti maiziya kuti anevana aikaka

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 11 місяців тому +1

      Ndiye akatoita kuti mukadzi wekutanga aende...masmall house anonetsahan

  • @SilentChanaiwa
    @SilentChanaiwa 11 місяців тому

    Volume

    • @lovenessbureya803
      @lovenessbureya803 11 місяців тому

      Tatonetawo isu neku complainer nenyaya yevolume it seems we are being ignored 😢

  • @blackcherry9344
    @blackcherry9344 11 місяців тому

    Mainini entitlement imiii kah

  • @MafirakurevaMafirakureva
    @MafirakurevaMafirakureva 11 місяців тому

    uyo we $5 ne $10 ngaabaye kuchakachena

  • @nancyncube2656
    @nancyncube2656 11 місяців тому +1

    Mainini vekuda kuzviuraya pamwe nevana ngavasungiswe vasati vazvita. Inonzi attempted murder threats iyoyo. Zwipfudzei zweshuwa pamwe isu taibva tawana varume vakafirwa

  • @bornjustin7521
    @bornjustin7521 11 місяців тому

    Uuuummm

  • @tanyamilewski5700
    @tanyamilewski5700 11 місяців тому +1

    That birthday lady I think she was too desperate for marriage and chose a poor guy with many responsibilities just to say i am finally married . Now there are anger issues and what looks like petty issues because she is realizing the cost of desperation and frustrated by reality of her life. If you get $200 , $150 is not for you, yours is $50 😂 that’s what you signed up for marrying a guy who isn’t rich but has many kids. The lesson here is don’t be too desperate. Stay single until you find the right person or stay single forever. The solution here is don’t have more kids with him and start making your own money separate from his. Because you married for title not for wealth, he can’t afford 2 different families plus extended family. Trying to control his little money won’t help anything. Do nursing and go to UK like other s. Take financial matters in your own hands your guy can’t afford what you want.

  • @BeatriceChiweshe
    @BeatriceChiweshe 11 місяців тому

    Munoita dzungu

  • @Bee-833
    @Bee-833 11 місяців тому +1

    $5 dollars chaiyo ndiyo ingaita nyaya here iwe usati wambosvitsa gore chairo .

  • @tinashenyamazazari3628
    @tinashenyamazazari3628 11 місяців тому +2

    Ha Yamainini ve birthday mairasa ma comrades, munhu ngaangova involved zvisaite mutauro

  • @maryagneskaingwe6286
    @maryagneskaingwe6286 11 місяців тому

    Mapudzi anowira kusina hari ndarwadziwa ufuge mmmmm murume wangu sure

  • @imath68
    @imath68 11 місяців тому +2

    Dr Myamakawo , why are you as Christians accepting polygamy . You never seem to condemn it but use it as an excuse for some of the abuse presented by some legitimate wives. I thought polygamy had no lace in Christianity. What are you people all 3 of you . Playing double standards. I’d appreciate it if you didn’t address yourselves as Christians.

    • @ROGUE406
      @ROGUE406 11 місяців тому +1

      most biblical heroes were polygamous - some Christian sects accept polygamy

    • @mymotherschild8918
      @mymotherschild8918 11 місяців тому +1

      Christianity permits polygamy as long as you treat the wives equally. In the Bible kings had many wives. We are not ready to accept it

    • @ROGUE406
      @ROGUE406 11 місяців тому

      @@mymotherschild8918 African culture accepts polygamy. It has become less fashionable in Africa due to HIV, urbanization and economic pressure. Otherwise men with high libido and lots of money should be allowed to

    • @cricket694
      @cricket694 11 місяців тому +1

      not all the callers are Christians futi plus if its accepted in our society theres really nothing you can do about it. its not illegal

    • @irenemathambo4831
      @irenemathambo4831 11 місяців тому +1

      @@mymotherschild8918Jesus never accepted polygamy . Christianity is a doctrine that follows the teachings of Jesus Christ. Jesus actually changed some of the beliefs of the Old Testament . Not everything in the Old Testament was God,s wish . We know most of the Old Testament “ heroes” angered God by being polygamists and we know that for each and everyone of them there was a price to pay , starting from Abraham himself , through to Jacob , David etc. I believe this was God,s way of showing us that polygamy is not a good idea. Coming to our panel , they all profess to be Christians , even being called Bishop , but I’m sorry most of the time they stray . They must just call themselves advisers or therapists or Drs but not Christians.