Kudiwa muchato wapera hapana chakaipa asi pakuzotaura pachaunga wamakisa what I mean is that wazvimakisa coz hapana asingazive kut panoitwa muchato vanhu zvashoma vanotenga madress congrats to Nyathi family 🎉
Ma Zimbabeeans tinofanirwa kuyenda kuno kudzidza ma courses e customer service anonatsira kushanda zvakanaka vevamwe ne kuita kuti vanhu vaite business riende Mberi
Kamukadzi aka hakana kurairwa kwazvo...hakana hunhu...akakakudza ndo benzi .......kuda kudzikisira mumwe mukadzi aita zvakanaka nekuti iko katadza kuita zvakanaka....jealous is the freedom of fools....
Ko ivo vaka nonokerei sezvo vaizviziva nhai. Nxtime batai nguva. Zvokunonoka kwavo hazvinei nemuridzi we mbatya. Fungai kuti ukanonoka ku chck in ndege haukwiri zvinongonzi gate closed . Uchito ona vanhu vasati vopinda mu ndege ? Hazvinei ticket waka bata mumaoko. Unotozo tenga rimwe ticket 2 nxt ndege . If time out its time out. Plz tisa tsvage zvisipo kune ane twake kana musinga kwanise ku bata time plz plz musa mutsamwire we dress rake. Now chidzidzo kuti time haiku mirire asi iwe changamukirai time . Time no revs se nyoka. Ko ndatuka here aiwa
Kana akatadza akatadza guys ehe nguva dznga dzakwana but haudaidziri kuti vanhu vanzwe akadiii kuenda paside pavo ovaudza not in that manner kna Ari wrong Ari wrong nhy if it was you mainzwa mushe here pavanhu
Please don't forget to like share
Lack of professionalism chaiyo kumunhu wedress. Akatadzanei kuudza maOrganisers panekuenda public soo nxaa. Congratulations to the Nyatis 🎉
Kudiwa muchato wapera hapana chakaipa asi pakuzotaura pachaunga wamakisa what I mean is that wazvimakisa coz hapana asingazive kut panoitwa muchato vanhu zvashoma vanotenga madress congrats to Nyathi family 🎉
Ko chero nguva ikadarika hati still ndinongobvisa mari yacho Uye ini ndinoendesa gown ndega sokuritora kwandaita kwete kuti ritevererwe kudai Handizvo pakanganiswa zvikuru asi hatinei nazvo muchato bhoooo zvokuti magona vanangu Komborerwai Makorokoto makuru Zvatifadza isu vamwe
1st comment,, inn msikana uyo ndnomu blamer chero dai anga asingazivi kt iLive haangaende pamberi pevnh otaurisa kdero chii chocho hongu va haya asi ko kzotaura pamberi pevnh chii chocho 😢😮😮igodo iroro
Chandoziva mari inongowedzerwa kwete kushaya hunhu pamberi pevanhu
Congratulations Nyathi family ❤
Congratulations 🎉
Musikana uyu Aida kumakisa amai nyathi, hazvina hunhu zvaakaita dai akataura zvakanaka
Haana kukwana kunge aitorwadziwa nxaa
Asi akazozvinyadzisa kushoorwa nenyika yose
Congratulations Nyati family zvimwe zvatova drama🎉
Taura hako
Azvisi right muridzi we dress hasi professional. Ayifanirwa kutaura ne hama dzevachati voudzwa pasina arikunzwa kuti dress irikudiwa viona zvekuita. Izvo zva vakaita zvinoita kuti vanhu vazeze kushandisa ma dress avo in future
Kkkk zvakaoma hakusi kuda kutsvagawo mbiri neNyathi family here or pane nyaya yatisiri kuziva nhai?
Kkkkkk 😂😂😂hanzi chiendai munopfeka brugwa
Haa handiende kucompany iyi uuuum vanonyadzisa
Nhai she close lot of clients nehunhu hwakawora kudai
Hatirare ❤❤❤❤❤
Ndezve drez here kana kuti it's something else haaaaa
Hakuna maskits akadaro.Akashoresa company yawo muskana iyye
Manje vachatoshaya macustormer
The plane crush happened during landing baba correction apo. It failed to engage landing gear after a suspected bird strike......
Imbori mariiko nhay guys yaakakuvadzira business rake kudaro?
Aaaaa hunhu rudzii ko kuzosheedzera ko akadii kunoudza chero best girl wamai Nyathi munzeve kuti nguva ye dress yakwana i think ngatichipedzai tinovakumura haana hunhu mukadzi uyu aaaa matauriro acho ekusvotwa nemuchato nxaaa
Yhoo zvinorwadza chokwadi, vanhu vakafa vakawanda chokwadi, may thr soul rest in peace
Ummmh ve dress avo vanga vatumwa na someone chete yooh chii chakadero chinenge ngozi
Monyeperei nhymi ??!!
Boys maitahenyu basa kkk but newevo chirega kuzodaro
Haana kukwana ko akadii kutaura navo paside not infront of camera
Ma Zimbabeeans tinofanirwa kuyenda kuno kudzidza ma courses e customer service anonatsira kushanda zvakanaka vevamwe ne kuita kuti vanhu vaite business riende Mberi
Zve ndege comment section yemastreets ngavasiyane nazvo,,coz vanotya kukwira ndege vachiendakupi kwavanoziva kunoendwa nendege,,,
Haaa musikana uyuuu anedzungu ko kudeedzera kuh dress rakudiwa pazere vanhu ndokudiiiiii
Ndezvekare zvamai ava yezvihembe zvered
Usanyepere vanhu vakaitika kare
Hy
Inga zvakaoma
Havagone kubata ma customer mushe
Aka makuhwa aka
Hauna nyaya iwe wapera
Fumai imbwa mahara
RIP❤
Zvinoita kty vanhu vatye kuhire madress .ndongonosimudza rangu
Ummmmmm nyika yamira kuipa
mahure anosemesa mhani nxaa
Ko masteps ktamba
Customer care hapana apa Havana hunhu shame
Ummmm anoda kubudiswa basa
If you use green screen haufanirwe kuzora vaseline because that green thing will reflect paskin yako.... My 2 cents
😂 data rangu
😢
Avo vegown avo vakabhaiza 100% havangadisappoint vanhu so thats very bad
Kutori kurwadziwa uko chii chakadaro kunyangwe time yainge yakwana aifanira kutaura navo zvakavanzika not kusheedzera kwaakaita
Instead of just make extra charges, that is unprofessional full of jealous
Kamukadzi aka hakana kurairwa kwazvo...hakana hunhu...akakakudza ndo benzi .......kuda kudzikisira mumwe mukadzi aita zvakanaka nekuti iko katadza kuita zvakanaka....jealous is the freedom of fools....
Ibishu raneta nema streets zvorwadza moyo zvogumbura datya gadzi
Mukosho wako
kurwadziwa chete nekuti vachata
Hure roziva zvaroita problem inevarume moda kudzikisira mahure mahure anedzimba nemota vana vachidzidza zvikoro zvodhura
Fokor
Ndege yaibva ku china