Izvi zvinozopa dzidziso ku vazhinji mhondi idzi dzikasadzoka kumba, vese warikuchengeta vana we varume or we vakadzi wavo ndawawe nemoyo vekubereka atore vana awa sewawo, uyezve, vanhu vadzidze kumirra nyaya dze kumba kwavo, mai vepa next door wayiitey pa kuuraya mwana uyu, kuda mari here chii,
Vanhu ava vanoda kutongerwa rufu period shuwa kudimbudzira life yemwana panzira.$100 yaasina kuba shuwa even zvikanzi she stole the money chokwadi kuurayira mwana 100 dollars iyoyo here veduwe😢😢😢I don't know Ruvimbo but all I can say is may her soul rest in perfect peace 💐 kuna Mai vaRuvimbo ndongoti Mwari akunyaradzei I feel your pain semubereki💔💔💔
Daii vanhu ava vachirohwa mhanii sekuty kwavakaita mwana uyu vaone e pain she wnt thru at e same time life in prison havafanire kuona zuva ngavagare mukati mutorongo
@@Confession26 kuna step mother better coz kunenge kune hama dzakawanda not kuna step father vazhinji vanasikana tonzwa kuti vakazo batwa nana step father izvezvi hona umwe apondwa
Shuwa. Asi kune vamwe vanotogara mushe nema step parents apa pakafamba satani. Mai ruvimbo vaka bhayiza kt ivo ndovaishanda saka murume vaimudiii ivo ndovaitocbengeta murume saka zvaishandei deno vaitongo renter room yavo 1 iyoyo for her kids pasina zi devil step dad.
Vanhu ava vese chero vakapihwa 1yr chairo varimuhusungwa, zvitorinani panekungodzoswa mu community,haa zvingarwadze ndozvinozotuma vanhu kubata mishonga, special constable idzungu hre kusadzidza hre chii, cz kna wakaenda kutraining chaizvo hawaimbodaro asi akapinda basa ne card remusangano, trikuda justice apa vanhu awa wasadzoke kumba nekut vangatopedza mhuri fanika step father vanotosvikakuuraya mai Ruvimbo namai landlord
Mai ruvimbo nemiwo hamuna moyo😢 how can you trust kusiira stapfather vans vako
Mandibhohwa nayewo ruvimbo anemubvunzo kwamuri😢😢
Mhondi nganzitongerwewo rufu idzo
Imagine
Justice for Ruvimbo pliz
Mutongo wemapurisa ngautodatika wevamwe...asi vese ndinoti ngavatongerwe rufu please maybe vanhu vangaite matyira muZimbabwe zvanyanya veduwe😢😢😢
Mapurisa ngaawurawe mbichana mbichana not once
@@tonderaivenge589 ukuziva wani
Kutopfeka tusocks kuratidza kt kuri kutonhora ,asi mwana asina mhosva makamudira bucket remvura inotonhora ndiye aive asingatonhogwi 😮
Dei mapihwa life mhani tukumbo nxaaaaaa
Ndatonawo asi tusokisi hatwo Chavakagona ndopasina
Moyo wangu wakaenda kure
Kana kuzviurayira ikoko kuJeri imbwa dzisina muswe
Vanhu avo ngaavasabuda ngava gare kusvika amen
Vharirai imomo murase. Makey ejeri sei mhondi idzi dzisina moyo wekubareka ndarwadziwa chokwadi
Haurevi nhema ipapo hako iwe ngavafire imomo
We want justice for Ruvimbo ...vese avo vasungwa ngavapihwe life in Jail coz vakarwadzisa nyika yese
Zorora hako murugare mwanangu Ruvimbo.mwari ano ziwa.
Thanks sister munodzifambira zvechokwadi ❤❤❤❤❤❤
Thank you tete Stella nekufambira nyaya . Ngavavharirwe varase makeys
Haa ukokuchena nyc hembe
Thanks Stella neupdate yemhondi idzi usarare Ruvimbo muka kune vese akakurova
Hello ST❤❤❤
ini ndinoti ngavasaurayiwe nekuti havazonzwe kurwadziwa,ngavagare mujeri kwehupenyu hwese vachirwadziswa........vane hutsinye chokwadi kusvika mwana afa achingorohwa vanhu wee.........ummmm ini ndinoti Ruvimbo futi usazorore kwawakaradzikwa ikoko......Ruvimbo dzokerai uchivarova neshamhu kwehupenyu hwavo hwese.........Justice for Ruru 😭😭😭😭😭
Ngava tongerwee rufuuu urwuuu mhondi
Sekuru varuvimbo vakarwadziva kusvika pekupedisira kana vachitaura musodzi yangu inotoeerera mwari ngaakunyaradzei hama
Madzimai destiny, vanhu varikuuraya vanhu kunge moskito,hurumende ndiyo isingatarisi kwete vanhu ,vanhu hadzisi mondi mutemo baba havadi muvhura muromo wavo avo
Thank you Destiny nekutizivisa kuti nyaya ya Ruvimbo yavapapi
I also think dai mutemo pakadai, when there is overwhelming evidence pachiitwa fast track yekutongwa, chete kungoti Law is stubborn 😂😂
Ava vanhu vachachiona chete nekuti maurayiro avakaita mwana uyu mmmm zvinorwadza
Izvi zvinozopa dzidziso ku vazhinji mhondi idzi dzikasadzoka kumba, vese warikuchengeta vana we varume or we vakadzi wavo ndawawe nemoyo vekubereka atore vana awa sewawo, uyezve, vanhu vadzidze kumirra nyaya dze kumba kwavo, mai vepa next door wayiitey pa kuuraya mwana uyu, kuda mari here chii,
Havasi baba vke murume waamai vke saka ndistep fatherzve vke vkafa 8yrs back
Saka kuendesa nyaya kumapurisa imhosva futi here,isu tinoti kumapurisa ndokunopedzwa nyaya,Asi chishamiso vanhu vemutemo vosungirira mwana pamuti morova futi.Mapurisa chiiko nemi nhai munorwadzisa imi.Please justice panyaya iyi
Vanhu ava vanofanirwa kutongerwa rufu i wish they could make me the magistrate
Vanhu ityai Mwari kurova mwana wevamwe kudaro
Akaba mari anoda kurangwa ndiye akawuraisa Ruvimbo,ngatorwe ajoine hama dzake vana satan avo vakaponda,we want justice kuti vanhu vadzidze kuda kutonga nyaya dzisidzavo
Zistepbaba iro nxaa ngarigare ikoko
😢😢😢😢😢😢
Musavasiya havana moyo ava mhani
We want justice for ruvimbo pliz fight your own battles zvrkurwadxa mwanangu haaaa usarare hope iwe muka urwe nemhondi dzako 😢😢😢😢
Life in jail kuvanhu avo
Vanhu vakauraya mwana ngavaurawe
Mwana mudiki here vanhu ityai Mwari
Mweyayiko wapinda muvanhu same neyaLivingstone ngavatongerwe rufu
Ndawafireko kujeri
MuZimbabwe hmusisina mutemo,,,,, mazara huori saka mari ndoinoshanda unotoona mzimhondi iwawa avakutoslayer arikunze
Tobva tashandisa zvidhoma ah
Ngavafirre ikoko plizzz
😢😢😢😢😢
Hezvo ko vachirikutodya sadza here mhondi idzo
Jane Chifamba
Vakadzi AVO sure nekurwadza kunoita kuzvara moyo yaiitiyi chokwadi mwana kuenda kungiva yoo zvotyisa moyo yevanhu yakaoma chikwadi
Tuvakadzi tunoroya utwo
Adults beating one child 😮 handarwadziwa 😢😢MHSRIP
Ngavagare life in Jeri mhondi idzo kusanyara kubatsirana kuuraya mwana muri 6 ine basa rei 100us yamakauraira mwana
Hangman akazowanika here muZimbabwe.
How far nyaya ya madzibaba ishmael?
Vanhu ava vanoda kutongerwa rufu period shuwa kudimbudzira life yemwana panzira.$100 yaasina kuba shuwa even zvikanzi she stole the money chokwadi kuurayira mwana 100 dollars iyoyo here veduwe😢😢😢I don't know Ruvimbo but all I can say is may her soul rest in perfect peace 💐 kuna Mai vaRuvimbo ndongoti Mwari akunyaradzei I feel your pain semubereki💔💔💔
Chero dai anga akaba vai mutongera rufu hr
Justice for ruvimbo hurumende pls ngayirege kubuditsa mondi nguva yema vote mondi mukati armnist yeyi pamhondi nxaa
Vari kupomerwa hr kana kuti vakaponda ? Justice for the young girl
varoi ava ngazvifire mukati vakatirwadzisa pana Ruvimbo
Ava vanoda kusungirirwa matombo mumakumbo vakandwe mumvura vafe varoyi ava
Ngavagurwe maoko anouraya vamwe iwayo
Mhondi idzo havakodzere kugara mu Society or Community. Bcz vanopedza kuponda vanhu vasina mhosva. Kutora mutemo kuuisa mumaoko avo nemhaka yeiko?😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
Daii vanhu ava vachirohwa mhanii sekuty kwavakaita mwana uyu vaone e pain she wnt thru at e same time life in prison havafanire kuona zuva ngavagare mukati mutorongo
4:10 inini hangu ndinoda kuti vanhukadzi musaende nevana vemumwe murume kwamunenge maroorwa please zviya zvekuti akandiwana ndine vana vangu azvishande veduwee.
Samai moda vadii vape baba kuna stepmother
@@Confession26 kuna step mother better coz kunenge kune hama dzakawanda not kuna step father vazhinji vanasikana tonzwa kuti vakazo batwa nana step father izvezvi hona umwe apondwa
Shuwa. Asi kune vamwe vanotogara mushe nema step parents apa pakafamba satani. Mai ruvimbo vaka bhayiza kt ivo ndovaishanda saka murume vaimudiii ivo ndovaitocbengeta murume saka zvaishandei deno vaitongo renter room yavo 1 iyoyo for her kids pasina zi devil step dad.
Zvakaoma
Dai hurumende yasimudza musoro panyaya dzekuurayiwa kwevanhu sehuku zvanyanya manje vanhu havachisina matyira
Ko mhondi dzichikurarama ere imi 😢😢
Mapurisa ngaaurawe mbichana mbichana, at least a month
Vamunangagwa isai mutomo wekut auraya ngaurayiwewo kana abatwa
Mapurisa maneighbhour wood haasi mapurisa hahaha ngavafire mujere
Hurumende ngaiise mutemo wekuti auraya naye ngaauraiwewo ,vanhu muzim vari pera
Ngavatsanyiwe musoro zvigunwe makumbo nesando imbwa dzevanhu
Inonzi chawagona hapana. Mava muhusungwa
Chenai Kasunu
😭😭💔💔
Ini ndinoti ngawauraiwe
Seconded
Mhondi mukati pliz tapota,
Vanhu ava vese chero vakapihwa 1yr chairo varimuhusungwa, zvitorinani panekungodzoswa mu community,haa zvingarwadze ndozvinozotuma vanhu kubata mishonga, special constable idzungu hre kusadzidza hre chii, cz kna wakaenda kutraining chaizvo hawaimbodaro asi akapinda basa ne card remusangano, trikuda justice apa vanhu awa wasadzoke kumba nekut vangatopedza mhuri fanika step father vanotosvikakuuraya mai Ruvimbo namai landlord
Ngavafireko kujere mhondi idzo
Haaa zvosiririsa ..tirikuda justice...mwana akafira nhamo uyu...
Justice for Ruvimbo 😅😅 zvinorwadza chero vakapika but vari vapenyu
Amai vakandidzikamira zvandoda mune hunhu sis
Zvakaoma chokwadi zvinorwadza
Ngavagareko hupenyu hose kana kuuraiwa vasafa vakaonekwa panyika ngozi dzirimavari . VanaSatan chaiwo havafanhe kuonekwazve kuvanhu vanouraya Zve vamwe vanhu . Zimbabwe yavekushaya mutemo vane mhosva vavekurarama varikunze vasina mhosva ndivo varikufira mujeri . Vanhu vakadai ngavaiswe mapics avo pachena vazikanwe ne nyika yose
Zvakawoma 😢
Vese nemapurisa vaurayiwe
Avavaniri kurarama ahah
Vharirai izvo zvisawone zuva kwehupenyu hwese nxaaa
💔💔💔💔
Vabvisei mazisokisi ayo nxaa
Mwana wekuonekwa aine 100 usa ndiye akaba akaurayisa ruvimbo asina mhosva mmmmmmmmmmm ruvimbo muka hazvipere mushe muka urwise kuba umwe munhu. Ofira zvaasina kutora ende tete awo vane ngozi kana riri bishu rakaurayisa vanhu muchihure ende kamota akatenga nehurombwa kwakuchekeress ruvimbo
Saka kana varibaba vake sei murikuti ndi step father
Musapa bail kuvaurayi Ava please
Justice for Ruvimbo
Sevabereki tose tinodzimbikana asi kungoti senyika yedu haina anotimiririra huori hwanyanya ngatidzokei kumhodzi dzaTapiwa Makore mwana akatorowa asi vamwe watori panze pejeri saka mari ndoinotonga asi nguwa yamwari ichakwana achapindura
RlP Ruvimbo
Vanhu avo vakabuda chete ndokuudzai kwekuenda vapenge vese zvovaharana
Ngavapiwe life vakaita hutsinye
Ngavagaremo
Zvakaoma vanhu vakuru 6 kbatsirana kuponda mwana asina mhosva
Ngavagare ikoko we want justice
Ngava gare imomo vasabude kunze kana kufa z
Ndozvatanga takamirira izvozvo panyaya yaRuvimbo mhondi ngadzisungwe
Shuwa mari yauraya nyika police kana iriyo yakuuraya hapana kwatiri kuenda senyika
Justice must be saved
Ngavapihwe ma70years
Vamborohwa here ngavapihwe hour everyday yekusungwa pamuti varikujeri vorohwa
Ini ndakarwadziwa hangu nguva yakarohwa mwana yakarebesa zvekuti vairova vakatadza here kuona kt mwana zvaakataura kt haana kuba vakaedza kusungirira pamuti asi akaramba kuti handina kutora ;apa munhu sikana vakadii kubvunza kuvana komana vaivapo iro purisa vanozviziva kuti ukarova munhu for too long akaramba zvoreva kuti arikureva chokwadi ndofunga mapurisa acho anotodanana ne one of vakadzi ivava y wakarova mwanasikana zvakadaro .Kutaura chokwadi denga havapindi makarovera mwana mahara akafa zvinorwadza asina mhaka yaakapara dai zvaibvira vaurawevo vanhu vagarwa neiko munyika yedu kare zvaisavako which means jeri rava nerugare because zviri kuitwa these days vanhu havachatyi chinonzi rufu rwekuponda munhu....Its now Tapiwa;Livingstone; Ruvimbo neuya futi wekubaiwa nezvimiti kusikarudzi nevese vamwe vatisati tava kuziva chokwadi Mwari tirangireiwo wese ane chekuita kune vari kuita izvi😢😢😢😢😢
Vese ngavaorere mujeri, we want justice
Mapurisa ngapihwe mutongo wakaomarara because now day vana havachabvumirwe kurohwa kune kwavanoendeswa