Mukadzi uyu akadyiwa ne Imani Necrotizing Fasciitis, I have seen it 4 or 5 times before kuParirenyatwa I am a pathologist, vakapona vashoma as it is aggressive and requires strong antibiotics combined nekubviswa nyama dzinonga dza infectwa
So does it mean angaagara achirwara here or zvangouyawo the time yaakadonha...the chirwere can be there but why pakadonha this woman then bvavatanga kudyiwa
@@gadzikwapaulineshe could have beeb infected paakadonha abmmnd/or her immune system was compromized, problem is it'd an infection that spreads rapidly and needs strong antibiotics, they did not ho back to the hospital paakatanga kudyiwa that was a fatal mistake, musanyanya kutsvaga makudo mugomo you will find them
Baba avo vanonyanya kuwona mafirimu ebonde vobva vafunga kuti ndezvechokwadi. Manje yatove ngozi rufu rwegerofrendi. Mubatsiri uyu awuraya plus mudzimai is an accomplice of murder
Mapindira papi nhasi papa Isabel napapa Patie pooooooooooooooo rikiti bvuuuu
🎉🎉🎉🎉🎉Pooooooo ooo rikitibvuuuu ayaya ayaaaaayaaaayaaaaa ichokwadi ichokwadi mhuri yezimbabwe tinetakakubatiraiii nyaya na Bhozho
Vanhu hatidzidzi zveshuwa,From mai Sasha naChenai nhasi tave pamwe zve futi.Zibaba zibenzi rinoradza hure paBed yemukadzi manje zvaiwana ngwarati.
Mahure ngaafe
Uuuuuummm zvakaoma hakuna zvakadaro fambirai mufi
Mukadzi uyu akadyiwa ne Imani Necrotizing Fasciitis, I have seen it 4 or 5 times before kuParirenyatwa I am a pathologist, vakapona vashoma as it is aggressive and requires strong antibiotics combined nekubviswa nyama dzinonga dza infectwa
So does it mean angaagara achirwara here or zvangouyawo the time yaakadonha...the chirwere can be there but why pakadonha this woman then bvavatanga kudyiwa
@@gadzikwapaulineshe could have beeb infected paakadonha abmmnd/or her immune system was compromized, problem is it'd an infection that spreads rapidly and needs strong antibiotics, they did not ho back to the hospital paakatanga kudyiwa that was a fatal mistake, musanyanya kutsvaga makudo mugomo you will find them
Vamuhure vanojairira zvavo rufu rwacho ndinoti ameni. Varume vanombojairira chaiko
Mujolo muchaurega zvenyu varume
Baba vekwarusape avo vanosvodesa varume nevakadzi ngatikudzanei.haisi nyore kuuyisa girlfriend mumba mune mukadzi worara pamubhedha aaaaa musadaro vana baba
Benzi mukadzi regai zvifire muzvivi...nekamuno ketsambarafuta toko waro bt MI mubatsiri boe here ko vakazotizeiko kkk haaa dzimwe ndufu misodzi haibudi zvayo
Chivi hachiere musi wacharimwa Bab avo vashungurudza mukadzi .now mave pama1 mujoro muchaurega
Pooooooooooo rikiti bvuuuuu,tindimurai baba Isabel
Ndokumbirawo kujoiner whatsapp group
Andiriya simudza mubhadha ndirove pakadzika dzika poooooooo rikiti bvuuuuu tsudzurai
Poooo rikiti bvuuuu
Pooo rikiti bvuu
mjolo mjolo vanhuwe totosiya zvene masofa panze izvi
Baba avo vanonyanya kuwona mafirimu ebonde vobva vafunga kuti ndezvechokwadi. Manje yatove ngozi rufu rwegerofrendi. Mubatsiri uyu awuraya plus mudzimai is an accomplice of murder
Girlfriend yafira pajokwe rayo kwanzi uchafira pazvivi zvako
Pooooooo rikiti bvuuuuuu