Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Chief Bushu I love u so much, mune rudo nevanhu, munotonga zvandinoda
Ok
Vakadzi vaakushandiswa kutsvaga mombe. Nyaya idzi dzinotorongwa zvonzi nyengwa tikubatei then towana mombe. Ndoozvirikuitisa vanhu mari kuZimbabwe. Kana vasiri kurima vanototsvaga zvekuvaitisa mari.
Taura hako pane kakuteyana apa, saka ukakasika kuvhura zipi uno loser pfuma yako, zcakuda kufunge first.
@@rashedngadze8853 serious. Natsotarisa nyaya dzacho futi dzinongoitika na same chief. Zvitoreva kuti vanhu ivava vatojaira kuti chief ivava vanongoripisa mombe. Havana dzimwe nyaya dzavanotonga kunze kwedzechihure.
It's best Mambo varipise vakadzi vavo varikuva hurira now chihure it's like a money making scheme kuvarume vekwa Bushu
Warikutsvaga mombe muzvikomba wane wakambororawo here wakadzi awa nemombe
Sewe ndakatotaimira mombe dzako 😅😅
Baba varikufema avo eeeeeee😂😂😂
Iyi inyaya ye makuhwa chief bushu hapana nyaya apa
Taura hako
Chief Bushu mune basa, nyaya yezvikomba yanetsa.
Baba Ruva vabatwa nebuka onai kurova kukuita hana yavo 😮 kuvhunduka i think bamukuru ava vanenge vakaregererwa nyaya yekuvhundutsira vhunditsira vamwe.
Hana kuita kurovera padumbu kudaro
Kurova hana zviri kuonekwa padumbu 🤣🤣🤣
Kutsanangura kwakadai kutoona kuti hapana nyaya muridzi wemukadzi anongogona kugadzira nyaya chete. Nzara yamurova aakutsvaga mari. Mukadzi akambobvuma plan gare gare ndobva azoona kuti hazviite regai ndirambe apa muchinda anga atotanga nyaya kare.
Shanje chaiyo kumuridzi wemukadzi maonero angu
Chief chidzinga vanhu varikuman'ara nyaya dzechihure radere remahure zvakawanda mudunhu zvinoda kugadziriswa zvingape vanhu hupenyu kwete chihure
😂😂😂Pamwe naiye wacho imhombwe
Paita team rama kuhwa apa zvokuti ukari teverera imba inoputsika day light
Dream Team yemakuwa
Varume ...vanhukadzi ava usadheerere,anoruma dombo asi iye achipfamba hake. Ndana mambara ava
Iri ihure chauro hona meso aro musatanyoko hure remukadzi gosho
Kkkkk varume mahure ndiwo amunoda wani
Chiduzvo ichoooo chinoshusha ngachibva apooooo
Chief Bushu ahura ngaaende nechikomba mukushandiswa nemarombe
Hapana chikomba apo Baba avo ndavashande vanenge dzavo mombe kwete kuita business nekunyepera mukadzi matsananguriro Ake ndeekugadzira nyaya uyo
Ko kufema hausi kukuona here
Anga achida kuripwa mombe zvino abondera
Yooo baba vanofema.avo but inogona kuve problem dai vaenda kuchipatara
Nervous😂😂
Mamboona kufemeruka kukuita ba Ruva here padumbu pavo. Yoh
Fear
Ndabva ndapatarisa wani 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😅
Nyaya dzemakuhwa evakadzi idzi
Kkkkkk kafemero kacho kani ndachema zvangu
😂😂😂😂😂😂😂😂
Hana irikurovera mudumbu chaiko
Maybe kufema kwavari kuita vane problem yavainayo
Catherine 😮😮😮😮 wavona zvandavona
Mm not kut kutya mhosve hre kkk
Kana hasha chaidzo@@ActorShito-q3i
Vakatsamwa zvekuda kurova munhu
Hana ikurovera mudumbu 😂😂😂haaa iye murume wamai anooneka kuti akagumbuka anouraya munhu
Uuuuu kwaBushu kwakawanda wanhu warikuita zvenhando basi basi.
Ewoni
Makuhwa haavake musha baba avo vanorushusho imba iyo yava yechitatu
Richiri dare here kana motonga makuhwa?
Chief musapedzerwe nguva ne nyaya dzemakuhwa idzo
Makuhwa aya hapana nyaya apa
Haaa baba ruva kufema chaiko here ukoo kana pakupisa dumbu futi haaaaa
Vanhu kwanayi inzara here ummm sarenda
Hana yabamunini ikurova kunge ichabuda mu tshirt kkkk
Nyaya dzemakuhwa mudare.
Nyaya dzemakuhwa idzi hapana nyaya apa
Bhara 4 mama kkkk
BaRuva munoutangirei musindo ikozvino dumbu rave kuita ma press-ups😂😂😂
😅😅😅😅😅😅😅😅😅
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🙏
😛😛😜😜
😂😂😂😂maiwee
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😅
Baba avo havadonhi here mafemero acho uuummm
Kwa chief Bushu ma bhishu akawanda. Dai vachinja mutemo vabhadharisa vakadzi
Kunyadzisa mukadzi wako mudare nenyaya dzamakuhwa unehasha dzekunyepa huya ndidzipedze
Chief mune basa nevanhu venyu avo
Swapai mahure enyu
Muchinda arikukurumbidza kuvhundutsa Shiri isati yabatwa, you can't relay on makuhwa as evidence
Hapana nyaya apa Mambo
Mash central yah
Mai ruva vakavhundutsirwa nemrume apa
Vanhu vakungoda mombe chete
Hapana nyaya apa murume uyo over reacted on this matter. He should have trapped the man.
Vakapfeka zvisvuku avo murume wemukadzi ane makuhwa arikuita kudedera zvinoonekwa ne pa camera kuita kufemuruka 😅😅😅😅😅 makuhwa sooooo
Pashaya evidence apa angori makuhwa chete
Nyaya yemakuhwa inotobhowa shame
Chinemazamhu matsvene
Apa makafanana mese muri3 apa modanana mese muri3 kisanai mese
chikomba icho chorova mtoriro chete
Dare kutonga makuhwa shuwa
Baba Ruva mafemero avo iproblem ngavamboona chiremba
😂😂😂
@@slauschannel l think he is very upset.
@@Amarie077 true bcz nyaya mubikirwa
Mhoswa yei nhai makurukota imi yakmuruda kunenedzera amai avo
BaRuva vari kuita kuvhunduka kana face yavo ivo pachavo pfungwa dzavo dzitori kure kure kufunga pose pavainyenga mukadzi uyu
Hapana nyaya apa cos humbowo hunobatika hapana. Go back and stay home. This is hearsay and hearsay is not a fact. Baba vada mombe ava.
Murume haana mhosva apa makuhwa ekuvengana chete pavakadzi ava
Makurukota amambo dzungu racho ummm Mambo vachitaura ivo vanenge vachitaura mxm
Mafemero arikuita baba avo vanenge varikuziva nyaya dzavo chete 😂😂😂
😂😂😂😂😂 pfungwa dzavo hadzitoripo padare dzitori kufunga pose pose pavainyenga mkadzi wemunhu
Mambo makurukota enyu akadhakwa aya
Haana kudhakwa varikuda kunzwisisa
madhara aya anongofunga kuripisa, hatonge nyaya
Morning guy's
Sei sei
@@advancematoweadttocksmatto9213 uri sei
There is no case here
Makuhwa emukomboni hapana hapana apo
haaaaa mukunyatsofema baba 😂
😂😂😂😂😂😂 mafambiro ari kuita dumbu ravo kunge mune munhu
Makuhwa chete
Mai Ruva vari kuprotecter murume kutya kuti anobhadhara mombe
Zvohwisa tsitsi tarisa shaya dzevarume vari kupedza simba nechihure