Mainini mungagarwe nhaka mukore uno zvakaoma askana, bamkuru venyu havana reason capacity, vakashandisa mukonyo kudya mari iyoyo, plus murume uyu haisi type yenyu dai zvakangoperera pahusarapavana chete, mudhara uyu is very selfish maonero angu
Mari yake ipi mari yeroora remwana wemunin'ina raanonodya kumba kwake nemhuri yake? Rine undyire dhara iro!! Mai avo vane mwana mukomana that greedy bamukuru should have taken kana $10 or $20 chete yechirango, mukomana otorawo imwe sababa imwe yoshandiswa nemhuri yemuridzi
Thanks for giving us more updates kana Uchifarira zimnews isa ma Love NEMA likes
Ayiwa tiri kuchimhanya isu zvedu . Ndechedu chinnhu ichi ❤❤❤🎉🎉🎉💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻
mudhara haazivi nyaya ,unoti wagara nhaka papi iwe uchibvuta zvese zvemkadzi wawakagara nhaka wacho
Tisu zvedu mu 74k 💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻
Vazhinji ndivo vanoti mwanasikana I bank but izvi zvakaitika zvinokonzera mhepo kumwana kwaakaroorwa .atova matambudziko chete chete.
Zimnews beat usadaro tanga tichidawo kuona murume ati nesuwo takagara nhaka apa wakutivharira.
Zibaba iro rine hudyire chaiko hant baba vanotora mari yekt imba yemwana isimbe hr ....ko kuzotora mari ipo pamba panemwana mukomana hant vaifanirwa kusiya yose mumaoko memukoma mwana wemupfana wavo hr .....baba vainhofanirwa kungotora yekut mwana isimbe cht kutora 30 or 50 imwe yose kusiira nherera zvee baba avo muroyi uyo
Baba avo vnoudyire vanofanirwa kupa Mwanakomna vemufi Mari Ivo yavo vnowana kna $20 chaiyo
Mainini mungagarwe nhaka mukore uno zvakaoma askana, bamkuru venyu havana reason capacity, vakashandisa mukonyo kudya mari iyoyo, plus murume uyu haisi type yenyu dai zvakangoperera pahusarapavana chete, mudhara uyu is very selfish maonero angu
Hundyire chaiho aaaa
Ndovakatouraya munin'ina Ava vachida pfuma
Hudyire kasaskamu kazhinji ndovanopedza nzinza kuuraya nekuda kudya
Ichokwadi haunyepi
Ndakamboiona iy karesa
Aaaa bba avo vanoganga.ngavarowodze wavo mwana istupit bba avo
Kuda nhaka hr imi mukore uno hr
Baba avo vane hutsinye
Hapana nyaya apa akadya mari yake where is the problem
Mari yake ipi mari yeroora remwana wemunin'ina raanonodya kumba kwake nemhuri yake? Rine undyire dhara iro!! Mai avo vane mwana mukomana that greedy bamukuru should have taken kana $10 or $20 chete yechirango, mukomana otorawo imwe sababa imwe yoshandiswa nemhuri yemuridzi
very correct @@africatakingstrides8232
Mari yaakadya haisi yake kunzi dzipakate sandi kuti dziridze vaneudyire ngavadzore mari kunamai vevana
Nhaka sandi bonde
Kudya zvevapfupi nekureba
Bamukuru vanenge vakauraya munin'ina kuti vagodya bota nepfuma yevana rinehutsinye