Wotora matombo avo . No its your stones it belong.to you ...chachimurenga ....fight for yourself ...... kupara its called mining it affects the environment
I grew up right opposite the mighty Vhumbika Mountain at Dzvengwe village under Nyamakope School. There hasn't been any developments in the area since independence whilst the miners claim to be paying royalties to central government. Corruption at its height
Ngavasambire muvhumbika maChina aya vanopedza vanhu mahara ndokwedu chaiko varungu vakaedza zvakawanda imomo zvichiramba saka pliz dont there musatikanganisira nzvimbo
Hapana zvatiri kuwana pazvinhu izvozvi tirikungosiirwa T B ne dust chete uuuumm 😢😢
Taking us to another level....
I'm just in love with music you play before and after the program ❤
Ma China Must Go!!!!
VaNeshamba matikanganwa Bulawayo
Nyika yaparara takangoti vavava sure ummm
Vaneshamba muchaendawo riinhi kwedu kuhurungwe kune nzvimbo inoera inonzi mutambiranwa kare kwainzi kwaitouya matourist vachizoona panzi pane Bako rinosvika muchinhoi caves
Kwasekuru vangu
Hurumende nemadzishe ngavaone kuti makomo nemasango anoera ngaachengetedzwe ,ngaasiiwe akadaro.
Machaina aura nyika varungu vaitova nani mufunge
MACHINA atora nÿika yedu nemarì neVakadzi
Shumba taking you to another level ❤❤
Maenda kwedu chaiko❤
Wotora matombo avo . No its your stones it belong.to you ...chachimurenga ....fight for yourself ...... kupara its called mining it affects the environment
MaChina anetsa izvozvi vakudzinga vanhu kwedu kuchimanimani nekuda gold 😢😢
Dzingani ma china
Nyika iyyi yawa yemachina
Taking us to another level
Drewmas media taking you to another level ❤❤
Nyika yatengeserwa maChina takatarisa
Gomo rakanaka iro
I grew up right opposite the mighty Vhumbika Mountain at Dzvengwe village under Nyamakope School.
There hasn't been any developments in the area since independence whilst the miners claim to be paying royalties to central government.
Corruption at its height
Panyamakope apo Ini ndirikuseri kwacho
Bvumbika usakwireko munoyeraa ukaita zvekutamba unonyuramo😊
Zvinorwadza
Mabzimambo nehurumende vatengesa nyika
Zimbabwe yanga iri nyika yakanaka chose asi nema china zvese zvese hazvisisina order
Varikuudzwa kuti musapedzise kubva kumusoro. Hazvishamise izvo.This is being done deliberately fullstop. 😢😢😢😢😢😢😮😮😮😢
Pane mvura panenjuzu
Vhumbika gomo rekwedu
Vaneshamba makakasika kubva munharaunda iya yamakatora nhau yasekuru vekunwisa muzukuru weti,kunenhau dzakawanda dzinotyisa dzinovhundutsa nekushamisa
0773368495 ndibatei pliz
Ndokwedu kwanyamakope
Shumba yangu
Ko nzvimbo dzacho hadzina Fence here
Kana vasingade kuita zvinodiwa nevanhu ngavadzingwe kusvika vaita zvinoda vanhu
Kachoro mhiripiri inovava😅😅😅😅😅
Ngavasambire muvhumbika maChina aya vanopedza vanhu mahara ndokwedu chaiko varungu vakaedza zvakawanda imomo zvichiramba saka pliz dont there musatikanganisira nzvimbo
Kuparadza nyika yedu isu tirivaranda kunyika dzevamwe
Is it not the government give those Chinese the permission to do that
Nzvimbo iri kuparara ndiri kappa
Hello guys Uyo arikutaura zvekuti mabasa API ekupiva 100us pamwe chihumende chakaora chisina basa nevanhu
Tsvakai drone zvimwe zvacho zvinoda kuburitswa but kuti muswedere menge musiri safe
Drawmas ndokumbirawo mumboeñdawo kwaRusitú Kurwaisimba nyaya yemàChina ikutirwadza
Kwaiwai kwaiwai mabuja biyangu .Mabuja ese uyai ino tikusandurei ......Mukati mukati wokwaaamai ?????Mvura yedu kamu nai.
Hello ma drewmas fans tiri kwa Mutoko kunorira pfene
Thekiso Nomsa urisei
@@sarusoko9785 mushe mushe wangu how are you doing. Happy women's day 🥰🥰
Foolish hierarchical leadership, imagine munhu arikuvaka danga ne granite