Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Amen amen ndanga ndisati ndamborira ne ndimi but this song yaburutsa ngirozi yangu💥💥
Amen mweya unoda asi nyama yakaneta , ohhh mwari chindinyengeterera🙏
Jehovha Mwari dzorai moyo wangu usandirasise pakukushumirai
Amen Mwari ndibatsireiwo ndisaite kuda kwemwoyo wangu uye nenyama nekuti nyika ino yavekurema inoda vanokunamatai mumweya nemuchokwadi
Amen dziyo dzenyu dzinosimudzira Mweya wangu chero ndakaremerwa ndinonzwa kurerukirwa.
Amen and amen,munondiitira nyasha
2024 tiripano kuchemera mweya yedu😢😭
Amen music inosimudzira mweya wangu
Amufe makarasisa ,handei naro shoko timurumbidze Mwari
Makatumwa kuparidza nekusimudzira mweya yevanhu guys.keep the fire burning in the house
Makanyanya🙏🏿🙏🏿🙏🏿
Rovai nemo nemo sezvamakatumwa varume nguva yatinayo panyika ndiyo shoma tiishandise
Tinotenda nerutsigiro rwenyu nguva dzose be blessed 🙏
Amen amen munoburutsa Nyasha
Amen amen
The Followers ka 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥ava unotoporofita chete ummm
You never disappoint since first day 🙏🙏
Mweya musvene unoda asi nyama yakaneta amen amen
Mweya mutsvene waMwari chindinyengeterera 🙏🙏🙏🙏🙏
Tiritose hatirare wena haasi eleven here
Moyo ndiyo mhandu sure AMEN muri mugwara varume hamma
amen munondisimudzira pakunamata well done guys
Itirwai nyasha
Followers never disappoints 🔥🔥🔥🔥🔥
Tiritese nhasi handirare mangani masongs acho gara zviya
Keep the fire burning hama thanks for the message tinodzorwa mundangariro nekuimba kunokomborera kudai
Amen n amen mbiri kumusiki rambai makadaro followers
Amen
It's my first time here
Aripo nine masongs ose ayo
Ndonzwa kusimudzirwa nekuparidzirwa nekuimba kwenyu Mwari akuitirei zvishuwo zvemoyo zvakanaka
We are grateful thanx for the support be blessed always please don't to subscribe and like as well share to others 🙏🙏🙏
Amen tichengetei baba
Halleluya
Amen amen and amen 🙏🙏🙏
🔥🔥🔥🔥
Amen well-done well-done 👌🙏🙏 🔥🔥🔥🔥🔥
Amen varume ngatishingei tichengetwe namweya mutsvene nokuti zvimwe zvinoda nyama yedu zvinotitambudza
Thanks guys we are blessed
8282 Aramaic
3264 hareruya