Ummmmm thanks so much for your comments we really appreciate it feel free to call or text us on 0772491507 or 0712503772 we can arrange and send you our songs stay blessed keep on supporting us don't forget to subscribe to our channel 🙏
From the first day ndichienda Zim last year December neSong yenyu #TauraiZvamunoda ndakanzwa kudzamirwa, pandinoterera masongs enyu ndinonzwa mweya uchidzika, itirwai nyasha newedenga Amen🙏🙏
We have an abundance of amazingly mature talent kwedu, i have no doubt kuti if our current circumstances were to improve, we would see a lot more surfacing. Mwari vanesu..even pakurema kwazvo zvose
Varume basa murikubara zvekuti MOYO wangu unosuwa kuti timbosangana zvekare timbobatsirana kurunga nyika sezvandakaona muchiita parufu nepamanyaradzo a the let Bishop J T MURINGANI I AM ITAI MAKUWA sangano revapostori church
Mwari akanaka nguva dzose . This is so blessing put a like if you are really blessed 🔥
Amen amen hama munobata basa rakanaka richazoverengwa
Spreading the true living word of God. God bless
Zvichaonekwa panguva yekucheka👏
Handina hangu zvakawanda munoimba veduwe.kunyanya iyoyi munogona.love you 💕 brothers
This is beautiful acapella. Munoimba my brothers. This is so deeply spiritual. Kuita appointment naMwari. I needed this desperately. Thanks so much
Ummmmm thanks so much for your comments we really appreciate it feel free to call or text us on 0772491507 or 0712503772 we can arrange and send you our songs stay blessed keep on supporting us don't forget to subscribe to our channel 🙏
Varidzi veChipositori ava thank you hama🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🚁
Ummm ndabatwa chaiko . Ndingamawana sei ma song enyu aya plz
Followers of christ our all time gospel musicians of our generation. Komborerwai Nashe
Powerful message.
Well done
followers of crist munoimba zvenyu tirimunyasha
Munogona guys 🙏🙏🙏🙏🙏🙏
Munoenda hr
Ndakomborerwa ini.
Amen Amen 🙏🙏🙏.... thanks very much....❤
Zvichaonekwa panguva yekucheka 🙏🏽
100% Mwari ave nemi rambai makadaro munogona
Gadzirira mutadzi
From the first day ndichienda Zim last year December neSong yenyu #TauraiZvamunoda ndakanzwa kudzamirwa, pandinoterera masongs enyu ndinonzwa mweya uchidzika, itirwai nyasha newedenga Amen🙏🙏
Thank you for the compliments hama yangu ndinofara chose uye kutenda Mwari ne support yenyu please don't forget to subscribe and to share 🙏
Thanks for the support we appreciate be blessed
Munogona followers of Christ munondiitira zvakanaka mufunge mzc yenyu inondisvitsa kure ndrikukomborerwa zvangu ndrikuno Ku Durban
Munogona hama
Mazviita chose hamawe
I feel blessed ryt now
Ummm mashoko angu anongoti AMEN AMEN. Dai paita mavoice maviri anoti raPastor N Matende namkoma Joseph Tivafire hameno zvaiitika
I like it
Amen Amen munogona trymore well done
Basa rakabatwa apo. Keep the fire burning.
Amen shuwa moimba shuwa zvotiisa tive munyasha rambai makadaro
🙏🙏🙏👍
İyi makandigonera kusvika pekudzisira , İyi kna ndikafa yakaridzwa ndinotamba ndrimu coffin kkkk ,, muwedzerwe simba namwari murambe muchigonesesa
Sweet sounding music
team rangu munondigonera keep that ............................
Thanks
Kuguma kwave pedyo chokwad...Amen
Amen 🙏
Glory to God. Munondiswededza pedyo naMwari nedziyo dzenyu dzese zvadzo.keep it up vangu vaMwari.
Woooooow powerful song
Mr bande chuni rechiostori ravarasa zvachose
We have an abundance of amazingly mature talent kwedu, i have no doubt kuti if our current circumstances were to improve, we would see a lot more surfacing. Mwari vanesu..even pakurema kwazvo zvose
Yes power
Nice song,mandiswededza padhuze namwari
Hareroyaaaaa toooo powerful munondigonera mufunge regayi zvikure mashawi nezviyo zvichazoonekwa panguva yekucheka ndakomborerwa zvangu
amen amen praise God
Am here everyday thank you
Amen zvichaokwa mu nguva yokucheka
Ngazviende mberi
Amen ❤
Munondigonera vanhu vaShe.
Apa zvipo zvekudenga ndipo pazvakashanda,mava chamupupuri chaEria.cyclone Eria .🕺🕺🕺🌾🌾🌾
Totenda Mwari ne support yenyu 🙏
Powerful songs
Headquarter Rama
MUNOGONA CHOSE
vanogona vanogona vakomana ava.thkanks
Mazviita
Amen iyooo
Powerful song. Tiriparwendo kuenda kudenga. Tinosuwa kuendawo ku Denga RABABA
Amen❤❤
Zvivanhu zvogonesa izvi
Tinotenda hama kkkkkkkk
amen
Mwari werugare akuchengetei akupei rugare. Zvizhinji zvichazoonekwa pakucheka.
Ummmmm strong massage chokwadi mutinamatire tipfuudzirwe mberi
Mwari ngakudzwe nekusingaperi amen
Hama dzangu dzepedyo am proud of you my blessed Bishop and Team
Oooh thank you so much my Pastor be always blessed in Port Elizabeth we missed you so much we love you and your family 🙏🙏🙏
Mwari wakanaka chose nguva dzose tinotenda mufunge Pastor Dube
You ignite the inner man keep it up guys
Mwari akuitirei zvidhafu dhafu well done 🙏🙏
Thanks so much Bothwell
Endeswai mberi hama dzangu
Thank You for your support Mr Juru God bless you
beautiful song keep it up guys. i love your music. it touches the hearts of many. god bless your music.
Aiwa zvinokudzwa rambai makadaro 🙏🙏
Ndauya pano cz of Trymore Bande
Tinotenda chose nekuda kwa Trymore Bande mapindawo pa followers of christ handei we are family
@@followersofchristrafc4472 amen vazodziwa vaMwari
Gyz you are the best keep it up you are in the right trck
Thank you for the massage we value your support
So powerful
ameeen
My daily national anthem thank you so much
I don't know what I can say, but ummmm am feel so touched and blessed.
good music ,powerful message
Uuuuuummmm powerfull guys keep it up kusvika achiuya Cristo, i m blessed thank you God.
Thank you for the support in Mozambique our Chairman we love you so much and your support is greatly appreciated
Makagona amen
Totenda mufunge
Really love this song oh my gosh
Amen, ndatenda hangu. Mathew 13 vs 30
Thanks hama yangu Matema
Thnx gyz makagonesesa powerful massage
Powerful song congrats I love these guys there music touches me deep down
Great song, great message.
Thank you for red wine
Very powerful may the goog Lord take you far as you preach through music munogona
Thank so much Brenda one of our longest fans we love you thnx for keeping on supporting us
What a wonderful & awesome video, Forward with acapella music. Thank u guys🙏🙏🙏🙏
I'm Proud of you guys, Welldone.
ThankYou
Shoko ngariende ikapona nyika munemugove hama
Powerful song well-done
Nice
Wonderful beautiful song well done
That's awesome
Total mercy,matured melodies it is well practiced.Your rythmes are a free flowing.God keeping blessing all yours brethrens
Thank you so much ❤😊
Powerful, we need more of this....
We will definitely do so thank you for the support please don't forget to subscribe and share to others
Fambai Naro
Thanks Mr Addimin
My everyday praise 🙏🏽 😊
I feel the Lord's presence
Glory to God bless you family
Thanks Tari we value your support
Varume basa murikubara zvekuti MOYO wangu unosuwa kuti timbosangana zvekare timbobatsirana kurunga nyika sezvandakaona muchiita parufu nepamanyaradzo a the let Bishop J T MURINGANI I AM ITAI MAKUWA sangano revapostori church
🙏🙏😔
Translation please😌
How can I get your music