Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
This vocals were powerful, ndamerera
Baba shero may the continue to bless you ne wisdom.The whole band ringori neka that kakarongeka so ❤❤❤
Murudo nevamwe here kusungura uku
Zaka Zaka chibaba
Combination yaElton Muropa naBanarbas Mandipota moto 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Maone ayaaa zaka zaka
Haaaa uyu anonzi Elton muropa chibaba varume mbote special chikwambo cheband
Devine, Devine wezhira wezhevee
Waya idzo adzina kumira mushe guys chesology kuseri ❤❤
Dhivhinko and Tafi ma1
Tsano & Barna 🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾✅✅✅✅✅✅
Tifie Nyamunda...💥💥💥💥💥💥💥💥
Banarbas Mandipota muhombe kkkkkkk 🔥🔥🔥🔥
Tafi tafi😮😮😮
Sekuru Pot ndivo muridzi wegita iroo
Mberi kwazvo i band ravanhu, uye rine madhonza oga, anokakata Ngoma zvawo kwete zvekutamba
Zaka Zaka dzava dzimwe nyika idzo ayayaaaa
🎸🤸pauchapera mmmm chakanyany blaz
Tsano tsano ❤
Divingo kwedu kwaNdahwi takananga paMutema apo via nerupiri
Cheso power
Tsano and Barna ma1
Band revanhu
❤
Cheso is number one
Barnabas plus Elton maone ayoo
Barnabas is blending and stabilizing every vocal
@@WellingtonMuzenda haaa icho chibaba icho ummm
Charlie upcoming bass guitarist
ChiJonas chine basa icho chiriskillful kkkk
Sungura giants.
Zaka akaridza old song rythmSong Raramiro...Tafi ari kuita kunge arikuridza musambo wekwaSystem Tazvida
😂😂😂❤
Mbote
Kwahi hai trouse rabvaruka😂😂😂😂😂
Why is'tevery drummer wen given a chance to play alone they always plays senseless beats. Wilson Meka is the weakest link of Ochestra Mberikwazvo
Meka is way good check the other show he did in UK with him alone as a BV and dancer that night . he proved that he is way powerful

Zaka akaridza old song rythm
Song Raramiro...
Tafi ari kuita kunge arikuridza musambo wekwaSystem Tazvida