Madzibaba!!! You are one out of thousand.zvokuti kukaita varume vaviri vakaita semi haaa tabuda.i salute .munoreva here kuti mota yamakaramba ndiyo yaipfugamirwa navamwe varume I still can't believe it
Murume akapfugamira mota ari nani pane murume anongoteera umwe murume pasina chabuda.Kuteera munhu zvekuti akana ari wrong uri wrong kana ari right uri right chii ichocho
Madzibaba, I always enjoy yr campaigns, and you are very passionate and commuted about our country. Well done and May God bless you and continue with your fight for justice for Zimbabwe . Mbavha ngadzibve idzo, our country needs fresh blood, Chamisa shall save Zimbabwe. Zidhara re
No way will chamisa rule Zim he must form a political party then we move forward,by leaving politics he has strengthened zanupf and betraying us his followers,chamisa pfutseke.dera chairo
U are a fool.Politicians Come and Go thats 1 thing u shld know zvekuzoti akati turn rite i will turn is the same thing zvayiitwa mugabe makuda kuzviita futi pana Chamisa
this man has value bigup yourself. one love. one heart.

Very good madzibaba yiu have brains and spiritual eyes
Madzibaba mwari akumborei 🙏🙏🙏💯💯
number one supporter
Madzibaba Muri simbi hombe round of applause
Very smart
I respect this man,may God keep on giving you the strength 💪 tinosvika chete.
You’re right Madzibaba… why can’t they revitalise our hospitals, pay our civil servants normally, revitalise our collapsing education sector, repair/reconstruct our roads??? Something is really wrong with zanu pf
saka president chamisa vako vachatonga rini.. kkkkkkkkk uchafa uri rombe rine pamuromo
😂😂😂
Munorwadziwa bambo Na Madzibaba
Look good sir
Fambai naro shoko vaudzei shuwa kt nachamisa tinosvika chete
Yaaa i salute u braa
Munotaura chokwadi madzibaba. Kumadzibaba vazhinji muri number 1
Thanks my dear
Hallelujah Madzibaba
We will always rally behind President Chamisa
well said madzibaba
Zanu inoita Divide and Rule. Madzibaba huchi
Suit inyama iyoo
Bhora mberi madzi Father
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Very smart madzibaba ❤❤❤
You know the principle of submission
So is the masses
Ipai madzibaba basa avo kuoffice chibaba icho
❤
True supporter this man
Chokwadi chibab
No way will chamisa rule Zim he must form a political party then we move forward,by leaving politics he has strengthened zanupf and betraying us his followers,chamisa pfutseke.dera chairo
It took so many years for Israelits to reach Cannan na Chamisa tinosvika chete
We want president chamisa vele🎉
Kk social media inokukuvadzisai asekuru panovingwa paden neboyz riya riya munenge murimega paya makambomamiswaka chasara ikozvino mudhara maakuurayiwa siyanani nekadhiri kenyika aka hanzi nathomas mapfumo JoJo chenjera
😅😅😅😅 kusvika buyunyi 😂😂😂
Hamen madzibaba
We Zimbabweans we are going to form another a stronger opposition party again,chamisa is weak
Yaaaa murume anehushingj
Ipapo madzibaba
Chamisa chete chete 💙💙
Chokwadi.murikutaura.madzibaba chokwadi dai.nyika.yachinaka zvayo
Chamisa is Zanu, he has been earning from that!
Shoko madzibaba
Shave rihurombe iro. Unoda nenzara Chamisa achidya neZanu pf
Vaudzei agudo
Mhoroi madzibaba veshanduko.
"NDIGERE MUFUNGE ZVENYU..."
Chamisa haazi president for now
Madzibaba makachena
Repeat this message again and again shanduko is coming
Madzibaba hw a u
Madzibaba huchi
Muchinda uyu atori nenhamho yakaipa ... Chamisa anomupeyi chiyi
Iwe Siya munhu asupporte paanoda iwe unopiwei kwaunosuporter or zvimbuya zvinovhotera ZANU zviya munozvipei kuzano kwenyu
Iwe unechii atori nani than iwewe
He Is now worshipping Chamisa that is a big problem .....what happened to the blue colours ???
Ndepapi paanamata chamisa utiudzeo
Makachena .madzibaba
Zi bharanzi iri
Madzibaba dai maongorora bhiza renyu iri munonyura, Chamisa Ave mukuru we Zion😢
U are a fool.Politicians Come and Go thats 1 thing u shld know zvekuzoti akati turn rite i will turn is the same thing zvayiitwa mugabe makuda kuzviita futi pana Chamisa
Madzibaba you are desperate for nothing . Though ka suite kati bho
How is he desperate. I don't like your mental perspective
Iduzvi uyo munhu
Madzibaba muricy
Nyorayiwo Shona inonzwisisika,kana ikaisva kutranslation irewe zvairikuda kurewa.
Duzvi wakapusa
Iwe wakangwara wadii
Ndiye mukosho unonhuwa brain washed ne zanu shit imbwa
Usadaro wngu
Useless speech,why chamisa left politics,
Uyu anopenga uyu
Iwe ndiwe unopengà idiot
Unotevera munhu nekupusa uchafa nenzara
Madzibaba vanenge vechidofo dofo😊
Wy you say so
Musadaro
He is emotional
Putseki iwe toda kukumamisa
Mukosho wako iwe munhu we Zanu leave madzibaba alone
Tikwanire wew ukuda kuroverei munhu
Zimutengesi