ava vemukadzi ve ma clients emaskati ,arikurovesa poto not zve funny and zvavaktonzwa it's true ,akuna joke rakadaro .and zvamurikufungira ndizvo chaizvo .
Vemhiko ngavafe chero nhasi Kuda Mari seunopsnga kwekuurayisa munhu asina mhaka chiiiiiko nevanhu ko kushanda wonakirwa neshoma asi iri tsveve Dai kwatotanga newe usati waenjoyer
My brother uyu mkadzi anofarira masikati I Hure finish atizviiti isu vakadzi chaiye ihure iro, what more do you want atokuudza kuti anorohwa maskati iwe urikubasa
1st conf,,, mukadzi wenyu ari bitter haaa ko akakudirei kana achiri kuteerera x wake,,,, Ava vechiweti haaaa varikudhisha bota maskati hakuna nyaya dzakadaro mmmmmm
Hpana chakavanzika chsngabde bro myb is jss a conservation pmwewo ukasangana nevakadz vacht yemaskat inonaka ungazoti kwangu haiko here zvoita seuri panzara tke yr tym rimwe day muchamubata kana kngochnjana 4n from nowhere musina kumuudza or one day moti nhas ndkurarira kubasa kwaita prb or fr 2dys monorara somewhre frst day day 2 mongokaruka mapnda paden nekuti mifungo yedu yenyama inogona kufunga padivi kuda aitamba haina humbowo iyi
First confession: mningina tamba wakachenjera. Trust your gut feeling. I think you being used. She is not over her xhusband. Painful as it is, thats a fact. Given a chance she would do anything with her x. I mean anything so as to hurt her xhusband's current wife
Chinhu ngachirohwe shaa uriku tambiswa bho resimbi munhu wako ihure rine ma clients uye rinokwirwa masikati vanozivana neshamwari yako. But let's not jump into conclusions u must hire a private investigator or ita mazuva uchinyepa kuti uri kuenda kubasa uchihwandira mukadzi kuti uone. Or tsvaka camera uhwandise mumba uone hure rako
First confession ,she is there to stay but ,she just need another lady to talk to her and she will be open about exactly what happened in that marriage ,and then gave her advice ,everyone has his or her way of healing just u jumping to conclusions 2 vana serious achitamba newe come on
1st story babamunini mukadzi wenyu akatokupai wrong answer pamakamubvunza kuti sei achiita take take ne marriage ya ex hubby, akatanga kutorasika achitaura zvekuti achaendepi nevana 4 so she is selfish she is only thinking about herself. The only correct answer to the question was going to be I love you so I will not leave you don't worry not kutaura zve vana saka dai anga asina vana dai akakusiyai kare babamunini. And yes I think her marriage to you is just a convenience
1st mukadzi uyo she's still in love with her husband because the level of disrespect for u and his wife nooo!!!. Kana achitadza kuita ma boundaries clearly there's something going on. Your marriage is not safe at all
Veduwe varume ava chimbondipawo chiiiko vakadzi warimudzimba muchihura zvino nyadzisa kudero budai mumba imomo tipinde zvedu isu tinodzikoshesa ndati budai mumba imomo mogoona kuti are they coming back to you fakofu murwadza shame ko why mwari wachipa dzimba kune wasineyi nhadzo
Mudzimai wenyu arikuhurahake Ndochokwadi makachinzwa mogaa
#1 ndezve moyo pa nyama muri mese moyo una x
Chinhu chiri kurohwa masikati 😅musipo ... endai munogadzira munhu kuzim moisa rukawo rwekuti akarara nemukadzi wenyu anyure mabhora anokutsvagai sotai mukadzi wenyu muno mubata chete
#1st Dont worry bamdiki mainini vaingoda kubhowa mukadzi we ex yavo chete.
Ummmm mukadzi wechiweti panenyaya chenjerai baba pane chipfambi chirikuitika
First confession, mukoma muneshanje. Vanhu ava vane vana zivai izvozvo. Munedzungu. Mucharambirwa izvozvo. Handione kuti mukadzi wenyu akatadza. Dzikamai mukoma
ava vemukadzi ve ma clients emaskati ,arikurovesa poto not zve funny and zvavaktonzwa it's true ,akuna joke rakadaro .and zvamurikufungira ndizvo chaizvo .
Chokwadi wakachinzwa woga what more to add
Mkadzi ari kuswera achidamburwa chiweti masikati. Maclients acho i think akatoti wandei ngaapote achingodzoka from nowhere anongonyepa kubasa kuti ndarwara. Iro ndoo rinonzi hure kkk ende mahure anotoorwa hamheno kuti why
Vemhiko ngavafe chero nhasi
Kuda Mari seunopsnga kwekuurayisa munhu asina mhaka chiiiiiko nevanhu ko kushanda wonakirwa neshoma asi iri tsveve
Dai kwatotanga newe usati waenjoyer
Vakadzi matsotsi especially varimumba ndomahure chaiwo ummmmm sry hadzvadzi hako
Kurombera kuuraya vanhu nxaaa Uri rombe rekutanga ifa
#2 investigate monozoona chokwadi nyangirai
Pakuzonzi uri client apa hauone kuti pane zviri kuitika here.
As much as they act holy many married women varikuhura zvekurevesa
My brother uyu mkadzi anofarira masikati I Hure finish atizviiti isu vakadzi chaiye ihure iro, what more do you want atokuudza kuti anorohwa maskati iwe urikubasa
Arikurohwa masikati usipo ihure mukadzi wako
Isai ma camera mumba camera yacho moiconector ku phn yenyu or kungomuyisa runyoka ... muchamubata kana achihura
Camera iyi inofanirwa kunge iridiki
😂😂😂😂😂 saka mukoma muri client kumukadzi wenyu haaa kuna zvakadaro mukuroverwa chiweti vemasikati varikubuda vachinzvova
Chokwadi ndechekuti takagara nemajoki.. 😅
Unogona uri client hako iwewe asi hanzi ma clients so 🤷♂️
Second confession mukadzi uyo ihure anotorovesa masikati murume asipo,ende ukaona munhu aakudzova,haaa unenge wachirohwa zviya zvokurohwa,zvemhando futi
1st conf,,, mukadzi wenyu ari bitter haaa ko akakudirei kana achiri kuteerera x wake,,,,
Ava vechiweti haaaa varikudhisha bota maskati hakuna nyaya dzakadaro mmmmmm
Kkkkkkkkk mukoma mukadzi wenyu arikudyiwa masikati makatuzura henyu bt vakadzi musadaro respect varume venyu pls pls
Mkoma avo vemkadzi wekuti maclient musanyepedzera kudzungaira since when husband ichinzi client and nyaya dzavo fzaitove straight forward mkoma musadzungaira you heard everything, zvataurwa pamusoro apo gadzirairai munhu or kumbodzoka kumba masikati, motorwara zvekuti chero murungu anokuendesai kumba masikati, seko varume vanoroora pfambi vakadzungaira nhaimi, mishonga here
Mkoma mkadzi wenyu ifambi unoshanda Monday to Sunday uchishandira fambi iyi siyana nayo mkadzi wako kukuurza kuti uri client eakasviona kupi
Mukadzi wako she's for the street 😂
1st confession mukadzi wako I bitter X
Mukadzi wechiweti ma1 bonde ramazuvano rinenge rasangana ne demon
@2nd hatitauri majokes akadaro isu pane chakavanzika kumukadzi wako
Matsotsi hagerane 😂😂😂
Mukadzi wenyu achiri xhubby vanoto danana muudzei kuti kana achida imba yake ngaa dzikame otherwise ihure mukadzi wenyu
Mukoma wangu inzwa unzweka,chokwadi wakatochinzwa kt Ane anomurova beans masikati iwe usipo,, akangokuvhara vhara kt usafunge zvakawanda but in other way vamwe vakadzi shuwa vanokuita kt uvene pressure cz vanenge vachikuudza namwe mashoko ekuita senge Ivo ndivo vanowana zvese kubva kuvarume Vavo vachiita sevanikuseka cz vanenge vachiziva zvirimumba mako,,so iwewe nekuda kwekusada kusekwa nekunzi wakasara ndopaunozoraurawo mashoko ekunyepa chero Mumba mako zvisingaitike ASI nekuti unenge uchidawo kuvabhilivhisawo chte
Morning mkoma Nash nemi vedare 💖 💝 🙏
Mukadzi wenyu anorovesa chinhu zviri pachena atori bhishu masikati anenge atori pabasa imiwo muri kubasa
Hpana chakavanzika chsngabde bro myb is jss a conservation pmwewo ukasangana nevakadz vacht yemaskat inonaka ungazoti kwangu haiko here zvoita seuri panzara tke yr tym rimwe day muchamubata kana kngochnjana 4n from nowhere musina kumuudza or one day moti nhas ndkurarira kubasa kwaita prb or fr 2dys monorara somewhre frst day day 2 mongokaruka mapnda paden nekuti mifungo yedu yenyama inogona kufunga padivi kuda aitamba haina humbowo iyi
Uyo muroyi unoda pfuti kana kusungira matyre kwava kupisa
Mutaurire wemdzimsai wenyu dzewechifambi nokuti hapana mudzimai akaroora anotaura saizvozvo
atitaure nhema kutotaura chokwadi kuti ndozvaari
Mukoma vemukadzi anofarirakurohwa nayo masikati, vakakurira kupi
First confession: mningina tamba wakachenjera. Trust your gut feeling. I think you being used. She is not over her xhusband. Painful as it is, thats a fact. Given a chance she would do anything with her x. I mean anything so as to hurt her xhusband's current wife
Kkkkkkkk pamwe mukadzi wenyu asuwa bonde masikati sezvo mati haana best kkkkkk haadi kuudza vanhu zvemumba make kkk chimbo itaiwo plan mumbovapawo ka masikati vaite vachiitarisawo ka mukaita vekutamba mukadzi achazo ........ mumwe murume
Mmmmm sorry hako last conf still ukaudza ma bhururu ako anopedzesera opiwao nemkadzi wako bicoz akanyanya hake
Mukoma zvamakanzwa ndizvo chaizvo, hakuna mukadzi anoita conversation yakadaro. Maclients atoripo and you are just in denial
Mukuhurirwa mukoma mukadzi wenyu anosvirisa achibhadharisa and anosvirirwa Nyoro Mumbai menyu musipo murikubasa. Kana uchida kumubata Tora phone yake uende nayo kubasa kana kutaimira kudzoka kubasa maskati unowana Nyoro yakanyura mubeche remukadzi wako. But akafita kunaka zvake mukadzi iyeye
Client ilanguage yemahure hanzvadzi muri kuhurirwa kudyiswa here veduwe kunoita kuti zvinhu zviri pachena kudai muvharwe kudaro
Second confession, mukadzi wenyu arikurovesa chiweti zvechokwadi. Musanyeperwe. Munoti mukadzi anakuudzei chokwadi kuti chiweti chiri kurohwa here? Ndosaka mukadzi wenyu achiwirirana nevakadzi vakawanda.
Chinhu ngachirohwe shaa uriku tambiswa bho resimbi munhu wako ihure rine ma clients uye rinokwirwa masikati vanozivana neshamwari yako. But let's not jump into conclusions u must hire a private investigator or ita mazuva uchinyepa kuti uri kuenda kubasa uchihwandira mukadzi kuti uone. Or tsvaka camera uhwandise mumba uone hure rako
Mukadzi uyo ari kuhura zvake uyo
Mkadzi ari kudamburisa bhinzi uto
Blazman mukadzi ane hobho maclients anodzvoveswa masikati musipo haikona kudzungaira zvekusvika ipapo. Pamucharwara ndopamuchabvuma henyu.
1st confession dzikama your wife loves you she ain't going anywhere.
Mukoma wangu nyaya dzavanhukadzi kana vari vega vanotaura zvavasingayiti uye zvavasingaitiri varume vavo nyaya dzavo dzakawanda ndedzokunyepa chayidzo, kana votaura nezve varume, ini ndizvo zvandinoita, nedzimwe dzenguva ndinotaura zvimwe zvisingaiti iwewe woti wasaririra
First confession ,she is there to stay but ,she just need another lady to talk to her and she will be open about exactly what happened in that marriage ,and then gave her advice ,everyone has his or her way of healing just u jumping to conclusions 2 vana serious achitamba newe come on
Second confession: isayi lock bamnini and watch. Kutaura nemukadzi will not help you
1st story babamunini mukadzi wenyu akatokupai wrong answer pamakamubvunza kuti sei achiita take take ne marriage ya ex hubby, akatanga kutorasika achitaura zvekuti achaendepi nevana 4 so she is selfish she is only thinking about herself. The only correct answer to the question was going to be I love you so I will not leave you don't worry not kutaura zve vana saka dai anga asina vana dai akakusiyai kare babamunini. And yes I think her marriage to you is just a convenience
Shame bhudhi wemukadxi wemasikty shame
1st mukadzi uyo she's still in love with her husband because the level of disrespect for u and his wife nooo!!!. Kana achitadza kuita ma boundaries clearly there's something going on. Your marriage is not safe at all
Veduwe varume ava chimbondipawo chiiiko vakadzi warimudzimba muchihura zvino nyadzisa kudero budai mumba imomo tipinde zvedu isu tinodzikoshesa ndati budai mumba imomo mogoona kuti are they coming back to you fakofu murwadza shame ko why mwari wachipa dzimba kune wasineyi nhadzo
tambai makangwara hack your wifes fon or kupota uchitaimira kudzoka kumba masikati
Uyo muroyi unoda pfuti kana kusungira matyre kwava kupisa