Yaaah C section irikuty mambo vatadza but maemotions ekushaya attention anosvota ....kutsva gumbo munhu kana kukutarisa to be honest zvobhowa mabo vatori right cz vanhu havachinje vanonyepera kunzwisisa ipapa cz anenge asingade kuripa zvigonoita futy worse wadzoka ...its a difficult decision but its worth it
Chokwadi hapana marriage apa. Chief magona. Zvekuswero tambisigwa nguva nengano kwete. Munhu kana aroora ngaagare nemukadzi wake. Beitbridge is in Zimbabwe munhu oita 6 months asina kuona mukadzi wake hazvina kana nemusoro. Maita masunungura vana. They can move on with their lives. Thank goodness panga pasati pave nemwana.
Chief ava vanovhundutsira vanhu apa havagoni kutonga havatsvaki nedambudziko revanhu ava vakungo manyira kuti mupe shereni iye anga ati anoda murume nxaa
Mambo imi always meitonga nyaya dzenyu moramba makarerekera one side especially dzemadzimai idzodzi hamutarisi bothside mongoramba meingoti kudzimai Ari right weather ahura or aita sei ndongonzwa meiti oendepi nevana or sei hamugoni kutonga Mambo imi mukanyatsotarisa nyaya dzenyu especially dzemadzimai mongodhomoka chete tongai zviri fair imi not matsvina amukuita Aya hafadzi zvondirwadza ndeingoona nyaya dzenyu morerekera kumadzimai 2 much and hamupe mukana kumukomana kt ataure side rake Monga mohurawo nevakadzi vevanhu kamuitire kenyu aka
Ndashaya chandingayemura pana mambo ava. Speed dzacho dzakanyanya
best judgement hapana dhiri apa , blazo vato neumwe mkadzi or team yekuromba iyi
Best thxx mambo
Yaaah C section irikuty mambo vatadza but maemotions ekushaya attention anosvota ....kutsva gumbo munhu kana kukutarisa to be honest zvobhowa mabo vatori right cz vanhu havachinje vanonyepera kunzwisisa ipapa cz anenge asingade kuripa zvigonoita futy worse wadzoka ...its a difficult decision but its worth it
Chokwadi hapana marriage apa. Chief magona. Zvekuswero tambisigwa nguva nengano kwete. Munhu kana aroora ngaagare nemukadzi wake. Beitbridge is in Zimbabwe munhu oita 6 months asina kuona mukadzi wake hazvina kana nemusoro. Maita masunungura vana. They can move on with their lives. Thank goodness panga pasati pave nemwana.
Zvimwe zvse bhoo chinondibhowa pana mambo ava hawatarise zera munhu wese chero musharukwa anongoti iwe ka iwe ndokanondibhowa inini
Samamboka kkkkk
Kwa Magistrate unotomutswa ne twana twudiki
Beautiful women varikutambudzwa muruzevha umo
Chief ava vanovhundutsira vanhu apa havagoni kutonga havatsvaki nedambudziko revanhu ava vakungo manyira kuti mupe shereni iye anga ati anoda murume nxaa
vanotongera chizano
Mambo avagone kutonga avo hanty nyaya inotaurwa yoongororwa mushe mushe since vanga vati vanodanana vaipuhwa mumwe mukana vonogarisiana kana zvazoramba vosiyana zvavo ngavanotaurirana kumba apana zvamambo apo
Ummm spider yamambo ava yakawanda havatongi but dzungu
Saka kana usingadi kurara naye wakamutorereyi , munoda kuti atsvake zvikomba here for service .musazomutsvakira mhosva mukadzi uyu.
Ko madzimambo aripo pakuumbiridza dzimba not kuita fast fast iyo ye gupuro ngavatarise mambo Mutasa yaakatonga same story iyoyii
Mambo imi always meitonga nyaya dzenyu moramba makarerekera one side especially dzemadzimai idzodzi hamutarisi bothside mongoramba meingoti kudzimai Ari right weather ahura or aita sei ndongonzwa meiti oendepi nevana or sei hamugoni kutonga Mambo imi mukanyatsotarisa nyaya dzenyu especially dzemadzimai mongodhomoka chete tongai zviri fair imi not matsvina amukuita Aya hafadzi zvondirwadza ndeingoona nyaya dzenyu morerekera kumadzimai 2 much and hamupe mukana kumukomana kt ataure side rake Monga mohurawo nevakadzi vevanhu kamuitire kenyu aka
Mambo uyu anenge muroyi arikuda mukadzi uyu maitiro ake akashata haagone kutonga
Mudzimba mune nhamo ummm sure
Cbigodora chibaba ava ummmmm
Good mambo
Just like that😳
Hezvoo nhai Mwari ko zvavari sekuru vangu nhaimiii nyaya dzese idzi vakudzitsikisa vega hapana kana chatikuziva nhaimiii yoweee
Kkkkkk vane kachi Tsotsi sekuru venyu kkkkk
Kkkkkkkk
Sando dzenyu Mambo murume uyu ndiyo type iya yekuti mukadzi akazoita mumwe murume yotanga kt ndabata chikomba 🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨
Mambo ava is too fast for nothing
Magona mambo
Kugonei ipapa
Kutongera chitororo
Noise yegayega taurisai sa Headman Chigodora the super star
munogona kutonga mambo
Stupid anofanira kubviswa pakachigaro ikako dofo remutongi