Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Nhasi matitsveta baba pat nababa Isa, ndarwadziwa ndachishaya chimuti 😂😂😂😂😂❤❤❤
Murisei baba Isabel na papa patie nhasi matirasisa chimuti machiisa kúpii nhasi
Ko yeku Bulawayo how far ya gogo vaichengeta mwana akafa
Beyonda beyonda deep downa iweee❤
Yamai vechikomba waidzosa after a veeery long time
I'm now addicted to chimuti dhainoroshii
Simudza mubhadha urove pakadzika dzika
Raaahh raaaaaah 😂😂😂
Not only u😅😂😂😂😂
BHOZHO STOOOOOP! UNOTODA RUMAMISO 😂😂😂😂😂 Ndaseka hanga
Bhozhoo hokoyoo....mai Isa vari kuzviziva hre kuti pane mnhu anokugadzirisa magirazi kubasa kkkkkkkk.......pooooooo riiikitii bvuuuuuu
Gogo varikushandisa Mwana nezvipuka zvavo vaneutsinye
Vana ngavaende kuhama dzamai vavo zvirikuitika izvi zviongororwe mungat vanhu vari paRudo Ivo amai vakazviringidzwa nemushonga murume uyu achida kutengesa zvinhu zviri pamba apa zvapera woenda ngapachenjererwe apa
Bhozho iyo yekubocha iyo ndekupi chaiko,kubocha ndookwangu.
Nhaimi ndatova addicted ne chimuti andidi kuchishaya
Mbuya vakaoma ava ndapererwa sure ummmmmmm
Thanks Bhozho unotipa nyaya dzisingawanikwe kwese kwese we first here it here?
Bhozho ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Rikiti bvuuuuuuu
Mubatsiri ari kubatsira Amai neve nzvimbo yese. Vana ngavaende nana Sekuru vazvionere vega. Asi mubatsiri kuzoshandisa zita risiri rake uye kutengesa pfuma yaasina kushandira pakaipa. Kudenga kure, kunamata kuri kunetsa denga tichaita rekugugura paguguru.
Vakamboyitawura sure nyaya iyi ya amai vekugara nemuporofita ndatombodzokorora kutarisa date ndichiti pamwe hachisi chanhasi
Yaaa vanyora kuti repost
Bhozhongora why kudzokorodza
❤
Ndeip KB naBhozho
Aah repost 😮
Ndiripo pachimuti ndakachibata kuti dzviiiii
Haaaa nhasi ndandatotsamwa ndandamirira chimuti kubva nguvai
Tapiyero tapiyero dhainoroshi bhiyonda bhiyonda deepdown
Rudo haruna zera😂😂Gogo is still hot
Munogona henyu boys
Good combination
Vana avo ngavasiye joy yamai
Kwete wangu, ngavazviitire kure nkt mwana sikana akazoita misikanzwa ari ku murume anongonzi wakafanana namai vako
Ndinokumbirawo number dza bhozhongora dzinoita
Mubatsiri ngaamitise mai zvipere izvo
Zvirikuitwa Na Mai a a z 11:18
💔💔💔💔 Amai vanonyadzisa
🎉🎉🎉🎉
Amai ava vakashandisirwa muteuro nemuahandiri uyu
TANETA nana Arumando nana Nobert Chabeta saka isu hatina value?
But nyaya yekiti nembwa makamboitauraka iyi. Even yaMai vakaunza boyfriend semubatsiri
Tiripo pachimuti tichidya chimunya
Zvino mai vakanyara kn kuvigira vana ivo achikomba vatozvipa zita rababa vepo haa pane amai hapana chekutsura
Rikiti bvuuuu akomana kupfuya kiti nembwa eish
Nhai bhozhongora why kudzokorora nyaya yawakataura kare yechikomba chamai ve79yrs iyo 🤔🤔
Yakatonzi repost ingawani
HAPANA CHIDHINDO Joshua DHANYUWERE CHIWIRI BINIFOO WAKA CHIWEMBA KOMINIKASHA
VAROI HAVANA PIRROW MUNYUMBA
Why repost baba Isa ndakadzinzwa idzi
🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Tinozvinzwa chete naye KKK .takabata
3rd born not yellow born😂😂😂😂😂
Mashura 79years
Ndini ndatanga
Takachibata kuti dzviiiii chimuti
Kana musina zvekuposta regayi why ukutaura zvinhu zvawakamboisa pano usaita kut tifunge kut zvaunotipa ndezvenhema data rodhura plz don’t repeat plz
Kkkk kupopota here uku
@ chaiko kutiita mapenzi sure ndombozvida here ini
Akatonyora kut repost wani😊
Kuti dzviiiiii, takachibata chimutiiii