Ndakadzidza paRuchera primary school Ndichigara mu village 33 kwamadhubure I was in grade 7 back in 1987 zvechokwadi vanhu vema villages another village 15;16;17 haaa vanemakuhwa kubva tiri vanana pane vainzi mai Edward chitonho vekwakadzere nevekwrutsito nevekwamunembe uuuuzvakaoma kwakabviwa Kure kubva tichiri kuchikoro
@ I think iwe ndiwe usina kunzwisisa ini ndinemanzwire angu iwe uneako the comment section is free for every one those people vainge vaine makuhwa kubva kuchikoro and I’m surprised kuti ngoma ndiye ndiyo in 2025 from 1987 I know kuti guhwa chinhu chechokwadi chinotoda MUNHU Akashi ha kuchitaura kana wanangwa but chokwadi chacho hachizooneki udzamu hwacho kana ukatadza kuchipupura
Nyaya haina kubudaba hama; zinzwa-wakanzwa hahusi humbowo hunobatika. You can't pass judgement basing on rumours that have no proof. Humbowo hune mukanzi waCouncillor according to the rumours; ndiye anopedza nyaya.
KwaMutasa kana une tumari unopedza vakadzi vevanhu
munhu ati makumbo matatu muzvidhina kaaa kkkkkkkkk😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂Yah tirikudzidza zvatisina umbowo nazvo ngatingonyararai sure zvimwe zvinozotiomera mangwana
Mambo apa pane chihure asi zvavharwa asi nyaya iyi ichadzoka mudare menyu kana chigure chikaenderera mberi.
kkkkkkkkk kanzeraaa pamberiiii nemiiiii
Mambo maprotector kanzuru apa. Matya musangano here?
@@AchionMatizanadzo ndochokwadi
Makuhwaaaaa😅
How could a friend wash ubabazala while uninazala ekhona
Mr chimunya
Ndakadzidza paRuchera primary school Ndichigara mu village 33 kwamadhubure I was in grade 7 back in 1987 zvechokwadi vanhu vema villages another village 15;16;17 haaa vanemakuhwa kubva tiri vanana pane vainzi mai Edward chitonho vekwakadzere nevekwrutsito nevekwamunembe uuuuzvakaoma kwakabviwa Kure kubva tichiri kuchikoro
@@emelykapita4181 mai mwana kana musingaxive nyaya nyarara hapana nzvimbo isina makuhwa chokwadi chakatsvegwa chete apo
@ I think iwe ndiwe usina kunzwisisa ini ndinemanzwire angu iwe uneako the comment section is free for every one those people vainge vaine makuhwa kubva kuchikoro and I’m surprised kuti ngoma ndiye ndiyo in 2025 from 1987 I know kuti guhwa chinhu chechokwadi chinotoda MUNHU Akashi ha kuchitaura kana wanangwa but chokwadi chacho hachizooneki udzamu hwacho kana ukatadza kuchipupura
Masurname aya ndeekuhondo chete
Haa nyaya yakabuda kudhara apa chief vakatiza hawo nyaya apo
Nyaya haina kubudaba hama; zinzwa-wakanzwa hahusi humbowo hunobatika. You can't pass judgement basing on rumours that have no proof. Humbowo hune mukanzi waCouncillor according to the rumours; ndiye anopedza nyaya.
KO Mambo vakaregeri kuenda kuEconet sekureva kwavo@@innocenthapazari8699
Guhwa rashupa irii
Makuhwa mu village
Changamire dai manotora mamessages kuEconet ndiko kwaipedza zvese
@@aggie2577 nhai ndozvavakataura first time
Sure vaona kuti vakaenda ku econet vangadenha zvinyerere and Havana kuzo fonera murume we witness