Mukasekerera benzi rinotiza nechitunha. Marriage counselling in public vanhu vachimanikidzwa. This is just for entertainment hapana imba inomiswa netsvina irikuitwa apa. Tsoka Marriage counsellor 😮😮😮😮😮 Mukatevedzera n’anga dzenyu idzi kaaa. Ku thretena vanhu kuti dananai chete mahumbwe aya.
@@dhavetembo7654the perfectionist tembo. Start your thinkers brainy group wobva muno muma healers. Munhu haumanikidzwe kuda munhu apihwa advice 😂🎉 take it or leave it. Ichi chivanhu kwete chirungu
Apa Sekuru Mukotsanjera varatidza hunyanzvi husina kana mamwe madzimambo, I salute you Dr Mukotsanjera 👋
Good job chiremba l salute you big up.
Ababuyelelane Tsoka abantwana bazokhula kahle benabazali babo
Ndimi mati bvondorai haaaaaaaaazbvondooooo😂😂😂😂😂😂😂 tsoka veduuu
Tsoka Tsoka 🎉🥰happy to see you
❤❤❤❤❤ thanks sekuru mukotsanjera mhepo ngadziende
Tsoka shumva ye Ngozi nehurombwa. 🎉🎉🎉🎉🎉
Sekuru Mukotsanjera rovai basa
Shumba yengozi ❤❤❤❤
He looks really exhausted, must be working very hard.
Kana sekuru Mukotsanjera vachinyatsogona basa ravo vayitibuditsirawo mweya waItayi Dzamara ataure pane mapfupa ake awanikwa zvimwe mhuri yacho yayiwana closure. Kana vapedza vobva vatibuditsirawo mweya waTapiwa Makore uzvitaurire kwakaenda musoro wake.
Ngavadzokerane sekuru mkadzi uyo haazokwanisi kuchengeta vana ega uyo
Tichkach unenge uchitaureiko nhai,,,ko kunyarara😮
❤Tsoka to the pple we lov u Sekuru
Tsoka shumba yeNgozi nehurombwa
Kamukadzi ako I hure sekuru atoona chihure chakanaka but Paacharohwa ikok achaziva zvake idofo iro
Dai vambouyawo cape town bcs hei dzimba dzaparara kuno
Tsoka Tsoka
I salute you Tsoka
Munhu ndaadzoke kumurume not kuita nzenza
❤❤❤❤❤
Ndekupi uku
Mutare. Haaaaaah. Inonzi Hollywood chaiyo. Waaaal
Murume haachadii hake
Makawoma sekuru murimuvaki tinotenda magazdirisa vana
Asekuru to the world 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Pwnongoti tsoka muraini vanosora misoro yopisana
Chero zvakadaro ini ndinoti pamberi natsoka
Channel ino ndinoida asi ruzha kubva kuvanhu vakaungana inovhiringa basa
Batai basa kule
Volume please
Sekuru vauya
Ngavadzoerane avo
Soka 😂😂😂😂😂😂😂😂
Ndavepo
Lovely Tsoka
Soka batai basa
Mukasekerera benzi rinotiza nechitunha. Marriage counselling in public vanhu vachimanikidzwa. This is just for entertainment hapana imba inomiswa netsvina irikuitwa apa.
Tsoka Marriage counsellor 😮😮😮😮😮
Mukatevedzera n’anga dzenyu idzi kaaa. Ku thretena vanhu kuti dananai chete mahumbwe aya.
N"anga hainamiri munhubpamutumbu wemunhu asingangodi imba yacho yamuremera unobuda wega ita zviropamoyo wako
@ So you don’t see chakaipa ipapa. Kumanikidzwa ku maker decision on the spot pazvinhu zvawangausina kuronga. Don’t take this circus seriously 🤡.
@@dhavetembo7654the perfectionist tembo. Start your thinkers brainy group wobva muno muma healers. Munhu haumanikidzwe kuda munhu apihwa advice 😂🎉 take it or leave it. Ichi chivanhu kwete chirungu
@ Hakuna chinhu chinonzi “chirungu” stop shielding from criticism muchihwanda ne chivanhu. If that is what you call advice then unodya uroyi nekunyara
Saka zvoshandei kuenda kune murume wemnhu wavanga wachiudzwa wavari kufambidzana naye ukarohwa ikoko zvoshandei tsoka vagona apo bvondorai munogona tsoka