Prophet T Freddy vodzinga murume abva Moza mu church hanzi enda uno namatirwa kwa Property magaya
Вставка
- Опубліковано 6 жов 2024
- #prophetemmanuelmakandiwa #prophetwaltermagaya #prophettfreddy #prophettfreddyvideos #prophettfreddylatestprophecy #prophetwmagayavideos
IF YOU WANT TO ADVERTISE YOUR BUSINESS CONTACT 0774045235
follow us on FACEBOOK link / djsparkszw
EMAIL US trustysparks@gmail.com
Hakusi kudzingwa musade kunyepa imi kungoudzwa chete kuti dzokerai kwaMagaya...mukaramba muchinyepa muchatiita kuti tisafollowe
Saka adzingwa papi apo T Freddy atoratidza kuti haana godo naMagaya
Prophet Freddy varikurira zvamanje manje
Mmm haana kudzingwa unomuvengerei Freddy
Azviko izvo kwakudadirana uko
Yes mumweya ndokune healing yake ikoko ngaende ikoko
Doctor wemazino haagone kurapa maziso
Monyepa imi Hana kudzingwa atotaurirea zvakanaka wani kuenda kwamagaya.munozowedzerawo zvisina kutaura uuuumm.
Uku hakuzi kudzinga
Prophet makanyanya ndaona kubata kwenyu
Iwewe we newsnet unonyanya kutawurusa ichipedzera vanhu data
Vanhu sei musina nyadzi ndokudzingwa hre uku
Hakusi kudzingwa uku gonai kutaura mashona
Amen munhu wamwari
Zvimwe kana matadza kunzvisisa zviri nani kuti zii mazviri than kuzinyadzisa so.
Muporofita ari kuMalawi...saka Mwari vari kuMalawi here?
Ndiko kunonzii kudxingwa here .taurai chokwadi
Munyori nyora nhau mushe hanai kudzigwa vabatsirwa wani munyori usazodaro
Kubatsira kumwe chete but zvakanaka havo kuti vati enda kwawakatanga ndiko kune ruponeso rwako
Saka adzingwa papi
𝑰𝒏𝒈𝒂 𝒂𝒕𝒐𝒑𝒐𝒓𝒐𝒇𝒊𝒕𝒘𝒂 𝒘𝒂𝒏𝒊 𝒛𝒗𝒂𝒌𝒂𝒏𝒂𝒌𝒂 𝒉𝒂𝒂𝒏𝒂𝒎𝒃𝒐𝒅𝒛𝒊𝒏𝒈𝒘𝒂 𝒖𝒚𝒐 𝒂𝒓𝒊𝒌𝒖𝒕𝒐𝒏𝒛𝒊 𝒏𝒅𝒐𝒐𝒌𝒘𝒂𝒂𝒏𝒐𝒇𝒂𝒏𝒊𝒓𝒂 𝒌𝒖𝒏𝒐𝒑𝒐𝒓𝒆𝒓𝒂
Ummmmm iri sparks harigoni kutaura zidhara zihombe.....hakusi kudzingwa but akangonzi enda kwawakatanga kubatsirwa jus like appreciation......zimbwaaaa iwe sparks masvibe
Taura hako tisasvibise zita revanhu vaMwari
Aiwa hakusi kudzigwa hati akatonamatirirwa hr kuri aitenani
Zvakanaka izvozvo coz vese maprophets
Iwe nyora zvakanaka why makuhwa ekunyepa
Unman veduwe matauriro acho akamuti ibva pano here akaita kudzingwa here motadzawo tauriro yacho
Yooooo
Ndomuziva murume uyu
Shame murume uyu kufara hake shame 😊
Kana uchihwisisa zvomweya unokwanisa kuhwisisa
Skits
Akanganwa zvaakudzwa kt azotaura😂😂😂😂😂
hoyooo😂😂😂😂😂
Iwewe taura kwawaswera iwe
😂😂😂😂😂 hanzi akadzingwa haiiii hakusi kudzingwa uku
aaaah kuda kutsvaka malikes nekunyepa ahana kudzingwa uyu
Profit
𝙉𝙤 𝙤𝙤 🎉🎉🎉🎉🎉 𝙥𝙧𝙤𝙥𝙝𝙚𝙩 𝙢𝙤𝙗𝙖𝙩𝙖 𝙗𝙨𝙖 𝙣𝙙𝙞𝙗𝙖𝙩𝙨𝙞𝙧𝙚𝙞𝙬𝙤 𝙣𝙙𝙞𝙧𝙞𝙠𝙪𝙣𝙤 𝙆𝙪𝙨𝙤𝙪𝙩𝙝 𝙋𝙡𝙯𝙯𝙯🎉🎉🎉🎉
Hakusi kudzingwa musasvibise mazita evanhu imi gonai kutaura
Aiwa hakusi kudzigwa hati akatonamatirirwa hr kuri aitenani
Uku hakuzi kudzinga