Some people are feeling sorry for Ekedhi but he is the one who started all this.akauraya ende family yemufi irikurwadziwa because of Ekedhi the murderer😢😢
It's so sad Akatadza Ekedhi zviri a bit emotional age yake nezvaakuitiswa haa vnhu vanongozvipinza mumadhaka vega anogona kuzviuraya unofambira kupi zvakadai
Kufa kwake kune basa reyi? Ko akafa aida here? Mhuri yese kutambudzika vachishaya chekufambisa kufambira nhau dzemhuri iye ari busy nerweseri kutsvaga n'anga kuti abisirwe muchivande zvonakidza here apa achiramba zvaanoziva
@@washingtonsandi4404taura hako vanhu 11 achiuraya ngaafe haana kana basa vakafa vakasiya vana now vachitambura nekuda kwemunhu anoda mbiri yechiporofita
Part 9 inouya rinhi mkoma Robert we love you muri kubata basa kani sekuru kanengo mazuva ngaawedzerwe mkati membiya yehupenyu hwenyu ..vanhu ve Wedza mukutadzawo kuuyawo kwa sekuru kanengo here huroyi hwakanyanya kuWedza imi weeee
No people judge him by death only god will judge him because no one is perfect please chief and sekuru kanengo do not allow poeple to kill if you kill him even you god will judge you for murder
I need your help sekuru in my family huroyi hwanyanya # mari haisi kanakubatika nekuda kwehurombwa huri mu family. Ndibetsereiwo sekuru zvinhu zvitambanuke
Rangu dzinza randaka berekwa kune variko zvekuti baba Ekedi avo vano Sara pasi sekuru chandiri kufarira chinhu hwani kuti tavewo ne masvikiro akaita semi akatumwa na mwari kuzoti nunura pamberi ne basa sekuru mwari neva dzimu vakutungamirireyi
The family shall suffer for that trauma respect old people akafa ndiye aifanirwa kuti zvaanoda Kuna ekedhi because akataura Murayi wake sekuruhapana chavaburitsa kana chavabata hanzi ekedhi haasisina chinhu you give ngozi izvitaurire kwete kuita zvokupapa pampering payout regai tione
Plz mhuri yekwa Maodzwa ngaitendewo muzukuru uyu nemombe nebasa rabata mumusha mana sekuru vake mwana wemukwasha uyu atakura mhepo yemufi nekutungamira kusvika nhasi Ekedhi abvuma
Mashoko makkutu
Some people are feeling sorry for Ekedhi but he is the one who started all this.akauraya ende family yemufi irikurwadziwa because of Ekedhi the murderer😢😢
Ekedi chisingaperi chinoshura mapositori akawanda dziidzai kubva apapo
Vanoenda kumapostori ngavadzidze futi
Machurch ese ane masatanist satan varikupinda mumachechi achiparadza so unogona kuguma woti Mwari baba havanamatwi kupfurikidza naJesus christ
It's so sad Akatadza Ekedhi zviri a bit emotional age yake nezvaakuitiswa haa vnhu vanongozvipinza mumadhaka vega anogona kuzviuraya unofambira kupi zvakadai
Kufa kwake kune basa reyi? Ko akafa aida here? Mhuri yese kutambudzika vachishaya chekufambisa kufambira nhau dzemhuri iye ari busy nerweseri kutsvaga n'anga kuti abisirwe muchivande zvonakidza here apa achiramba zvaanoziva
@@washingtonsandi4404taura hako vanhu 11 achiuraya ngaafe haana kana basa vakafa vakasiya vana now vachitambura nekuda kwemunhu anoda mbiri yechiporofita
Akauraya vanhu vaawanda uyu mhuri zhinji dzikutambura bcz of Ekedhi zve too emotionally zvatove zvimwe no age Inoya manje
Ngaafe taneta nevarou
@@chingombedaries why ndikuoneswa pamweya kuti newewo unenge unotoita mabasa ekuuraya pamwe naEkedhi vanhu vanoroya vanowanzo rwirana unoda proof yei iye mweya wemufi wakabuda kuti ane 300 yaapihwa yekutengesa ropa rangu ikawanikwa iine ropa ko akabva ma ega wani pan'anga inonzi teapot kuti akauya kuzotora zvinhu usiku ukuda proof yakaita sei kwana iwe
Cherch yese yemadzi baba ngayivharwe munyika ye Zimbabwe
Ngadzivharwe kukuitwa rematuzviii!!!
@@docasrugara5829ngazvivharwe zvose nen,anga masowe iri kupiwa hurombwa nen,anga eliminate Arina vanhu kwete apihwa
form the start vanhu vaingoita mibvunzo maringe neJohane masowe!!
Church inoti bible munya !!!
that was a clear evidence kt it's satanic church
@@ganyaz kovaripo wani vana Madzibaba avo vechokwadi vari kushanda nakanengo ipapa wani
@@Weslie1989 hauna kunzwa here iye Kanengo achiti ivo vacho ava vanezvowo ??
it's only that vanenge vakagwadama kunaKanengo chete kt vasafumurwe !!
Am proud of you Sekuru Kanengo muri simbi yebasa.... Batai basa sebasa
😊
Part 9 inouya rinhi mkoma Robert we love you muri kubata basa kani sekuru kanengo mazuva ngaawedzerwe mkati membiya yehupenyu hwenyu ..vanhu ve Wedza mukutadzawo kuuyawo kwa sekuru kanengo here huroyi hwakanyanya kuWedza imi weeee
Wedza pahuroyi Aiwa ma big dhara
@@elphuselvisnyangombe383 haaaa kukabatwa 1 muroyi vese vanobatwa coz vanokumbidzana mapere nezvidhoma 1 day tichavaona mudare hedu kkkkkkk
@@elphuselvisnyangombe383 Ini ndikuda kutobva kwandiri ndakananga kwa Chief Mutekedza ndikunovaudza chete nezva Sekuru Tsoka ,I don't mind kuvasimudza ndega nemari yangu kuvasvitsa pa Chief vambobetsera nzvimbo vari ipapo ,Sadza ,Kwenda,Warikandwa, Mupatsi ,Munyoro ,Zairimwe ,Mutekedza gadzirisai Mari dzematare ava ndikuuya navo chete bhechuu December, January chakachaya paNjanja
No people judge him by death only god will judge him because no one is perfect please chief and sekuru kanengo do not allow poeple to kill if you kill him even you god will judge you for murder
😂😂😂😂 unopenga iweee
😂
Yena ebulala abantu
Anonofira kujeri uyo
Asi ndibaba vako
Im proud of you sekuru Kanengo you never disappoint us.
❤❤❤ You can say that again. Aiwa haasi mafanizi. Ekedhi aida ku saiza asingazive kuti aibopa nekumuswe
Mapostori ese hokoyoo nguva yakwana manjee
Mkoma Robby motaura pachikuru...murimabatanidze
Uuuuum vakadya asingadyiwe uyu varoyi pasi navo sure
Kanengo uyo uyo wraparound vana vanorwara nezvirwere zvakasiyansiyana Kanengoooooooooo
Sekuru Kanengo simbi yebasa 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Anorapa zvinehumare kanengo uyo warapa vana
Tikuda Innocent anogara pa Cheshumba uya mumbomubata bata sekuru
Innocent ngabatwe futi uye cheshumba sowe rivharwe ko kiti yaive pamakumbo ndeyei cheshumba avana kuchena mupositori avhumidzwi kuchengeta imbwa nekiti asipacheshumba ndakaiona
Midzimu inodawo mbanje kuti iwone zvaka vanzika ino dzinga zvishiri futi
Sekuru u are a star keep it up
Sekuru makatanure vangu munopedzera ma sports
Pliz pliz sekuru kanengo musati maenda endai mubhuku rekwamaponga pamhiri apo ndatenda hangu mambo
Ekedhi zita racho rinongududzira trouble 🤣🤣,mroyi anongobhowa so
Kkkk anenge akanopiwa zita nehuroyi kunaigiria
Mukauraya VaEkedhi nemi murikuparangoz,munopfumisa n'anga nekugadzirirwa Misha vaEkedh vachatongwa naMwari,vanotadza variko hama
Abvuma Ekedhi Sekuru,chimusununguraiwo veduwe,munhu ndewaMwari
Kwabatwa basa apa sekuru kanengo mwari ngavakuwedzerei makore panyika
Pachena futi
Makumbi wasekuru Kanengo haiite zvoita wasekuru Tasvu kutuka kushaya respect
Ndinofarirawo basa renyu sekuru ndinoda kusvikako mwana wangu akaparara zvisina anoziva❤❤❤❤
😢😢sry dear
Kkkkk mapurisa hero basa Sungai uyo arikuputa mbànje
Ekedhi ndamunzwira tsitsi , kungwara kwese kuya hapasisisna 😢. Pakuuraya Mwari ngavamutonge achiri mupenyu
Zvodzwisa tsitsi veduwe vakuru vedu ava😢
Mkoma Sly uyo muturikiri wasekuru Kanengo ngaadzidze kurerutsa mamwe mashoko kana achitaura sepanzi nasekuru musikana uyo akamira nababa vake anorara achishandiswa husiku, ndibaba nemwanasikana wavo zvimwe zvinoda kurerutswa pakutaura
Varikumuureerera ndaa unenge musati wazviitirwa izvi zvinorwadza akafa atambura mwana uye musadaro zvinorwadza angachekeresa nekuda mbiri
The voice of people is the voice of the Lord
Thrue
Zvamava kunzwisa tsitsi nhai sekuru Ekedy.
ko sahwira wake madzibaba wekuCheshumba achaitwa sei ??
😢sungirirai matombo mukande mudziva rapai,kunaruya uko,chiweshe ikoko ft Kanengo ngavaende kwa sabhuku chisuvi zvemwechete nezvekwama unzwa kunemba yakatovarwa vanhu vapera kufa zvisingazikamwe kunongedzana vana baba nevana tibastireiwo sabhuku chisuvi, kurairana husabhuku
NekwaGendere ngavasvikeko sekuru kunehuroyi usingaite vakuru vese Vapera nenyaya yehurombwa Kuve sabhuku
😂😂😂😂😂
Magona sekuru kanengo long live mabatsira mhuri iyo
Sekuru Kanengo vanofanira kunopedzera basa pasowe pacho
Sekuru imbouyai chiredzi pane rimwe divi rapera vanhu haa tapera😢
Hongu akauraya ,but ngaangovharirwa chete akura munhu uyo haasisina nguvarefu yekurarama
Shuwa akaurayisa hama dzake Ekedhi uyu mhani
Takanzi chero munhu atadza sei hatizomutongeri rufupaari
Eked uyu haasi mupostory 1 2vanhu muzimba vanodakushandirwa honayi manje vanamadzbaba venyu
I need your help sekuru in my family huroyi hwanyanya # mari haisi kanakubatika nekuda kwehurombwa huri mu family. Ndibetsereiwo sekuru zvinhu zvitambanuke
A must watch session and operation.
Murisei. Magwenyambira mamwe aye asi havachipo here 😊
Sekuru kanengo ko mukambouyawo ma mutoko atizoshayewo tumari nzvimbo inehudzakatu iyoyo tapera
Rangu dzinza randaka berekwa kune variko zvekuti baba Ekedi avo vano Sara pasi sekuru chandiri kufarira chinhu hwani kuti tavewo ne masvikiro akaita semi akatumwa na mwari kuzoti nunura pamberi ne basa sekuru mwari neva dzimu vakutungamirireyi
Batai Basa mukuru wangu
Taura hako Mutoko kusvika Mudzi kwedu apa kuhwanda nechipostori
Eked apinda busy ,huroi hwakaoma
Mazvinzwiraka sekuru kanengo vachitaura kuti n'anga nemu profit zvakafanana chakasiyana mu profit anoshandisa nhombo nemvura n'anga mishonga so vanoti hatiite zvechivanhu ndoita zvemasowe ndine meeting nemi na 3pm
😂😂😂😂😂😂😂
Serious ini ndozviziva svikiro rikauya kumasowe anoita mu profit then mu profit akasiya kunamata akunorapa kuchinhu
Unonyepa zvakasiyana ndezvekutsvaka mari iwe chingoona wakanyarara@@BeatriceTonongera
@@ChipoMpofu-hl2ll ko ini ndati kudini nhandi we
Muporofita uyo apinda munhu wese achamutsvaga hope haazochinjiwo mberi uko
Sando kuna Sekuru kanengoo...muri ch8baba
Sekuru kanengo be blessed sekuru until ndauyakowo
Masowe ese ngaavharw mu Zimbabwe 🇿🇼 hurombw chet ndosak tisingayambuk,,cher ma church ⛪ ana Papa ngaavharw ma Prophets akarombao futi
Haaa kuvharisa mazoe ndokupedza dambudziko here vemasowe vanopiwa nen,anga dzenyu idzodzo eliminate all n,anga nematode ndepapi pawakamboona muroyi achibtwa anonzi azviwanepi apiwa kun,anga nhasi moti masowe iyo marine ichipiwa nen,anga
Vanogadzira zvikwambo zvadziri n'anga munotii neN'anga dzakazara muZimbabwe
@@aaronnhumbe2218 taura hako dziri kutoita makwikwi kupusa kwevanhu vanoenda kunanga vonzi munezvikwambo zvauya matora mushonga weraki kun,anga washanduka apaarikuudzwa nen,anga futi pakaipa
Masòwe acho ne'nanga dzacho ngazvivhariswe
@@aaronnhumbe2218100% u right if Ekedi is wrong hazvirevi maporofita ese akaipa
Ekedhi akunzwisa tsitsi manj
Kana n,anga nemaporofita zvakafanana vakanengo vhurai sangano vanhu vanamate muchivabhabhatidza
Wakafanana vese wamunoona kumachurch wanoita chipotofita mudzimu asi wanoikumbirira kt uuye nengirozi dzekumasowe
Ekedi mm ndakutya munohwanda nechurch muriN'anga nhai
Varoyi kwete n'anga
There is different between n'anga n muroyi
SEKURU KANENGO ANOTARIRA MUNHU RUFU NDIMWARI MUSADERO PLEASE MWARI VARIKO KUMUSORO UKO
Vakangofanana naekedhi ava kumoza kwavo kwakazara vaurayi vakatizey ikoko
Mmmm ari wrong hake asi zvonzwisa tsitsi imagine vari baba vako TRAUMA for life
Vari babà vangu ummm ndinganyare
The family shall suffer for that trauma respect old people akafa ndiye aifanirwa kuti zvaanoda Kuna ekedhi because akataura Murayi wake sekuruhapana chavaburitsa kana chavabata hanzi ekedhi haasisina chinhu you give ngozi izvitaurire kwete kuita zvokupapa pampering payout regai tione
@@ShupMacheka-vj7qw Chokwadi anotonga ndiMwari kwete kuti munhu afe ngavangobvisa huroyi uye kuripa ngozi
Haaaa inini handitombovanzwire tsitsi vari baba vangu
Robert pane pamwe pacho panoda kunyarara
11 is a spiritual number........... Bring it on
Iweee
Mutapi wenhu robert nga nyarare chake kutora video chte muvhunzo yke inokangnisa matare dzimwe nyaya hadzi neyi naye anozonyanya Rega mudzimu uute bsa
kudakuoneregwa
Haa sekuru Kanengo makanyanya sando dzenyu
Saka sekuru muchaenda kunotibatsirawo kumusha kwangu riini Sekuru
Kkkk ndaseka hangu kupiwa tsananguro pasina kundiso kungoudzwa mosiiwa makadero 😂😂😂😂😂 tsvakai mari vadzoke chitatu
Ekedhi arikuripiswa chii apa hapana chaabatirwa ekedhi akataurwa manhu akafa ndiye akataura kuti ndaurawa naekhedhi achirwa ega futi but akuripiswa chii musadero vanhu iro ratove dambudziko mudzinza iroro hazviperi mushe mashoko amambo mabatisisei chaizvo
Hiiii nhaimi akazouraya aaingauraiwe ndozvoda kuitwa varoi ❤
Zvonyadzisa weduwee vana wako wanotii uchiitwa so 😢😢😢😢😢😢
2024 gore rechifumuro
Robert siya Sekuru vapedze vege uzomboviringa tyme tyme
Bba vakaoma moyo ava kupedza mhuri kudai vachihwanda nechechi
Kanengo(FBI).
Iyi Nyaya yaEkhedi yapisa kunge yaSimba naChimutasvu
Dzidzisai vana tsika kana vachitambidza kana kutambira kubva kune vakuru
Batai varoyi sekuru
Mapostori vanorepa vanhu vachiti varikuva batsira kuwanda nechitendero nguva yakwana nekuno kuJoni taneta navo vanorepa vanhu
Haa zvaiwan ngwarati shuwa
Iye ekedi wacho munomununurira kt apedze vanhu dai murimi maimuseketera hr
Sekuru Kanengo to the world 🎉🎉🎉
Mupevo mzukuru mugove wake basa raakaita rakadzama nekukura.
Ngaaurawe uyo haana basa Ekedhi
$3500 🙌🏻. N’anga dzinobira vanhu kana tazogara
Kucheka mwana magaro akasungirigwa kanakuwatsitai mwanaachichema kusvika anyarara haaaa Ekedi kudenga kunamwati kwete iwe kuita mwari wevanhu ndarwadziwa
Musatongere rufu ngaaripiswe music revolution mwari pake
Akabatsirwa hr rumbi uyu
Kanengo power
Ndakagara ndakaitadza kunamata church dzema dzibaba idzi
Ukaita muroyi unonyadziswa nevana vadiki, vaiti havabatwi
Ummmmm pakaipa zvekurevesa HUZUKWENDE chaihwo
Ko madzibaba avo vane Jira reBlue varikugutsurira mbira
Nhai zvako
Ekedhi ayita mbiri kunge zvihuta
Kkkkkk wandisetsa
Sekuru Kanengo pane nhau yemwana musikana asri kutaura tokumbirawo mubatsire mhuri ycho yakatora peace order ndiri kurwadziva
Torai number yavo mubatsirwe
Iwe Robert Tapfumaney unorohwa nevanhu ...vanhu vakafirwa ita mushe
Chako kutora nhau unobva wakaberekeswa ikoko ukanyara
Ko muporofita akutamba mbira fut
Thanks mkanya Robert
Today's Episode was very short Sekuru 😫😫
Ekedhi ange achitoda inopengesa tsvimba iya
Sando dzenyu sekuru
Ngatipei musiki nguva yirege ktonga. Ndiani mutsvene pskati pedu?
Kanengo ari opposition panya ye cheshumba zvoreva anonamata ikoko
Ndofarira mbira ndodzida
Even chief havazvizive kukafiwa hakunai anofambakt vaonewo KT chii pamhuri yekwachisuvi vana veimba 1 kusanganisira baba na Amai ,pamusoro imba yavharwa
Vakanengo tibastireiwo takutotya KT iyo zvayavharwa vapera kufa zvakupinda kwani imbaipi tibastirewo vakamengo
Zvakaoma homie zviri kwese izvi
Thanks Sekuru Kanengo 👏👏👏