@@madamboss7216 my point is kunyadzisa murume wake ,kuisa mombe yehuhurwa hwemukadzi mudanga ,anobvunzwa nevamwe ku dhibha kuti makatengepi mombe otii hahahaha ndeyakuhura kwemukadzi wangu
My chief! My chief 😂😂 Hanzi murume musvipa akaenda kotora mukadzi vemurume mutsvuku achisiya mukadzi wake mutsvuku. Ha Chief Mutasa 😂😂😂 Anyway pane anewo number dzasecretary here ndine manotes anoda kukopwa kuno. I need his help😊
I feel sad for the woman who was trying to plead her case for the adulterous woman to pay her damages, alas! the all men judging panel were not compassionate, kind nor understanding at all.
Zvekuti iMonday basa rakawanda ndezvimwe izvoo ,ini dhesheeeee pa chair ma earphones munzeve ,basa ngarimbondimirira 😂😂😂😂
Uchadzingwa basa meno hako
Kkkkk dheshe hako
😅😅😅😅😅😅
Haaa Pano handibve pakaranganda chero ndakaita kudzingwa kkkk wayiepo ere sasoshorabaaa
Chimdara chine afro chiri smart mhani. Well combed hair.
mambo ne team yake , ma1 vanokubvunza kusvika wadura wega, i love you ana samanyika munotonga nyaya sezvairi
Ndini ndatanga ba taps akomana isaiwo malikes first pano
Haayas vakadzi chihure chiiko
Apa ganda re chikomba racho ndereurwe
Mbuyaiyo yakaganhira ndosaka yakapukuta chitunha chaasina ukamanacho
Yaaaaaa utarise zera racho ririkuhura zvakaoma veduwe
Imagine kkk KO kuteramira nhaimi chii chakadero kk
Chihure hachina zera varume ndiwo vari kushotesa bota mudzimba umu
chief Mtasa must be promoted to a resident minister we manicaland province
kkkkkkk, ndoera shumba yakakwana handimunyimi
Hanzi na Talent Chiwenga unosara uchiti mombe iyi ndeyekuhura kwemukadzi wangu😂😂😂😂haaaa vakadzi mazozvinyanya
Asi vakahura vakadzi vega vega hr haana kuhura nemunhurume hr mahure vese musati vakadzi
@@madamboss7216 my point is kunyadzisa murume wake ,kuisa mombe yehuhurwa hwemukadzi mudanga ,anobvunzwa nevamwe ku dhibha kuti makatengepi mombe otii hahahaha ndeyakuhura kwemukadzi wangu
@@A_JM585 kkkkk ngaaendese mkadzi kumusha kwake anogarirey naye naiyewo isaskamu
😂😂😂😂😂
Mambo Mutasa vanotonga zviri fare and vanoziva chivanhu chaicho .
Ini handiiende kunotsogira chihure chemurume kuzvishoresa😂😂
Ummm zvonyadzisa mnhu ngaamire nenyaya dzake
First one ndimi mune chimuti ba taps
Kkkkkk my chief my chief bota kuvanhu😂😂
Kukange maputi ere mumba mwemunhu here😂😅😅
Mai vekupukuta chitunha vakangwarisa
Vane dzungu zvkut
Ndizvo zvakavaita kut vapukute chitunha chevanhu 😂
Mai ipai murume bota after bota tsukurai batai mhino kana asi kumedza 😂😂😂😂😂😂 oh yes
Ukatarisa murume akahurirwa neakahurwa naye wacho ,vakadzi vanonyadzisa
😂😂😂😂varume nevakadzi vese mahure nkt mkadzi kna murume haahure ari1 ukada kutarisa chikomba chirikutohurirawo mukadzi futi saka hapana mutsvene
Same kuvarume ndizvozvo unotozvishaya kuti chii chakadaro 😂😂😂😂😂
@@eginetruzengwe1450 taura hako 🤣🤣🤣🤣
Aaaah asi vakadzi ka😂😂😂😂😂😂
Chief Mutasa vanotonga zvavo,, very wise..
Baba taps musatangirwe kutipa nyaya
Yaah, he needs to work on releasing content faster faster
He is been very poor of late panyaya iyoyi
😂😂😂😂😂😂😂 ndikuitire mwana pamombe yako iiii vanhu varikubura hombe kumusha uko
Imagine 😂😂😂
Zvakaoma uku mukadzi anonga asina kana kumbobvisirwawo pfuma yemombe nhasi mombe dzakuendeswa koripa chihure
Imagine zvakaoma chokwadi
Bota ngaridyiwe Kkklkkk .Chief Mtasa munonakidza aaa
😂😂😂😂kwaa Murume uyu why akaramba akasave number dzemukadzi wemunhu haaa vakadzi vanoshungurudza kani
Ipai baba bota makuseni maskat mabva ku garden 🎉🎉🎉🎉🎉🎉 Chief Mutasa sando dzenyu 😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 That one killed me, 🤣🤣🤣 hanzi anoswera akarara paumba 😅
Kkkkkkk😂😂😂😂😂😂😂 kwai bota kumunhu 😂😂😂😂😂😂😂
KO dundundu rechikomba😂😂😂
Kkkkk zxakaoma 😂
Kunge ngozha dzepa birchnough😅😅
Baba vane afro havana nguva yekuteerera nyaya. Busy busy kunyora manites😊
@@sophymatsika1719😂😂😂😂 what a comparison
Mukomana anopikisa vanhu mhiko anofanira kuchinja tShirt iyo pliz
Uniform
Haaa senyika tiri kukweshera😂😂😂😂😂
Nhaimi Chief dude Mutasa havadi barika here ❤❤❤ Asking for myself
Hawana nguwa nevakadzi vanowanza nguva kudare 😂😂😂😂
@@user-lw9fq6kv2j gegegegegegeeee chirega kudaro zveee tosweraka tese kudare ikoko sanyachide ,ndichingoti ndikatarisa dude uchitonga soo that commanding voice ndomedza mate ,beans yopfura pfura ndatova bhoooo 😂😂😂😂😂😂😂
I hope ndashandisa account isinazita ,nhasi zvangu 🏃🏃🏃🏃
@@A_JM585 🤣🤣🤣🤣 manje kabeans kakazopfura moita zvekudii vanhu vachida kutongwa.unoda shamhu
@@user-lw9fq6kv2j 🏃🏃🏃🏃🏃speed kutiza ukuda ndizonyadziswe na sekuru bhechuu iwe
Mukutangirwa nevamwe vasina stereki babaTaps ❤
Ipai bota kuseni maskati manheru 😂😂😂
Chief Mutasa keep it up❤
Waitin for new posts watching from garbon.southafrica
Murume akahurwa naye wacho ma1.Mai awa hawana kukwanaba kusiya murume wawo musvinu imi. Zvinonyadzisa shame
Imagine 🙌🏽🙌🏽🙌🏽
Kuxopfeka suit nhai kk
Kkķkk Hnzi mupei bota makuseni masikat manheru kķkkk
My chief! My chief 😂😂
Hanzi murume musvipa akaenda kotora mukadzi vemurume mutsvuku achisiya mukadzi wake mutsvuku. Ha Chief Mutasa 😂😂😂
Anyway pane anewo number dzasecretary here ndine manotes anoda kukopwa kuno. I need his help😊
Vakomana baba taps nyaya dzakuitika mumavillage edu it's getting closer home
Baba taps ndine tocky hombe randoda kuti mambo Mutasa vabikirwe vadye ndoita sei ndiri mu harare.
Baba ava vanedhimon chairo inga vanemukadzi akanaka vani
😂😂😂😂😂😂😂 Chief Mutàsa nebota 3 times per day ..Bota kuvanhu
Chief Mtasa well done
First pano
Kkkk kucheka nzombe
Kkkkkkkk mambo Mutasa pakaipa
Ndini ndatanga anhuwee
mambo mutasa chiranga mapenzi..... havadi mhombwe😅
Kkkkkkkkkkkk magona chief
Chief Mutasa ma lodge omotaura aya menge mombobirawo imi aaaaaa
Ndokwavanenge vari
Ende vanoshandisa futi protection big time😂😂😂😂😂😂 hanzi munhu anohura asina protection anondimara😂😂😂😂😂
😂😂😂ko mukadzi wemupari wemhosva anoitei padare achinyadziswa kudaro.
Ndati nnokeyi😂😂😂😂
Tsukurai bota😂😂😂
Kkk kurova double kik mkoma nemunin'ina
Kkkkkkk mupei bota rake katatu pazuva
Booooooota kuvanhu😂😂😂😂😂
Baba Taps sei muri kutangirwa nevamwe panyaya dzenyu nhai veduwe musadaro so tovimba nemi isu vateveri ve Karanganda plz
Ini chero vakatangirwa ndoonera kukanganda chete mamwe machannel haandinakidzi ini😂😂😂😂😂
@@patiencemujuru296 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 yagara Karanganda inonakidza hayo picture quality sounda yacho aiwa zvakarongeka
Bota kuvanhu. Kkkkkkkkkk
Wakadzi tisadaro baba awa wanenge murwere zvawo chii chaizvo
Ende chief mtasa ka 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂kwai batai mhuno kkkkkkkkk
Haaa mjolo kumaruzevha🙌🙌
imagine
Property ne $1,5 aaah zviriko hr izvozvo,apa wakapihwa mombe dzimwe 2 dziri kutevera,,
iye anotorwara uyu
👏👏👏
Waiyepohere karangandaaawoyeeeeeeee
😂😂😂😂😅bota kuseni..masikati mabva ku garden...nemanheru ...aswere akarara 😂😂😂saMutasa inhubu yaChief...kwanzi unoshandisa condom here..zve kwanzi tokuudza pane ma lodge...ita zvinhu wakangwara😂😂😂
Chief Mutasa hawadi mhombwe maishandisa protection hre
Bota kuvanhu😂😂😂😂😂
Pakadini Apo in Dhewa'sVoice
Bota kumunhu 😂😂
😂😂😂😂😂 kutozonatsa kudaira ko kusanyara mukadzi
Chiwunda come my love I'm single and searching 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂
Changamire tereraiwo mudzimai uyo ari kuda kuripwawo
🤣🤣🤣🤣💪💪💪 Bota munhu
I feel sad for the woman who was trying to plead her case for the adulterous woman to pay her damages, alas! the all men judging panel were not compassionate, kind nor understanding at all.
Second
Tawapo❤❤❤❤
Mambo weduu
Avo yawo yekupukuta chitunha vapedza here mbuya ava
Vakangwarisa fani mbuya wo
Mai avo vane bapu regai vazopumwa huroyi hwekupukuta chitunha
Machekanzombe anenge ane mudiwa diwa chete.chikomba chinoda chiri mbinga mhani
Kana vanhu varambana muripo wava wei?
Mbuya echitunha vari right ere avo, havanyari
Bushu chibaba...
1500 for me😅
What's new here guys
Wairambakuti ndimainini now wakutaura nemukadzi wemunhu futi
Mai avo vekupukuta chitunha ihama ya chief mutasa
Ndavapo pano
Taivepo first pano
Ndo buya yekupukuta chitunha ikubvisisa baba avo bhachi kapenzi
Chakanzi dzviiii
1500 ma us here
Zvinonyadzisa
Avo vekupukuta chitunha dzungu
Vanhu vatambura that's hustling atambwa mudhara nematsotsi
Wazvionawo ka ? Mudhara uyo akavharwa, haana kuhura uyo. Shumba teerereai murumwe uyo zvakare.
@@stellastar63 apo Mutasa vatadza that's scam
Pfacha
Zvekuripisana izvi is now a business ko vakadzi vacho vanobvumirei kunyengwa vanodiiwo kuripa.
Unmade hure remukadzi kudaro.
Or kungoda kuripwa
Zvakaoma