THE CLOSURE DNA SHOW: S9 EP9 Ndaida Kutomisawo imba yangu
Вставка
- Опубліковано 3 жов 2024
- Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 9 Episode # 9 MUTARE
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h...
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our UA-cam Channel: ua-cam.com/users/ch....
Waiting patiently as usual kafleece nemasocks zvichioma
😂😂😂
Vanenge vari rough though hanzi ndanga ndisingadi😂
Mkoma Tinashe tipei iye yababa varikurohwa namai taneta kumirira isu😅😢
Inini ndakatomboitsvaga ndichiti zvimwe yakaitika ndisati ndava addicted kuchannel iyi wanei dololo
isu takadyiswa ne Closure team lets wait for this one
Mumwe wangu aiva nekautsotsi😂😂can't wait
Can't wait to see this episode 😂😂😂😂🇧🇼🇧🇼🇧🇼
Nyangwe pakabuda 99 point 100 percent uyu mukadzi ngaasiyane naye mufana uyo. Madziva anonyudza aava kutambira ayo anoziva zvekugadzira mhuri yese (nehanzvadzi nehanzvadzi).
Izvi ndezvekusiira madhara kuti angopota achiwanawo kwekutambira
It's quite acceptable in some cultures kudyisa munhu kuti imba imire. It's passed on through generations. Asi murume haafaniri kuzviziva.
Akasadyiswa murume anoenda
@@johannesjohannesj.m9061 ndhoo mafungiro avo vanhu vacho.
Yooooh this one is feisty and a show of note
Can't wait for this one
Which tone is this one from the lady?
Ndafunga shamwaei yangu anotaura zvakadai akandibira Mari aiiti ndewe Chipinge
Haa inoita zero iyo mai avo vane attitude shame🙌🙌🙌🙌🙌🙌
Can't not wait for this Episode 🙌 😍💥💥
Me too ✋️
@@Pessiamystic05 hoyooo
Yoohh
For sure mai vanezvivindi avo...varume varikutongwa mudzimba umu
@@emperorapartment4513 😜😜
Hope maresults anobuda aribho nemhinduro dzenyu amai dzine rough mukati kudaro kk .
Team Live chat..muuye nema mhandire dzakasangana nenzungu 😂😂 nzvimbo ndakachengeta don't worry
😂😂 kkk mercury
@@missdee112 musakanganwe purizi 😂😂😂
Ndouya nemaputi nefreezit
Kwavo kupiko iye asiri weikoko iwe mhandara usadaroba. Chinja Zita ndapota iwee Mai benzi kwana nhai. Maresults abuda mwana haasi weikoko bvuma nhai
Jesoooo kunze kurikurema uku. Ngaiuye hayo episode yacho
Type iyi dai ikamitiswa ne varume ten ichisiyiwa ...unodyisirei munhu
DNA show manyama, can't wait for this episode, kudya nekudyiswa😅😅
Patiently waiting for this episode 😂
Wasu wangomisa imba yawo ngemupfuhwira...finish
Eeeeyyyyyyy fireworks 🔥🔥🔥🌟🌟🌟 right...🏃♀️🏃♀️🏃♀️ can't wait
Madam inenge iri rough....can't wait
Kudokugadzira mwana waanhu iye akagadzirwa namwari
😂😂😂😂😂, "ndoska ndruudza ndandisingade", ungamudii hake aida kumisa imba yake😂😂😂😂
kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
Yaah
😂😂😂hanzi ndange ndisingade kkkkkkk kudya nekudyiswa kuzama kumisa imba yakeo can't wait 😅
Can't wait guys
Miss you bota family See you on Wednesday ❤❤❤❤
Hezvo anga asingadi kuudza murume kuti ane nhumbu? 😮😮
Uuuum guys zera racho kumisa imba nemushonga here....
Ndosaka ndirikuti ndanga ndisingadi.... finish
Ichi chirikupisa vakomana huyayi tinzwirire 😂😂😂😂
Uuuuummmm vanasikana vedu ava. Kana Ganda kumeso havachina. Kutora nyaya yokudyisa umwe wako so lightly. Ko chozotadzisa kuuraya .chii
Ko iya yemurume achirohwa nechibhakera iri kuuya rinhi irikungotenderera muma social media
Ndange ndisingadi????
Google the ancestors dzema baby enyu before commiting
Mhuri iyi kumberi muroora ngaabvume kuti akahura mwana haasi wekwa moyo nhai
Mhinduro yamoms avoka inorwadzwa kunzwa hanzi ndanga ndisingade😂😂, regai tichimirira kuona full episode chete
Mai vakanaka pameso .... asi ukawona woda kudyisa munhu, kana kuparadza unoita
Hey although apo pakaipa😂😂😂😂let's wait and 👂
Can't wait
Mupfuhwira RUDO HAURAYIIIII..KKKKKKKKkkk,,,,waiting patiently
Mmmmm hanzi ndaida kuvadyisa yowee ndapererwa
Mukadzi anoibaya mushonga very dangerous
Shiri dzakabvuta rekeni aaaah chiii chaizvo nevakadzi ava
can't wait for this episode 😊
I can't wait for this episode 😍
Ummm mukadzi anozvida nhema uyu. Vamwe vedu havagariki navo shuwa
Yaaa 🙌,hanzi ndandisingadi ash!!!
Ndosaka ndrikukuudza kuti ndandisingadi
NDANGA NDANGANDISINGADI
😮bhishu zvekare
tinashe mugabe uchadyiswa ndiwe😂😂😂😂
Terrible ....can't wait for the results
Aida kutomisawo imba yake wena😉😉😉😉
Ndirikutofanogadzira coffee
Can't waitoooooooo
Ndimirireiwo ndapachikona nzvee
Mukadzi inyokauyu
KANDAI AKO vaMugabe tamirira taneta
Ndakamirira nemeso mashava chokwadi apa
fire firw ama2000
Ahoiiiiii bota family ahoiiiii
I can't wait 😅
Ndatove Pano Seri kwedoor😂😂
Umm yaah panenyaya apo kudii kugadzira ? Sei musina kuudza baba ndanga ndisingadi hangu😂😂
Mumwe vangu aiva nekautsotsi zvakaoma
Mupfuhwira rudo😅
Panenge paita zvaana wasu
Fire fi bern 🔥
Ma records mushonga chaaai😅😅😅😅😅
This one na wahala ooooh
I can't wait
Rudi rwekudyisa here Amana 😂😮
cant wait for sho
Fire works
Mai awo wane moto kkk
Zvivakadzi zviviri izvi zvemaComing soon zviNjeruna
Waiting 🎉
Vanga vasingade 🥲🥲🥲🥲
Yoh tinenge tiripo padzinobhuyiwa
0% zvakaoma kumakomoyo manyadzisa mhandara yepamaOTS aiyaaa zvinosvodesa
aaah ende futi
Kumisa imba kwakangonaka wani😂😂😂
Mai ava rudeness yacho
Momz iyo ummmm regai timirire tione
Hokoyooo nasamaz😎😎😎
Ndiko ini
Taida kumisa imba
Pakudyisa mnhu zve apa ummmmmmmmmm
Hey
uyo anotorwara njere
😮😮😮Eeeeeh haiiiboooo
😂😂 aida imba yke
Hoyooo kkkkk mushonga wakabatwa
Aikaka
Aikaka manga musingade😂😂😂😂😂
Ndandisingade 😅
Hona mwana wako
😂😂Oh finish