Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Lord have mercy 🥹🥹🥹. These stories really helped me a lot 🙌🏼.I was once knee deep into these things. Thank God for His mercy.
You once what 😢
@@Kingsley_Tadiwa-978.🤣🤣
@@Kingsley_Tadiwa-978.iwe, he is a zimbabwean
@@Kingsley_Tadiwa-978.😂😂😂😂😂
Ini ndadzidza kusachiva zvine vamwe. I'm happy with my one room and my money problems. I actually thank God for them
Awwww haaa ini mwari andide kuchiva vanhu vane mari this life is no balance 😮😮😢........ Thks tete nekuuya ne this platform
Seni hangu ndikudzidza zvakawanda tete panyaya dzamoposter aunty thank you
You are an excellent narrator❤
Ndaseka zvangu. Hanzi ini handisi mhondi apa apedza hama.
Tete with melodious voice❤
Muri sei hw was yo weekend
Hapana chasatan chaunopiwa mahara 🙅🙅
Chokwadi. Unotozvishandira nemubayiro unorwadza. Kuzvishandira neziya rako zvakanaka
Uuuu zvinotyisa vanhu ngatidzidzei kugutsikana nezvatinavo shuwa bcoz iiii pakaipa
Mmmmm pakaipa dai munorega zvese izvo vandzwadzi Monday kuchurch more rural Mwari vakuitirei zvakanaka ,nokuti mari yacho muchafa moisiya ,zvirinani kutsvaga Mwari mofira mumaoko are.Mwari vanogona kukuitira nyasha mopunyuka mumaoko awakaipa
Maswera sei tete,i have been waiting ✋️
Me 3 I was scared to disappoint
Uuuuu tinochiva vanhu vanogara kwakanaka tichiti vanhu vanezvinhu zvavo ezvo vakatakura zvinhu mudzimba umu zvakaoma veduweee
Hapana mushonga we lucky usiri wekuromba,my father had always told us not look for luck anywhere
Hanzi ndakafarirwa nemurungu....munofira mahara. I Sodom ne Gomora😂😂. Live within your means.
What shall it profit a man to gain the whole world and lose your soul.Thanks for refusing to sacrifice a human.By the way there is still salvation with our Lord Jesus Christ.
Zvakaoma sure nenyaya dzinobuda dzichitaurwa about kuromba kupedza dzinza iwe wotouya uchiti ndikudawo kuromba vanhu ngatityei Mwari sure kuromba unopedza vanhu vari innocent
Zvinoreva kuti varume vese vawaiita navo bonde ne shure upfumi hwavo huchaparara mmmm i fill sorry for them
First to comment…
Ndambomirira kuti ndichaita wekutanga tete kana kusenda havo
I'll rather be poor than to be evil 😔😔😔
Zvorwadza izvi ummm
Tirikudzidza veduwe
Indlela ibuzwa kwabaphambili sibili
Tete ndirikudzidza shuwa nekuda kwwchirongwa chenyu. Tete munoreva here kuti vose vanozviti imbinga vakaromba here
Bodo Vazhinji they work hard ,some got good jobs asi vamwewo vanobata mushonga .
Upenyu uhwuu zvakaoma ,
Please do some confessions in ndebele as well if you are a ndebele
Chihoro tyte kikie takaenda
Ndezvechokwadi here izvi ?
Vanhu varikuenda ku inbox vachiti vanoda kuromba musarijairire imi😂😂😂😂
Tirimo
Zvakaoma xem
Nyaya dze n'anga dzenyu
Hie auntie
Nyaya idzi dzotyisa
Maswera sey pano
Ndoyi is that you😢
Uuumm haibo rombai moga
Tipe link usati wafa iwe.
😂😂😂😂😂😂😂
At last mazotifunga
I am so sorry my love 😍
❤@@DarksecretsConfessions
Yoweee thanks mukoma
Tanonoka weduwe sorry
Vanhu ava vamwe vacho ngavapote vachiSender paPics tionewo nyanga dzacho😂
Moda kuti tihle ,unochohwa chohwa🤣🤣🤣🤣🤣
@DarksecretsConfessions 😂😂😂
😂😂😂😂
Indlela ibuzwa kwabaphambili sibili uyafa fii
Lord have mercy 🥹🥹🥹. These stories really helped me a lot 🙌🏼.I was once knee deep into these things. Thank God for His mercy.
You once what 😢
@@Kingsley_Tadiwa-978.🤣🤣
@@Kingsley_Tadiwa-978.iwe, he is a zimbabwean
@@Kingsley_Tadiwa-978.😂😂😂😂😂
Ini ndadzidza kusachiva zvine vamwe. I'm happy with my one room and my money problems. I actually thank God for them
Awwww haaa ini mwari andide kuchiva vanhu vane mari this life is no balance 😮😮😢........ Thks tete nekuuya ne this platform
Seni hangu ndikudzidza zvakawanda tete panyaya dzamoposter aunty thank you
You are an excellent narrator❤
Ndaseka zvangu. Hanzi ini handisi mhondi apa apedza hama.
Tete with melodious voice❤
Muri sei hw was yo weekend
Hapana chasatan chaunopiwa mahara 🙅🙅
Chokwadi. Unotozvishandira nemubayiro unorwadza. Kuzvishandira neziya rako zvakanaka
Uuuu zvinotyisa vanhu ngatidzidzei kugutsikana nezvatinavo shuwa bcoz iiii pakaipa
Mmmmm pakaipa dai munorega zvese izvo vandzwadzi Monday kuchurch more rural Mwari vakuitirei zvakanaka ,nokuti mari yacho muchafa moisiya ,zvirinani kutsvaga Mwari mofira mumaoko are.Mwari vanogona kukuitira nyasha mopunyuka mumaoko awakaipa
Maswera sei tete,i have been waiting ✋️
Me 3 I was scared to disappoint
Uuuuu tinochiva vanhu vanogara kwakanaka tichiti vanhu vanezvinhu zvavo ezvo vakatakura zvinhu mudzimba umu zvakaoma veduweee
Hapana mushonga we lucky usiri wekuromba,my father had always told us not look for luck anywhere
Hanzi ndakafarirwa nemurungu....munofira mahara. I Sodom ne Gomora😂😂. Live within your means.
What shall it profit a man to gain the whole world and lose your soul.
Thanks for refusing to sacrifice a human.
By the way there is still salvation with our Lord Jesus Christ.