Mnangagwa takes politics to Church attends Johane Masowe church.

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 2 жов 2024
  • E.D takes politics to Church.#Zimbabwe politics .#Mnangagwa

КОМЕНТАРІ • 7

  • @ProphetBKhanyisileNgwenya
    @ProphetBKhanyisileNgwenya 11 місяців тому

  • @TakaidzaChadoushe-vu7kt
    @TakaidzaChadoushe-vu7kt Рік тому

    Aya asati achiri masowe tava musinagogo shuwa mari yakashata big five manyudza masowe

  • @raisonnhamo6938
    @raisonnhamo6938 Рік тому +1

    Chiziviso chokutanga kwakatumwa Babajohane nenzira inonzi kuinda kudenga akaporofita nyika ichatongwa nemunhu mutema asi nyika kuti iyendere kumberi inenge yagara muzvido zvake mwari Baba zvido zvamwari baba zvinoti Tsitsi Rudo Runyararo kuzvininipisa kuzvirereka izvo zvega zvinobata Gumi remitemo asi kutadza kugara muzvido zvamwari baba Tsitsi Rudo Runyararo kuzvininipisa kuzvirereka nyika ichagara nenhamo nokuti Babajohane mweya mutsvene igumbeze renherera kureva mweya mutsvene magutwa asi mukutadza kufamba muneizvozvo nhamo nematambudziko hazviperi munyika yedu naivo Vatungamiri venyika vanochemerwa kugara muzvido zvedenga Tsitsi Rudo Runyararo kuzvininipisa kuzvirereka nayo nyika inofambira mberi kusaka ngatinamatei mwari akati kumberi zvose zvichanyarara kuchasara kunamata chete ndatenda nokuti kutaura kwetsananguro dzemweya mutsvene kwakafanana nemvura yegungwa hakukupwe nebucket kusaka ngatinamatei tinosvika ndatenda

  • @Edias4353
    @Edias4353 Рік тому

    Mukapika nezita rababa johane musinga sanganisi nemamwe mareke mwari anokuitirai nyasha

  • @tichaona4651
    @tichaona4651 Рік тому

    Yes.

  • @noelshumba4377
    @noelshumba4377 Рік тому

    Ndieye mutungamiri uyu