Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
NEZURO ZVAIVE NANI ZVANHASI UMMM 🙌🙌PAKAIPA RAMBAIMURIPO PA TEAM PAGHETTO FILMS MUONE BOSS MATSANGA VACHIDZOKA KU BANK 💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💯
Kkkk
L)
kkkkkkkkkkkkk finish ndachema Zvangu
Kkkkkkkkk imim vanambwa munoita zvekutamba nesu varijoni nhaika
🤣🤣🤣🤣🤣🤣Bhachi kurohwa ne bara Matsanga kaa wadzikanga nhema 💥💥💥💥💥
ukangoona panzi mhepo chete ziva kt zvadhakwa
Hadzi yayita mweya😅
Matsanganya ..... nyanyest .......sahwira wacho worse kkkkkkkk🤣🤣🤣🤣🤣
that young girl is beautiful and very very talented..thank you boss Matsanga for grooming
That girl is good on acting
I agree 👍 💯
I know she is good keep up Micheal
Kkkkk
Kanyariro kacho
Ndandi haisare 🤣🤣🤣Apa kana chavauya nacho hapana matsanga Soo surrender 😜
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣haa Matsanga veduwe hanzi bachi rakarohwa nebara kikikikikiki haaaa ndatyoka zvangu Matsanga anopedza
Kkkkkkkk vaenzi vejoni vauya nerekeni norumjibha kkkkkkkk
Haaa Ndodza tora kabbie kakakufita boe manje
Kamuskana ako excellent
Kkkkkkkkk musatijairira team Kkkkkkkkk ummm
Kkkkkkkkk haaaayaaaaz matsanga wakanyanya veduwe kkkkkk he Soo fun
Kkkkkkk ipfuti yakapinda mubhachi
KaVicks ako kanga kachifanha kari kaZambuk🤣🤣🤣🤣 but still still mapedza masports 8:49
Ndodza ropedza haa action yaunozorowa 😂😂😂😂
Kkkkk matsanga ukubvepi
Well done guys im here for my sister Memory
😂😂😂😂😂😂😂 ma1 sure Matsanga 😮😮 kwayii bhachiii irii rakadamburwa ne pfutii 😮😮😅😅😂😂 zvakaomaa kkkkkkk😂😂😂
Kkkkkkkkkk b blessed team Pageto
Kkkkkkk mubhara hamuna chinhu wani daddy
Kkkkkkkkk Dai wanhu wachiziwa Kuti Kuno kwacho ma1
Kkkkk team Joni shandayi nesimba veduwe coz pamumodzoka vanhu vanenge vakakuvhurirai maziso
Hakuna mabasa acho munhu wesw akauya kuzoshanda bt mabasa hakuna
Takutotya kudzoka nekutya iwo maziso atinenge takavhurigwa, zvatichafira kuno nhaimi👏🙌
Mitchell anogona 🔥🔥
Mubhemudha chiiii kooo ichi😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Kkkkkkk kwadzi zibhemunde kkkkkkkkk
🤣🤣🤣 good one Matsanga team
Well done guys keep educating us
😂😂😂😂😂 Joni Joni kkkkk
Havana kana belt zvaro kkkkkk
That girl is lit keep on acting with her
Musikana uyu mwana wamatsanga anogona kuactor zvkut
Ipfuti iyoyi iyi😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kujoni kunofarwa ne ku shava matsanga boiz
Matsanga ndamutadza 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 6:43
Kkkkk kaDance ka Mabhosvo manje
kana mazobika mutichengeterewo🤣🤣🤣🤣😅😅😆😆well done mabhosvo\
500 000 renzi kkkkkkk
Kkkkkkkkkkkkkkk ahhhh matsanga ndamutadza
Kkkkkkkkkk musakatuna vanhu
😂😂😂😂🤣🔥but ka bby ako unogona manje
Nice one Boss Matsanga
Kana mazobika mutichengeterewo🤣😂😅😅😅😅
Kkkkkk they are good
Like the Nigeria sound kkkkk
Joni kuno jola kkkkkkkk
But matsanga bhooo hr veduwe 😅😅😅😅😅😅🤣🤣🤣🤣 Well done guys
Boss matsanga fire Fi 🔥🇿🇼 rambai makadaro team paghetto tokutembai hoyo fire fire
Vose vejoni kungonyepa chete kkk
Matsanga usadaro wena 🎉 nhasi ndaseka 😅
Kurara hangu 😅😅😂😂
At midnight i had to laugh loud and my neighbor asked are you normal,🤣🤣🤣🤣🤣 its matsanga for me😂😂😂😂
😂😂joni
Well done guys
Well done guy's
Aaaaaah ndaisa maoko mudenga
kuno jola ku joni😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Munogona guys, keep up the good work 🤣🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🔥🔥🔥🔥fire
Kkkkkkkk kujoni konojola
Haa Matsanga munonyora🤣🤣🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 haaa matsanga shamaz usadaro yoo
Kkkkk kutu kunhuwa 😂😂😂😂😂 mabhosvo
Haa zviriko kkk
🤣🤣🤣🤣good acting
🤣🤣🤣🤣🤣 matsabga ndaku surrender
2 pairs dzemaziso 😀😀
That's the difference between theory and practical
❤❤❤
❤
Rhekeni nemudhebhe kkk
Boss matsanga makanyanya
Ķkķkkk matsanga wonakidza gyz
Kusarongeka kusvika pakuuya usina kana netauro kana tooth brush here
😂😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣 Ko mubhara hamuna chunhu kkkk
Kkkkkkkk.
Kkkkkk kkkkk kkkkkk
Live here outside is not a joke. Hakunhongwe mari kuno ku join unotogona kupedza 2months not working
Boss matsanga
sure kuuya neVicks here
Bhachi rakarohwa nepfuti
Pakavakwa pamba apo. Ndatora manotes
Number 5 Pano for the first time
Boss boss matsang muri nigaa rang mopedz masports nyangwe ndkatsamwa ndikafung face yenyu dp inoper
Haaa matsanga ndiWinky chaiye😀😀😀
Pakudii
I like that girl is very good
😂😂😂
💥💥✨️
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Boss matsanga ndachema zvangu
Kkkk zvepano
😅😅😅😅😅😅😂😂😂😂😂🎉
Haaaaaa
Kamusikana ako kanyowani kanoratidza kugona
Kkkkkkk
Pa joni
Ko Letitia aripi

kana mazobika mutichengeterewo🤣🤣🤣🤣😅😅😆😆well done mabhosvo
\