THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep2 (YAKAVHURIKA KANA KUVHARIKA PART 2)
Вставка
- Опубліковано 1 жов 2024
- Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 12 Episode 2 MARONDERA PART 2
Paternity DNA Testing
MARONDERA PART 1 (SHOW LINK)
• THE CLOSURE DNA SHOW: ...
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h...
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our UA-cam Channel: ua-cam.com/users/ch....
At this point we need a GoFundme to raise money to test all men in the village lol…I have never seen someone who is mentally ill who can keep a secret like Rachel…At this point VaMugabe you are next on the list as the father lol 😂
Valid point 👌
😂😂😂😂yeah
😂😂😂😂😂 haiboooo
😂😂😂😂😂 haiboooo
😂😂AMugabe shuwa vachenjere kungonzi ndimi baba vemwana
Family yaRachi ngavaite sevanhu vakuru vakakwana vaende kwagogo Mazhakata kunokumbira ruregerero
Apana need yekuti vakumbire kwazhakata coz hapana anoziva rachi vakavata naye kusaita nhumbu yavo hazvireve kuti Havana kumubata coz benzi harikanganwe tarisai yanachabodo iye vakavata naye asi ahana kuba nhumbu chete ngavatsvage umwe akarara naye chete kutori nerimwe dharma futi rikutoziva kuti rakadya bota😊
The late vakavata na Rach asi kungoti nhumbu haisi yavo chte
i agree. panoda a delegation inonogara pasi vokumbira ruregerero
Why ndiri kunzwira tsitsi step father avo 😢😢he is so calm veduwe
Taura hako shame
Handisi kuvachenesa
True he went through hell kunzi ndivo murudzi then he still stands by stepdaughter wavo... He is a true father obvious pakanzi muripo ndivo vacha bvisa
@@nyashamidzi89 0 percent
Its hard to be a step father my sister kunyanya mwana akaita pamuviri apa anoto ziva kuti iwe haudiwe kwababa vake nekuti wakatora Amai Anongoti nditi ndiwe
Programe iyi should be visualized on television inotonakidza kupfuura news
Taura hako iwe
Taura hako iwee 😂😂
😂😂😂😂
Kkkk
Inenge iripo
Imagine what the Mazhakata family went through, sekuru accused of rape taken by the police and detained for more than a week, and Rach saying it was only Mr Mazhakata she had intimacy with and no other man. Maybe sekuru Mazhakata was being mocked by the whole community and maybe police too. Regai gogo varove munhu uyo ah.
Zvinorwadza veduwe
Zvinorwadza apa sekuru mazhakata is no more . Apa munhu aka settter Rachel azikuwanika nyore , regai gogo varova munhu , achataura. Stepfather is so calm havo
VaMazhakata vacho it was just confirmed kuti je is not the father of the child, hazvirevi kuti havana kurara nemwana uyo. That lady is sick. People take advantage of such people in our communities.
What did kurova achieve. Sekuru was old he wasn’t gonna live forever. That being said Rachie murwere my thinking is akarepwa maybe zvekudhonzerwa muchisango zvekuti she might not know kuti akaita izvi ndiani. People repeated names in her ears and she went with that. She is the real victim in this mess.
This is so true
Maybe vaarikungotaura mazita avo vanhu vaingomuitirawo chisepe mostly vanhu wakadaro wakaitirwa chisepe vanogona kubva atoti uyu murume wangu @@aidook5791
Gogo Mazhakata needs a lot of care right now. Ndave kutyira health yavo. Counsel her please, Tinashe Mugabe Foundation. This woman needs you😢
Exactly. My thoughts too, at her age and body type, blood pressure may rise too much leading to a stroke
Zvinorwadza apa murume oita stress nenyaya yekupomerwa
That evil woman doesn't need any help. The person that needs a lot of help is that woman with mental issues. Dai ndaive pedyo gogo avo ndainatsova kwapaidza. Vatadza kunzwisisa kuti mwana uyo murwere? I wonder kiti aigara sei navo kumba kwavo paaiva mushandi. The way these people are abused in Zim is something else
@agnellamusonza ndiye wega akapomerwa here? Sekuru avo vakapomerwawo wani. Kungoda attention mbuya iyo.pamwe ndiyo yakatouraya zvayo murume
@@mbizi4573It’s dangerous kugara nevanhu vane mafungiro anenge ako mu society. Gogo ava lost her husband due to stress because of this madness. Ma effects e stress unomaziva here iwe? She was wrong to attack her but I understand her kubatikana kwavo munhu ongoti sorry iye munhu akafa akavigwa. kubvisa munhu chiremerera mu society.
Havasivo vega vapomerwa asi vamwe vacho handiti vanga vakutotadza kuenda ku church. Baba vakashaya vakatosungwa vakagara kujeri pamusaka pemanyepo ayo. Ndiwe unoroya iwe
May nhumbu iyo akabva nayo kumurume wake waakabhogara naye mr mugabe chimbo tsvagai murume iyeye aitwe ma test zvinogona ariiye muridzi wenyaya
Ndomafungireo angu chaiwo
That's a possibility
Quite possible
It's true murume wake anogona kunge ariye akatevera kudya bota
Chokwadi that's true 😮
Uyu Rachie arikutopesanisa vanhu raini rose achinyepera kuzungaira munhu aive akatomboroorwa she knows everything uyu anoziva vaakarara navo anoda mbama svinu chaiyo
Akarohwa anotaura uyu kuzomhanyira kuti ndochengeta mwana wangu aku ziva zvaanoita hake
Akarohwa anotaura
ehe shuwa akuda kurohwa uyu,anoziva kudyikisa bota asi onyepera kuzungaira
Zibenzi rachie iri ratopesanisa vanhu vese muvillage saka arikutorara nemunhu wese veduwee mentally challenged yakatombowanikwa angaradze kuziva varume vese vaakarara navo mudunhu umu. Gogo mamisayi munhu😢
@@chibwarisvo4154 😂😂😂 kubasa arikushanda sei ASI munhu akapa Rach mwana kaa mwari Ave naye
This is heartbreaking 💔 l could imagine the pain gogo mazhakata is going through 😢😢
I am disturbed by this episode.
The person responsible has injured several innocent people.
Very sad indeed, sekuru died with emotional pain when he was innocent.
I am just wondering, why did Rachel singled out the guy who owns the motorbike as someone who could witness???
He should be tested.
So third part ichauya here nhayi mkoma Tinashe??
I suspect sabhuku and motorbike guy mark my words
Uyezve muzukuru wasekuru vakashaya I do suspect him, Rachel anogona kunge akadhakiswa ndobva ararwa naye nyoro
Thank you step Dad weduweee was afraid kuti ndimi makadya bota ndangandisirikukuchenesai,Mwari vakuitirei zvihombe asi MR DNA ngatimbodzokerei kuforogonya takamirira kuzotesta muzkr wavaMazhakata naEx hubby waRachie
Ngatimboendai kwaMiracle Pouro.then anenge abatwa ikoko tomuendesa kuma DNA
Wataura iwe bcz Tinashe angatoitanlose achitester raini rese
Point
Taura zvako ipoint iyoyo
I think munhu akaita izvozvo akatotiza mucommunity pakngotanga nyya idzodzi@@constancebriella-me6lk
Wapedza hako
Chasara kudoma imi Mr Bota😂 shuwa Mirai muone zvenyu
Anoti pamwe ndimi imimi 😂😂😂
😂😂
😂 ndozvega zvasara idi 😂
😂😂😂😂😂 iweka iwee kkkkkkkk
Ngavarambe vachimubvunzurudza munzwe zvenyu 😂😂😂😂 kkkkkkk
I am glad gogo found a way of expressing her pain. Its not the most ideal way but at least she emptied some anger...
You are right sis.❤
Exactly its sad
LESSON. When empowering someone employ munhu akakwana weduwe izvi zvekuda cheap labour honai ma results
Chembere dzekuMarondera dzinoda nyaya ndabvuma zvangu
Kugara kusvika husiku vachida kunzwa nyaya zvako!!!
Ko iwewe inga uriwo pamber wani😊
Kkkkkkk
Kkkkkkk
😅😅😅😅😅
Umm hana yangu iri kurova kuti akadya bota dai vakasaita stepfather
Me too yazi
Tapinda tapinda
Kana neni kuno
Kana neni varikunzwisq tsitsi veduwe 😢
Step father ndivo chete sei asingataure muridzi, so he is the only person asingaite kuti aburitswe pachena nekuti murume waamai
Please batsirai gogo she is going through a lot. Vabatsirei before we loose her
A lot kupiko kutsvaga attention chete
@@mbizi4573 you are evil
@@mbizi4573😂😂😂😂
Wadii wamboti batei muromo wako and analyse this case. Imagine a 75 year old being accused of rape kusvika pakufa. Vanoda attention yei gogo ivava. Iwewe unenge ndiwe waakutoda attention @@mbizi4573
Hapana a lot apo,,vazondibhohwa pakurova munhu
Step father is soo humble
He's the suspect
Rachy uyo ari sturbon mukamurova zvedi anotaura chokwadi uyo arikunyepera kuzungaira that fact yekuti anoramba nechokwadi achiti ndochengeta ndega mwana wangu arikuziwa muridzi uyo it shows arikunyara kutaura vanhu wake waakarara nawo zvichireva izvo kt haapengi zvatirikufunga hakuna benzi rinosacrificer kukeeper secret like that imika anoda shamhu chaiyo uyo anozvitaura
Ko kana ari kwakambororwa asi amwene vakati usadzoke
Ini I think arikuziya uyu arikutora advantage yekuti wahu wachati ndirimurwere
Chikumbiro chanku kwamuri VaMugabe ma advert itai mashoma
Shuwa ahhhh😢
Advertising inotodiwa
Ndooanotopa mari zve
Ndokunobva Mari yavo
Gogo is hurting, that lady can answer other questions well, she knows very well who the father is
My thinking as well
Vagona kumukwidibira mbama
Sure iyoyo anoziva uyo nekurohwa kwaaitwa uko a
Akabvunzwa ezvino anotaura chokwadi
Kkkkkk she doesn't know anything 😂😂😂😂 she doesn't know the age of her child, they are some people have that problem my dear, ndine mwana wa tete vangu akadaro akangwarisa but haazive mari or ma dates, the problem anenge akazvarwa ayine mvura mu brain so they was supposed ku drain mvura iyoyo vasvitsa 5 years but ma parents acho they don't have enough money yekuti vaendeswe ku surgery kuno drain mvura yacho zvinoda lots of money wena 😢😢😢
😂😂😂😂😂
Ndafarira man to man talk,shaking hands 😊😊
Security team yako yakaora vanhu vari kungorohwa pama show ako please improve pa safety yevanhu
Magona gogo kumurova Rarch iyeye ngaapengere kwaakaroiwa
Vamuita zvishoma ndakarwadziwa pakuzonzwa kut baba vaipomerwa pekutang vakazofa nenhau iyoyi RIP sekuru Mazhakata uyu Rachie varikunuregerera chaiko
Mmmm plz gogo control your anger mkadzi uyo anogona kukusungisai kurova chirema, imi maitorerei munhu asina kukwana kut akushandirei maitora advantage ka, hezvoo makukwira BP dats the consequences.
Ndofunga vaimushandisa sedongi chairo vachitora advantage
Ndazvitaurawo kuti why take a mentally challenged person to work for her if not to take advantage. Vakazvigadzirira dambudziko
Yes Kuda kushandisa.
You people,ko izvozvi arikushanda wani zivai zvamunotaura imi variko vanotoshanda vakadaro vachichengeta mhuri dzavo Gogo was right anoda kurohwa uyoo!
Mr Nyahwire is innocent....bring police to deal with her. Anotaura chokwadi akamborohwa
yaa anoda kurohwa zvakasimba nekutyisidzirwa kungopumha vanhu vose vose
Kurova murwere wepfungwa? That's nonsensical
Instead she needs ma social worker who knows how to talk with people like her. Whoever slept with her kept telling her kuti ukabvunzwa until ndivaMazhakata saka taking that off her mind is going to be
TRUE
Ko nhai vaMugabe next time mukagarisa vanopomerana mhosva kure nakure
Sabhuku is not an honest man,gogo informed him of what people had been saying but vati all is well
Ngavatestiwewo
@@PB-dw7dcsabhuku mnhu mukuru vangaswere vchiti vkaudzwa nyaya dzese vomhanya hre vtaura wani kti pple tlk vnhu vemakuhwa
Counting down to this show. Ummm apa bota rinenge rakadyiwa nevakawanda apa, unfortunately muridzi wemwana ndiye achapinda busy. Nyaya inejeri iyi bvunzai ana Chabodo😂😂😂
Iwe
Wa tanga
Kkk Ruru aibva ataura mazita manje Rachel akanyanya kupisa
Mai vaRacheal ngavataure
Kkkkkkkk vakazosungwa ere
@@CainTakawira-fg2ip ana Chabodo varimujeri izvozvi
Step father is very humble n respectful
The DNA Man conducted this interview with wisdom of Solomonic proportions. Well done 🎉
I feel Granny's pain. She couldn't control her anger. She had to take the shot on behalf of the late hubby. She is missing her spouse dearly 💔😭
Take the shot on a mentally challenged person? Muri varwere vanhu imi
@mbizi4573 haaa iwe, izvozvo zvinotaurwa nemunhu asina kufirwa nehama yake. Mentally challenged inoziva kuti mwana ndochengeta hangu kkkkk. Blame the person who impregnated that girl not Granny, she is in deep pain and needs a serious counseling otherwise we lose her too.
I think mbama iyi inomupa kufunga kuti how far despite kuti ane mental issues
@@TapiwaKuture Rachi unoziva munhu wakarara naye
Kana muoengo chaiye hakanganwe munhu wakarara naye
She deserves more than that@@mbizi4573
Thank you step daddy nekubvuma kuend kumatest pakanzi vaMazhakata havasiwo ndaive ndoti ndimi
Thank you step father mairevesa
Vanhu vetype yaRachel ava hamusi kuvaziva. I've an aunt with this condition akaba mari mumba anoramba zvekuti an outsider asingamuzive will believe her agototi unomunyepera. Anoramba zvaaita sooka zvakaoma. Vanoda patience. If you don't figure it out alone chokwadi hamufe makachiziva. You probe too much they become mute. Unonzwa seunotsva. Forgive her icondition..... mwana kusaita wavo doesn't mean havana kurara naye though
😂😂😂 you are right. Team racho iri ma1.
Pane arikuona kuti mdara akatorerwa husabhuku achirikuhuda aneimwe bitterness vakuru chaivo nokuti arikuramba achiidzokorodza
Mr Mugabe must ask the lady...who removes her pants not who's the father of the child😢 she doesn't understand at all.....😢😢😢
Big up Mr Nyahwira man of his words 😅😅😅😅
Thats true pamwe hatombozive kuti mwana wacho anoitwa zvaitwa sei
She was asked last episode kuti taura vanhu vese vawakarara navo akarambisisa achiti ndivamazhakata chete
@@tatendammabwe1703 she knows what she is doing uyu ,last week she narrated zvese zvekuti vakandinyengera padara mubathroom nemubedroom anotoziva kuti nhumbu inobata zvaita sei haasi kungoda hake kutaura baba vemwana vakautyisidzira kuti ukataura unofa maybe akatonongedzerwa banga kana demo chairo
Sis vari kunyepera kuzungaira havo avo. She knows baba vemwana but she was threaned kuti ukataura ndokuuraya, just lie kuti ndaa mazhakata. Dai gogo vambopihwa nguva vanyatsomurova stereki
Anoda kurohwa kuti ataure uyu . Kabenzi
Test everyone wemuArea please including headman please
Not possible. Too expensive
😂
Sabhuku adiii
😂😂😂😂 sabhuku adiiii ko 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
Mai vemwana vakadirwa mambama chaizvo vanotaura munhu wese akadya bota pavari then ivavo vacho vese voendeswa kuDNA hapashaikwi muridzi wake, kana zvanetsa village yacho yose ngayiitwe dna yacho ndokupedz nyaya nezvikomana zvemombe zvacho zvozvo
😂😂😂😂
You should be ashamed of yourself
Mr Mugabe if I heard clearly from the previous or last episode that Rachel was married before she was working at the late uncle I think you should and do the tests from her former husband who chase her saying go back to your parents and took you to the hospital for mental health issues, I think Mr Mugabe and crew should visit that area and the tests for everyone in that village before we lose Granny
she is in pain right now.
Tinashe ngaambo tester muzukuru vagogo tione akapabuda
Nyaya iyi yaita forogonya chaiyo mwana akabva kudenga uyu😮
Forogonya yatopachena , Baba is the Culprit untill now vakaramba kutestiwa , mukadzi wavo akaramba zvachosee, coz aiziva kuti Murume Ndiye akarara nemwana.
Vanofanira murume wese wemu area.
Ugogo urite kakhulu,,lomntwana ufuna uswazi stret
Tinashe you are very calm and brave you stay seated and quiet with all this drama
Tinashe mgabe asazonyanyawo kubvunza zvegossip remuline hazvinei nezvaakadzidza izvo
nhai Mr Mugabe mai vemusikana uyu havagone kutaura ndivo vanogara nemwana wavo vakamurera kubva ari mudiki kusvika akura kudai vabva vashaya chekutaura chinobatika painterview, zvirikuratidza kunge stepfather ndovari kutotaura nemi zvinonzwika pazvikamu zvese zviri zviviri sei?
I strongly recommend sychological therapy for the girl child, and the people she stay with. I suspect the perpetrators took advantage of the girl's state of mind and abused her its so sad, if it is possible all village men and boys should get tested
Also gogo vane murume akafa avo vanoda counselling she is bitter vanogona kufa nestress
Ndambozvifunga Mai vaRachie ngavataure chokwadi chavanoziva
Gogo you are my type imbwa inoroverwa pachinyiro😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
In all this mess and mayhem, muridzi wenhumbu akanyarara hake and was probably in the audience. The fractures in the community might take time to repair but akanyarara hake. Zvimwe hazvidi kudaro. Gogo is still bitter at the loss of her husband, death can do that to you. Iyi yava mangachena yavavakuita iyi. She needs help. I hope one day zvichabuda pachena kuti ndiani akashinha nemwana uyu. I hope varume vemumusha uyu havana kumuita duri reguta kuti wese aiva nemutswi aitswa. Very sad and disappointing.
Rachie uyu ari kunyepera kuzungaira. Mwana ane6 months anonzi ane3 or 4years?😮 Ko kubasa kwacho, how does she even manage to hold down a job? She's is so unreliable.
From the very beginning, hanzi "mwana wangu ndochengeta". In other words, she has the capacity to make such decisions. She may have a learning disability but she's quite rude. Haabatsirike. Who does that? What kind of a future is she planning for her child? If the real father of the 6-month is alive, please take your child and save his/her future. Chiiko chakadaro ichocho?
Mwari pindirai munyaya iyi pasati pafa more people 🙏
uyu akutoda cid mutorashanga, a little intimidation will go a long way.
This girl was raped she might not even know who did it.
Aghaaaa haitongeke
Ah ko kuzonyatsotsanangura basa raari kushanda anoziva baba vemwana uyu anoda kurohwa vagona gogo
@@KudzasheChidhuza-pm5sb nhai hako zvebasa anotoziva asi zvababa vemwana haasikuda hake kutaura
Rachel, Rachel, Rachel, Rachel hw many tymes😢😢 did I call you 😢look nw claps claps 😅
Mr Mugabe DNA man Yu are in serious trouble with people tht can't think for themselves 😢
Gogo varikurwadziwa.Moyo wangu waenda kure
Murume wagogo akavata na rache
Rache ahasi kuziva muridzi wenhumbu asi vese vaari kutaura akavata navo ngavamubvunze mumwe waakarara naye manje vakamuvhundutsira achatya
I feel the police should be involved patasvika apa. Rachel might have been abused nevarume vakawanda now haasi kutoziva wekunongedza or kutotya kumudura.
Hoping for continual help for Rachel and other parties involved munyaya iyi.
Hy guys mundifonere kana show yatanga😂😂😂
😂😅
Yatanga tofona sei😂😂😂
😅@@TrishRutendo22
Ngrrrrrr ngrrrrrrr helloo phone 📱 uripi? 😂😂
@@leekays6214 🤣🤣🤣she/he ddnt leave the number zvee🤣🤣
THE PROBLEM IS THE PERSON WAS JUST THERE BUT HE IS THREATENING THE GIRL,SHE WANT TO SAY IT BUT COULD NO🤔🤔🤔🤔🤔🤔T BECAUSE OF FEAR,UUUUM BUT MBAMA IYO BHUKU RATOMUKA BONGOZSOZON
that girl is something else, adding insult to injury nekupumha vanhu huroyi achinatsoziva kuti havasi, she should have just kept silent and kept her so special secret about the baby's real father, ochengeta mwana wake without causing mayhem, no the whole village is torn apart coz of 10 minutes of reckless sex.
Akarohwa chaizvo anotaura muridzi wemwana
Taura hako kuda kutora advantage yekunzi kurasika
Taura hako
Arikuziva uyo argh
Musadaro anorwara mwanauyo
Pple in village hve thier suspects saka gogo ngavasa rwadziwa last time she pointed a finger to that blind man same way the finger was pointed to her husband. Also not being the father does not mean havan kudya bota. This girl has been raped n abused several times by men in this village i suspect.she is mentally challenged she van even comprehend simple ? Moti azive baba isu tichiona vakadzi vakasvila pano vachitadza kuziva anababa vevana vavo.
Gogo's heart is still bleeding
What if muzukurukomana wagogo can be tested as well?
That gogo is an evil witch
Une point ipapo ,,,my thought too...@@brightmanmakoni595
Gogo vari kurwadziwa bt ngavadzidze kuregerera, semunhu mukuru ungaitire hasha munhu anorwara mentally here
@@lucymashingenhaiwo vakumbirwa ruregerero as well vakaramba vari kwindima
This is my first time to see a mental ill person who can keep such a secret wth all the interrogation, Rachie is a legend 🙌
Thank you gogo nekupa one mbama. Dai akarohwa musi wekutanga chaiwo akataura. Murume akaendera kujeri mahara havangaregi kurwadziwa. Don’t give us this bigger person nonsense.
Akarohwa chaizvo anotaura uyo akunyepera kupenga mhani she is wasting resources and making the whole village act an african movie no mhani hazviko varume vakuru kubikirwa kudzimba, kupisa fuel nehusiku vachisiya mhuri dzavo iko kuvenganisa village yose.... haapengi uyo anopenga chaiye anongotaura haana secret
Ngaamborohwa vele
Murwere uyu! Kunenge kwatova kupara mhosva kumurova.
Rachie ari kushaya anonyatsorova kuti ataure chokwadi nekuti vanhu vanomunzwira tsitsi kuti haana kunyatsokwana but kuziva baba vemwana anoziva hake ,akuzviitisa .Thumbs up to gogo mazhakata for beating the hell out of her she deserves it akaurayisa murume wavo nenhema dzake achinyatsoziva kuti havasivo muridzi wemwana wake .Anovaziva baba vemwana akunzvenga nekuti anoziva kuti vanhu vanomuona seasina kukwana and whoever is the father of that child ndiye akumucoacher zvakuzotaura pavanhu maybe she is being threatened kuti ukataura ndokuuraya but muridzi wemwana iyeye akumuziva kani dhemeti
True akunzi usanditaure
Kana wakambogara nevanhu avaa unozvinzwisisa this people vanonetsa havataure
Mukadzi Rachie uyo haana kukwana pachokwadi.Nyaya iripo ndeyekuti kana usina kumbosangana nekuita mwana akakanganisika pfungwa haungazvinzwisise. Mumusoro hapana chirimo umo. Vabereji vake ngavanomusungisa chibereko nekuti vacharamba vachirwisana nevagarisani vavo. It's so sad kuti sekuru vakashaika ne stress.
Kkkkkkk
Mental issues hapana chaanoziva saka musamupa mhosva.
Pane varume vanehutsinye vaitoziva kuti haazoziva zvakaitika
Culprit agere zvake achidya achifara😢heartbreaking mufunge Rachel mwari mubatsirei akudze mwana wake
ne kusatara kukuita mskana pamwe atotiza zvake
mwana uyo anenge akamitiswa nemunhu wehukama wepedyo saka anenge achitya kutaura or anotyisidzirwa zvakanyanya. or maybe semunhu anoratidza kuve mentally challenged a lot of men took unfair advantage of her zvekuti haatoziviwo kuti who is the actual father. so I think anoda special handling in a safe environment kuti aite open up and the glare of Mr Mugabe's camera's may not be the best option under the circumstances
As we speak right now in that crowd patori nababa vemwana and akutozviziva but akangoti zii. Imi varume imi Mese muchafa rinhiko tizorore ? 😮 We are tired shame .
Our judiciary system please must be very observative when dealing with people who have mental illness before they take innocent souls to jail or custody
She is not well, she really needs help 😢, how can she not know her child's age 😮
Anoda kuongororwa nevanachiremba vepfungwa..its sad
Last time hanzi ane 4 years apa aine 3 months
Serious help chaiyo ikutodiwa ..ASAP
Musikana anorwara tazvinzwa but vavakarara naye anoziva nxiiii
Chokwadi, she knows, anoti rasikei hake njere but arikuziva muridzi wemwana
Kkkk chimubvunzayi futi kuti muridzi ndiyani anotaura mumwe futi mapedzi tinawo mudunhu kungomubata cht anofamba achiudza nyika yese kuti nhingi ndiye arikudya bota uyu haarware kutoshota shamhu imbopayi nharaunda mukana munonzwiririra vese vafudzi vemombe vanobuda
Please help me to understand this why is it the stepfather is always there what about Rachies mother
Haaaa nyaya iyi iri so touching 😢😢
It is😢
Haa uyu akuzviitisa munhu anoziva kti sorry zvake shortage yeshamhu apo nxaa ..gogo varimu pain shem umm
Dai pasina dna hanty vanhu vaitoenda kujeri nhaimi
Ndofunga musikana akabatwa nevanhu vakawanda including vaMazhakata vacho asi kungoti havasovo vakamumotisa but hazvireve Havana kurara naye
Uyo muno arikurwara weduwe anoda rubatsiro kubva kuma social workers
I think mukomana ainzi chero mukamubvunza anotoziva kuti handina kurara nababa wake mukomana iyeye ndiye muridzi wemwana
Kkkkkk akuna closure yakadai , apana peace of mind, just $1 question, rachie anorwara here zvekusaziva
i also wonder
Anorwara asati aona vhombi kana aguta obva arwara achiti zi skirt Dai vamubamura zvakasimba nxaaa
I'm not convinced kuti Rachie murwere wepfungwa.
@@mercygurure5238😂😂😂😂
Ko Mai vake varipi pakungouya stepfather 😢😢
Ndovaka bata muzukuru wavo
that yes, mai varipi
Haaa this episode got pains and sorrows ...Uyo ngaambonyimwa food anotaura uyo
Vakomana vechidiki vanoda kutesitwa vasiyane nemadhara
Rachel anoda munhu anonyatsootaura naye zvakanaka anogona kurangarira 😢
Honestly people they don’t understand how difficult it is to deal with a mentally unstable person haadi zvese izvozvo zvema vroo vroo
I can't believe what i just watched. Gogo lost her husband to this madness. That slap, also that alleged father's response shows how badly this Rachel has destroyed the community. She definitely knows the father. Such evil!
Can't you see that she is mentally disturbed. She is a mental health patient.
She is mentaly challenged .do you understand what that means ....
We need to learn and safeguard mentally challenged society
Apo pamati definitely Fungai zvakanaka
Stepfather Havana mhosva mwana uyu ndiye akutenderedza vanhu musoro
Ndaona madhara ese emuraini a testwa zvisina kupokana
Vari kumuregerera vachingomuti hurwere nxiiii achiurayisa vanhu nemabp kumuzvindikita chaiko anotoziva kut ndochengeta ndega mwna wangu
Akuzviitisa mwana uyu sei azoziva kukumbira ruregerero
I don't know why this episode is breaking my heart more than all the other episodes. So sad for Gogo but what happened to this mentality I'll girl? Is she faking, scared or really doesn't know?
This girl ane reasoning capacity. Kana achigona kuti sorry she has spme level of understanding. In a way akaziva kuti anorohwa anotaura. VaNyahuye always with a twist. He is a preacher i think. When he was saying painzi aimwa tea kumba kwangu he sound like preacher.
Rachel needs a counsellor maybe she can disclose in safe space
Maya shamhu pamunhu anotaura
I saw gogo's anger by the she was sitting vanga vachikoka.
Evil Drama queen
So bad kuzorova munhu akadaro im so hurt nxaa
Nhai zvako and shocking how a lot of people people are saying that Rachel ngaarohwe.
I think people should stop spreading rumors between the 2 families I don't think step father said Tinashe was bribed.Gogo is hurting they are not doing her a favor by telling her village gossip.
Tinashe my advice to you when you are dealing with explosive situations like these can you please split the people so that they do not sit next to each other. You have to arrange them. It was too much for gogo with this mentally challenged lady next to her.
Ehe vagona vambomurova, anotaura uyu munhu akambogara kumurume. Basa rekupesanisa musha wese. Thanks gogo shamhu haibve kumashure kwebenzi
Madhara akamuvata asi haana kuita nhumbu chete haatozive akamupa nhumbu iyi
Musikana uyu anonyepera kuhwaika akambobatwa mushe kurohwa chaiko anotaura zvose ngavambondipa mbichana ndimubatebate anotaura
Rachie knows baba vemwana wake, chero Sekuru Mazhakata na step father vachenurwa, Gogo I understand your pain 😢 it is well
Rachel arikutamba nepfungwa dzevanhu, she knows the one who's responsible but I think munhu iyeye akamutyisidzira kuti asataure
Rachel has a serious mental health and anotaura only what people input in her. Sad someone took advantage now community haimunzwisisi zvachose and the fighting won't stop atova nehatred. Zvakaoma hazvo
Patiently waiting for p3 senyika
Gogo vakoniwa havo kurova murwere wepfungwa,kwindi yavo haisi bho futi
You are so right she didn't behave her age. Kune dzimwe nyika vanosungwa 😢 apa vanoterera makuhwa😢
Very true Gogo vane mwoyo wakaoma wakaipa chose. Is she saying people no-longer die. Only the falsely accused die.
Dai mapinda muma shoes agogo ndipo pamaiona kut vari ryt,hapana mental apa,ngaataure muridzi wemwana kwete kut sorry apa Zhakata akatofa zvinobatsirei,the way she keeps instisting kt mwana ndochengeta anenge akaudzwa nemuridzi we mwana kut ukataura ndokuuraya
@@mazvipedzamhlangamuzukuru wavo adaro kuti anorwara ne pfungwa PA part 1, they employed her knowing very well kuti ane condition.
@@dorymacombe2864 But haangatadze kuziva munhu waakarara naye
Bota rakadyiwa nemunyarikani akanzi usamutaura 😊
@rodricknzima462 or she was threatened. Pane wandiri kufunga😂
Kkkk wafungira ani
@@lydiandhlovu7641 wemudhudhudhu iye uya
the guy wemotorbike should also be tested too
Baba vebenzi havana mufaro.....