ANOTHER LEVEL.......R AND K AFRICAN SOUNDS

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 1 лют 2025

КОМЕНТАРІ • 260

  • @SamaitamuZim
    @SamaitamuZim Рік тому +13

    Chandafarira nekuoma kwakaita zvinhu in Zimbabwe especially ku mamuscians, mukoma Ranga is healthy, fit and zviri kufaya. That's being a man zvikanetsa tinozama zvimwe. Takaitamba ngoma iyi

  • @TendaiMichael-h5t
    @TendaiMichael-h5t Рік тому +9

    Ranga unondifungisa ndirikuchikoro tichinzi nateacher munhu wese imba nziyo yaunofarira ini ndikaimba tina zvese nemagitare vanhu vakajamba zvisingaite muclass.Big up mukoma Ranga

  • @JulietChihota
    @JulietChihota Рік тому +20

    Vasina kutamba Tina nyararai . lots of love guys

  • @patrickmuchadakurwa3079
    @patrickmuchadakurwa3079 Рік тому +9

    Thanks Ranga pakuona level raDembo kuti nanhasi rinonetsa kupfuurika

  • @Dorkie-pb5ou
    @Dorkie-pb5ou Рік тому +10

    Wow😊..ndafunga makare R n K african sounds tichine rugare...vasimba mukoma Ranga

  • @DavidVushe-qn9sg
    @DavidVushe-qn9sg 8 місяців тому +5

    I like his honestness. Chechipiri ndakufarira pawataura zva Leonard Zhakata. God bless you Ranga.

  • @villageigwee9261
    @villageigwee9261 Рік тому +39

    Tina the only song yekut haungaiimbi without put a guitar nemuromo

  • @itaimashaire3170
    @itaimashaire3170 Рік тому +3

    @ #RangariraiSagombeto. You need to upload your music on social platforms so that it will live forever, We really need that old music dnt let it die. We cant look for cassettes anymore and your music is dying together with cassettes.

  • @peacerukudzokatsidzira7713
    @peacerukudzokatsidzira7713 Рік тому +4

    Yes i remember that Mutare show ndaivemo kwaive KuDangamvura PaBoka mubhawa rekanzuru

  • @frankchinembiri2302
    @frankchinembiri2302 Рік тому +1

    I will always respect Ranga big time.

  • @Mbiriyababaproductions
    @Mbiriyababaproductions Рік тому +2

    Magona mukoma Ranga kutaura apo. Your analysis of old school and current is spot on. There's no more message in most of today's musicians. Too much vulgar language, so much that you can't even listen to some of the songs with respected people. The songs are now too cheap and empty so much that after a shot while, dzabhuruwara. I still listen to my legend Chopper, and Dembo music, great stuff.

  • @chrischihera6086
    @chrischihera6086 Рік тому +7

    Woow ndafara haaa wairevesa Tina turututundunduuu

  • @julietmakava4508
    @julietmakava4508 4 місяці тому

    Ava vanhu ndivo vaimbi vandinoti chero ndakafenda mukaridza ndinomuka. I love you R&K .

  • @AmericojemuceBotao-ix4jw
    @AmericojemuceBotao-ix4jw Рік тому +4

    I like he's music I come from Mazambique maputo

  • @mcpolitechims3120
    @mcpolitechims3120 Рік тому +3

    💯 % uniqueness inodiwa mazongotenderera henyu manga muchida kuti munhu wese ari kungoridza Sababa Shero

  • @rodrickmugova7219
    @rodrickmugova7219 Рік тому +12

    Ukawona usina kutamba Tina gara pasi

  • @markchapfudza4778
    @markchapfudza4778 4 місяці тому

    Nostalgia....maaan. Zim music is 🔥

  • @mattipanyamuzinga8469
    @mattipanyamuzinga8469 Рік тому +3

    Ranga.nakelvin ndaikufarirai muripamwechete nanhasi ma song enyu azere mufoni mangu

  • @stephenmasiyiwa6256
    @stephenmasiyiwa6256 Рік тому +3

    Nice interview ndaitombodawo kunzwa nezve R&k sounds

  • @ZodwaMoyo-w2e
    @ZodwaMoyo-w2e Рік тому +3

    Wooow ndarangarira tichikwira Dynacliper tese na Ranga & Kelvin ndaizosara pa Selborne pry school Belvedere ivo vopfuurira to Dz

  • @SirSamanga
    @SirSamanga Рік тому +5

    I was there in Mutare show ,you came with a Maroon lsuzu Twincab..it was Sakubva Stadium and the Show was sponsored by Esau Mupfumi... l think it's in 2000/2001

  • @odrichmavanda3580
    @odrichmavanda3580 Рік тому +17

    Powerful analysis from Ranga Sagombeto, first guitar reOld school waibva watoziva kuti uyu muimbi ndinhingi. They were very good at competition vachiridza different sounds, unlike vamazuvano havachaimbe vakungodaodzira mapromoters avo maguitarists avo nekusiya solo bass 🎸
    I love the way Ranga responded, kukorokoza inzara mumagitare hazvichina mari zvokuimba izvi

  • @abigailcharakupa8490
    @abigailcharakupa8490 Рік тому +5

    Ranga and Kelvin vana vaiimba ava, happy to see him akura manje

  • @bernmubuyayi656
    @bernmubuyayi656 Рік тому +4

    Ndanakirwa pamati hakuna achapfuura Dembo thanks ndozvandogaro udza vanhu

  • @f.madzivire1731
    @f.madzivire1731 Місяць тому

    I ❤ the teaching from Zhaks

  • @TashingaMatongo
    @TashingaMatongo 7 місяців тому +2

    ❤pfupajena is my all time favorite

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina5203 Рік тому +8

    Drewmas Media taking us to another level. Hawayirevesa Tina tirrrint nti nti💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃

    • @tawandamanga3759
      @tawandamanga3759 Рік тому

      Kelvin ndimuona everyday kuStnberg CapeTown nw ava senior plumber aimbogara muCapricon

    • @pheobeforomah5629
      @pheobeforomah5629 Рік тому

      it was tirintinti haaaa ndaibva ndaona chiunu pa growth point kwaaaaaa

  • @TavongaARuvingo-ti3zi
    @TavongaARuvingo-ti3zi Рік тому +1

    Saka Ringisai ndibamunini venyu mhofu

  • @EvidenceChisvuvure-vy1bf
    @EvidenceChisvuvure-vy1bf Рік тому +6

    I love and support R&k sounds always i playing that music Drewmas media taking you to another level

  • @leepark-lipapaliberto
    @leepark-lipapaliberto Рік тому +7

    Wow my favorite song Tina. Inondirangaridza mom vangu (rip). Ranga watiregerera

  • @vengierusolkanojerera9710
    @vengierusolkanojerera9710 Рік тому +1

    Pane son irikubuda next week inonzi Muchina Wangu haaaa Munogona Uncle Sago

  • @Linksecuritysystem
    @Linksecuritysystem Рік тому +11

    Nice voice... it's good to see you bro stay healthy 🎉🎉

    • @vagonivebasa8910
      @vagonivebasa8910 Рік тому

      What a voice wanzwa paanga achiita ma backing vocals?

  • @georgemufambisi3612
    @georgemufambisi3612 Рік тому +2

    YOU GUYS YOU WHERE ONES OF MY BEST,I CANT WAIT FOR YOUR NEW SONGS❤❤❤❤🔥🔥🔥🔥👌👌👌👌👌❤️❤️❤️
    KELVIN MUST COME BACK

  • @BeastmodeAlphamale
    @BeastmodeAlphamale 4 місяці тому

    So calm to earth Christmas yedu ya 1999 to 2001 makatigonera

  • @hellenmunyuni5969
    @hellenmunyuni5969 Рік тому +2

    Aaaa song iyi takamboitamba pa ezomgido guys especially peguitar pekuti dzidzidziri tsi tsi😂😂,i was so young ...havasi kuchembera ava .....happy to see him

  • @sarukadzenga5919
    @sarukadzenga5919 Рік тому +1

    Longtime hey. Tina number 1. Huyai nezvimwe

  • @blessingbilliat5177
    @blessingbilliat5177 Рік тому +2

    ❤❤thanks thanks apa magonesa mufunge hahaha R&K my favourite,,

  • @ashtonchiteke7746
    @ashtonchiteke7746 Рік тому +3

    Musimboti remains my all time favorite from you guys

  • @kasangoinnocent9530
    @kasangoinnocent9530 Рік тому +1

    good music keep going on takaitamba christmas paruzevha

  • @BenardoBwakura
    @BenardoBwakura Рік тому +1

    Really you are the best❤

  • @PongoTv27
    @PongoTv27 Рік тому +1

    ❤❤❤ much love Ranga keep....on doing music

  • @normachahwanda3428
    @normachahwanda3428 Рік тому +8

    What a voice zvikubuda zviri sweet

  • @rolitarmoyana4521
    @rolitarmoyana4521 Рік тому

    Waal thanks Drewmers Media for always taking us to another level.,Thanks for bringing Mukoma Ranga long time bro we love you soo much 🙏

  • @tendaikoofa8497
    @tendaikoofa8497 Рік тому +6

    Koo zvamakafanana nhy shumba.

  • @janemaseko6659
    @janemaseko6659 Рік тому +4

    Long time ndaive grade 1 ndichinzwa song

  • @abigailhungwa9312
    @abigailhungwa9312 Рік тому

    Nice to meet you Ranga still remember ndichitamba tina

  • @danielmakara5135
    @danielmakara5135 Рік тому +1

    Ma giant pa music ❤❤❤

  • @VictorJuniorMapfumo-kd8bw
    @VictorJuniorMapfumo-kd8bw Рік тому +7

    😅😊😊yes this is another level can't wait to hear what are these guys doing

  • @Abigail-zg3mf
    @Abigail-zg3mf 11 місяців тому +1

    You still fresh god bless you

  • @Breezy_j05
    @Breezy_j05 Рік тому +2

    Thnx team Drewmas raarimwe level Ranga is kpng well happy to see him well …

  • @suprisenanjito3646
    @suprisenanjito3646 Рік тому +1

    Ranga hamucharova futi rimwe Dama Rakanaka .ndiro rakava rekutanga nekupedzisira .1999 makapedza ma sports vakomana .zveshuwa Dama Rakanaka idama rakanaka zvechokwadi.

  • @frankchinembiri2302
    @frankchinembiri2302 Рік тому

    Warasika maDates. 2003 you guys came to Mhondoro Ngezi Mamina and i attended your show. Both of you were there.

  • @zwelidube8203
    @zwelidube8203 Рік тому +2

    Drewmas media is th best channel others follow lm in love with this channel namhlanje ngelinye ilanga

  • @timmychinomona9669
    @timmychinomona9669 Рік тому +3

    Your love to kevie is genuine, I am feeling you in every reference you make to kevie

  • @marymudzingwa1652
    @marymudzingwa1652 Рік тому +10

    vanhu vanonyepa zvainzi pane akafa thank you drewmas media

    • @charitychoda3755
      @charitychoda3755 Рік тому

      Eee ndakambozvinzwa ndikatorwadziwa zvisingaite

    • @tauraidube
      @tauraidube Рік тому

      🤣🤣haa umwe arikutakura rubble ne kia bakkie pa cappa

  • @munyaradzikamenzva1019
    @munyaradzikamenzva1019 Рік тому +3

    Wanogona varume ava ,,,bt ndoshaya kuziva kuti chii chinomboitika kwavari so,,still continue ne music vakomana tonakidzwe❤❤

  • @MichaelFisher-xl6nh
    @MichaelFisher-xl6nh Рік тому

    R and k African sounds x🎸 drewmas media taking us to another level

  • @Arno-A-Villager
    @Arno-A-Villager Рік тому +1

    Ranga is very original, also a super answerability

  • @tafadzwadambikwa2592
    @tafadzwadambikwa2592 Рік тому +1

    Good to see you mukoma Ranga used to enjoy music yenyu

  • @nokhutulachigwada5645
    @nokhutulachigwada5645 Рік тому +5

    i liked that "Mombe yemashanga song" a lot more than Tina. its sounds good that youre still around guys. Now what do you have instore for us.

  • @rolandmoyo-yy3ok
    @rolandmoyo-yy3ok Рік тому +3

    Chokwadi machinzwa here chataurwa naRanga?, hanzi hapasati payita ati apfuura level raLeonard Dembo.

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Рік тому +3

    Yoh wow happy to see you once again R and K. Maroverepiko nhy bro Ranga

  • @bettyelias5409
    @bettyelias5409 Рік тому +2

    Ini we Kwa Mlauzi ndainakidzwa chose Nevafana ava paxmas and kwedu kwaChikore
    Rambai makadaro yauuya vakomana

  • @vengierusolkanojerera9710
    @vengierusolkanojerera9710 Рік тому +3

    Uncle Sago the Best Vocalist in Zim

  • @rockmaposa3109
    @rockmaposa3109 Рік тому +6

    Taking us to another level, 🔥🔥

  • @RabsonChivata
    @RabsonChivata Рік тому +1

    Keep going chibaba god is for us all

  • @RayDartman
    @RayDartman Рік тому

    Can't wait for the new album

  • @TembaDhliwayo-o1e
    @TembaDhliwayo-o1e Рік тому

    haa chava chibaba tru legend sungura never fade

  • @OwennVurayayi
    @OwennVurayayi Рік тому

    Ranga & Kelvin ndaigara ndichivaona vachiridza live muChegutu kwa Zimani 2001 guys, whats going on Ranga you need support my Brother ur voice is still good you talented, the thing is our country is poor man, you needs more sponsors and promoters really, but any way keep on going dont lose hope.

    • @wtknovas2201
      @wtknovas2201 Рік тому +1

      Bvupajena is a master piece play it and you will thank me guys

  • @IrvineChirombe
    @IrvineChirombe Рік тому +1

    welcome the legend

  • @chutneykachena7138
    @chutneykachena7138 Рік тому

    big up big bro Ranga

  • @siziweshiri3656
    @siziweshiri3656 Рік тому +2

    Akafamba naDhuterere vanhu vanofananidza

  • @bennymapfumo2986
    @bennymapfumo2986 Рік тому +1

    mfana mupenyu uyu here ummmm kbva ati ziiiii kudayi semoto wemashanga ummmm anyway thanks DREWMAS FO TAKING US TO ANOTHER LEVEL

  • @ztd780
    @ztd780 Рік тому

    Tichiri kudzidza pa No 6 DZ 3 Machado after school would pass by paden pevakomana tichidongorera pa gate pavo vachiita rehearsal.... memories 😂

  • @mapster2104
    @mapster2104 Рік тому +2

    chimdhara chakambopisa ichi. Mofanira kumbopindira ma actors edu ekare team drewmas. Vamwe takuzongonzwa kuti vafa. Parafin Mkadota, mai rwizi, nzuda, arumando etc

  • @NyashaMhandiwa
    @NyashaMhandiwa Рік тому +1

    🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉,Aiwa sando dzenyu .Dai mwari arangarira vaimbi vedu

  • @kundaichitiga7052
    @kundaichitiga7052 Рік тому +3

    Another level shuwa 🙏🙏🙏

  • @kudakwashemarimbe678
    @kudakwashemarimbe678 Рік тому

    Hoyyo😮aah

  • @jacquelinemura9974
    @jacquelinemura9974 Рік тому +1

    Mandigonera aaah

  • @belovedbasopo6600
    @belovedbasopo6600 Рік тому +2

    Haaa nice. good to see this guy

  • @NicholasSakala
    @NicholasSakala Рік тому +2

    Voice richipo mkoma ranga gadzirai zvitsva vatsigiri tiripo❤

  • @hoverangarirai3579
    @hoverangarirai3579 Рік тому +5

    Humble guy Rangarirai sagombeto

  • @blessingmarimbana8212
    @blessingmarimbana8212 9 місяців тому +1

    Longtime kubvagore riya tiri kudurban paya

  • @MusiiwaMoopa
    @MusiiwaMoopa 2 місяці тому

    Nice one

  • @SifaMoyo
    @SifaMoyo Рік тому +1

    Yooo Tina was my best, I liked it and zvaive zvinhu. Mukomana uyu ndaitomuti Tina 😂😂😂

  • @Mudara-pq4tt
    @Mudara-pq4tt Рік тому +2

    Good translation well done maNdlovu

  • @nomorechikosi659
    @nomorechikosi659 Рік тому +2

    this guy is gud , cant wait longer fot the new project

  • @ryanriimz9447
    @ryanriimz9447 Рік тому +6

    Thank you so much mkma Neshamba and the entire Drewmas media crew

  • @AbigailMatavire
    @AbigailMatavire 8 місяців тому

    I love you guys❤❤❤

  • @onefyv
    @onefyv Рік тому +9

    Enough Respect L. K. Z 🫡

  • @brandonmasamba9623
    @brandonmasamba9623 Рік тому +3

    Boys repa Nyanga my home boy

  • @preciousmasiya6473
    @preciousmasiya6473 Рік тому

    Makanga maendepiko nai Ranga

  • @lovemorebaloyi7134
    @lovemorebaloyi7134 Рік тому +1

    Nhoro nengururu sango raisimbondipa wani.....song Manomano kuseri

  • @chimzvibe
    @chimzvibe Рік тому

    Join forces na Mr brown, zvinobuda

  • @ChristyMilly-zp4op
    @ChristyMilly-zp4op Рік тому +2

    Ko ndafunga kaviri anga odzoka here Tina

  • @majajakarasi6622
    @majajakarasi6622 Рік тому +2

    Chikonamombe ...Kelvin Chikore.

  • @MagretChishanga-tw9kl
    @MagretChishanga-tw9kl Рік тому

    Asimba yoo

  • @nyatius5198
    @nyatius5198 Рік тому

    Vafana vese varikuzviti ndevesungura mazuvaaano havasi vanoridza Cheso Music. Zvinhu zvaKAtangwa and popularised nevaMacheso pakuvandudza music yavo ndozvakunzi sika sika nevafana no wonder sungura dzavo dzisinganakidzii ba

  • @zaahjere68
    @zaahjere68 Рік тому +5

    I miss these guys

  • @RedeemerShiri
    @RedeemerShiri Рік тому +1

    R & K yakatirera iyi tichirivafana