munamato wangu mukuru kti mwari mu life yangu musazondipaoo life partiner inenge EZIE!!!!. ma single ladies lets gather here to pray and cast out kudiwa ne type dzinenge Ezie . holy ghost out out ,🙏🛐💥💥💥
Am just here to comment about the facial expression ya Slimmie paanga achiudzwa kti Bella ambosvika naOppah unmatched 👌 thanks guys # keepitrealkeepmoving
“Vanhu varefu vese vane problem, kana kuti uti pfungwa dzavo dzakadhadhamuka hameno” kkkkkkk Mhamhito to the World 💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽 Severe havana kuoneka severe, chimoto naChihera kkkkkkkkkk
Iiiiii yakunakidza wena ndaisaririra mmmmmm Fon payanga yakafa 🤝♥️♥️♥️♥️♥️♥️🔥🔥🔥God bless Congratulations magtom for the Award u scoop Slim l witnessed the show ♥️🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥👊👊👊👏👏👏
Kkkkkkk addicted to this move .bt fake wife played a good role.ko kuzobvisa wig pandifamba anotoda maUSA akati ooh kudarika 50 coz inozonetsa mberi uko regai tione kkkkkk🤣🤣🤣 but l salute her akanyanya
You guys excelled again👊The drama,the shocks,the laughs😂Mhamhito you I loved your lines today!A reason to look forward to Tuesdays,thanks again Magtom Media
This was a good episode The new wife wow ane moto🤣🤣🤣kuzobvisa wig Mhamhito varamba Thandie kkkkk hanzi Evy ngaandifonere Oppah Oppah Oppah hiiii amana watanga makuhwa Berla is wanting to know more abt wifey yaSlimmie. Eazy bhoo here kuti chiuya ndikuperekedze Tammary? Khule Mahuchi u are too much mungabva madaro kuna Tamary🤣🤣🤣🤣 well done magtom
Best episode haaaaa baba SJ to the fullest havapererwe zvekudaro kusvika pakuHire munhu wekuènda naye kwaBella eish chandiitira ichi can't wait to see pachasangana Tymond nemukwasha ummm thank you so much Magtom you're so talented well done
Mhamhito is now acting as what needs to happen between amwene nemuroora. I see Slimie being lucky now coz Mai SJ will now be forced to make the decision to move out. Good plot.
Well done Magtom Media you always deliver.. Haikke its complicated for real hazvishamise new mai SJ vachatanga kumwora fut mari kuSN. Hiii Doctor Josh bho hr yamaita kuna Tamari shuwa kudai so chokwadi chotokugwadzayi
munamato wangu mukuru kti mwari mu life yangu musazondipaoo life partiner inenge EZIE!!!!.
ma single ladies lets gather here to pray and cast out kudiwa ne type dzinenge Ezie .
holy ghost out out ,🙏🛐💥💥💥
Holy Ghost fire 😅😅😅😅
@@memoryd5233 kkkk💥💥💥murume anenge ezie anoda pray n fasting cz uuuhm andikona ini
Hired wifey vakatochaja... We want more of her
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 ndichitanga kuona sisi vekuda 50 ndatoti munhu uyu chii chaCharmaine coz vakafanana
The fake wife is truly amazing. Hope to see more of her. Very convincing acting.
Achatangawo kumora mari futi haaa pakaipa
@@advicechitonho4451 my thoughts as well
Ngaatoita Slimmie 1 of her branches akugadzira nawo mari 😅
Ndakazvingavoo blackmail haisi kupera zvekudero 🤣🤣🤣🤣🤣
True haunyepe fake wife ngaarambe aripo
Those for new Mai SJ lets congregate here
Iro ndogamba manje 🤣😂
She gave value for the money😂😂😂
Awoo ndowa salute ummmm🤣🤣
NdiChihera chete, mai EJ vaoma mate mukanwa vachatama chete
@@bibianamaenzanise4279 😂😂😂😂😂
I will miss mai Charmaine I hope she will come back 💚🧡
Hired wife we need more of you.Magtom always on point...thanks guys👏👏👏
Magtom never disappoints, pakubvisa wig ndaremerwa thanks magtom ❤️❤️
Thanks team for keeping us ploughing we love you
Magtom never disappoint
Hamubvire nekunakidza Magtom media
She meant business 🤣🤣🤣🤣🤣 aaaah ndaseka nhasi
Am just here to comment about the facial expression ya Slimmie paanga achiudzwa kti Bella ambosvika naOppah unmatched 👌 thanks guys # keepitrealkeepmoving
Face yataura paya uye PGS doc. Vagonesa kushandisa chiso we can write a novel nezviitiko zvechiso chaSlimmie vari one on one naOppah
The hired wife understood the assignment
Only if Chairman knew that she is living with baba Denzel 😂😂😂😂… keep it up
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
kkk
😂😂😂😂
“Vanhu varefu vese vane problem, kana kuti uti pfungwa dzavo dzakadhadhamuka hameno” kkkkkkk Mhamhito to the World 💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽
Severe havana kuoneka severe, chimoto naChihera kkkkkkkkkk
Chandipedza 😂😂😂😂 Mhamhito vanokanda makobvu
😂😂😂😂😂😂
💥💥💥 give the woman her $50 dollars, in fact she should get double…. She more than earned it 😂😂😂😂 kuzobvisa wig.
hahahaha taura hako. "wife for hire" ndirikuda number yake for another contract akagona basa.
😂😂😂she's good
Pakubvisa wig andipedza, ndaseka hangu 🤣🤣🤣🤣🤣
The drama 😂🙌
Vfyot
Mai SJ part 2 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾hands down- she was ready to act this one👏🏾👏🏾
Love you magtom media ❤❤
Haaaa kana mazogara manakigwa ne team iri haaaa chingoisa like wobva wapazve vamwe kuti vahwewo mutakunanzva uyu .... Love you guys 💞
Iiiiii yakunakidza wena ndaisaririra mmmmmm Fon payanga yakafa 🤝♥️♥️♥️♥️♥️♥️🔥🔥🔥God bless
Congratulations magtom for the Award u scoop Slim l witnessed the show ♥️🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥👊👊👊👏👏👏
Kule Mahuchi ndovakanokwenyera kuna Thamary 😂😂😂😂
Dzakarwadziwa nekurambwa naThembi🤣🤣🤣🤣🤣
Imagine 🤣🤣🤣🤣 vari kuedza by all means kuti Thembie asaite interest naEazy kkkkk
Yeah Mahuchi vari kutoda Tembi shuwa
Can you imagine khule pane basa😅
Thanks magtom I can't wait to see your episodes
Big up to the ever winning PGS👊🏾🤣🤣🤣🤣 and the hired wife played her role very well😂😂 she has some resemblance of Charmaine as well
Some of us yatova addiction chaiyo.
Kkkkkkk addicted to this move .bt fake wife played a good role.ko kuzobvisa wig pandifamba anotoda maUSA akati ooh kudarika 50 coz inozonetsa mberi uko regai tione kkkkkk🤣🤣🤣 but l salute her akanyanya
It’s Slimie’s look for me when Opah was talking about Berla 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 kunyepera kuzungaira kkkkkkk
You guys excelled again👊The drama,the shocks,the laughs😂Mhamhito you I loved your lines today!A reason to look forward to Tuesdays,thanks again Magtom Media
25:48 hahaha mhamhito veduwe hanzi chamuri kuti mwenye mwenye imomo chii😂😂😂
Picture quality on point👌
Mhamhito kaaaa🙌🙌 surrender chihera
You are the best guy keep it up the good work I love you all ❤️❤️❤️
Ngatinyorei nechirungu tine mathebele nema sotho mavenda muzimbabwe
This was a good episode
The new wife wow ane moto🤣🤣🤣kuzobvisa wig
Mhamhito varamba Thandie kkkkk hanzi Evy ngaandifonere
Oppah Oppah Oppah hiiii amana watanga makuhwa
Berla is wanting to know more abt wifey yaSlimmie. Eazy bhoo here kuti chiuya ndikuperekedze Tammary? Khule Mahuchi u are too much mungabva madaro kuna Tamary🤣🤣🤣🤣
well done magtom
Keep up the good team Magtom Media
You are number one excellent guys you gave lessons to the nation
Hanzi ini ndine magodi 🤣🤣🤣🤣🤣🤣kubuda wig irimumaoko hanzi hande iwe 🤣🤣🤣🤣🤣🤣yashanda PGS apo 🔥🔥🔥🔥🔥
Ehe nhai authority yacho kunge ndiye muridzi we murume chaiye😂😂😂
Magtom Media # Mahunchiii Mopisa imi 🔥🔥🔥🔥
Opah u are a legend, I like your softness
Magtom media you are the best 👌 👍 😍
Igariziva kuti kunobikwa mutakunanzva 💕
Kkk kuseri inin ndonyanya kunakirw ne magtom wes slim mamito easy na mai juju but varikuvasiya pa complicated wy ?
Mahuchi chibaba fut ndatokanganwa
Best episode haaaaa baba SJ to the fullest havapererwe zvekudaro kusvika pakuHire munhu wekuènda naye kwaBella eish chandiitira ichi can't wait to see pachasangana Tymond nemukwasha ummm thank you so much Magtom you're so talented well done
Well-done to the fake wife 🔥🔥🔥🔥
She should have give Bella one punch
🔥🔥🔥🔥🔥 magtom media shamhu yestress
Nyaya yekuzongosvika uchizvi announcer kt Eazy mface paden haaa hazvibude Tamari😂😂Eazy plays his role very well...Magtom team mogonesa🔥🔥
❤❤❤❤.please tiisirewo mu playlist ma different drama zviri separate so that it will be easy to caught up with all of them.
Kkkkk Oppa safe hre kuudza Mai SJ nyaya dzakadaroo ukupisira bhudhi vko mamje mnhuu wauri kuudza ane half quarter gigi mnje kkkk . Anyways munogona henyu u never disappoint . BABA THANDIWE munogona henyu 👏👏👏
Guys you are the best. Haa slimi you are too much hanzvadzi..keep it up
Oppah has become a brilliant actress.
Magtom shamu yestress thank you so much mdra slimie really appreciated
Mhamhito is now acting as what needs to happen between amwene nemuroora. I see Slimie being lucky now coz Mai SJ will now be forced to make the decision to move out. Good plot.
Mamatochigarira kaChiHot🔥263 Magtom Media takayenda
It was the magodi for me. Fake Mai SJ is 🔥🔥
Thanks guys I liked the part yamai SJ 2 Haaaaa esp pakubvisa wig 😂😂 I enjoyed. Haaaaaaa ko Oppah futi what is she trying to do now.
Hired wife anoziva basa rako🔥Oppah aremerwa akati rega ndiudze mai SJ 🤣🤣 ..ndaona paita noise apa kkkkk can't wait for next episode 🤣🤣
A movie from Magtom media is always worth watching
Respect 🙏 for the scripter and the actors 👏, absolutely great episode 👍 💯
So awesome 👌
Mai SJ number 2 understood the assignment kkk👏🏽👏🏽
Another great 👍 one. Thank you Magtom
Haa Slimmie wavhuriria hombe Bella 🔥🔥🔥🔥
Weekly dose on fire 🔥.Thank you.
Thanks guys before watching am really enjoying zvondipedza stress🙏🙏
Doc Izie munondigonera haaaa nhema dzakazara hadzo pauri in fact manyepo ndicho chokwadi chako
Huuuh 🔥🔥🔥🔥🔥mazirudo magtom♥️♥️♥️♥️♥️yu never dissapoint chatudzingisa basa😂😂😂😂😂
Tymond is in soup ndati ...magtom media you have reached a new level.... Ba two ...the brains....sando dzenyu all characters mukugona keep it up
Ko indava kulacker happiness in Eazy’s voice 🤣🤣🤣🤣🤣
Wamunoti Oppa haana hana , memory full ne one song chitekete ava kuda kutoudza mai SJ
Oppah ane makuhwa. She never change😂anoita kuvaviwa
#MAGTOM MEDIA SHAMU YE B.P YAAAA MAGTOM NEVER DISSAPOINT#
Ndafadzwa ne episode 91 Well done magtom
Go Berla💕💕usambomire iwe kusvika wanyatsowana full information
That fake wife is born an actor, I like the confidence
😂😂😂😂🙌 pano paapa daycare here
To us who like before watching 💜
Ndisu 🎉🥂
❤️🔥❤️🔥❤️🔥Eazy ndotemba newe
Magtom Media yazviita zvekare well done team
Mkadzi Amira sa Charmaine kwabela ummm ndamu salute anobata basa
Super hero complicated ❤❤❤❤❤❤
Easyy is the best for me
I stand withTymond ♥️♥️♥️
Well done Magtom Media you always deliver..
Haikke its complicated for real hazvishamise new mai SJ vachatanga kumwora fut mari kuSN.
Hiii Doctor Josh bho hr yamaita kuna Tamari shuwa kudai so chokwadi chotokugwadzayi
This is hilarious. Hondo yaMahuchi naEazie ihondo yemiseve. Sekuru Mahuchi is now tracking maex a Eazy kuti aende padhen kunokonzeresa kumuzukuru 😂
Hanzi nababa SJ Berla akati ari kuda ndege 🤣🤣🤣🤣🤣 baba vanonyepa zvavo ava kkk
Fake wife vatori nemoto 😂😂😂, hope to see more of her in the coming episodes
Hoyoooo 🔥
Mhamhito's reaction when tete mentioned Mai Sharmaine going to SA😂😂😂😂 priceless 💥💥
Kuzosiya phone pasi manje
Kuzoti varefu wese vanonetsa
Magggggg🔥🔥🔥🔥🤞🙏
I mic Gazi & Rachel guys varipi vanhu vayaaa
Was patiently waiting for this thank you magtom media
Slimie Oppa achionera chiround chacho 😂😂😂achaudza Charmaine chete
Kkkkkk hahah me guy's um here 4Eazie ma horror 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥😃😃😃
Mhamhito varikudya marasha nhasi. 💥💥
Much love Magtom team😘🌹🌹❣️
Mhamhito and Tymond are always fighting kkk quarrelsome couple 😂😂
ezi newaskana
PGS worked for now but bella z not giving up either busy planning her own PGS, kkkkk oppa Hana yaramba kubata zvinhu
Ndrikufamba naCA... Ichii chakaipa kani keep on doing the goodwork
Hanzi na Mhamhito, Tymond anoda zvemahara sehonye 😂😂😂😂😂😂😂😂😂I can’t 👐🏾
kkkkk hanzi naTymond asika ini zvandaiita hazvina rufu mukati ini
😂😂😂😂😂Hanzi vanhu varefu vese vane problem
😂😂😂😂😂Hanzi vanhu varefu vese vane problem
Heyii mutakunanzva kuita kuzipirwa. Ndatenda hangu bhora kumberi magtom family.keep the fire burning 🔥
My sazie (Landers) featured today naNicole apo 💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽
Nicole haurevesi kuuya kuzobvunza mari shuwa 🤣🤣🤣🤣
Keep it up ❤️
Hoyooo maitabasa magtom,ngazvirambe zvakadaro
U never dissapoint us big up
Skiri repatmore Gaza ...haa Slimiee ma1 guys huyai timutsvage pano
Next time toda kuti Mdara Tymond atiratidze twunhu twake twaanogara achingoti ndine twunhu twangu
Twuri kuSouth Africa 🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkk masasi ekuda kufadza bby ayo manje takachi master chigame chemdara uyu
Izzy izzy mmm you are best my man
Bella trying to investigate,🤣🤣🤣
Big up team magtom ,,,,,l love yu so much ,,mabrothers angu slimie na Ezy
PGS yakapenga iyi apererwa Bella😂😂😂😂😂
Achine doubt, haasati anyatsogutsikana hake 😂😂😂😂😂