The title of this series and zviri kuitika unonyatsoona unyanzvi weMunyori. It’s more complicated with each episode. It’s getting more interesting. 😂😂haa maComplicated affairs zveSure, Alex and Oppah I didn’t think it would end up being complicated like this…the Kelly and Park situation was a good one too…Park’s mother and Kelly’s father 😂😂😂it’s a well written script, keeps us focused. Expect anything! Well done MAGTOM❤
uuuh who else like me ari kuona kt (THEMBI )munhu we Violence hhhhm zvino va ezzie vanenge vachasangana nemunhu anenge anopedza dzungu. magtom media muri kubvira zvokwadi i salute yu all gats off!!💪🤠🙋
Ini hangu i am suspecting kuti Slimmy aenda kunoFlusher phone yemzukuru, but rina manyanga hariputirwe mumushunje haro zvinozongobuda pachena. Keep it up Magtom media for entertaining us. A WISH A MERRY CHRISTMASS.
@@magtommedia At this point, chero pachabuda nyaya iyi zvichango shungurudza mai SJ but zviri nani kubva kuna baba than zvemakuhwa. Mafungiro anguwo. Ndatomirira next episode 😂
Slimmie anyudza fon kkkkk but zvichabuda hazvo ... Tymond my best actor siya vana varoorane iwe.thanks you so much magtom crew all of you u are the best ❣️
Baba sj to the fullest hanzi mai sj usamanikidze muzukuru kutamba nabeauty apa vanzwa zita chairo kkkkk slim is the best#go slim go slim the best actor
Best series of the year -complicated affairs
Best writer of the year- Magtom
Best actor of the year _Slimy to the world .
I support you 👊👊👊to Magtom
Haunyepe parizvino slimmy uri kurira
The title of this series and zviri kuitika unonyatsoona unyanzvi weMunyori. It’s more complicated with each episode. It’s getting more interesting. 😂😂haa maComplicated affairs zveSure, Alex and Oppah I didn’t think it would end up being complicated like this…the Kelly and Park situation was a good one too…Park’s mother and Kelly’s father 😂😂😂it’s a well written script, keeps us focused. Expect anything! Well done MAGTOM❤
True
True
You can say that again 😀😀😀😀
❤️
I agree with you this is a master piece
Gegegee. Iye unorebgwa uyu. BabavaSJ makanyanya.
Ezzy ndeimwe mbeu hanzi thembi ndivigireiwo mvura apa Hana kumbobvira aimwa anga achida kuti thembi aonekwa nambuya 😂😂😂
Kusimudza musoro kwa Slimmy paanzwa zita ra Bella says it all🤣🤣🤣
Ko kuzonyepera hanzi Beauty uyu kkkk
Hanzi Beauty kkkkkk
Kkkkkkk yaaa
Ma1 see abva atanga kikiki
Vamerera baba SJ kkkkkkk
Manakidziro anoita nyaya iyi nyangwe ikasvika zvayo Epsode 2000 hameno ikoko ❤❤❤❤❤🔥🔥🔥🔥🔥🥰🥰🥰🥰🥰💛💛💛💛💛😍😍😍😍😍😍👌👌👌👌👌
Taura hako: we are ready and here for it ❤
Hezvo so good acting between Park and Kelly the chemistry yacho sezvinonzi vanodanana zvemashuwa. Ko mukangodanana nhai 🤣
Eazy is so funny he doesn't even have to try so hard😂😂😂 hanzi Kule ngavatsurwe shuwa...apa he lowkey wants Thembi to himself😂😂🙌🏽🙌🏽🙌🏽
Charmaine I love that hairstyle on you - you’re totally rocking it! It could easily become your signature look 🎉🎉🎉
I think so too!
Slimy. Pagonzwa ku Bellah. Vabva vapinda chando. 😂😂😂😂😂😂 Slimy uri pa ma 1
I can't sleep without watch this perfect team thanks guys ❤
Let us give a big hand to the Maid she is a good actor, with good looks but creates a conflict of interest among family members.
Siyabonga team magtom liyasilibaziza kakhulu muhle umsebenzi wenu
uuuh who else like me ari kuona kt (THEMBI )munhu we Violence hhhhm zvino va ezzie vanenge vachasangana nemunhu anenge anopedza dzungu. magtom media muri kubvira zvokwadi i salute yu all gats off!!💪🤠🙋
Aaaaah Easy uyala ukuthi uThembi ahambe 😂😂😂 point taken Easy
Pana temple na bela na easy na easy jnr na mbuya mahuchii ummm pachabviraa moto🔥🔥🔥🔥🔥 chet pababa sj motoshandisa PGS pana bela apo
Tembie*****
Relevant authorities in the Arts Industry should consider this team, "THE MAGTOM MEDIA" because they accelerated well this year. Viva Magtom !!!!!!
All characters are on point. It's really getting more complicated by the day.
Ezzy haachada kuita move in naNicole coz of Thembi🤣🤣, it keeps on complicatedier😂😂
Kkkk ehe series iri rakadziyaa zvekudaro ndaona paita 2 or 3 years tichingoona mutapinatsvaaa uyu
EZZY, EZZY FOR ME 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Yaa bcz he just change suddenly kkkk
Slimy chogona kunyora aaah too talented man keep it up!!!
Mai Mahuchi kkkkkkk makundwa kunaka naTembi 😅😅😅😅😅
pure talent Mr Director.thumbs up team
Actor of the episode Tymond....you will go behind the bars😂😂😂
imagine the threat.mai Pac vatosvika pachikamu chekuzorora🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@@fadzaikowo6294 kkkkk pakaipa
🤣🤣🤣🤣🤣
Ini hangu i am suspecting kuti Slimmy aenda kunoFlusher phone yemzukuru, but rina manyanga hariputirwe mumushunje haro zvinozongobuda pachena. Keep it up Magtom media for entertaining us. A WISH A MERRY CHRISTMASS.
Just waiting for the day when Park is introduced to Tymond as his girlfriend's dad
kkkkkkk iwayo anenge ari ma penalty shootout.
Slimie ma1
Keep up the good work 🤸🤸🤸 Takutopinda mu CA 100 Soon well done Mag🔥
Haaa serious yacho yarohwa nabaSJ panzi Bella Yoooh Saka uchaita sei nhy
Kasimukiro kaita Slimmie pasofa anzwa zita raBella! Kuzoda kupinda mufone yemuzukuru, best scene today! Baba SJ please confess zvisati zvakuputikirai 😂😂😂
Mmmmm is that practically possible
@@magtommedia At this point, chero pachabuda nyaya iyi zvichango shungurudza mai SJ but zviri nani kubva kuna baba than zvemakuhwa. Mafungiro anguwo. Ndatomirira next episode 😂
Thank you magtom media l was patiently waiting for this episode mushonga westress makanyanya baba juju
Baa" sj pangohii bella mamuka kkkķk.mukutyiira kt chogona ngozodhuvuka kwaas
Yowee!! Tasvikiswa pa crossroads re kunyarara vanhu wachiziva ma secrets echokwadi. Hendei tione!
Ufunge 🥺🤔
😂😂Working from home, because of Thembi
Mdhra Tymond vane love yemusoja 😆😆😆😆 ukada kumu bhaizira nyaya dzake dzino dzoka, Easy haachadi kutama nekuda kwemuzaya ruchiva rwunopa muridzi basa zvokwadi
MM SHAMU YESTRESS ❤️❤️❤️
I salute you guys nebasa guru ramoita Gore ratopera 👏👏👌
Charmaine is glowing 😗😘😍
Kurorwa kwakanaka 🤣
I'm in love with Pak and Kelly's relationship ❤️
Exellent and we'll done Magtom Media Educative series, let's keep the fire burning we love you
Taimond kaaa ahhh😢😢to mai Paki “you will go behind the bars”😂😂😂😂😂😂😂
Thembi uri shasha u are the best level sando 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Bba sj makutyira makasi enyu aizy junior
slimmie yu deserve the best honour .... but dei maisa ma english subtitle haaa everyone will watch this all over the world trust me
Opah ,noble dressing together nemusikana waPark. ndokupfeka chaiko.keep it up.
Is that Nicol she looks beutifull,all fans for Kelly let's gather here.
well done gzys ko Gaza naRush varpko
Tymond anogona hake... hanzi vana voita hanzvadzi ne hanzvadzi 🤣🤣🤣 ndavatipe respect
Slimmie anyudza fon kkkkk but zvichabuda hazvo ... Tymond my best actor siya vana varoorane iwe.thanks you so much magtom crew all of you u are the best ❣️
Baba Juju maisep foni yemuzukuru kkkkk haa mzya to the world, Eazy haachatoendi kubasa , skr mahuchi havachagari pamba
Magtom team kaa haaa Mwari akupei zvamuri kushuwura muri kuti dakadza imi .
Loving your hair mai SJ 🔥🔥🔥
That's a bold style I wish I could pull it off😂😂😂
@@sandrabeulah 🤣🤣🤣🤣🤣
Imbondiudzai kuti Tymond paanga ari jaya aiita sei 🤣🤣🤣🤣.
Nyaya dzese dziri complicated because of Tymond
Kkkkkkkk😂😂shuwa
"Solution ndeyekuti kule vachatsiurwa" Eazy waramba kuti Thembi adzingwe😅😅😅
Kkkkkk arambisisa Eazy
Baba SJ zvaendwa mmmm kkkk mai SJ u look good and beautiful
CA best of all keep it up guys
Thembi is a good actress
Kkkkkkkk it is complicated for sure it is coming even more interesting
Magtom Media # Mahunchiiiii🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Moti hanzi ndi maid Mumba, imi makadai Amai kkkk Tete Opah to the wewishto
Ende nhasi mai SJ you look cute❗
Ezzie anondigonera zvangu ini kkkkkk khule ngavatsiugwe vasauya frequent kuno,thembi hakuna kwaanoenda aripano asi hauoni kuti mbuya mahuchi manyany kuti thembi adzungwe kutonga musha watete watadza
Kkkkkkkkkk haaaa baba SJ ma1 akutanga manje, Tymond arikuda kungoomesa nyaya yakapera kare. Thanks nekuti intertaner kwamuri kuita. Ndadzidza zvakavanda kubva muMagtom Midea.
Magtom mogona vanhu imi mahwa here 👏👏👏
Maswera sei team Magtom love you guys❤️❤️❤️
Thembi wakonzera nyaka nyaka musika wawakarongedza mwanasikana yatova supermarket 🙌🤣🤣🤣🤣🤣
Baba SJ vavhunduka kunzwa muzukuru achiti Bella😂😂😂😂ahhh his reaction after mai SJ and muzukuru left and went mukitch en . 😂😂😂😂😂😂
Ndatoisa like. Nyangwe ndisina kuona ndotoliker becoz kugona mutemo
Beauty Beauty.... iro zimFes irombe iro
Kkkkk hanzi na Izzy mablessings amoms anongodiwa gegeegegege haaaaa Thembi wauya kuipa uyu, keep it up guys
Taimond fans huyai pano.
Ndosaka tichitenga mafone aya... Bhuru remusha
hanzi na slimie.. Beauty iyeu kunyepedzera kusaziva bella kkkwaks
Thank you tete ophaa ne advise magonesaaaa thembie chibby ichoo
Uhu hunyanzviii storyline iyiiii haife yakabhowa every week mutakunanzva
Nhasi Opah agona hake action yake ndayifarira hangu kuna Alex keep doing it girl 🤗
Tymond on point kkkkkkkkkkkk tymond bvuma kukura plz 😂😂😂😂
Baba sj to the fullest hanzi mai sj usamanikidze muzukuru kutamba nabeauty apa vanzwa zita chairo kkkkk slim is the best#go slim go slim the best actor
But Magtom ma1 ku CA mahuchi ndiye arikuchengerwa ku Love coman Mahuchi ndiye arikuchengera this gusz are talented Thumps to us vasisisina stress
Thanks Magtom shamhu yestress totanga tatenda ndisati ndaona mune more, 🔥🔥🔥🔥💯 mondigonera shuwa
gazi gazi urip
Kkkkk slimmy wakwata ngekuzwa Zita ra Bela! Bela 🤣🤗🤗
Kuzoti Eazy ma1 na Thembi oramba kuti adzingwe
Kkkkkkkkkkkdont stress gogo sekuru mahuchi vakutaimira chimoko kwa sis vavo 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
What a lovely couple Kelly and park
You people are really blessed, keep it up!!!!!
Uuuuuuh inhapi tapi here😍😍😍😍
Keep it up Magtom Media
I love coolness ya Kelly haana dzungu
Mamukiro aita slim. Panzi bhelaa aaa
Aaaaa paipa apa kamukire kaita slimie paanzwa nezvabella kaaaaa hayiii mahorror
Kelly and part ., you are looking good gyz
Kkkk Izzy ko zvawaapenga wada kuti mbuya vaone muzukuru chete. Kuti uwane kusideline sekuru nhai.
Thanks team
Well done complicated affairs
Mukadzi waMahuchi kuseri 🥰🥰😍😍
Kkkkkkk Slimmy yako na Bela ichaperasei kkkkk haaa unogona akoma keep it up bro
just like the name its always complecated.....writer magtom media kumberi
Mushonga we stress. Thanx guys. Ndokuti warm up takamirira kuti Modric aende ku final
Akanogumira mu Semi final
Modric wenyu arikumusha
Kkk
Kkkk messi mambo webhora
the results are out
I comment
Before l enjoy
Cause magton never
Disappointed
Cheers to us who like first
I found my self nda liker without knowing
Mai SJ makachena wena🔥🔥
its the hoo hooo for me from eazzy 😫😂😂😂
😅😅😅😅😅😅😅Thank you Mag naThom nekutipa Kudya kwemeso kunogutsa meso edu ❤❤❤❤Keep the good work
Park na Kelly ❤️🔥🔥🔥
Kkkkkk kk eazy akutokavhira side rake manje hanzi kule ngavasauye pano thembi haadzingwi basa
This is good good yaaa good
Izzzzzzzzzzzy kule ngavatsiurweee