Team naiza boom kwakuseri manje ,munogona keep it up Asi dhafu kana kusanyara kutadzaa kudzora maValve kkkkkkk ,kana zvauya zvinenge zvauya ,,,,,well done guys
Kkkkk haaaa dhafu kuseri,ndanga ndisina kuriona rese,haa ndazooma mbabvu nekuseka kkkkk haaaa best actor of the year, kuzobvunza kuti hauna paper bag here kkk
I can see the equivalence of Madea in Dhafu's character. What message do you have for her concerning her carrier. Mine is: Please don't stop, you are still beginning we need people like you for a longer time in industry!!!!
Pwaaaa I'm in stitches. Dhafu when you started I just watched one or two of your skits and I thought they were lame. and kubva ipapo I never paid any attention to you again until today ndangodhumanawo nawo. This is my third one soo far nhasi and I'm literally in stitches yo!aiwa let me hit the subscribe button 😂😂😂 mbabvu dzavakurwadza kani😂😂
Senzeni face yake iku believisa.Kuita senge arasika zveshuwa😂
🤣🤣🤣🤣
Kkkkk chokwadi kutokunda munhu arasika zvechokwadi
ua-cam.com/video/R67pnaACMgU/v-deo.html
Vanoti dhafu ndiye ane chimuti ngatiungane pano tifambire nyaya dzekuti aitwe best female actor of the 2020
Dhafu kuseri kkkkkk ko iko kuzopusa apedza basa hake. Isa like kana uchiti Dhafu kuseri.
ua-cam.com/video/R67pnaACMgU/v-deo.html
Dhafu wa dhota
The girl wearing make up is pretty😍
Real african queen🥺❤
Dhafu wanga uchimbowachisa vamwe manje zvaiwana ngwarati🤣🤣🤣🤣🤣
Team naiza boom kwakuseri manje ,munogona keep it up Asi dhafu kana kusanyara kutadzaa kudzora maValve kkkkkkk ,kana zvauya zvinenge zvauya ,,,,,well done guys
If you love Dhafu isa like
ummh Dhafu is de best,, shez 100% talented
We love you dhafu
Dhafu walembe
👍
Dhafu kwakuseri
"mazhanje haana shasha.." bho here ma statement aDhafu kkkkkkk
Team dhafu kandai like👍
Ggvvbb
ua-cam.com/video/R67pnaACMgU/v-deo.html
Hanzi Shumba inondija 2 minutes here mirai kani😂😂😂. You guys never disappoint
I couldn't stop laughing 😂😂, keep it up guys
kkkkkkk dhafuka aaaaa hanzi ko kana anemushonga
The jedza and dhimba reacted after hearing pfutsek was priceless I enjoyed my 6th time coming back on this video😂😂😂
N,B munotivaraidza for sure 😅😅😅😅😂😂
Dhafu ndiwe Anne Kansime wemuZimbabwe....❤️❤️❤️❤️
Dhafu Muno ngona kuactor sando nzenye ✊✊✊💋💥😍
kkkkkkkkk dhafu wandiuraya nhasi...pawarova maoko wandifungisa tiri vadiki tichirohwa maoko...#much love
Haaaaaaaaaa dhafu anondiitira ,,,,,mommy you guys are the best
Kkkkk ndoface yemunhu apresswa here iyo dhafu 😂😂 wavagadzirira size
I love this😂😂 hanzi ndakwara nemudumbu
Female award of the year goes to dhafu
ua-cam.com/video/R67pnaACMgU/v-deo.html
@@orchestral2584 s
Glad. AeouwlrrAX
mava.
VvzB vaAxw
as
s
Me
Emw
G e
We
LRovkdlbzvg n Lewis
ZeHo
-
XE U
Everyone did great but hats off to Dhafu and Senzeni.Can't stop laughing because of those two😅😅
yeah totally agree
So funny ❤❤❤
NB team makapenga, mese henyu you are good actors n actresses, keep moving and stay away from drama
Ipapo haurevi nhema 🔥
Hanzi nhai mhamha makanda enyu muri kumakanda pai😆😆😆😆🤣🤣🤣🤣
Maihweeee kana ndakamboseka...you made my day guys
Dhafu to the fullest 😂😂😂hope haite Ndove akagara ipapa
Ahh kana ndakamboseka asi nhasi ndaseka dhafu dhafu dhafu
Zvinongodzidzisa kuti be nice kunhu nguva dzose keep it up guys
Rest In Peace my lungs 🫁 Dhafu killed me 😂😂😂
ua-cam.com/video/R67pnaACMgU/v-deo.html
zvazvinhu
SENZENI best actor of the day
ua-cam.com/video/R67pnaACMgU/v-deo.html
SENZENI best actor that chose I don't even have any other things to say
Dafu manake kkkkkkk
Kkk Aaaaa
Danger Manyimoni kudiiko kkkkk dhafu ukubvira 🔥🔥🤔🤔
Dhafu Kkkk ndipo mazhanje Eish ndamasuwa sei
Ko ka serious nekunzwisa tsitsi kwadhafu azvidhotera hake 😝😅😅😅
I don't know how can explain this it's much much more funny naiza boom to the fullest
Kkkkkkk ndaseka Hangu Ini Dhafu Abhomba Keep IT UP JEDZA NADHIMBA VANOGONA KUACTOR.
Hanzi hanty ndini ndikunzwa here kuti zvaipa ..Dhafu !!!!!!!
Kune vanonzi vanhu plz iwa dhafu kuseri ndatenda zvangu 🙌🙌🙌🙌🙌
🤣🤣🤣🤣team Jedza ndipeiwo malike hanzi pabuda nefone hauna kupaona.Dhimba dzichiseka senzeni akutarisa kunge arasika oooooh wapfuridzwa
Aiwa kababy kafonerwa ako😂😂😂😂😂😂
Jedza naDhimba happy to see u😆😆😆😆😆😆😆👊👊👊👊
Paida wakarukwa zvakanaka you are looking stunning
Ipai NB ma likes ayo 🤣🤣🤣🤣🤣
ua-cam.com/video/R67pnaACMgU/v-deo.html
Kkkkkkkkk nhaimi moda kundikuvadza nekuseka here.aewa ndoshaya makaita sei kuti mubatane kudai ,aewa guys munezvipo henyu ,luv you
🤣🤣🤣🤣🤣Dhafu vane freedom of expression manje, apa mumotor umu mukuita kunge that bus drama rainzi Ganyau Express
Kkkkkkkkl
My age mate haaa drama riye kaaaa mahwambi ndirikuritsvaga
Naiza boom mukubvira 🔥🔥🔥
Haa dhafu wakanyanya 😂😂😂
Wedzerayi fti amana mungotamba muchibvira
From Botswana
vakomana vakanyanya awa
Everything is possible with Dhafu I'm excited keep it up ...i can't stop watching
Haaa ukakwira komb ine vanhu vakadai unenge wapinda pakaoma zveshuwa😃😃🙌
ko serious ya dhafu at the end hahahahahahaaa
Danger manju manju kudiiko nhaiwe mwanangu 😂😂😂🙌🙌🙌
Kkkkkkk dhafu anopedza masports guys like kana usina godo
ua-cam.com/video/R67pnaACMgU/v-deo.html
Naiza ua the best Zim comedy..watching from UAE 🇦🇪
Dhafu is too funny can't stop laughing 😂😂😂 jedza kkkk
kkkkkkkk dhafu usadaro kani
Kkk senzeni
Dhafu makuseri
Haaa dhafu kwakuseri
Chero ini
😂😂😂😂😂hanzi mazhanje haana shasha , dhafu akanyanya boys.
Kkkķkkk
Serious ya dhafu 😁😁😁apa waisa perfume
Haaaaaa dhafu une yese wena kkkkkkk mbabvu dzangu dzakurwadza
kambudzi ka Aaaaaaa heavy mune ma KG NB you always made my day guys newewo Sennzeni kaa
Tons of love Dhafu.... Kujaira kudya zvemahara saka muchizoitwa pfambi ....kutaura zvechipfambi ukuda kuti bheutsa
Hanzi mazhanje haana shasha😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂Kakechi 15 ndichingovhura aaaaaa kana you guys are just so awesome
Ichi ndechekutogara taseka kudhara 😂😂😂.. Ovias Dhafu vapfuchura
Kkkķkkk
Naiza makanyanya
Ummm Zim ngaibhadhareo ma comedians aya we have got so much Talented artists keep it up guys
Dhafu is Kansiime Anne Zimbabwean version 🤣🤣🤣
Kkkkk haaaa dhafu kuseri,ndanga ndisina kuriona rese,haa ndazooma mbabvu nekuseka kkkkk haaaa best actor of the year, kuzobvunza kuti hauna paper bag here kkk
Ndanga ndanyanyonakidzwa kusvika pakunyora kuti best actor instead of best actress kkkkkk
Dhafu and Senzeni natural talent 😆
Kkk dhafu unondiuraya nkuseka weduwe kuzopusa waseta hko remazhanje can't stop laughing hayas
Ozemwa : ko moms makanda enyu mukurasira pai?
Dhafu : mumota !!
😂😂😂
Name. Jayden
Still watching these pamwe the 4 seasons vanodzoka kudhara zvainakidza
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣zvaipa dhafu mazhanje akonzeresa
Ndobhiga driver na dhimba ...kkkk
Dhafu to the fullest 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Uuuuuuuuum Dhafu unonyatsondiitira your team is lite
Dhafu 😂😂😂ipawo vamwe mazhanje
This is really funny tanakidzwa l like this grp keep it up guys
Kwaaaaaa maihwe zvangu asi Dhafu ka🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂 🤣 🤣 🤣 Aaah NB, i would love to meet all of you one day.... Another great piece of work 👏🏾👏🏾👏🏾
Kkkk
Wow😁
Kkkkkkkkkk I don't know When was the last time I heard the word " kudhota"😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kana neni ndakapedzisira Kare veduwe
Kkkkkkkkkk
Mazhanje akuibva nhai amana ndasuwa zim veduwe asi rough yatambwa musikana akumbira mazhanje haa Dhafu une rough hai ndatenda zvangu
Kkkkkkkk akaibva wena I miss tichienda ku jiri
@@elisharusirevi7786 iwee taura hako apa ndatomapotsa futi this year
Apa akuedza mashanje kuna paida instead of Tilda ange achimada....so paperbag wange uchida kuita sei naro dhafu
I can see the equivalence of Madea in Dhafu's character.
What message do you have for her concerning her carrier.
Mine is: Please don't stop, you are still beginning we need people like you for a longer time in industry!!!!
Dhafu you are the best among the rest
I'm living for the Lord in madea's voice
I don’t know Shona at all but I was laughing so hard!!! This lady in front acts so well. It was pretty understandable even without words
🤣🤣🤣🤣🤣Ozemwa face iyo bho ere maitwa sei naDhafu
😂😂😂😂😂air pollution
Kkkkk hai dhafu surrender,kkkkkk apa mumota macho amuna munhu kwaye kkkkk anama nyena Vega Vega kubvira kuna driver wacho
Team iri maone maone guyz hadhafu panebasa kana usingarwadziwe kanda malike izvozvo tione
Matikuvadza team muchanzwa Kuti pane VA Donha pachair nekuseka vakakuvara vachaiona Drama yenyu kkk I salute you exellent
Pwaaaa I'm in stitches. Dhafu when you started I just watched one or two of your skits and I thought they were lame. and kubva ipapo I never paid any attention to you again until today ndangodhumanawo nawo. This is my third one soo far nhasi and I'm literally in stitches yo!aiwa let me hit the subscribe button 😂😂😂 mbabvu dzavakurwadza kani😂😂
Ummmm wakanyanya wena . Funny actress of the year Dhafu. Haaaa sando dzako.
Dhafu🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣we love you ndiwe uneyese
dhafu nhasi wapotsa wandidzingisa basa sure ka tsek kawaiita ndaseka ndikakangwamwa kuti ndiri pabasa nekuzorova sisi avo haaaa dhafu une ma KG
Hahahahaaaaa!! Ahh Dhafu apedza masports once again!😆
Kkkkkkkkkkkk ndazoseka kkkkkkkk azopusa muchembere muvanhu gegegegegeee
Gegegegegeee kkkkkkkkkk Dhafu sando dzavo ,adhota Dhafu
Jedza it's too funny and dhafu kkkkkkwaaa ndakuwara mbabvu zvangu
Dhafu please I can't stop laughing 😂😂😂😂😂😂
Hanzi mazhanje haana shasha aya...senzeni hanzi ndizvo ka adruver kwaaaa
Dhafu kunyima hr🤗❤️🤗🤗🤗
kkkkkkk haaa mukombii maina veduweee
I can’t stop laughing 😂😂😂😂😂 Zenzeni
Kkkkkkkk dhafu nyanyest . Thumbs up team rangu
Kkkkkkkk, l can't stop laughing kkkk sando dzako Dhafu 100%
Haaa serious yazorohwa nadhafu yapedza masports kuita kunge hapana zvaaiita🤣🤣😂
Dhafu is so funny l can't stop laughing right now
gegegege kwaaaaaaaa 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅Dhafu ayi raiki yu
Senzeniii 🤣🤣🤣 pawaona panzi Karoi dai wabva wataura kkkkkk
Haaaa guys ndapera strong 😂😂😂😂😂😂😂😂😂,Dhafu wakaoma nemi mese #team_naiza God bless you guys😂😂😂😂
Kana uchifarira dhafu siya like