Headman Chigodora part 3 DNA

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 24 вер 2023

КОМЕНТАРІ • 1,5 тис.

  • @user-sb1bt7ob1f
    @user-sb1bt7ob1f 3 місяці тому +3

    Zvitete izvi zvinehutsinye zviroyi kunge icho chekusviba icho hayi chinomuka chete zvitete zviroyi izvi ndozvikupedza dzinza ndozvikuuraya hadzvadzi dzavo vakuda mastands chokwadi thank you headman❤❤❤❤

  • @robynsaptouw9172
    @robynsaptouw9172 10 місяців тому +11

    Salute salute Headman vana tete vanehutsinye awo vane mazizi awo

  • @admirejames6225
    @admirejames6225 9 місяців тому +2

    Ndaona negative comments against headman and his guys but they 99.99% right keep the gud work headman basa ngarifambe.Ukaona leader anokurudzira love and unity unozodei futi.

  • @user-dw6pv2xz9z
    @user-dw6pv2xz9z 9 місяців тому +5

    Ko kana baba Prince nana Tete vasina baba 1.prince mwana wababa prince asi baba Prince ndivo vasiri vekwa Njerere.
    CHIEF chigodora to the fullest

  • @user-hp1pr8fh5d
    @user-hp1pr8fh5d 5 місяців тому +3

    Welldone headman, vana tete ava vanenyaya yavo aaaa whats' that!!! Musadaro mhani imi ivaiwo nemoyo sevanhu vakabereka

  • @mukumbal
    @mukumbal 9 місяців тому +24

    What if the father himself was not a Njerere . The DNA in this case is not a solution

  • @marianmamvura2952
    @marianmamvura2952 6 місяців тому +2

    Ibvaipo vadzi imi mwana anorangwa neatest here munopenga imi vana tete imi

  • @kudakwashekadzinga7504
    @kudakwashekadzinga7504 10 місяців тому +2

    Prince ariparumana nzombe ndasaite makwikwi nanatete .plus urimambara usatengese minda .minda inhaka yekwanjerere

  • @paultnyamasvisva4868
    @paultnyamasvisva4868 10 місяців тому +14

    DNA does not solve inheritance issues. If this boy prince was inherited by his njerere Dad, he has right to inherit that land as his

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 10 місяців тому +5

    Prince dzikama kana headman vaKupa pekugara musasatengesawo

  • @maimore4126
    @maimore4126 10 місяців тому +2

    Vana Tete kàna mukanoona mwana uyu asi wenyu. Muchanomurakidza baba vake here coz ndimi munerese. Kumuita mupa zita, tsvimbo zvemumisha yenyu imi muchiziva kuti haasi wenyu muchamubhadhara here. Kwamai muzive venyu vamakatakura 9mons.

  • @EddiDube
    @EddiDube 9 місяців тому +3

    Prince ari kuramba DNA anoziva chokwadi. Prince haasi wekwa Njerere

  • @jonathanngara5329
    @jonathanngara5329 10 місяців тому +43

    Prince anotaura achikwidza voice asi ahatsurwe sei ....dare iri arisi fair

    • @Margaret404
      @Margaret404 10 місяців тому +9

      And why akuramba kuenda Ku DNA otherwise akuziva Kuti haasi wepo

    • @RufaroMahari-lf5ph
      @RufaroMahari-lf5ph 10 місяців тому +4

      Anozivana na headman

    • @eleanordziike212
      @eleanordziike212 10 місяців тому +5

      Taura hako hanty pakutanga payo chaipo pakataurwa kuti baba vacho vaitoti haasi wavo

    • @fredahama3957
      @fredahama3957 10 місяців тому +3

      Dare iri rinotora masides

    • @gracesibanda1696
      @gracesibanda1696 10 місяців тому +6

      Prince a nehasha dzehubvandiripo. Identity crisis . He doesn’t know who he is

  • @user-jb2gj7cb8r
    @user-jb2gj7cb8r 4 місяці тому +1

    Ana tete vanopenga kkkkkkkkk ava d.n.a ndoichatsuuura here musikanzwa unoti haasi wemumusha here

  • @gracechowe1612
    @gracechowe1612 10 місяців тому +7

    Kana akachengetwa na Baba vasivake vakamukudza ,ndiwo vakato mu adopter, by right ndi Baba vake.

  • @royalblue4064
    @royalblue4064 10 місяців тому +60

    Mwanasikana upenyu hunopera panofa vabereki, misha inotengeswa uchinzi uri tete nyarara. This is unfair justice. All what these aunts needed was to keep their heritage but zvotengeswa nevasingakoshesi heritage.

    • @gm4781
      @gm4781 10 місяців тому +1

      True. Zvakaoma chokwadi.

    • @JAMES1234575
      @JAMES1234575 10 місяців тому +2

      Vanhu kumamisha varikudzvinyirira Zvinorwadza

    • @gracesibanda1696
      @gracesibanda1696 10 місяців тому +1

      👏👏wapedza

    • @nyashabuwerimwe-sw6qu
      @nyashabuwerimwe-sw6qu 10 місяців тому +3

      Ende uchitengeswa nevazukuru futi Imi makakurirapo motoshaya pekugara

    • @faithmbutsa7837
      @faithmbutsa7837 10 місяців тому

      True

  • @Zinhle314
    @Zinhle314 10 місяців тому +6

    Musha wenharo hauna kunaka, VaMasunda ngavatsvage kumwe kusina mashoko! Respect vana atete ava, respect women!!

    • @percivalbhaira3027
      @percivalbhaira3027 10 місяців тому +1

      Munorevesa mukuru panhu pakataudza gara wasiiya ini ndirini ndaitoti andichapadii ndidzorerei mari yangu ndozvekuzoti wakupagara wakutemwa nemazai ausikuona kt arikubvepi nyoka adzichaperi pamushaa zvakanaka kupihwa simba rekupagara naHeadman bt dambudziko rouya ariuyi kwaHeadman mhuri yako ndoinenge yapakuchemaa

  • @KumbieHambai
    @KumbieHambai 3 місяці тому +1

    Vanhuu.shuwa.kubva.kuvarume kuuyaa kurwisa mwana wamkoma dzikamai mambuya imii

  • @sheillahchakanyuka1260
    @sheillahchakanyuka1260 10 місяців тому +10

    Dare rachigodora rakutayika Prince anotuka vanatete haanyaradzwe sei atori prblm hombe

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu 10 місяців тому +6

    Dare iri nderekumama ende ukaona headman atora side ziva kuti wamama mungandiudza kuti chavarikutadza kuudza prince kuti usatengese musha

    • @chukuchataps
      @chukuchataps 10 місяців тому

      Prince akutengesa munda wake. Vana tete are just greed and kuda kutonga ivo vakaroorwa, ngavagare kumisha yavakaroorwa. If i was the headman i was going to request the DNA of tete and crew before moving to Prince, Prince akakurira mumusha umu its not like he is appearing in the family now.

  • @vimbaichoruma9943
    @vimbaichoruma9943 10 місяців тому +21

    Headmen munhu ngaaende kuma DNA please

  • @charliedickie5945
    @charliedickie5945 6 місяців тому +1

    Head man Chigodora ne team renyu you're the best hamuna fever
    Makagadzwa na Mwari pachigaro ichocho
    Ini ndaka kura ndiri nherera hupfumi pension ya baba vangu ika parqdzwa ne little brother yavo vana tete vachi tsigira
    I pray to be a better tete who calls a spade a spade
    Ndichi rwira nherera coz i had & still have a bad experience nekuve nherera

  • @takudzwadzimano9568
    @takudzwadzimano9568 10 місяців тому +40

    Well done headman. Noone has a right to take umwe mwana kuenda kuDNA except vabereki or vanababa vemhuri.
    Children should inherit estate yevabereki zvekuti haasi mwana vemumhuri kana musina kutozvitaura vabereki vari vapenyu chinyararai forever !

    • @veejay9436
      @veejay9436 10 місяців тому

      Very true

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 10 місяців тому +4

      This is not estate of his parents it's estate of grandfather,, again the guy is busy now selling the land without other family knowledge.thats why aunties are fighting DNA tests if you over 18 you take your own decision to say yes or no.

    • @nai6474
      @nai6474 10 місяців тому +2

      Pa NO RIGHT apo😂 manyepa henyu

    • @larrywild
      @larrywild 10 місяців тому +4

      iwewewo haufare here kuziva Dzinza rako? unogodirei kunzi shumba iwe uri nzou.

    • @tainzanamgobheri5029
      @tainzanamgobheri5029 10 місяців тому +3

      Kkkkkkkk asi newevo hausi wedzidza rauri hapana chinombotyisa kuendaKumaDNA

  • @ndanamaseko4283
    @ndanamaseko4283 10 місяців тому +15

    Thanks Headman maipedza yekwaNjelele iyi bvaapakaipa munogonesa kuswatanudza mapenzi neniwo ndadzidza semunhu kadzi kti ndine pandinogumira so really I Salute you nedare renyu kuna Prince as from now onwards try to forgive and forget coz time handi yedu ndeyaShe unotadza kupinda Denga nekusaregerera regerera vanokutadzira vose kutsiva handi kwako ndekwa Jehovah Isa zvose mumaoko avo Headman nedare renyu I Salute you from the bottom of my heart pfurirai mberi nebasa rakanakisa ramurikuita ndafara chose kti maipedza pasina bopoto Ndatenda

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 10 місяців тому +3

      Kwenyu munoda kuchengeta vabvakure asi one day mudemba imi pane chivanhu...or its either makazvara vabvakure...fortune haina basa kuti munhu mukadzi...mukadzi nemurume vane masame rights..vana vako vasikana vakadzvanyirirwa ungafara iwee...im happy my dad left my brother and i equal inheritance..kwenyu vakadzi havapiweee

  • @gracesibanda1696
    @gracesibanda1696 10 місяців тому +14

    Apoka Headman when you say nzvimbo haitengeswi, then that’s good. 👏👏

  • @sibongilechipendo5718
    @sibongilechipendo5718 3 місяці тому +1

    Very good dare vamwe vana tete vanoshungurudza

  • @user-bb7nv3cx7s
    @user-bb7nv3cx7s 2 місяці тому +1

    Vatete kwanayi imi kuda zvinhu Tongai kwamakaroorwa kuti vanemurume here

  • @user-wd8tf2wx1e
    @user-wd8tf2wx1e 10 місяців тому +13

    Vana Tete vanoda DNA ivo vanoziva sei kuti vana vamanjerere ko kana vakahurwao

    • @user-zd9tb9sv3e
      @user-zd9tb9sv3e 5 місяців тому +1

      Manje chero asiri njerere paropa asi pa birth certficate ari njerere anonzi ndepake cz baba vakabvumira

  • @perpetualmarimbire176
    @perpetualmarimbire176 10 місяців тому +8

    Was waiting for this thank you Baba Taps !

  • @tyresepartridgechanga704
    @tyresepartridgechanga704 6 місяців тому +1

    Amai vakobvu avo vane hutsinye. Padate rakapera, vakavhunza nenyaya yemwana wavo Dorothy. Vakati kana mwana adharika 18 handimuudze zvekuita. Vaivaridzira nyaya yemwana wavo. Nhasi mwana asiri wavo. Vakuti mwana anogadziriswa. Wavo mwana vakamboti havazivi munhu anonzi Dorothy. Mupurisa wamambo. Akapupura kuti musikana anonzi Dorothy ndiye aikonzeresa. Aida kurova vanhu. Vakavaridzira mwana wavo. Headman vakati ndirikuda mwana wenyu. Vanehutsinye mazitete aya. Especially zitete zichobvu iro.

  • @preciousmatenzenichatukuta7288
    @preciousmatenzenichatukuta7288 9 місяців тому +7

    A petition for a DNA 🧬 please 🙏🏽

  • @wonderkanda7300
    @wonderkanda7300 10 місяців тому +8

    Aaaa headman muri bias imi munenge makagurirwawo bag naPrince. Its not fair judgement. Ndimi munomisa dna here .

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 10 місяців тому +3

    Hanzi sabhuku mukabaya baya pasi munozokanganwa😂😂😂😂😂, headman ka🙌😂

  • @talentmabika9047
    @talentmabika9047 9 місяців тому +1

    Imi ana tete kwanai mhani imi kutonga hazvanzi iiii hamuite imi kutukirira murora akakuberekerai hunhu hwavo ndehwehuroi ava

  • @leendsaynherera9851
    @leendsaynherera9851 9 місяців тому +1

    Haaaa chief Chigodora vanoziva zvavo zvavanoita madzitete ayo dai arikwedu toataka vakunyepera kudzungaira zvavo madzitete ane hudyire ayo anengewo ndiwo arikupedza hanzvadzi kut awane kutonga

  • @user-tq1il5rn2m
    @user-tq1il5rn2m 10 місяців тому +8

    Vanhu imi mukuwandira kuna Prince mukuita kunge matove neruvengo nanatete siyai vaende kuDNA ....

    • @user-wc8bm7xn5u
      @user-wc8bm7xn5u 9 місяців тому +2

      Vanatete ngavatonge kwavo

    • @user-zd9tb9sv3e
      @user-zd9tb9sv3e 5 місяців тому +1

      Dna haishande kana mwana akatoreswa birth nababa vachiri vapenyu

    • @TonderaiBMandiopera
      @TonderaiBMandiopera 3 місяці тому +1

      Iye tete vacho anoziwa sei kuti ndewe kwaNjerere

  • @flamboyantqueen4763
    @flamboyantqueen4763 10 місяців тому +4

    Prince anotaura achipopota sei vasingamutsure zvekutonga negara Pana headman zvinotoda wo kachikoro woo😂😂😂😂 bumbiro remitemo remadziMambo the traditional court rinoda kuverengwa akomana

    • @percivalbhaira3027
      @percivalbhaira3027 10 місяців тому

      Apo patoita kusaziva zvose nevadare pride iri kuwandisa especially Magira neumwe wake paside I like matongero amambo mutasa kutonya neunyora

  • @vimbaikakuruwo4760
    @vimbaikakuruwo4760 10 місяців тому +2

    Haa dare iri rine confusion nyaya dzacho dzakangosangana sangana.

  • @miriambentu8784
    @miriambentu8784 10 місяців тому +1

    Njerere to the world nyaya yanetsa iyoyo 😢😢 awo tete wanemhepo chaiyo yooo wanotoenda kuchikuva nhai

  • @user-gj8zn3gr2t
    @user-gj8zn3gr2t 10 місяців тому +37

    There is no need for refusing dna test

    • @advancematoweadttocksmatto9213
      @advancematoweadttocksmatto9213 10 місяців тому +3

      Very true even Allan neumwe wake vanongotaura pavanodira🙇‍♂️🙇‍♂️🙇‍♂️

    • @talentgwatidzo
      @talentgwatidzo 10 місяців тому +1

      @@advancematoweadttocksmatto9213 zvakawirirana vabereki pamusoro pemwana iyeyu hamuzvizive whether ndewe mhuri iyoyi or not thats y vana tete avo vasina simba rekuendesa jahman avo kudare

    • @MichaelMazo
      @MichaelMazo 10 місяців тому

      Na Allan yeye aite aende kumaDna

    • @isabelanyoka2175
      @isabelanyoka2175 10 місяців тому +1

      Headman gave the judgment for the DNA to proceed. Now he is flipflopping on his judgment

    • @talentgwatidzo
      @talentgwatidzo 9 місяців тому

      @@isabelanyoka2175 he gave them go ahead yes because they kept on pushing about it thus why he said to them if akabuda asiri mwana wenyu or arimwana wenyu you lose either way coz kana asiri u will have to pay him for all those years dzaaishanda mu family muchiti mwana wedu which was gonna be costly coz its like paying salary ye 25 years ..ndosaka akapa example yevanhu vekumozambiki varibvuka vachiti vakashandisirwa mahara

  • @selinalembani9816
    @selinalembani9816 10 місяців тому +54

    DNA ngaiitwe full stop ndozvatirikuda. Ehe kana arikupumhwa kuti akahurwa regai zviburitswe zvese pachena ne DNA 🧬

    • @brianchirozvi268
      @brianchirozvi268 10 місяців тому +3

      Dna solves nothing wther yaitwa or not...

    • @queen7008
      @queen7008 10 місяців тому +1

      Ndiko kupedza mutauro.chavarikurambira DNA ndipo panenyaya.vane zvavanoziva chete

    • @queen7008
      @queen7008 10 місяців тому +3

      ​@@brianchirozvi268vanhu vanosiyana havo asi ini hangu ndinoti kuziva chokwadi kwakangonaka

    • @caswellshoko4617
      @caswellshoko4617 10 місяців тому +4

      Imwe DNA yakazosiya tete tavakuda kuziva kuti vakabvepi? Vana tete vanobuda ivo vakasiyana what's next. Enda pa DNA Show muone yakanzi yemudanga. Hama ngadzizive pekugumira.

    • @netsayikanengoni1677
      @netsayikanengoni1677 10 місяців тому +3

      DNA will solve nothing coz even akabuda Headman matongero ake waakuaziva ere zvinongohi mwana akarerwa nababa aya ndiye uriugarepo saka ndiye avamurudzi wenzvimbo. Usatambe shasha Chigodora is very astute. Anotokutambisai bhora redombo. Avo tete vekaheti avo a hate her guts. Anoda kutonga home and away kuti zvidii nhaimi.

  • @parrot7325
    @parrot7325 10 місяців тому +2

    Headman kunzvimbo kwenyu kuri kunyanya nyaya yevhu nehuroyi. chii chaizvo. kurudzirai vanhu venyu kuenda kuchikoro headman

  • @odrichmavanda3580
    @odrichmavanda3580 10 місяців тому +3

    Watching Chigodora nedare rake panyaya iyi zvakafanana nokuenda kunotamba chinzveru nengwena mudziva. Nyaya imbiri idzo dziri kungombunyikidzwa naChigodora. Prince ngaasiye kuparadza nhaka yedzinza. Vana tete ngavatsve ruvengo pasi imbwa dzinhonge. Prince indururani uyo, yeukai anonzi ayiba mombe. Zvimachinda zvinotonga naChigodora zvese izvo zviri corrupt saChigodora panyaya iyi, i think vanokama vose mukaka wemombe dzaibiwa naPrince. DNA nderekwa Njerere, Chigodora siya dzemudanga rekwa Njerere dzifembedzane dzihwane hwema hwadzo. But either positive or negative DNA result. Prince akasachinja hunhu hwake, anoramba ari parumananzombe muchinda uyo. Arikuparadza nhaka yemhuri achiiswa muhapwa naChigodora. Iyo nzvimbo yokwa Chigodora yakamboita seiko inoramba ichingotengwa nokutengeswa?

  • @Gonawapotera1
    @Gonawapotera1 10 місяців тому +15

    20:40 Enda kuma DNA bhangu sei uchiramba

  • @challyshambas6851
    @challyshambas6851 10 місяців тому +29

    Matare ngaafambe nenguva DNA test is the way usatiratidze hudofo vedare

    • @patiencemaunga3679
      @patiencemaunga3679 10 місяців тому +2

      Chokwadi dna ndiyo best

    • @tafadzwakutsanzira2400
      @tafadzwakutsanzira2400 10 місяців тому +1

      Not that way hama baba VA prince vakachengeta as so no to DNA zvakatovharana vangadai vakaita baba vake varipo

    • @stars1531
      @stars1531 10 місяців тому

      ​@tafadzwakutsanzira2400 it wasn't popular back then in 2002 when the father passed on . I remember at that time tests were done in SA only and through courts. The process was just tooo strenuous

    • @user-ob9lr4bs2e
      @user-ob9lr4bs2e 9 місяців тому +1

      Vagara mazidofo dai ndirini ndamuturunura chi hat ichocho haazive kutonga putseki unoda kuti vaende navo kupi turume twoswe turikutonga nyaya tumukono twetsambara futa

    • @vigilantachigora6496
      @vigilantachigora6496 5 місяців тому

      Gomba harina mwana, vakachengeta vongopa munhu vana vakakura kare aagh

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 10 місяців тому +6

    Mabhimbo neumwe vako mese na Headman nhasi murikugona kutonga murambe makadaro.long life mose murambe makadaro.Anemhosva anemhosva asina haana.

  • @sallyzvanyadzakandira
    @sallyzvanyadzakandira 10 місяців тому +1

    Chigodora kuseri vana tete hamupindire nyaya dzekumusha kwamakabva chiitai kwezvamakarorwa.

  • @user-yn3rm9pz7e
    @user-yn3rm9pz7e 10 місяців тому +18

    Chigodora urikuitira vana tete avo hutsinye mwana akatengesa propert unotodzingwa mwana uyo ngaabvepo

    • @user-pg7ct4xg3r
      @user-pg7ct4xg3r 5 місяців тому

      Zvozodii

    • @brendamadelinemhangami9701
      @brendamadelinemhangami9701 5 місяців тому +1

      nyaya dzakadai dzonetsa kut panotengeswa mastands apa vanhu especially hama vanenge vakudawo share hanty. zvekuzoti mwana apedzapropety ipi apa zvinhu zvababa vake. mukatengesa sofa rababa venyu vashaya munganzi matadza here? izvezvi vakanzi mwna adzingwa uyu land yacho ikuda kushanda kup vachaiisa kupi?obvisous vakuda kutengesa.

    • @user-je5mq4df1b
      @user-je5mq4df1b 4 місяці тому +1

      Prince haasiriye akatengesa ndibaba vake

  • @blessing4916
    @blessing4916 10 місяців тому +10

    Its true tongai mwana nemhosva not kutsvaka zvizhinji

  • @shepherdnjini5938
    @shepherdnjini5938 10 місяців тому +1

    Headman Chigodora number one...vana tete mune hutsinye

  • @jeffreydzvete1378
    @jeffreydzvete1378 10 місяців тому +17

    DNA inodiwa headman aisiri abuse ngaende kuNational blood service,kwete zveudofo zvemapurisa enyu ngambosiyawo headman ataaure😅😅

    • @mariadumba
      @mariadumba 10 місяців тому +2

      Ko kana anatete vasiri vekwanjerere dna inoda nababa biological

    • @martinmusira7990
      @martinmusira7990 10 місяців тому

      So Dai asina kutengesa stand DNA is nt necessary ndava atengesa munda makuti hasi wemu musha wedu, 😂plus ana baba vachiripo why madzitete kubva ku varume kuzotonga

    • @samangamemory8110
      @samangamemory8110 10 місяців тому +2

      ​@@mariadumbabvunzawo hama or ko kana bba vacho vakaita kuhuriwawo 😅😅😅😅😅

  • @challyshambas6851
    @challyshambas6851 10 місяців тому +30

    Prince irombe ngaayende ku DNA

  • @phineasmasori3540
    @phineasmasori3540 10 місяців тому +4

    Prince unorambirei DNA hasha adzibatsiri chinhu

  • @advancematoweadttocksmatto9213
    @advancematoweadttocksmatto9213 10 місяців тому +4

    Machinda ako chigodora akumamira dare🤔🤔🤔🤔🤔🤔

  • @gingerrhizome3303
    @gingerrhizome3303 10 місяців тому +30

    My favorite new person ari ku ma terraces ndibaba vanopfeka worksuit pants. He said zvichipise, zvininipise, tete ndibaba. I love that guy. He is at 1:07:30

    • @munyaradzinherera3383
      @munyaradzinherera3383 10 місяців тому +4

      True tete ndibaba asi kana vasina kukwana havatererwi. Wofira chinzvimbo chavo here?

    • @raymondchatukuta1845
      @raymondchatukuta1845 9 місяців тому +2

      Why arikutya DNA pane zvaakaudzwa namai wake

    • @lilianmlambo2769
      @lilianmlambo2769 9 місяців тому +1

      I love him too, he is full of wisdom

    • @samuelgwaze1331
      @samuelgwaze1331 8 місяців тому +2

      Tete ndibaba vani kuvajaidza uko tete vanotonzwa neni kna vachitonga murume wavo ndikko kwete mumusha mavaberekwa nonsense idzdzo

    • @elizabethchitsiva5607
      @elizabethchitsiva5607 7 місяців тому +1

      Tete avo vanepsmuromo

  • @eunicezimunya3991
    @eunicezimunya3991 10 місяців тому +11

    DNA is the best,ngavaende vagutsikane musavarambidze imi vanhu tongai mhosva zvakanaka,umm😏

    • @winfildatalent1259
      @winfildatalent1259 10 місяців тому

      Yes

    • @gabrielmazino7969
      @gabrielmazino7969 10 місяців тому +1

      Ma DNA echii baba na mai vemwana vasisipo abuse pluz .vakadzi vakutonga mumusha ko varume varipi tarisa nyaya

    • @gabrielmazino7969
      @gabrielmazino7969 10 місяців тому +1

      Pluz anosimudza nyaya ye dna mukadzi here or varume sei vana tete vakuita dzungu

  • @slauschannel
    @slauschannel 10 місяців тому +3

    Headman kubva paakaisa new team ku table kwake uko dare rake rane ka disorder so .

  • @mikemaestromangara5176
    @mikemaestromangara5176 10 місяців тому +1

    Arikutorwara mukoma,its good to know ur clan

  • @faraitrevorzaba7898
    @faraitrevorzaba7898 10 місяців тому +2

    Uyo ane gucci ngadzokere kunogara kune vamwe. Matare mazhinji ari kutinga ari kubhaiza. Anotarudza kutira side neku shandisa ma emotions. Kana uri mutongi nzwisusa nekuterera nyaya kwete kuda kutsvaga divi. Dna test haina chakaipa. Chigodira dare rako rava kushaiwa chiremerera nekuda kwezvirume zvitatu izvo zvawaka gara nazvo.

  • @shananguraimurinye8977
    @shananguraimurinye8977 10 місяців тому +4

    Vanoda DNA yei ko baba namai prince vakatenderana irisecret

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 10 місяців тому +4

    Munhu ngazive dzinza rake

  • @netsaimazhawidza
    @netsaimazhawidza 9 місяців тому +1

    Kana Prince aendeswa kuDNA test, obva anzi haasi mwana wekwa Njerere…anoenda kunogara kumusha kwamai vake, kwete kuramba achigara mumusha musiri make

  • @MaggieMombe
    @MaggieMombe 10 місяців тому

    Ndaiyepo ndaiyepo woshora kuti chuuu❤❤❤❤

  • @nokuthulamanyande5641
    @nokuthulamanyande5641 10 місяців тому +3

    Tsika dzedu should be a way of living as black people. The western culture should have boundaries in our ancestral background hence to respect our bloodline and clan to grow. Headman has a nuetral way to get the truth out so the living society has a guide of the how to respect the dead for they can't speak for themselves.

  • @fungaichiri3886
    @fungaichiri3886 10 місяців тому +3

    Prince enda kuma DNA unogona usiri mwana weko, ana tetw vanoziva ma secrets ababa vako pamwe vaisazvara, usazvirambe zviriko. And kana uri weko vanokupa chiremerera. Since wainge usipo pawaizvarwa

  • @agnestafa9579
    @agnestafa9579 10 місяців тому

    Chigodora wakutonga nedemo mumusha yevanhu. Ska Moti vakadzi Havana chokuita nemisha . Hayiwawo respect Misha yevanhu

  • @sheillahchakanyuka1260
    @sheillahchakanyuka1260 10 місяців тому +2

    Prince wenyu madrugs anomawanza uyu haaa achaurawa nedzungu rako iroro

  • @admondmachanja3796
    @admondmachanja3796 10 місяців тому +40

    Respect women. They deserve to be heard whether male relatives are or not

    • @winfildatalent1259
      @winfildatalent1259 10 місяців тому +2

      Yes

    • @nokuthulankomo6657
      @nokuthulankomo6657 9 місяців тому +3

      True, chokwadi ungati zvaitika kumusha kwenyu onzi enda unotonga kwevarume kuvatorwa zviri practical here. Prince is a nuisance l see.

    • @trymorenjirainengwe7608
      @trymorenjirainengwe7608 9 місяців тому +5

      Anatete ava vane problem hombe ngavazive zvekutown, kutadza kwemunhu hakuitwe zvemaDna nxa.

    • @shocs
      @shocs 9 місяців тому +3

      They were heard! Why allow them to gang against these kids. They protect their own kids but want to cause misery to these guys. Would you be happy if your kids are treated this way after your demise.

    • @xyznews-bz5cr
      @xyznews-bz5cr 9 місяців тому

      Pakuzoti DNA apa!

  • @user-bj1ho9wc6s
    @user-bj1ho9wc6s 10 місяців тому +3

    Aaah chigondora usaite hutsinye kuvanhu vakwa Njerera ngavadzoserwe stand yavo

  • @selinalembani9816
    @selinalembani9816 10 місяців тому +2

    Haaa Chigodora apa watadza kutonga apa, kutaura kuti ma DNA anogona kutengwa shuwa. Apa watadza hu headman hwako zvachose

    • @tafirenyikashylet4707
      @tafirenyikashylet4707 10 місяців тому

      Ko baba vake vakadini kuaita
      Dai vakakurudzira hanzvadzi yavo yakaita
      Plus kudhara kwaiitwa zvekupindira but but aka authoriser vana tete ivava nevabereki
      Kupindira kwaitorongwa nemhuri

  • @kudakwashekadzinga7504
    @kudakwashekadzinga7504 10 місяців тому +1

    Prince ndimambara uyu akuda hondo dzekuroyana manje anotangirwa 😂😂

  • @advancematoweadttocksmatto9213
    @advancematoweadttocksmatto9213 10 місяців тому +3

    Makatogadzikwa paside pamambo ,makutozviita vana mambo🤔🤔🤔🤔

  • @selinalembani9816
    @selinalembani9816 10 місяців тому +5

    Ko Prince arikurambireiko DNA yacho nhy. Akuita kunga arikuzivawo kuti haasi wekwa Njelele

    • @ashygrace2956
      @ashygrace2956 10 місяців тому

      Nhayi zvako akurambirei zveDNA

    • @ethelsawadye4023
      @ethelsawadye4023 10 місяців тому +2

      Akuzviziva kuti hasi wepo henditi aitoti ini ndoda kuitwa DNA nababa vangu vakafa ngava fukunurwe ndovandoda kuita DNA navo kwete vanhu vese vari mumusha .

  • @RyanaMahoya-xb6ql
    @RyanaMahoya-xb6ql 9 місяців тому

    Iwewe chigodora unoregererei prince eireketa eipopota ototongawo here unorambirei kuende kumada amuziyi here kuti kune vamwe asiri vana vemusha muri madhodhi mweshe apana zvemurikutonga tsvagai basa

  • @tinomutenda7658
    @tinomutenda7658 10 місяців тому +2

    Gucci, gomoresheni namagirazi munekudzvanyirira nekakuvhundusira madzimai ayo. .

  • @user-zh2hg3kv7i
    @user-zh2hg3kv7i 10 місяців тому +7

    DNA yes is good, asi who is the true Njerere pane vese vakasara, ano testwa naani, on this one I would say let it go, of those tetes maybe hapana kana one mwana wekwa Njerere. So my issue is how do you validate a Njerere without the father, pamwe Baba va Prince was not even a Njerere, so this case would have created more drama.. best way is to leave it as it is for now. Sometimes we let sleeping dogs lie.

  • @user29171
    @user29171 10 місяців тому +5

    Sei dare richizvidza vakadzi ????????

  • @Mwanawamwari-47
    @Mwanawamwari-47 10 місяців тому +2

    Udzai headman uyo netumachinda kuti asateedzere madofo asingazive panotsvagwa relatedness. Prince knows kuti haasi wemumusha umu

  • @marymagavi1562
    @marymagavi1562 10 місяців тому

    Vana tete ndivo varukuuraya vamwe nekda stand from south Africa headman chigodora mri mrume ndodada nemi

  • @linnetgambura9943
    @linnetgambura9943 10 місяців тому +3

    Well said mupositori ndafarira uri kutaura chokwadi

  • @mariadumba
    @mariadumba 10 місяців тому +5

    MaDNA anonetsa aya pasisisna baba

    • @tainzanamgobheri5029
      @tainzanamgobheri5029 10 місяців тому

      Haambonetsi mumwe akaziva dzidza rake avene62 years akuda husabhuku mkoma wake akati iwe haukonzere kuita Sabhuku ndokuita nharo akazonzi iwe hausi mwana vemumusha uno dzikaita nharo ndokuenda kumaDNA ndokubuda 0% vanhu mumhuri vanenge vachiziva zvakavanzika vakanyarara havo

  • @benjaminmupaikwa7280
    @benjaminmupaikwa7280 9 місяців тому +1

    vanatete ndidzo mhunza mushaa

  • @ndakazivhagwara
    @ndakazivhagwara 6 місяців тому

    Prince idofo shuwa mashoko ake arimeaningless ...wakadhiza headmn.ngavangoinda zvipere

  • @user29171
    @user29171 10 місяців тому +3

    Saka vanasikana havanachavo kwawakarorwa murume akafa unodzingwa kwawakaberekwa wonzi nyarara Saka chii chevanasikana murikudzidzisei vana vana vadiki ndangotaurira pakunzi Havana chavanotaura zvemaDna izvo kana asingade haamanikidzwe

  • @joinahmukanangana2993
    @joinahmukanangana2993 10 місяців тому +12

    I can not emagine my unties trying to take me to DNA because ndakaoma musoro 😂😂😂😂😂

    • @atinetimhlanga4585
      @atinetimhlanga4585 10 місяців тому +1

      Jst imagine, apa vakuona kut inherera ko baba vacho vakatambira mkadzi ane mimba yake vakadii kut bhudhi dzingai mkadzi. Vana tete aah biased😢

    • @shingiraisakarombe4935
      @shingiraisakarombe4935 10 місяців тому +3

      Mayaz, you must accept testing because kumwe kuoma musoro kunenge kusiri kwedzinza rawo

    • @samangamemory8110
      @samangamemory8110 10 місяців тому +3

      ​@@shingiraisakarombe4935ko kana bba vacho vakahurwawo mumusha imomo zvoitwa sei😅😅😅😅

    • @joinahmukanangana2993
      @joinahmukanangana2993 10 місяців тому +1

      @@shingiraisakarombe4935 kunenge kwatotanga naye .mazuvaano kune type yema drugs anga asiko kubvira kare 😒

    • @berithamambeva8559
      @berithamambeva8559 9 місяців тому +2

      Vanatete muneruvengo runonyadzisa

  • @nai6474
    @nai6474 10 місяців тому +2

    Iri idare rekupenga iri no order or direction SMH one minute this next minute this 🤦🏾‍♀️ itaizvi ndoJudgement ok that’s fine toita. Next minute NO! nekuti vati eho. Next minute havachazive kuti votii nyaya yatova imwe isiriyo mudariro dna yabva nepi? Yakasotongwa yakanzi vanhu endai vanhu vakutoenda on Monday now ikutaurirwei😮 Thank you Jesus kwedu hakuna matare mahumbwe aya

  • @mercymarwenze3685
    @mercymarwenze3685 9 місяців тому +1

    Credibility yedare ra heardman is now compromised, those two new machinda amambo ngavadzokere havo ku audiance, dare raane udzvanyiriri iri

  • @EnergyKaseke-ub8ri
    @EnergyKaseke-ub8ri 10 місяців тому +3

    MaDN ngaitwe

  • @ronaldmutsambi2834
    @ronaldmutsambi2834 10 місяців тому +3

    Dare rasvipa irii , hapana chinozikanwa Headman show some reasoning

  • @munyazhawu4317
    @munyazhawu4317 9 місяців тому +1

    I am happy ne judgement yedare

  • @esnathmarata2978
    @esnathmarata2978 10 місяців тому +2

    Gucci guy mubvisei mudare Mambo he is too judgemental anotopinda nemafeelings munyaya

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 10 місяців тому +4

    Apa DNA ngaingoitwa zvichene chete

  • @fungaichiri3886
    @fungaichiri3886 10 місяців тому +17

    DNA through out, vanhu ngavaende ku DNA

  • @alfredmufumi
    @alfredmufumi 10 місяців тому +1

    Headman Chigodora nedare renyu murikutora ma sides. Munoramba mutemo wekutengesa ivhu asi pana Prince murikumutsigira

  • @catherinemukarakate433
    @catherinemukarakate433 9 місяців тому

    Supporting mwana muparadzi

  • @tthex6484
    @tthex6484 10 місяців тому +3

    Kabonga kamurume aka, hakasi kedzinza. Karikutyei DNA test

  • @yeumariga5927
    @yeumariga5927 10 місяців тому +11

    Itwa DNA apa unotengesa musha zera rako itori pakai🤔

    • @user-Peace1988
      @user-Peace1988 5 місяців тому

      Kana ivo mai nababa vakafa vachidanana imi vana tete munopinda papi

    • @user-Peace1988
      @user-Peace1988 5 місяців тому

      Anogadziriswa sure tete not kuenda kuDNA test

  • @ndakazivhagwara
    @ndakazivhagwara 6 місяців тому

    Asivoo vanaTete havatongi.asichavo kungoyananisa .chete kana kuine chimwana chidoko ichocho ndochinotonga ..nekti minhurume...hino ava kuseri chaikooo

  • @antoniodomingo7433
    @antoniodomingo7433 10 місяців тому +1

    Herdman. Tichakusungisai kukasara living spouse chero Ari mkadZi ndiye anoiswa pamba vana vanodya mushure mamai varipo.

  • @EddisonMutema
    @EddisonMutema 10 місяців тому +4

    ndakaiona pa eTube😂