Silent Killer "Interview" Feat Junior D @ Rare Musik 2nd Ave Mbare Harare Zimbabwe 2020 Zimdancehall
Вставка
- Опубліковано 10 бер 2020
- Ghetto Crown King Copyright ©™ . For More Info Contact: Mad Minox Whatsapp +263 77 963 8319 or +16472375250. Email: mbareghettocrownking@gmail.com Mbare Harare Zimbabwe
Support Ghetto Crown King UA-cam Channel By Donating Via Paypal Link : www.paypal.com/donate/?cmd=_s...
Featuring Kuda, Parkerson, Gweja, Junior D, Arnold, Usher Peanut, Billy Boy, Nito, Hughes, Mangurenje, Nduna, Wedzera, Ajita, Hwezha, Bricks, Magribhi, Chodza, King Roddie, Chihota, Murehwa, Jah Courage, Nyado, London Boy, Tinashe "Gaffa" Mad Mighty, Mad Mado, Chimimba, Boom Tyre, Alphonso, Blah Sheckom & Zimdancehall Music, Zim Comedy, Zimbabwe Entertainment - Розваги
Nice one silence killer unogona kupindura anaboys ava vavajaira kuvhunza interview zvechitororo
Kkk yea nhac dzasangana nazvo dzoda ku interviewer vanhu zve dzungu
minox, show respect to your interviewees, unogara uchichityidzira vanhu,,,
becoz uri hater ra Minnox ano sizer minox papi coz physicallyvanomamiswa
Mad Minox nhasi wasangana nazvo hahahahah
Silent : “Ha mudhara chimbomira kutaura nyaya yema drugs” Minox : “Yaa because akuuraya vanhu”. Silent : “Maya akutovaka, chinyarara nyaya yemadrugs” 😆🤷🏾♂️👍🏽
😂
😂😂😂😂
that one killed me
That one killed me
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Hanzi haisi interview yekupinda basa 😂
Akamugona
Munhu aka batidza ma headlights (high Beamz) uyu 😂🤣😂🤣😂
Ngirozi yehondo wapedzera Minnox nhasi😂😂😂😂😂
Ndafara
haaa mad minox mune kakudherera kamunako manje ngirozi yehondo haitambwe idzodzo
Mad minox , vanga vajaira vapfana vezvigure ,Silent Killer an't not pusher .
Havadyire huroyi nokunyara.
Mukoma minnox l like your videos but this is the best one aaah because apa dai mataurisa Haa maimhanyiswa apa kkkk aaaaaah ZISO racho chete
kkkkk zisoo iro kuseri
Silent Killer aka flasher maheadlights 👀
Lol
😂😂😂😂😂😂😂😂
lmao
Huh huh
🙀🙀
kkkkk yaaaa nhasi wasangana neasingaitwe zvisina basa..luv u jah man ..ndimi mavagona
Yooo silent killer haisi bhoo, yoo ari kuto taura muma lyrics
😂😂😂😂 haa unogona kungotsotsonyiwa neNgirozi yehondo
Kkkkkkkkkk ziso racho mmmm
HAa apa mad minox vasangana nazvo vabva vadzikama kkkkk
Iziso here iro ummmmmm
kkkkkkk yaa man silent killer ngirozi yehondo watching from Nams broo makanyanya mamupedzera tsaga uyo anobvunza mubvunzo nhando
Nawanadem mbrrrr, battle between good and evil. Jah Jah
Ngirozi inosiya Camera yenyu yakarembera Minox .
😂😂😂😂😂
Interview here kana conflict
Yea anogona kupindura silent killer
Saizi mudhara silent wakapenga minox kupiwe ovha saizi 😆😆😆
Wawajaira kutsikorira maArtist wazowana chibaba
Silent killer Akabaka 😂😂😂😂😂HWEHWE....manox abva ku western achida kuzosaiza captain...azviwana
Uyu anopedzera munhu pakutaur aaa ndaseka
Silent Killer Official channel
Host wakadhakwa uyu
I don't regard myself as perfect but I hate it when abuse drugs like that, we are going nowhere, bouncing back to the old silent killer
😂😂😂hasha dza silent dzema drugs😂😂😂🔥🔥🔥
If you know silent killer adzikira body wise still he is family to gangster....ndikaita president
Tuma kweshenzi twako iwe 🤣 🤣 ❤❤❤❤Love u Ngwere u the Greatest
Maad minox apedzerwa nengirozi yehondo
Minox vanopinda vanhu haaa vakazopindwa😂😂
Madd minoxx makaiswa musaga apa😂😂😂
haaa minnox na silent killer ma interview aya kuseri
Kupedzwerwa
Mdara chinyararai nyaya yema drugs 😂😂😂😂🙌🙌
Uyu munhu akanamwa big tym uyu....ghetto king munogona kungorohwa apo
Kkkkk pa amubvunza zita rake reku tumidzwa neva bereki angonzi haaaa mukoma kkkk uyu ari kutotyisa uyu aaah
Hona ziso chete
kkkkkkk ndiye munhu 1 andaona anogona kupindura Maad Minnox
Hoyoooo gukamakafelaaaaa
Zisoooo ,hanz musabudise bhutsu
Kkkkkk madrugs akuita ma1
Unoda kutora advantage yema artists iwewe usadaro
Ndaiti ndini ndega ndaizvi ona anoda kugwabvura gwavhura vanhu anobvunza chitororo
Kkkkk ndozvaanoita manke apa ndiye anga ava ku interviewer
Manje akapedzerwa
Type yekwana Jonah😂😂😂😂🙆♂️🙆♂️hwehwa humbishi haaa vari ready Silent killer
nhasi masanga aaaah hahahahahha
Had to come here after that Van Choga interview, nice one Silent Killer wakaisa ana bharanzi ava in check.
Taura hako l saw this but didnt watch it
ayewa, zvirikuvaka vanhu ka😂😂😂
we have a big problem this guy needs grace dont just interview them also help them !
Pakaipa drug rinoita contribution pakutaura kwe munhu futi😹😹
I like the fact that he believes in Jesus Christ
Kkkkkkk
Zvine basa rei izvozvo?
Ziso bhoo here silent killer
Msombodhiya haugadzirwe kuDelta
Killar mudhara uyooo kkk
Hahaha haisi interview yekupinda basa🤣🤣🤣🤣🤣
Hameno Kt Ku tashishi kwaive nehumbishi here🤣🤭🤭🤭
Ngirozi iyi ndeye kudhakwa
ma headlights ayo bhoo here
Minox...Saka book rawakapedzisira kuverenga rinonzi chii?
S.K.....haa mdara tumwe tuma questions twamakubvunza makutondi sizer kkkkkk
😂😂😂😂😂
Cnt stop watching ths🤣🤣🤣🤣🤣
Ngirozi yeHondo zveshuwa
Amana kaaaaa mmmm
Haaaa ziso iro akatsemurwa kudhara
Zvinebasa rei kuti Mugabe akafa nema ulçer hahahaha
Mukuru akabatwa mmmmh😂😂
Mazimbo ndakutadzai ini, ma comments chete
Mface akabatwa big time
Batsirai munhu before it's too late.. He does not look good..
Vanhu siyai mutoriro
Mukati haana kumbouraya munhu iyeye
kkkkk,Minox nhasi masangana nacho kaaa.lol
Hahahaha ende futi
Vanhu ngavageze
Haa madrugs ma1 ndabvuma
Vanhu vanowanza zvinodhaka
Silent Killer ziso bhoo here
Ngirozi ye hondo mikairiiiii.....vaudze "musombo haubikwe ku delta".....
Ngirozi yehondo mikari
Hanzi ndogona kutomyna iye akabika rdm racho
Minox vajaira ku buller vanhu pama interview nhasi vawana munhu avapa size yavo
Apa dai a taurisa Haa airohwa apa shamwari munhu ari kutyisa uyu a jira vana KUDA but uyu ayimurova uyu kkkk
Ukuiziya minox vanozombojairira nhasi vasangana nemboko😂😂😂😂
Kkkk ndasekazvangu kubatwa level rekuseri
Silent vapera hachageza nekugeza
according to Google Silent killer's government name is Jimmy Mudereri,nway blah Jimmy makapenga😊.
Boys mface akabatwa size uyu hona ziso racho
Kkkkk Silent killer akakupedzera
Hahaha chimbomirai zvemadrugs ..ukasizer Jesus Christ ndoitenga
😂
Uuuuu we are in serious problems. Ndo chi celeb chacho here ichi. What a shame. Munhu uyu ngaa ende ku ngomahuru. Akuto pengeswa nema drugs
Haa pakaipa
Chinyararai nyaya yemadrugs 😂😂😂
😂😂😂😂 haaa zinenharo wena
akabatwa size hona ziso chete
Nyc
Ziso iroo kana corona inotiza
Hanzi munoziva kugadzirwa kwe ma drugs kkkk
This GUY ma1
Guka itai low naro boys
Akabatwa nemushonga
Ziso iiiii kkk
Generation yedu yafa
Ngirozi yehondo
ziso kkkk rakudonha killa
Hah madrugs akabata munhu apa
musombodhiya haugadzirwe kuDelta
Silent vakanyanya pamasasi