Mutoriro, Religion & Polictics Don't Mix Featuring Silent Killer, London Boy Snake Under Grass
Вставка
- Опубліковано 26 лют 2023
- Ghetto Crown King Copyright ©™ . For More Info Contact: Mad Minox Whatsapp +263 77 963 8319 or +16472375250. Email: mbareghettocrownking@gmail.com
Support Ghetto Crown King UA-cam Channel By Donating Via Paypal Link : www.paypal.com/donate/?cmd=_s...
Featuring Kuda, Parkerson, Gweja, Junior D, Arnold, Usher Peanut, Billy Boy, Nito, Hughes, Mangurenje, Nduna, Wedzera, Ajita, Hwezha, Bricks, Magribhi, Chodza, King Roddie, Chihota, Murehwa, Jah Courage, Nyado, London Boy, Tinashe "Gaffa" Mad Mighty, Mad Mado, Chimimba, Boom Tyre, Alphonso, Blah Sheckom & Zimdancehall Music, Zim Comedy, Zimbabwe Entertainment - Розваги
ZANU ndeye kumama manje. Yauraya nyika iyi, zvotorwadza Kutoona esp team irori richi supporter Zanu
Mad minox anyanya chiboss...saka makarohwa.
I think dombo ropa vakomana ava ma answer vasati vapedza kuvhunzwa😂coz the way they are replying to minnox is fun ...😅
Ndosaka wakamamiswa Minox urimhata
haa na snake under grass hapana chamunoita discussion apa, nyaya dzacho i mince meat chaiyo 😂😂😂😂😂
Mince meat here kana kuti soseji yapwanyika kkk
@@addinononoxmawary8125 mvengemvenge
Minox havanyare kuburitsa hutsaga hwavi wena. Book rakangokosha
mapfekero ngavaite upgrade tsano silent avo
Kkkk chipart chema lawyer ndosaka wakabholonchwa 🤣🤣🤣 minox unotaura pfocho
🤣🤣🤣🤣
I'm starting to believe kuti Mablango Muno Supply Ndendende,,vakomana vese ndizvavari kungotaura
Minox uri bhuru rino wanza ndove risinga tunge. Unongo taura wakazo maniswa sei
Haaa minox idatya hapana zvozikanwa
Ngwere bigbup
London Boy pfurumbwi 🙌🏾
Silent kila hutsvina kkkkk hausundi kuvirikidza zvima t shirt
🤣🤣🤣
Chine mondo kkkkk
Ndaisaziva kuti mdhara wemhotsi mumusoro imboko yakadaii up and down to Canada I think he's the supplier wendendendekugamakafela
Madminox uriwekumama tym tym regauzomamiswe nevapfanha coz uriduzviremunhu colour yenyu ipi are you the one who discovered the yellow colour hauna brain regauzomamiswe wakakurira mahara
Vese vanodhakwa ,Minox mukunda Wamambo weiko🤣🤣🤣🤣....
Haaa zvakaoma kana Ngirozi yehondo yatadza kunzwisisa London boy 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂 ndini ndiri wrong here coz mukunda wamambo mwana wamambo musikana Miox vanenge vanga vachida kuti machinda amambo 🙌🙌
Kkkkkkkkkkkk hauz wrong 🔥🔥🔥🔥
silent killer is multi talented kkkkkk, comedy ano gona kungo tora mari😂😂😂
Ndosaka akamamiswa hazive zvaanotaura mubwidi uyu
Idzvadhi iro, 54 years apa pfungwa dhololo.
Minox ano supplier mutoriro
It has been said multiple times but taisazvibata.
He should be arrested...make sure the police know
Big up to you MadMinox vaonese mkuru pashota MadMado
Silent killer kuzonyarara uko bhoo here wakateerera politics dzichitaurwa
Dai video renyu magumira pa10 mins
Ndazo Bata kuno tora silent killer ma statement
Silent killer dzinosekesa, zvekuimba zvikaramba anogona hake kuedza stand up comedy🤣🤣🤣🤣
Silent killer haasii kuida nyaya iyiii akuzviziwa kutii mkuruwanii akuvhurika panyaya yePolitical
Snake Under Grass 🔥🔥🔥
Mutoriro hauzi bhoo
Getaway !!!
ha nyaya apa hapana kana zvine sense mese siyai zvinodhaka
Under grass confusion 🙌
Ndoma drugs acho,kungodhomoka chete
Apa ndimi ma supply e buhww
Ndiriko😊
Haa ana Snake undergrass chimbomirai kuvatora video pliZ 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 haana order uyo
Hapana chichanaka, Paris kuda 50 years kuti vanhu vamuke
Snake under the duzvi haa haa hapana chozikanwa
Snake anoziva kupfura mese
First here
Zimbuya repakona 🤣
Kuda akando viga munin'ina wake here
Ukaita interview nengwere ukada kudzi bomber dzomerura😂😂
Mad Minox
Silent akanakira pakuti anoburitsa real life yake
Apa mavhurika apa haaa
MAD MINOX NA SILENT KILLER MAKATORERANA BBY HERE?😅😅😅😅😅
Makonzo muZimbabwe 😂😂😂
Manox vai faker kuti arohwa. You healed in 2 days
apa ndipo pakarohwa madrugs ese manje apa🤦🏾♂️🤦🏾♂️🤦🏾♂️
Snake undergrass abhowesa video
Wakahodhera mangurenje kkkkkkkkkkkkk
Saka class monitor ndiyani
hahaaha All interviews aSilent Killer ...Mad Minnox tries to diss Silent Killer but it ends up backfiring! Silent Killer chakanyanya...very clever and witty!
Hairugunurwe teseraki,Haubiwe mchinjikwa
Snake under grass anotsomwa.....
Hondokondo shiri ye hondo
These guys needs help, rehabilitation chaiyo
Makonzo makonzo kkk underground wenyu uyuu
Judgement day rinouya k@1.kkkkkk
Endai rehab pafair
Mvura ichikunaya kna Musina masoko mombodzurira masora mozokohwa makachena. Chimbodiyai zvekuisa zvsna basa pamhepo
The fact yekuti u support Zanu pf and leaving overseas u showed kusarongeka bye 👋🏾 urimumere wema youths take back your words we don't tolerate such nonsense things are bed in Zimbabwe .
Bed🤣🤣🤣🤣
Everyone must support Chamisa 😂😂😂😂😂😂
Mutoriro mangwana mariro
Akazo rohwa. Apo bozy iri they tried kumudzora
Minox zibharanzi apo Clinton anoda kuteedzera zvakadhakwa izvozvo
conscious youth 😂😂😂😂😂😂😂
Mu youth here uyu 🤣🤣🤣🤣
Was enjoy the show but pamangotanga kudhomoka nezveirikutonga I'm even un subscribe
Ko Minox ruoko rwakatopora here
This video was fonet before arohwa
@@stanleymuchenje213 akarohwa nei?
@@all_clips_dxn akarohwa ne boys using ma golf clubs
You were doing well not talking about politics…..Undid
Page rekumama iri nxaaaa data wasted horo yako cameraman Noda kuzviita ndiwe chaiye mkosho vako nemdara ane dread ...mboko hamuna order hamusi wise
Makonzo makonzooo
I will never watch this shit, iwe Minox why do you go to Canada kana nyika yakanaka, pfutseki iwe Minox
Anopenga uyo ndosaka akamamiswa. Supporter Chi party chako wakanyarara iwe Minox
Saka kana achida party yaanoda zvinei newe u Shud learn kuti munhu ane choice yake Saka it's his choice 😂
Saka kana achida party yaanoda zvinei newe u Shud learn kuti munhu ane choice yake Saka it's his choice 😂
cuf curfew
😂😂😂😂🥱🥱😂😂😂
Silent’ killer atori better than blaz vane yellow avo Hanzi Makunda aMambo😂😂😂 zidofo ziblaz iriiii
Silent killer is killing me😂😂😂😂
London boy anotopenga
Snake under grass is annoying
Ndaisaziva kuti mdhara wemhotsi mumusoro imboko yakadaii up and down to Canada I think he's the supplier wendendendekugamakafela